😅Akashimanda Ndimi Dzechipostori Mudare Ramambo Achiramba Nyaya

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 1. 11. 2023
  • Hudba

Komentáře • 126

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před 9 měsíci +8

    Madzimai ngatiregei kudestroyer life yevanasikana vedu kana mwana atadza ngaarangwe nemumwe mutoo kwete kuroodza mwana aripasi pe18 yrs dzimba dzamurikuisa vana idzi dzakaipa vanokurira munhamo mwana kubviswa humhandara hazvireve life yake yaguma nxaaa wat type of a mother

  • @prettymachingura4281
    @prettymachingura4281 Před 9 měsíci +8

    Kkkkkkk asi mkomana wendimi anopinda church ya passion Java here 😂😂

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  Před 9 měsíci

      😅🤣🤣🤣

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Před 8 měsíci +1

      😂😂😂😂 Asi kwaPassion Java zvingangoyita.

    • @NomaSibanda-ie3tb
      @NomaSibanda-ie3tb Před 8 měsíci +1

      🤣🤣🤣 yah 💯💯💯unoona chogwadi wagu ndizo vanhu banonamata satanism

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před 9 měsíci +6

    Kana usingadzwe mweya hamungazvidzwisise

  • @patrickmupari444
    @patrickmupari444 Před 8 měsíci +2

    Number one mambo magonesa mukaona muchitonga ndimi dzichibuta pakaipa 😂😂😂😂😂

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Před 9 měsíci +3

    Dunhu rabushu harina order chihure ruzha kushaya respect etc

  • @jayncube3915
    @jayncube3915 Před 9 měsíci +11

    Sound quality vakomana is very poor.. can’t you get some boom mics or something?? Otherwise the cases are entertaining.. mareality shows for real.. thanks PahashTv

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  Před 9 měsíci +3

      Keep on subscibing we are trying our best to get equipment

    • @afronews7034
      @afronews7034 Před 9 měsíci

      Hapana demon kuzviitisa hethought mambo vachagogoma vacation nope ya mautube aanakaranganda mahuchi.tavekuwanakwekuseka nekuswera chetezvivanqmusindoaah ma1

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Před 8 měsíci

      Taura zvako, kana neniwo I prefer maRealiy shows than tumwe tunyaya twekunyepa twatinombopihwa kune mamwe maUtube-channels, especially tweN'anga, maProphets, njuzu, hurombwa nengozi.

  • @pascaliamugwagwa8428
    @pascaliamugwagwa8428 Před 8 měsíci +2

    Bushu good leader

  • @user-ft4df1wx8q
    @user-ft4df1wx8q Před 9 měsíci +2

    Mambo kunzi mambo vanhu munobva matuka umwe murume kudaro nei itai order mambo imi musatyisidzire vanhu tongai nyaya sezvairi kwete kutonga munhu mosiya nyaya kwanai mambo imi respect pliz

  • @maxwellnyamvura3498
    @maxwellnyamvura3498 Před 9 měsíci +5

    Mambo Mutasa nevekuConcession chete ndivo vanoziwa kutonga

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 Před 9 měsíci

      Ndevapi ivavo?

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 Před 9 měsíci

      Bushu anogona kunyanya dzevana idzi nemhombwe haajaidze.Katadzawo dare 1 hazvireve atadza zvese

  • @andrewsimaila1556
    @andrewsimaila1556 Před 9 měsíci +2

    Mambo mungafa kuisa munhu chain here mekutabudirwa ne Mweya, saka munhu akabudirwa ne Mweya wengozi munotomuisa cheni, 😢😢😢

  • @ssam1430
    @ssam1430 Před 9 měsíci +5

    Kkkkkkkk ndimi dzefake porofita manyama, hapana mweya mutsvene apa zidemhoni iri isai cheni ritonhererwe forever

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Před 9 měsíci +3

    Kkkkk mapostori acho zvavari kuseka mumwe wavo😂😂😂😂

  • @trustzuze
    @trustzuze Před 9 měsíci

    Bushu number 1

  • @prettymoyo4594
    @prettymoyo4594 Před 9 měsíci

    😂😂😂😂😂 hanzi akashimanda

  • @kwik-wind-o-kleenmallandsh2950
    @kwik-wind-o-kleenmallandsh2950 Před 9 měsíci +8

    Zvave zvekujairirana here nhai vabushu dzidzai kutaura nevamwe varume vakuru zvakanaka nxaa

  • @hazeljanuary3333
    @hazeljanuary3333 Před 8 měsíci

    My favorite mambo

  • @user-yr5su6ul3k
    @user-yr5su6ul3k Před 7 měsíci

    Kkkkkwa ndimii mudare kkkwa Zim inonakidza

  • @charlessengweni8349
    @charlessengweni8349 Před 9 měsíci +1

    Mahumba mahumba 😂

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume3273 Před 9 měsíci +1

    Noise muDare ramambo Bushu inonyanya gadzirisai ipapo plzy

  • @clemencemachimbirike4281
    @clemencemachimbirike4281 Před 9 měsíci +1

    Paita ndiki kkkkkk

  • @user-mj9tt6vv7f
    @user-mj9tt6vv7f Před 9 měsíci +1

    Noise kunyanya background apa ndofarira kuterera nyaya dzachoa

  • @LinetChipfurutse
    @LinetChipfurutse Před 9 měsíci +1

    Haaa mambo mwana musikana uyo anedambudziko chairo

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q Před 9 měsíci +2

    But mambo kutuka mozokunyanya tongai musavhundusira vanhu, mambo vanhu

  • @barnabasndira6953
    @barnabasndira6953 Před 8 měsíci +1

    Sound yacho ma1 kunge vari mudrum

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Před 8 měsíci

    Chief bushu vanenge vakuoengawo ava vanoda kudii ko msimboita kunge munotonga chaixvo wanie

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Před 9 měsíci

    Muchinda anoda kuvhundutsira matare here uyo😅😅😅 kuda kuita “devil is a liar” yana Jatiwero kkkkkk “turu turu gwere gwere”

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 Před 7 měsíci

    kkkkkk ndimi kkkk

  • @MRE446
    @MRE446 Před 8 měsíci

    Bush bush respect others please ,musatonga pachiZanupf , everyone he or she must feel free to give his side ,Tonga zvakanaka kwete kutyisa vanhu iwe munhu habatwe nenhosva achinyatso kuudzwa ,kamusikana ako futi makanzwa here kuita sekuti hakana kunakirwa kanotonda mombe mambo tongai zvakaedzana,uye vakarara musango rovai kwese mombe musikana mombe mukomna

  • @timothymafuta1967
    @timothymafuta1967 Před 8 měsíci

    Mmmmmmm mambo imi ka

  • @user-yz1cz2rk6u
    @user-yz1cz2rk6u Před 9 měsíci

    😅😅

  • @sanyatwelawrence
    @sanyatwelawrence Před 8 měsíci

    Ozemwa 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @andrewsimaila1556
    @andrewsimaila1556 Před 9 měsíci +4

    Chihure kwa Bushu chanyanya, Bushu avakupfumisa vanhu kuti vana vavo vaite chihure

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 Před 9 měsíci

      Problem kumapurazi muma mine saka vanasikana aanongoitazesezvese vakadzi wachoo warimudzimba ndizvozvo futi

    • @user-zb4ze9ug2c
      @user-zb4ze9ug2c Před měsícem

      Ko varume vano ripisa zvikomba mombe then wotonogara ne mukadzi mumba ? That's business .

  • @fadzaimacharaga98
    @fadzaimacharaga98 Před 8 měsíci

    Kkkkkkk😂😂😂😂❤

  • @takemoregoko5346
    @takemoregoko5346 Před 8 měsíci

    Ko mfana uyoo anotaura ndimi iye achienda kuchurch kwamakanda

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 Před 9 měsíci +1

    Ndomastaira ka aya ndimi dzefake idzo

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 Před 9 měsíci

    Muisei chain kkk kangaroo courts.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 9 měsíci +1

    Mweya wacho ndewei mudare zvimwe zvacho wo so kuzviitisa. Mkomana nemscana vaifanirwa kupihwa punishment vese, muscana ane misikanzwa mukanzwa zvataurwa nagogo vake munhu anonzi huya kumba oti andiuyiko hunhu rudzii ihwohwo

  • @marthatakaza3105
    @marthatakaza3105 Před 9 měsíci

    Kamsikana hakanzwewo

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 9 měsíci +1

    Drama iro dai ndirini Chief ndaitoda mombe ye noise yaakaita iyo kkkk

  • @EnviolaterChamboko
    @EnviolaterChamboko Před 8 měsíci

    Mambo avo vanotuka vanhu Matongero avo ndenguva yehondo ndavamaka

  • @nicolegomez6056
    @nicolegomez6056 Před 9 měsíci +1

    Do something nenyaya yesound pliz

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Před 9 měsíci +1

    Vapfanha vanoromba ava kkkiii 😂😂😂mweya rudziii uyu ummm?????

  • @MRE446
    @MRE446 Před 8 měsíci

    Respect please Bush

  • @gideonmanyusamcips3310
    @gideonmanyusamcips3310 Před 9 měsíci +8

    But Mambo apo vakanganisa pakuda kusunga mukomana uyo. Hakusi kuda kwake. Ndakatomboona futi mudare ra mambo chigodora vekwa Mutare vamwe ambuya muporofiti vachichema nengoni vashungurudzwa saizvozvi. Vanhu vakati hee varikudheerera, but pakatozodaira futi nen'anga dzidairana namai ivavo. Zvinhu izvi hazvina formula, zvinongouya pazvada..

    • @munekanimunekani6115
      @munekanimunekani6115 Před 9 měsíci

      Mambo was very right. Mweya Mutsvene waMwari ahusviki zvisina order izvo.

    • @shupikaiziwange3079
      @shupikaiziwange3079 Před 9 měsíci +2

      Hezvo ngoni ndodzinorambidzwa nhandi mudare asi madhimoni achibvumirwa

    • @gideonmanyusamcips3310
      @gideonmanyusamcips3310 Před 9 měsíci

      @@munekanimunekani6115 makambounzwa here mweya mutsvene uyu kana kuti mungounzwawo pane vamwe vachitaura? Ini ndiri madzibaba uye ndirikukutaurirai zvandinoziva. Tine vanhu vakatobatwa nemweya mutsvene vachitori mubhawa vakatozoita basa gurusa ramwari .

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 Před 9 měsíci +1

      Mweya wauya hauurambidzi ndochokwadi. Kungoti vanhu hawazvinzwisise

    • @cashwellmudende-ib3fy
      @cashwellmudende-ib3fy Před 9 měsíci

      Kkkkkk hanzi muisei ngechani zvipere

  • @sevaseva836
    @sevaseva836 Před 8 měsíci

    Pahasha sei musingatore nyaya kusvika kumagumo. Most of your cases anoperera panzira tisina kunzwa verdict

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Před 8 měsíci

    Chief bushu kna muchitonga musaite roughe kune vamwe tongai zvskanaka please

  • @JuniorShelter
    @JuniorShelter Před 9 měsíci +1

    😂😂😂😂

  • @whytemasi1638
    @whytemasi1638 Před 8 měsíci

    Java mudare ........

  • @pridemangwiro1873
    @pridemangwiro1873 Před 8 měsíci

    😂😂😂kkkkkkkkk

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 Před 8 měsíci

    Chief Bushu matonga zvisina kunaka apa

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Před 9 měsíci +2

    Background kune noise ,vanhu kuseri please noise isu vanoona u tube hatizonyatsonzwa

  • @shielahyvonnemakokowe6667
    @shielahyvonnemakokowe6667 Před 9 měsíci

    Noise mudare iri yakanyanya pliz pangadzirisei ipapo kana vana Dai vasara kumba

  • @chasura1791
    @chasura1791 Před 8 měsíci +1

    Team panganai java😅

  • @user-xu2ng6kp1s
    @user-xu2ng6kp1s Před 9 měsíci +2

    Nhasi matadza kutonga munenge mune ma previous ne family iyi

    • @tatendamadembo8147
      @tatendamadembo8147 Před 8 měsíci

      Ichokwadi. He was clearly showing side asingamboda kunzwa divi remukomana. Haasi mutongi Ari professional ane rough and he lacks independence and respect

  • @susanmatiza7142
    @susanmatiza7142 Před 8 měsíci

    Chief vanotongera chitororo avo

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Před 9 měsíci

    Kkkkkkkkkkk

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před měsícem

    Cameraman tiratidze munhu anotaura eish

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 9 měsíci +3

    Saka ndimi chetema kwaBushu ,asi Ngozi nemashavi hazvirambidzwe ,kana mu court mweya mutsvene unouya ,Peter ari mujeri akataura neNgirozi wani majeri akavhurika ngetani dzikadonha ,nxaaa

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Před 8 měsíci

    I wonder why vanakomana vachiita misikanzwa kana vachizotya kutora responsibility for their actions?.

  • @user-xu2ng6kp1s
    @user-xu2ng6kp1s Před 9 měsíci

    Bushu akuda kuita sa nyamaropa kusa kudza vamwe vanhu mandibhowa

  • @REDDOT-STUDIOS-ZW
    @REDDOT-STUDIOS-ZW Před 8 měsíci

    Sound quality haaaa tibatsireiwo

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q Před 9 měsíci

    Noise dare renyu futi rotobhowa kuteerera

  • @user-go9hd9nq5y
    @user-go9hd9nq5y Před 9 měsíci +1

    Mambo vakatinga unfairly APA 😢😢

  • @tmachingura741
    @tmachingura741 Před 4 měsíci

    Anoshandepi mamwe uyu iye achiri under age

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Před 8 měsíci

    Inga vanhu vano tamba na mwari veduvee

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 9 měsíci

    Vabereki musasapota vana kuzouya family yese. Iwe muscana unoda kurohwa

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Před 9 měsíci +3

    Kkkk muisei chain .muisei chain ..prophet in the realm of the spirit .maoneswei papaah😂😂

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Před 8 měsíci

    Mukoma wemufanha uyo aririswa nendimi nehasha dzekuti vambunyikidzwa

  • @WayneMakisi
    @WayneMakisi Před 9 měsíci +1

    Chief Bushu mune basa nemhuri yenyu iyi

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před 9 měsíci

    Bushu taurai nevamwe varume zvakanaka mambo uyu ane kakuzvikudza sooh kaanako kakuzviti ndiye wacho nxaaa tipei headman chigodora pliz

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Před 9 měsíci +1

    Ndimi mudare here kkkk

  • @user-ft4df1wx8q
    @user-ft4df1wx8q Před 9 měsíci

    Kakamborarepi kazosvika kumba kwemukomana kwaedza baba imi tsiurai hure renyu kakatorara kachi kwirwa neshamwari yemukomana kwakuzomuko kaunza uku makuseni nxaaa

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote Před 9 měsíci

    Tipeyi number dzemadzishe please ndinonzwa hasha mani haaaa

  • @brytonmasaire5542
    @brytonmasaire5542 Před 8 měsíci

    Mambo vanotongera hutsinye

  • @percymawere3793
    @percymawere3793 Před 9 měsíci

    Bushu wakonzeresa kuti mukomana abudirwe naFake mweya nekuti aona kuti wanyanya kutuka vabereki vake ivo varipo.

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Před 9 měsíci

    Mambo Bushu dare ngariite runyararo iri taneta nenoise iyi

  • @BRIANCHIWESHE
    @BRIANCHIWESHE Před 8 měsíci

    Uyu muchinda wamunoti bushu uyu anombobhaiza dzimwe dzenguva

  • @chibwarisvo4154
    @chibwarisvo4154 Před 9 měsíci

    Mambo uyu wakutadza mhanje uku nzvanyirira vanhu uribwa iwe mambo iwewe une hutsinye

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx Před 9 měsíci

    Ava chavo kungoda mombe dzevanhu chet apa unonzwa achiti mombe 7 dzobvepi dzekungopa munhu

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před 9 měsíci +1

    Vana amai vanouya nevana kudare zamai plz kuti vana vasaita noise kana kuti vasiyei kumba

  • @phillapohnkanali1279
    @phillapohnkanali1279 Před 9 měsíci

    Kkkkkkkkk hanzi namambo muisei chain

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm Před 8 měsíci

    Apa now murikumubudisa pa camera mfana uyu naye under age vese saka vanogoripiswapaiko 18 ndoinotenderwa bushu panyo pako iwe hauna chaunoziva

  • @mcclaytv4760
    @mcclaytv4760 Před 9 měsíci +2

    mambo bhushu today you disapointing me ndaikurumbidza kwazvo asi matauriro amaita nababa avo hahana rukudzo mind you varume vakuru ,,, kunyangwe vane maonero nemafungiro avo panyaya iyiiii learn from headman chigodora mambo mutasa

    • @muzezuru
      @muzezuru Před 8 měsíci

      Baba ndivo vatanga kushaya respect kudare now chief vabva varova muswe wacho zvonzi vatadza kutonga

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 Před 9 měsíci +1

    Andarautsaka akashomona akashimanda akamwangangamwanga ukatsa here 😊?

  • @sashamare1722
    @sashamare1722 Před 9 měsíci

    Hmm nyaya iyi too many gaps variko varikunyeba. This boy is condemned before facts gathering. Matongero akadai its wrong. Kuita kutonga nechibakera hapana kwatiri kuenda nazvo zvi henchman zve ZANU

    • @delightchinosengwa1431
      @delightchinosengwa1431 Před 9 měsíci

      True nyaya iyi ndeyekunyepa hanzi nemusikana takarara frnd yangu yakatimirira 😂😂😂

  • @munekanimunekani6115
    @munekanimunekani6115 Před 9 měsíci

    Kubudigwa nhema uko. Akubudigwa nekuti mning'ina akaita mhosva. Musatunidza mweya yesvina. Ndimi dzekunyeba idzo nxa. Ayidii kubudigwa kuti mpfanha wake asaita msikanzwa?

  • @user-go9hd9nq5y
    @user-go9hd9nq5y Před 9 měsíci

    Ahhh mambo manyeba pakutonga plus kudeerera mhuri iyi tongai murugwara kwete kunyeba kana kukara

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w Před 9 měsíci +1

    Dare iri rinongotonga nyaya dzechihure chete

  • @Bhaseranoraman-rj2tm
    @Bhaseranoraman-rj2tm Před 8 měsíci

    Bushu vana ava vadiki vese hapana anofanirakutongwa wapata bushu iwe hausi mambo fokofu vana vakainzana ava

  • @donaldmadong8982
    @donaldmadong8982 Před 8 měsíci

    U are just a farm manager
    Ah ipersonal

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 Před 9 měsíci

    Mukuvharireiko face yemunhu akasakadzwa kare uyo...tiratidzei timuzive zvedu isu!!

  • @vimbaigumunyu2137
    @vimbaigumunyu2137 Před 9 měsíci

    Ndakambozvitaura, let me say it again..... Chief venyu is arrogant and very rude!