CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 4. 09. 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Komentáře • 758

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Před měsícem +36

    Nyaya dzakadai ndodzichaita ndife ndiri single mother vana vangu vari safe pane kuroorwa futi puuu ndagwadziwa 😭😭😭😭

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Před měsícem +45

    Ruvimbo hero Basa vakuuraya unovaziva uvamukire vanhu kujeri mhondi nyarai wo mese kuponda mwana mudiki akadaro pamwe haasiriye akaba

    • @ShangwaDube
      @ShangwaDube Před měsícem

      Zvorwadza kani

    • @LeeLee-tn4oi
      @LeeLee-tn4oi Před měsícem

      Haasiriye akaba hamuna kunzwa hre zvichinzi mkomana ndiye akazoonekwa aine mari iyoyo

  • @user-cq2vf8nv7i
    @user-cq2vf8nv7i Před měsícem +70

    Stepfather vakatanga varaper mwana ngazviongororwe

  • @Mamaangie2024
    @Mamaangie2024 Před měsícem +53

    Veduwe musasiye vana nemastepfather your child is your first priority

    • @user-zj1jd8cw5z
      @user-zj1jd8cw5z Před měsícem +2

      Taura zvako musikana futi waigona kumurepa futi

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa Před měsícem +4

      Mana mai tinorwadzisa dzimwe nguva unovimba seiko kusira step father mwana wako

    • @fellyzindoga394
      @fellyzindoga394 Před měsícem

      Shuwa

    • @faithmukodzani876
      @faithmukodzani876 Před měsícem +3

      I know kuti KuZimbabwe kune nhamo asi ngatiregei kuzoita zvivindi zvekuzosiya vana especially ari musikana to make matters worse. Aizongorepiwa futi and apa step father vasvika pakuuraya mwana. Ini wangu haumubate. Ndosaka ndirikugara ndega ndisina murume vanhu vanondituka nekundishora vachiti why kugara up to this age ndisina murume ndovaudza zvakaoma kuti ndiwane murume anoda vana vangu.

    • @CarolinaMachipanda
      @CarolinaMachipanda Před měsícem

      Taura hako

  • @Loraine887
    @Loraine887 Před měsícem +9

    Mama shuwa mungasiya vana naStep father zirombe risingadi kushanda shuwa apa muchirishandira ,futizve mwana akabatwa chibharo nezigororo iro mhani haana kuenda kumwedzi ngwarai nemiwo futi ,

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 Před měsícem +9

    Zvinorwadza kuranga mwana zvekusvika pakuuraya here nhai weduwee ,please make everyone ane chekuita nekufa kwemwana uyu ngavanofira ku Jeri

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Před měsícem +6

    Ivo vanhu vemuzimbabwe munoshamisa munogona kuuya panhamo munhu afa makatadza nei kurandutsira mwana achirohwa mozotaura zvese zvamurikutaura mwana akapondwa vanhu vakatarisa mandirwadzisa vanhu vese vakauraya ngava tongerwe rufu nehurumende

    • @RosemaryMachaya
      @RosemaryMachaya Před měsícem

      Nhai zvako varikutondibhowa kuti vanhu vese vakatadza kubatsira mwana here

    • @Innocent-i7q
      @Innocent-i7q Před měsícem

      Just imagine hama yangu. Chavanogona kuzotaura asi pezvinoitika hapana anouya kuzorandutsira Zimbabwe yazara nehuRoyi . Ndagumbuka stereki. Kana ivo vakafonerwa vacho amai avo vafanira kuti siyai musamurove ndouya nemari yenyu.

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Před měsícem +15

    Usarara Ruvimbo trwisa vese akabata miri wako kukuponda nyarai wo Kani ityai Mwari heyo ngozi yamatora nekuda kuonererwa madzimai itai moyo wekubereka ndairwadziwa

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Před měsícem +18

    Mweya werudzii uyu veduwe. $100 ingaurairwa munhu here. Chero vanhu vezimbabwe vaibvisa mari

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 Před měsícem +60

    Stepfather chikurubi straight

    • @neliabrandymutenga4986
      @neliabrandymutenga4986 Před měsícem +2

      Nesu ana mai ngatidzidzei aaaaa

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Před měsícem +2

      I blame amai vacho..sei kutadza kugara wega munhu uchichengeta vana vako..shuwa kusiya mwana abe 16 years na Step father? Ko akabinywa? Kukara murume rudzii? Munopenga sterek vakadzi imim..munorambana nevarume venyu or kunhumburiswa nevarume vevanhu muchingoti munhu ndewaMwari asi morambwa zvese nenhumbu dzacho...nhasi mauraya mwana...usatomboti hee mwana wangu ngaa muke..stek yemukadzi kuda mbo🎉o kutadza kugara wega....i blame the mother 99%

    • @zoechihari6289
      @zoechihari6289 Před měsícem

      ​@@maiyeukai9346😂😂😂kukara murume kkk

    • @tracylyson1371
      @tracylyson1371 Před měsícem

      ​@@maiyeukai9346usapenge iwe imhosva here kuroorwa inga pataurwa wani kuti mwana aigara nasekuru hanzwadzi yamai vake nambuya baba ndivo vazokumbira mwana

    • @OmetChirwa
      @OmetChirwa Před 26 dny

      Yaa death sentence chaiyo

  • @zodwakhumalo2781
    @zodwakhumalo2781 Před měsícem +30

    Ayiwanepi hundred munhu anochengetwa nemukadzi, idora,,

  • @Tarisaitarwireyi
    @Tarisaitarwireyi Před měsícem +22

    Mapurisa ngavasungiswe zvinorwadza mafiro emwana

    • @DeekayDeky-bh2om
      @DeekayDeky-bh2om Před měsícem +5

      Nharaunda iyi ine vanhu vane hutsinye pavakanzwa kuti mwana ari kurohwa vakadii ku fonera mapurisa kana kuno nunura

    • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc
      @FelistasMhuriyengwe-dp8vc Před měsícem

      Unomboziva ere kut vanhu avambofungi mwana arikupondwa vanoti mwana arikurangwa ​@@DeekayDeky-bh2om

    • @momoza2985
      @momoza2985 Před měsícem

      Avaifonera mapurisa Iwo mapurisa Acho aibatsirana kurova mwana 😭😭😭​@@DeekayDeky-bh2om

    • @valerietakaruva9938
      @valerietakaruva9938 Před měsícem

      ​@@DeekayDeky-bh2omvemunharaunda Vanenge vachitorwadziwa futi kut akaenda kuHarare kunoshandira vana,kutorwadziwa kut akuwana mari isu tisina,vanenge vachingotarisa.

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Před měsícem

      ​@@DeekayDeky-bh2omtrue mupurisa wasabhuku akadii kumanyako haiwa village ine vanhu vasina rudo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před měsícem +10

    Maihweeee zvangu kuurayirwa mwana ngechikomba,ko mwanascana 16yrs aigara nastepfather sei nhy mainn,though makaenda kubasa. Zirume iroro ngarife mujeri,naivo maporofita why kubvuma kuda kunamatira munhu akarohwa. Maybe vakanhumburisa mwana baba ivavo kwavakuzama kudestroyer evidence. Nharaunda makanzwa mwana achiridza mhere ndobva mangozvivharira henyu musingabatsiri mmmm Moyo makaisepi vabereki

  • @user-un9of6fl4d
    @user-un9of6fl4d Před měsícem +7

    Imi mungaaiira step father mwana shuwa , Rest In peace Ruva.Dai makasiya henyu kunanasekuru vake

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před měsícem +17

    Vakaziva cy kuti ndiye aba vanhu havana moyo shem

    • @dadirainyevhe9146
      @dadirainyevhe9146 Před měsícem

      Nhai veduwe...kamudiro kanoita vanhu Mari Soo why 100$ chaiyo

  • @Chikatsa
    @Chikatsa Před měsícem +35

    Weduwee hakuna guva rekunzi akafa nekuti anga asina murume. Ma single mothers, honai makuurayisa vana ne rombe remurume risina kana charokupa nekuda kunzi Mrs,ndarwadziwa hangu 😭

  • @VincentKavhai
    @VincentKavhai Před měsícem +6

    anogona akatobatwa chibharo mwana iyeye ndobva azopomerwa mhosva yekuti aba mari yanga isipo, kwaive kutsvaga nzira yekumudzinga,,, asi haaa munhu haauraiwe kunge mbudzi kudaro

  • @brendasimango6847
    @brendasimango6847 Před měsícem +10

    Yoo wekehwedza akaita lucky cz akasvikawo pakuenda kuperiod

  • @PATIENCESYMON
    @PATIENCESYMON Před měsícem +12

    Newewo mkadz nxt tym usasiya mwana nemhondi

  • @user-ez5xl1pi6j
    @user-ez5xl1pi6j Před měsícem +8

    Zvakaoma veduwe ndosaka mwana wangu ari handbag yangu handichengetese munhu chomuwana ndinaye

  • @rumbidzaimunhenga974
    @rumbidzaimunhenga974 Před měsícem +7

    Kumuporofita kuendesa munhu wamarova zvimwe zvinhu so🙌

    • @faithmukodzani876
      @faithmukodzani876 Před měsícem +3

      Nhai kunotsvaga muroyi ivo vchiziva zvavaita mwana. Thats evil. Chatongova chijairira chepfungwa dzehudofo.

  • @bemberesdigest.
    @bemberesdigest. Před měsícem +47

    sounds quite like the Livingstone Sunhwa story.

  • @user-th9jp1ud4l
    @user-th9jp1ud4l Před měsícem +6

    Mwari pindirawo kuvana vadiki varikupondwa ndarwadziwa hangu

  • @Mabatho-ds6vd
    @Mabatho-ds6vd Před měsícem +13

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔Zvakaoma asi chandoziva munhu harovi

  • @pcostanyamukusa
    @pcostanyamukusa Před měsícem +1

    uyu murume andi shamisa uyu becoz varume vazhinji hativenge vana wevakadzi 😢😢😢we show them love kuitira kuti wana mai wacho watide nemoyo wese❤❤❤

  • @SmilingGamingHeadset-ep2ww
    @SmilingGamingHeadset-ep2ww Před měsícem +16

    Mwana we murume ndiye akatora mari

  • @PrimroseMudzanire
    @PrimroseMudzanire Před měsícem +1

    Muka mwanangu haufire mahara iwewe

  • @user-gw6bi4fy7b
    @user-gw6bi4fy7b Před měsícem +10

    Ko community yakadikuya zvavakanzwa kuti kunemwana arikurohwa

  • @user-eb8or4rg8e
    @user-eb8or4rg8e Před měsícem +8

    Vanhu sei muchi truster varume pavana vasiri vavo makuonaka zvakuitika

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Před měsícem

      @@user-eb8or4rg8e chero Ari wake Kani ini vangu vairohwa nevavo baba chaivo kuchikoro vasingaendi ini ndichishanda Ivo vachigara nevana ndakatosiyana navo baba vevana vangu ndatoona kuti vana vangu vangafa neni wacho ndingafe neBp nekurohwawo tese tairohwa

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Před měsícem

      @@user-eb8or4rg8e ndakaita kufonegwa nevaya vanoona nezvevana mumaraini veSocial welfare ndiri kubasa vakati vana venyu kuno varikurohwa kushungurudzwa vanhu veraini ndovakanga vapa report ndikainda kuZim kusvika nekuenda KuCourt kuramba murume nekutora vana vangu kudai kuchikoro zvikwereti zvega

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Před měsícem +5

    Ana mai dzidzai kuzvishandira pane kustvaga zvikomba ma stepfather

  • @user-pn2qh6uz6f
    @user-pn2qh6uz6f Před měsícem +6

    Akomana zvakaoma kusiya stepfather nemwana musikana ah

    • @NkueMpofu
      @NkueMpofu Před měsícem +1

      the pain INA amai inodzikisa misodzi so so painful

  • @ProgressMutandwa
    @ProgressMutandwa Před měsícem +10

    Kuroorwa uine vana vako kwakangooma

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Před měsícem +2

      Taura hako zvinoda uinetwako nezvinhu zvako murume anoku respector

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 Před měsícem +1

      Chichengetai marriage yekutanga,musanyengedzeka nemashamwari

    • @Chiedza-mm4dw
      @Chiedza-mm4dw Před měsícem

      ​@noahchahwenga2213 some marriages just fail.... if you fail to choose right partner

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 Před měsícem

      @@Chiedza-mm4dw but kazhinji chihure chanyanyisa

  • @tamirirashempofu1829
    @tamirirashempofu1829 Před měsícem +4

    Mweya wekurovana zvawatenderera munyika

  • @chairperson1440
    @chairperson1440 Před měsícem +1

    Vanhu vaivepiko mwana achiurayiwa 😢😢😢 MWARI MURIPIKO

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Před měsícem +3

    💔💔💔😭😭😭😭zvinorwadza Ruvimbo usazorore mwanangu vashaise zororo imbwa dzevanhu stepfather nemaneighbourhood

  • @OrripahNdarande-wg1jp
    @OrripahNdarande-wg1jp Před měsícem +6

    Uuuuum nyaya iri kurwadza iyi

  • @RumbidzaiKafurama
    @RumbidzaiKafurama Před měsícem +3

    Zvatove pane another level ummm chiiko 🇿🇼 yaputirwa nemweya wetsvina.Rip Ruvimbo

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před měsícem +7

    Community hachina rudo shuwa mwana kupondwa muchinzwa henyu kana kumubatsirawo ,kusvika mwana anyarara ,Ndizvoo hre hama dzangu ,vanhu moyo yenyu yakaendepi chaizvo

    • @EstherManiko-vd1tn
      @EstherManiko-vd1tn Před měsícem

      Taura hako zvorwadza izvi mwana kupondwapondwa vanhu vachizvinzwa kana kutora action moyo yavo yakasindimara vanhu veku halfway ko iye sabhuku kutomukira kunoita basa rake asi achinzwa kunzi kwakune mheremhere xem

    • @user-oe9rw8os6w
      @user-oe9rw8os6w Před měsícem

      @@EstherManiko-vd1tn unoziwa ndachiteera nyaya iyi ndaisa ma headfones APa pabasa pangu pane macanera ndachema zvekt I think mrungu achatobvunza chete kt chii chaitika ,I couldn't control myself,vanhu wasadaro ini ndarwadziwa guys

    • @EstherManiko-vd1tn
      @EstherManiko-vd1tn Před měsícem

      @@user-oe9rw8os6w zvorwadza xua

  • @ShellarOteng
    @ShellarOteng Před měsícem +4

    Ka mwana kemurume kemurume ndokanoziyakunemari

  • @kudakwashehlupo6246
    @kudakwashehlupo6246 Před měsícem +6

    kubata mwana kumuite nhapwa waita nherera kaaa

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza Před měsícem +4

    Mai sauti 😮😢vaidi kubata so painful 😭

  • @user-kr2ic1bv5x
    @user-kr2ic1bv5x Před měsícem +1

    Ndarwadziwa ,l could not hold my tears back .Justice for Ruvimbo

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 Před měsícem +3

    Rest in peace Ruvimbo... Mwari tisanganiseio nevarume vanotida nevana vedu.. Andinyoreba😢hamawe kuroorwa nemurume😢asingade mwana zvinorwadza 😢😢😢😢

    • @ConfusedAardvark-ci3gp
      @ConfusedAardvark-ci3gp Před měsícem

      Kungozvichengetera vana.venyu chii chakadaro kuda kunzi mune murume here.wwkutochengeta futi

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před měsícem +8

    Tipei kusvika kwazviri kuperera😢😢😢

  • @newtonmavondo8400
    @newtonmavondo8400 Před měsícem +10

    Baba ivavo ngavasungwe, tinokumbira more than 2 life sentences. Mutemo ngautore Basa rawo. Zvinorwadza.

  • @busisiwecorneliamsipha4463
    @busisiwecorneliamsipha4463 Před měsícem +11

    Make sure u give us the next part taneta nekupuwa nyaya dzichingoperera mundzira

  • @auxilliakapotsa168
    @auxilliakapotsa168 Před měsícem +1

    I hope as we a talking now this step father ava vatohvarirwa

  • @RuvimboDzinduwa
    @RuvimboDzinduwa Před měsícem +3

    Sazita wangu shame zvinorwadza veduwe ndarwadziwa nyika yashata

  • @stellahchakwenya1335
    @stellahchakwenya1335 Před měsícem +1

    Sabhuku makadi kuyenda husiku ihwohwo pamakanzwa kuti mwana akurogwa

  • @user-ez4ld7qg2l
    @user-ez4ld7qg2l Před měsícem +1

    Haaa imi sabhuku makaregereiko kuenda zvmakanga maudzwa kty kune arikurohwa haa muchaita sabhuku venhema imi nxaaa

  • @monicaasefa3810
    @monicaasefa3810 Před měsícem +1

    #JusticeforRuvimbo. Vese vane chekuita ne kufa kwa Ruvimbo straight kujeri. Ruvimbo mwanangu vabate bate.

  • @SurprisedHot-AirBalloons-lx6cz

    Zvinorwadza weduwee

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329

    Jesu pamberi pezvose satan pasi naye hana zano muupenyu hwenyu, Jehovah Gweta Guru Rwirai, ipai Mhuri iyi Comfort we Mweya Munyaradzi Kundiso, Zororo, Runyararo ne Mufaro after Justice, Vengeance the Battle you said is yours, Amen🙏🏽

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Před měsícem +7

    Hapana $100 yakambobiwa apa,vanga vakangovenga mwana uyu

    • @Varaidzo83
      @Varaidzo83 Před měsícem +1

      Vanogona vaitibata mwana zvinorwadza veduwe 😢

    • @tenjiwemusango6496
      @tenjiwemusango6496 Před měsícem

      Kana dai iripo hayayi mbofira mwana uye nobody knows akaiba

  • @user-gw1ej9et8z
    @user-gw1ej9et8z Před měsícem +1

    Weduwee wakadzi ngatirege ku truster wanhurume kusvika pakuwasiya wega even baba wacho ndapota hangu 😭😭😭😭😭😭 ndarwadziwa hangu baba awa waurayisa mwana

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii Před měsícem +2

    Zvakaoma mwana afa achitambura

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 Před měsícem +4

    Mai vemwana shuwa nemiwo mungasiya mwana nastepfather muchinoshanda ummm

    • @enchiladapatati379
      @enchiladapatati379 Před měsícem +1

      You can say that again. Ko ivo anasekuru ava vaivepi mwana achisara nastepfather. Aimboba here chigariro chake. Hupenyu mutoro chokwadi

  • @bernard9830
    @bernard9830 Před měsícem +1

    In such a situation crying is the last option. Can't imagine the pain, anguish the community is feeling

  • @LobengulaPadzakashamba-nc6jk

    Baba avo vekutsika mwana ne jumbo ngavafe nekurohwa vanhu ngavabatane izvi zvekuti auraya munhu oyendeswa kujere zvinobatsirei vanhu ivavo vachinovanzwa kuma jere nharaunda ngaidzidze kuuraya mhondi

  • @gadzikwapauline
    @gadzikwapauline Před měsícem +2

    Yes ngavasungwe step dad we want justice😭😭😭😭ndagwadziwa hangu

  • @user-xf1ol2sf4f
    @user-xf1ol2sf4f Před měsícem +1

    Zvakawoma hazvo chii chapinda vanhu ku Zimbabwe

  • @pabloshoko3955
    @pabloshoko3955 Před měsícem +1

    Community yedu inofanira kubatana kwete kungoti takanzwa then what's next😢😢😢

  • @user-gw1ej9et8z
    @user-gw1ej9et8z Před měsícem +1

    These days wana stepfather hawasi wekutruster mabhinya ,mhondi ,zvese chero wana baba wacho 😭😭😭😭

  • @LebriattoSithole-tg1ww
    @LebriattoSithole-tg1ww Před měsícem +1

    Ruvimbo Ruvimbo Ruvimbo usarara dzehumambo mwanangu muka urwe hondo dzako vakakurova vese unovaziva 😢😢😢😢

  • @alwismukucha
    @alwismukucha Před měsícem

    Mai Sauti Mai Kadonzo Shabhuku Chigumbu ndichirikukurangariwai but I'm lost kuti zita ramai vemwana ndiani

  • @anywaymukaka2178
    @anywaymukaka2178 Před měsícem +2

    Haaa inyaya inorwadza zviripachena kuti mwana haana kutora marii ... mapurisa vese na step father ngavapike life in jail .. imhondi idzi

  • @user-mc9qx7wl1w
    @user-mc9qx7wl1w Před měsícem

    Paarl paarl farm Chii nhaimi mhondi kujeri kurova kusvika afa Chii ichocho ,kana Dai Anga ariye akaba, ko mukaona Asiri iye akaba muchaitei ,iwo mapurisa Chii chakadaro nxaaa ndagumbuka Fani

  • @lorrentapera7775
    @lorrentapera7775 Před měsícem

    Ndarwadziwa zvangu ini nenyaya iyi

  • @FungaiSandraSekani
    @FungaiSandraSekani Před měsícem +2

    Rest in peace muzukuru wangu😢😢😢 still in shock kuti waurairwa mhosva isiyako , you should revenge mwana wemwana wangu 😢😢 show them kuti hausi huku

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7z Před měsícem +3

    Zvakaoma.mwari pindirai nyika yazara mhondi

  • @user-oj4ew5jg4e
    @user-oj4ew5jg4e Před měsícem

    Mwana kumuka hapasisina mhamha chakungoda apaa police ngaite basa sebasa tomaneibour wood ngaturorwe kusvika twasha chekuraramira nemarwidzo arikuita hepunyu kushinga kuti ushandire mhuri ikure rimwe rouya rongoponda hazviko izvozvo ndazofunga pihwaii mwana wenyu moms

  • @user-vi9ns8rv9l
    @user-vi9ns8rv9l Před měsícem

    Masingle chengetai vana venyu veduwee,honai zvazoita manje zimurume risingashande ndoramakutochengeta nokuda chinonzi murume

  • @IMAANADAMMWIKALA-dv6nu
    @IMAANADAMMWIKALA-dv6nu Před měsícem

    Let justice take its course...vese mukati. Imwa dzevanhu

  • @nigelhartzenberg8324
    @nigelhartzenberg8324 Před měsícem +2

    Mhondi ngadzitongwe hupenyu hwese mujeri plz vanhu havachatye kuuraya vanhu coz mutongo mushoma wavarikupihwa .vanhu varikuuraya ngavapihwe mutongo chaiwo

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 Před měsícem +2

    Ndarwadziwa hangu zvakaoma

  • @RudoMagadzire
    @RudoMagadzire Před měsícem +4

    Ngavasungwe

  • @user-xg9oq2ih7o
    @user-xg9oq2ih7o Před měsícem

    Imi mai muribenzi kuciya mwana nastepfather nkuipa kwaita nyika,hmuna moyo mai imi mauraisa mwana

  • @MirriamKanoda
    @MirriamKanoda Před měsícem

    Zvekuroorwa zvikaramba sadzokorore uchinzi ndokuda nevana vako nembwa idzi matuzvi varume akasauraya mwana anoraper mbwaaa

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Před měsícem +3

    Mari ykabiwa natsungi Mwana vemurume

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 Před měsícem +4

    Imhondi munhu uyu step father uyu ngaasungwe afire mujere nxaa

  • @benhildalongias9010
    @benhildalongias9010 Před měsícem

    Rwisa muzukuru wangu kukuuraya kwavakuita I'm heart broken Ruvimbo muzukuru

  • @user-xk3wb4gh1u
    @user-xk3wb4gh1u Před měsícem

    Veduwee mazivakidzani ose aivepiko mwana achipondwa nhai ishe wangu ndarwadziwa😢😢😢😢

  • @forgetjenyura3369
    @forgetjenyura3369 Před měsícem +1

    Either Mwana wemurume or baba iwawo ndovane Mari
    Rest in peace Ruvimbo

  • @patienceNyamanzi
    @patienceNyamanzi Před měsícem

    udzanai udzanai amai komaipa Amboy friend mwana seiko shem ndarwadziwa mwana atambura

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz Před měsícem +3

    Ummmm kuda vakamu repa nokuzoti achaudza hama ndokubva vamurova zvekumuuraya

    • @lucymasedza4703
      @lucymasedza4703 Před měsícem +1

      True akarepwq mwqna uyu

    • @user-qq4eo8cg6q
      @user-qq4eo8cg6q Před měsícem

      Haunyepi Ruth mwana akatanga arepwa vakaona kuti anozotaura vakamupondesa

  • @rangariraizvidzai7535
    @rangariraizvidzai7535 Před měsícem

    Ko mai makuda mwana afa bt ari mupenyu maisiya achigara nemhondi iyo stepfather. Ndabatikana zvinorwadza 😢😢

  • @user-hu3hu2qk7t
    @user-hu3hu2qk7t Před měsícem

    Zvakaoma mwana ngaatariswe kuti baba ava havana kurepamwana uyu vasati vamurova

  • @user-vq9ro2cd7d
    @user-vq9ro2cd7d Před měsícem

    Chokwadi vanhukadzi tirikukwadzisa vana nekuda kuroorwa ini ndarambana nemurume handiite handirororwe kukanganisira mwana vangu nekuda kwekuroorwa never madzimai ngatikoshese vana

  • @TarisaiMadenga
    @TarisaiMadenga Před měsícem +1

    Mapurisa na step father ngawaiswe mukati vane mhosva ndarwadziwa mufunge ma step father musazodaro ndachema

  • @robsonvanmadagascar1057
    @robsonvanmadagascar1057 Před měsícem +1

    Step father anenge akarepa mwana 1st then ndokutsvaga kuti wonyepa sei ,,,nyangwe mnhu akarohwa sei hazviite kuti aende kuma period... Makarov step father vanotaura chokwadi

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 Před měsícem +7

    Mai iyo kuenda kubasa uchisiya girlchild nastepbaba nxaa

    • @PasiChaparadza
      @PasiChaparadza Před měsícem

      Maida vaitesei ivo vachitambura....Handiti vaida kunotsvakawo pundutso. Moyo wemunhu chete maStepfathers anotori nerudo

  • @DerekDenhere
    @DerekDenhere Před měsícem

    Ummmm😢😢😢veduwekaa so sad. 100dlz here kupfudza mwana nemari yayizongotsvagwa imwe.. Rip ruvimbo

  • @user-ku6pz3pm7p
    @user-ku6pz3pm7p Před měsícem +3

    Mazipurisa amunangangwa anozviita zvekuponda

  • @trishchihoto1469
    @trishchihoto1469 Před měsícem

    💔💔💔 eish dai maurya wangu mai pera mese family because kutaura kudai ndirikuchema ndega mwama asiri wangu what more muridzi wemwana

  • @michellemupfeki2759
    @michellemupfeki2759 Před měsícem

    Let's hope stepfather vatove mukati kare.vaka rova mwana vakamurepa mapurisa ngaaongorore nyaya

  • @alexhomela5526
    @alexhomela5526 Před měsícem +1

    No government...in zimbabwe

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 Před měsícem +1

    Dai makatorao mwana sekuru makangogara nayeo .yaitove risk chaiyo kuchengetesa stepfather a girl child.nesuo anamai ngatiendesei vana kunambuya hazvisi safe izvo zvekuchengeterwa mwana na stepfather

  • @user-ex5fr8zj8n
    @user-ex5fr8zj8n Před měsícem +2

    Aaaaaa hakuna zvakadaro Ruvimbo usarara zvachose mwana waamai mama itai plan kty Ruvimbo adzokere vanhu vasina moyo ava hurumende inofana kukanda vanhu vakadai muacid cozy mapenzi
    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 RIP RUVIMBO

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Před měsícem

    Baba ava varikutaura maidi kuuya pamakaziva kuti mwana arikurohwa…. Vanhu vemumaraini Makadini kuenda kunobatana morova baba ava

  • @NancyM-mj9pk
    @NancyM-mj9pk Před měsícem +1

    Ungat anohoreswa iwo mapurisa acho police ruzevha hr ....ngozi yamuka Ruvimbo usavata .....iwe chikombo haude mwana wemkadzi apa haushandi unoshandirwa nemkadzi