HARARE....AMAI VEKUGARA NECHITUNHA VANOTI CHAKANHUWA NEKUTI MUFI AIVE ARWARISA
Vložit
- čas přidán 4. 01. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Zábava
This woman deserve to go to jail Period! To teach a lot a lesson who will behave like her. You mean you’re not in good books with anyone around you, your neighbours, your in-laws, not even members of your family are heard of?? It’s just you, your husband and your kids???? Something absolutely wrong here. She should be held accountable for the death of her husband and for keeping his body in the house for days without reporting it or alerting his members of the family of his death. I truly don’t hear what she’s trying to say there! Nonsense!
Mbuya ava akaoma moyo zvandinoziya panofa munhu tinoridza mhere. Dai akaridza mhere vanhu vakaziya mbuya ava havana moyo zvachase
Exactly munhu we ngwari!
Amai ava vakachenama sherm vakavhura murume wavo vakavhara vakarara kuti kuedze vazoenda kupolice umm muroyi uyu kushaya kana saheira paraini
Nhy Inga munhu akaf ukangoridz mhere vanhu vanouya voona wani
Imagine munhu wofa worara womuka woenda kubasa woswera wodzoka manheru worara kusvika kwayedza yoo
Munhu unoti vavakidzani hautauri navo hama ummmm vane problem Mai ava
Yaaa Mai ava inhinhi chaiyo ipapa vatokititengesa mutown handifunge kuti varikumbochema murume vakutotsvaga mari haa Mai ava vane nyaya ko why pasina hama yavo yakauya kuzovanatsira hurwere hwemirume ko land lord yavo ayivepi zvese izvi zvichiitika Mai ava vakarohwa vanotaura chokwadi ava
@@marydzenga3516 vanoda shamhu ava shuwa Rega vachename chisi hacheri musi waCharimwa
This is a mental case ,, munhu ane murume ari muMortuary anowana time dzekuita nharo.kudai so ,, hazviko izvi
Mai avo problem chaiyo vainetsana nemanext door nehama dzemurume hamuoni kuti kukonewa uko murume zvose nekurambidza mai vemurume kuona mwana wavo
Dai vakatsemura muromo wacho istupid mother
Vakatochema vakapedza Kare kusvika anhuwe vakatopedza shungu kana kumboita semunhu akafirwa
And imagine isu kumanext door vanotonzwa ne mhere kuti pafiwa ivo pavakaona kuti afa vakangoti vanangu ngatirarei toona kwachena iiiii something is wrong with her
Akauraya wega Mai varikunyepa ava
Uuuuuum kuenda kubasa mangwanani murume asina kudya modzoka na9pm morega kuita hanya nekubvunza kuti maswera sei kusvika na11pm.
Munoroja saka mamwe maroja hamaigona kuvataurira nei
Nyaya yenyu gaina kujeka
Ko iko kuti mamukasei hako munhu waurikuziva kuti aachiti ndirikupera simba nhaimi. Haaa mai ava ndavatya ini ko kutiwo veduwee huyai muone left right center ese maenermies makambozvinzwepi
This woman went through a lot, I can imagine her trauma
True vanhu vanongotaura zvisina basa
Kushinga kuvata nechitunha uchitomuka uchienda kubasa murume afa amai ava vakashinga moyo shem murume pamwe akatofa hake nenzara chaiyo
Taura hako zvinogana kudaro
Amai ava itsotsi varikuzvidefender asi chokwadi vakasiya murume achigara mumba akafa plus zvemazino vanonyepa zvese zvavarikutaura
Vakangwara havo
Mazino akabva kare kare
This interview was badly done I'm disappointed in you Drewmas media 🚮very bias so why interview her kana muine opinions and truth already
Mibvunzo iri valid. Hapana kuresva pakubvunza kweDrewmas.
Biased papi munhu ane 48 years haazivi kuti munhu afa here munhu ungatadza kuridza mhere waona murume afa imika she is lying uyo
There is nothing wrong pakubvunza apa weldone ne shamba this lady is evil
Ndozvaanoita kakawanda. Ndinobva ndasiya
@@user-fr2fg8fh8kvery very evil vanotsamwisa mai ava
It sounds like the husband didn’t have strong relationships with his relatives as well?
Amai ava vanoroya bedzi ,, haiwawo tunharo twacho ummmmmmmmmm
Pandityisa ndepekt ndakafunga kt akarara kubva na4 wagomuka na7 kuenda kumusika wagodzoka wagorara futi
True speaker
Murume uyu aiva pasi pe mukadzi Mai ndivo vaitonga pamba apa
That's my point panzi iye Mufi akaramba ega kuyendeswa kuchipatara vakatanga kublamer amai avo kuti ndiwe urikumufurira urikutonga Murume. Izvozvo zvega zvinoratidza kuti Hama dzemurume dzaisawirirana newavo KO kuzoti paMUTI WAKAOMA zvaizodii kana muti MUNYORO vakatadza kuwirirana. Panenyaya kudivi remurume
Mai iyi inobvepi
ngaigadzirise mugariro wayo
Neighbour ndiyo hama yangu yokutanga b4 hangu dzangu
Iyo.mai iyoo uummm
Sheet mni
Kkkkkl😅😅😅
Munhu ngade munhu wese cuz usave munhu unotyisa wataura chokwadi neighbor yako kwete kty handitauri naye
Endesai Mai Ava kumapenzi
Zera renyu irori kurai mai imi moyo wakaoma mai nevana drewmas taking you to another level
This reminded me of Mai va Grant wemu ceiling 😢
Grant vacho amboripiko
Kutaura apa munondikunda mhai, apa muchinyepa henyu munhu ahanhuwi nezuva rimwe
Ndapererw in aah Andrew 😂😂😂😂
Vane moyo mukukutu kubuda honye neone day hanzi ndanga ndakafugidza magumbezi akawandisa
Amai vanonyepa Ava vakamuka sei kuenda kubasa,iye murume ashaya,?sei vasingawirirani ne vanhu vese ,Why why??
Ummmm makaoma mwoyo amai apa hamuna kana ganda zvenyu matauriro enyu aya ndeyemunhu akafirwa hre kana misodzi aaaaaaa musaita semusina kubereka murume wenyu chaiye wamungadaro kana musingapengi makmedza benzi munhu ane murume wake ungabuda kuenda kubasa usingati mamuka cy kune umwe wako maitofanirwa kusiya mabikira murume wenyu moona kuti umwe wenyu adya hre panekusiira vana mutoro wakakura kudaro chokwadi vana vangabikira murwere imi muripo yooo musadaro ndimwi moga mkadzi wandaona akasimba mwoyo
Unenge usati wasangananazvo mukuwanikwa umu munemiyedzo shame this woman has gone through a lot ahungaregedze kumedza dombo pakadayi iyemufi awona Kuti hamadzake adzifarire muroora why fasina kumirira nechisimba kanavanga vari in good books nehama yavo
Ndikuvanzvira tsitsi amayiava cz eish and am talking this through experience
Seems the husband was not eating yhoooo life
Ummm. Ndaona sekuti pfungwa. Dzamai ava. Dzinomborasika dzichidzoka. Vanotaura vachikanganwa. Vanoda kubatsirwa chaizvo. Mai ava
VaneShamba is 100 percent correct people must avoid to have too much enemies in life . Mai ava vakapinda mupanic mood pavakaona murume afa apa havawirirani nevanhu wese
Form 4 kids are about 15-16 years old. A 16 years old is mature to be caring for the parents and offering water and food. What's wrong with those kids
Very true vana ava something is wrong
Taura hako imhengera mumba mai iyi murume akafa kare uyo vanhu vese vangapenge and vanotonyepa futi. Vana avo manyumwa nyumwa chaiwo kushaya hanya na baba vavo kumwe kuzvitorera munyama nemunereki chaik😢😢
Kutadza kufonera vana vachibvunza kt baba varisei zuva rese
Mwana anerudo nababa vake agotadza kuvazungunutsa sua daddy mukai mudye vongosiya havo baba vakarara hanzi ndozvavanongoita kuswera vakarara vasingade kudya ko kufema hanty munhu mupenyu anooneka kufema mai nevana vanga vasinabasa nababa ava ndochokwadi
Mai ava vakashaiwa support both from mufis family and her neighbours only God will jugde
Haa iwe, wanyatsoterera zvavanga vachitaura here. Kunyepa kwega kwega. Vane problem amai ava zvese nevana vavo. Hapana munhu anowirwa nenjodzi yakadai oregera kutaurira vavakidzani vake hakuna zvakadaro. Hapana munhu anoramba kuenda kuchipata kana arwarisisa. Hama dzakauya dzichida kunomurapisa amai ava vakaramba.
Ko vaidzingirei hama dzemurume pavaida kutora hama yavo kuenda kuchipatara Mai Grant 2 chiiko vanhu vekumasowe woshaya kana munhu 1 waunotaurira shuwa ndifiti amai ava
@@Rm-cy5uf iwe hama yako uchiziva zveshuwa arikurwara wobvuma kuudzirwa zvokuita nomutorwa vakashaiwa hanwa nehama yavo ichiri penyu kupa mkadzi mutoro wakadaero nokushaya zvokubatsira nazvo zvacho vovanda kt taidzingwa
She is a liar ava, cz why kuenda kumapurisa why didn’t she tell even hama dzavo kufonera her own sisters and brothers. Plus two days munhu akarara no toilet no food no water chero zvikanzi
@@ellisonmhaka2737 newewo unotorwara pfungwa chaiko. did you listen to the first episode zvese hama nema neighbours vachitaura. amai ava vakanyenama chaiko there is no justification for staying wit a dead person for more than 24 hrs.
Muritsotsi amai vanhu vemasowe brain dzavo hadzina kumira mushe
😢
Same naamai Grant mapositori haaite aya simba rekutaura iye afirwa vakuriwanepi 😢
Ko pakafa murume vakadiiwo kuchema havo vavakidzani vakanzwa kuti pafiwa
Mbuya avo vakamvobatwa nevakomana Ve homicide inotaura mushe
😂😂😂😂😂😂 wapedza haa kunyepa oooh im izwa kudaro
Dzakata nemutsvairo
DREWMAS KUDA ZVIRO 😂😂😂😂😂
Dzakatamba netsvaro hadzimo
😂😂😂😂😂 Pakaipa Andrew siya munhu yoooo
Hawana kubarirana wana er achachema hake
Kunga mai waya wemwana m cilin fut ndoo zvemwe chete mupositori fut
Uko.kwaMurehwa aiweko mumwe laaa
LIER
Wapedza
Iko aiva mapiritsi rudzii aingopiwa munhu kusvika pakuzoarambawo
Istotsi Amai ava vanoda kumamiswa
True kunerwa chaiko
Thank you Mr Neshamba nekubvunza mbuya iyi mubvunzo irikuda mhinduro asi vachitadza kupindura Mai ava havabvarure magumbeze
To be honest you cant be forced to talk with everyone 😢it happens and if his family if they dont want you'll never force again
How comes mama kuti munofambira nyaya dzemurume afa muri mega.Hama dzanga dzirikupi?. Something wrong mama check yourself
Mai vari wrong avo havanyari vaisvera nemurume kusvika manheru vasingatarisi kuti mupenyu, ngavasungwe mai avo
Hama dzipi nhai iwe ivo vatsanangura kuti havawadzane vakatombobviswa mazino what more izvi
Havana kukwana mai ava, mhosva yavo ndeyekusafunga ramangwana
Imagine kunyange Hama dzavo vakazodii fonera vari ku police pane kuti Dai dziri idzo dzavakatanga kuzviisa vasati afunga zve mapurisa kana vaita kurohwa ne Hama dzemurume ko dzavo vaita kurohwa futi here
Form 3 and 4 vanhu nakuru avo my daughter she's only 9 years old but when I'm sick she make sure after school she comes home check me and ask mama how are you feeling today what about ma 16,17.18 year old mkadzi uyu ka
Drew media you are biased and I think it’s wrong. You are judging this woman without knowing the other side of the story. 😢Hanti mukadzi ayishanda here kuti ariritire mhuri. Hongu murume ayirwara ko hama dzacho dzaidii kumupawo financial help kuti agare achipepa murume wake. Inini hangu I believe this woman is telling the truth.
She might be telling the truth but kana wabva kubasa wanzwa kuti murume haana kumuka wotadza kuzunungutsa kuti adye mbijana sezvo waapo wotombogara iiiii ipapo ndatadza kumu beliver hangu
@@sherrylyeukai178 Yah ipapo Haurevi nhema zvako, because kana munhu achirwara you have to keep checking up on them
But remember amai varikuti ndakadzoka kubasa kuma21:00pm vakazoyenda kupolice the next day vakataurira police kuti inini handikwanisi kutaura nehama dzemurume and police ikazofona. Handisi kuona dambudziko ramai Ava yes vangave nemagriviences nevagari vavo asi panoitika chakaipa vanhu tinotaura kwatisina kuswera.
@@djkingyadahchamangurangura2979 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽Matawura chokwadi chemahara
Havana kutora side but madzimai vakaoma
Amai ava ndinhikwi chaiye,sei maivengana nehama dzemurume dzinza rese,hunhikwi hunokonzeresa kt muvengwe😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mai ava vajaira ndozvoita vanhu vemasowe havana matyira
😂😂😂😂😂😂
Musatuke mamwe masangano kana munhu one aita zvaita hazvirevi kuti chita chose chashata.
taura hako
Church dzose dzine vanhu Vanehunhu wakasiyana musatuka vanhu
I watched the whole interview.
The woman explained things i think in an understandable manner.Drewmas media i dont know where you did your journalism or if you truly are one.I think journalist is about asking questions and not being judgemental or biased.
It is not in your place to tell her your peace of mind on how she should relate with people.
Whether you agree with her answers or not.ypu dont give judgement.
As a nurse can you please do some research before interview so you understand better what the interviewee is saying.
Go and research on rigor motis how long it take for a body to start decomposing.
I have looked after patients with gangrene thats the smell of a dead person already.review your style of asking questions and go over what your job tittle allows you to do.
If she is a criminal let the police investigate and the court to judge her period !!!!
Kana misodzi havana amai avo 😢
😢😢😢
Face yakatofaranuka wena
Ukapinda pama1 chaizvo auchemi.
Misodzi yeyii varikutofunga kunotengesa havoo
Umwe munhu akacheme asi anonge achirwadziwe kusaziva havo zvirimumoyo wavo
Good job ...mbuya haina kuenda kubasa asi vaifambira madhiri ekutsipika munhi have a 15 year old anoti ndikarwara anobvunza mukudei maasei ndokubikirai chii...toenda here...
Taura hako. She's more concerned about kucheneswa zita than kuenda kunoviga murume wake. Shame
I think the lady is telling the truth.. I think before people make up their minds, Drewmas you should have heard both sides of the story, tisati tapa judgement
Why munhu akasvika kunhuwa mumba
Drewmas varight kubvunzurudza Mai ava vanozviita vakangwara too much manhu angafa ugotadza kuziva murume wako chaiye😊
Mai ava vakangwara zvenhema normally in our culture vavakidzani vanoziva kuti apa pane rufu nekuda kwe mhere ko ivo sei vasina kuiridza mhere pavakaona kuti murume wavo afa
Hapana chowadi apa.sure wonzwa kuti munhu haana kumuka zuva rese wototi ok.wotorara until the next morning.hakuna zvakadaro.mai vakaoma moyo ava
Hapana chokwadi chavarikumbotaura mai ava munhu anoshata ne1 day here,plus why vasingawirirane nevanhu vese ava
Amai vanonyepa awa ahhhhh. Wane pamuromo paHaruna
This woman has an answer to everything. On another side she could be a great defence attoney. Apa vaneshamba mapinda nemumwe wenyu mapinda busy. Police yacho iri kupi. This woman came prepared for every question.
Exactly
True, even police yacho hanzi akauya akaona ndokungosiya chitunha mumba icho chichinhuwa here?
@@gracengundu The thing is l dont think even the police stood a chance with thos woman. Mrs know it all has an answer to everything. I dont understand kuti murume uyu aingoswera akafugwa nemagumbeze akarara. Pasina chikafu kana kugezeswa.
hahaha vakashaiwa answer vakauraya vakawana answer vanozivisa vonyatsoita zvekudiiko kkkkk.Muri kuexpector munhu anodaira achichema here vakomana
Welldone mother. Don't get intimidated na Andrew
I think this lady is telling the truth in my opinion. Perhaps good journalism would have been to get information from the police regarding whether the post mortem showed how long the person had been dead.
This is a very poorly done interview it’s more like an interrogation than an interview. Worse of Andrew and crew are attacking this woman with no sympathy kuti afirwa and ari panguva yakawoma it’s very unprofessional for journalists to be this biased
Mai ava vanonyepa nyatsoterera interview iyo she is too clever
Mai ava is traumatized l feel sorry for her
@@sandradzirutwe513 innocent till proven guilty. At the bare minimum all they had to do was asking questions lots of them and not accuse her of wrong doing it was quit clear from the start they already had an opinion of her and it didn’t matter what she said they already judged her
This woman is suspact unoenda kunopambara uine murume ari seriousy wodzoka wozotarisa kuma 11 kuti pm zera raamai ava harizivi kuti munhu afa dont blame andrew arikubvunza nyaya yakazvtonga kare svinu yemukadzi iyo
Physco tendencies
This woman must takeover Andrew NESHAMBA'S job because she is excellent in her statements.
Mai ava mhosva ndeyekuti vakanganwa kuti mumusha mavaka roorwa mutorwa havana kuziva kuti mangwana vachange varipapi vakapjnda mumusha umu hama dzemurume wavo dzisingawirirani nemurume wavo ivo vakabva vango endawo kudivi remurume wavo vachikanganwa kuti pazvinozoipira murume wavo vanhu ivavo futi vanozova pandokira zvakare sezvavava kuvaita izvi.....,...saka vakadzi kana maroorwa mumisha mama roorwa mukawana murume wenyu asi ngawirirani nehama dzake svikai kubatanidza kwete kutosvika kutowedzera kutodatoka zvagara zviripo
Mai avo ngavataure chokwadi vanoda jesu
Handizivi hancu mutemo wenyika yedu asi as for now this LADY is saying her own side of the story so try to give her time to explain herself. Even kana varikunyepa but her details are on point
She's on point but it's her word against the world
I don't understand why she took 5 days without reporting ipapo
Mai Grand part2, imi maporofita muudze vanhu chokwadi kuti afa haamuki
Taura hako
there is a big story behind a story , mai ine nyaya iyi period.
I'm very disappointed with the way this interview was done. What type of journalism is that? As a journalist you are supposed to be impartial. You were literally attacking, arguing with what she was trying to explain her side of the story. This mother has raised a few good points & even asked you questions that you couldn't answer. Why didn't the neighbors go report kunhuhwa kwechitunha for 5 days. She was right as a community is there is something suspicious you go & report. The other thing she said they were 7 family members that managed to attack her but couldn't take their loved one to hospital. Come on guys pakurai zviri fair. You already judged & prosecuted this woman bc of what was being said. Bad journalism. Nekuoma kwakaita zvinhu in Zim who are you to say she shouldn't go to work. Saka aifanira kutarisana nemurume arikurwara & orega kutsvaga mari yekumutengera ma pills.
Hamuna kumboteerera side rake you already came accusing her. All your questions were about what you heard. You think she would lie about going to the police. Help those who needs help & let both sides say their story without you being confrontational & judgemental.
Yaaaaa true hope vacha interviewer hama dzemurume like this coz sure hama yavo haingarware vouya vomusiya nekuti mkadzi aramba.. Come on vese vari wrong
Andrew u are right mai avo tinovaziva nezvese zvakaitika wagona wavaudza chokwadi
Imagine murume arikurwara mumba unoenda kubasa usina kumbomutarisa wodzoka worega kumutarisa even though vana vataura kuti he never woke up😢. Plus moyo wavo wakaoma mai ava . Munhu anoita seriously ill votadza kutaura❤nehama dzacho kuti dzimurapise. Kushaya hanya kwacho is too much
Taura hako haaa Havana hanya nemurume wavokudzoka kana kutarisa murume kuti arisei kana kumuzunungutsawo zvako wadzoka kuti ko nhaimi matadza kumuka sei kusvika manheru ano
Healthcare should be free for people in Zimbabwe. Healthcare and the government has failed this family and many other families in Zimbabwe who have no money to pay healthcare bills. My condolences to mai weMufi.
Well said 👏 👏
Indeed the health care system in Zimbabwe is in a deplorable state,but in this case mama has a case to answer. How could she sleep in the same bed with a dead body without knowing here husband was dead. Lies ,lies, lies
Healthcare has failed asi murume arwara zvakadai unoita plan kana kutotengesa bed yaakarara, munhu waunoda unoita sebenzi uchikumbira
@@minglee4133taura hako ibenzi iri
@nicoserima2101 yes that lady is too much clever imagine you sleep with yr husband without knowing kuti AFAIK umm something behind
Mai inonyepa iyi
Ndokusaka vasina wavanowadzana naye. Tingati pamwe nehama dzemurume wavo vane madaka avo,ko vavakidzanii futii🙄🤷
Aiwa dambudziko vanaro havo. Ipo pahama dzemurume dzacho kushayawo kana imwe zvayo yavanowirirana nayo, chero vakadzin’ina vavo haaaaa
Drewmas you are now indeed going to another level. You are now interrogating and judging this woman instead of asking her questions to hear her side. I don't think you're playing a fair role as media
Unfair role
Drewmas Media, apa munogona kuvhurwa hapwa nenyaya iyi. Musade kuita corroborate makuhwa, ava mai vari straight but hama dzacho dzemurume hadzina dhiri. Shumba endaiwo kuhama dzemurume tinyatsonzwa mafambiro azvo.
Drewmas inoterera guhwa Andrew azoti mune vana vanezera rekurorwa zvaanga akanzwa nemakuhwa , apa mai kwakuzoti vachiri kuchikoro
😅😅😅😅😅😅😅
Zvagara they take sides and judge. And vanobvunza zviri harsh remember Mai vemurume wekushaikwa kumozambique.
Vatogumbuka amai ava, vatosimudza izwi apa murume arimu mortuary. Haaa vakadzi takaoma shuwa, tirivatadzi, tine hushingi
MaNdlovu you are beautiful, and thank you so much dremas media nekutipawo zviri kuitika munyika.
Kunge mune herepu pazviri Wana Neshamba ,haiwavo ,muri kuda kuwabatsira hre Mai awo or muri kungotsvaga mbiri ,nxaaa saka muchizoda kurphwa ,hamuna help yamosiyapo fut
Mapostori ngavhariswe ma church avo kuputa dzimba dzevanhu
Tibvireapo unechurch here iwe? Vhura yako ugoivhara. Masatanist munonetsa munotya kufumurwa nemapositori.Why kushoropodza zvitendero zvevamwe. inga amai ava vati havanamate ikoko vani tererai video yese mozocommenter. Mukwane manzwa.
Munhu anopindura zvanoda
Havana misodzi pamatama Mai ava mmmh vanhu vave nezvivindi chokwadi 😢
Imi makatadza rungani makabva mauraiwa here musatonge zvamusingagone
Zimoroyi remumadzi kuwana kuchenama
Wovengwa nehema dzemurume , vavakadzani hamuwirirani
Well.
Congratulations 🎉 Drewmas 200K subscribers
voice iro nderemunhu anemurume ku motuary uuuuuum
Moda kuti vataure vachichema here .Nzwirai mai avo tsitsi pliz .zvinhu zvowanikwa izvo
Zvimwe zvamakutsvaga zvinebasa rei izvi.
I wonder woo
Neshamba remai neutral when interviewing. Haa apa warasika hako. 😂
Yes completely lost and judgemental,very poor program.
Mai vanonyepa ava ummmm,murume wawo akange afa kare vkagara nechitunha mumba aaaah,.iko kutadza kuwirirana nehama dzemurume hyooo,ko kushaya nemisodzi zvayo ummmm,.amai vanonyepa ava haiwawo ngavavharirwe haiwawo..😮😮😮😊
Tsanangudzo dzenyu amai ma1, motadza kutaudza nenext door plus hama, makatadza kare
Hawatetene here momz awo munaaona so sad momz ine mukonyo iyi
Shumba masiya munhu akashama uyu, kana pane muroyi zvapo asi mukadzi akaisawo munyu
sei ndikunzwa mweya wekunyepa pana amai ava mapurisa angauye voona munhu akafa vosiya haaa ndochii ichocho
kutorara hope nemurume akafa hamutye here ndakutyai ini
Shumba iyi mai munoto surrender ndimi
Ndezve kare zvokusataudzana izvo old fashioned way of living
Mamboti hamuna kukwanisa kufonera hama dzemurume nekuti maive musina airtime kuti musangane kumapurisa asi makazokwanisa kufonera mupurisa aive ambokubatsirai. Not judging you Mama but zvakangooma hazvo, if the man's relavites really did that to u its bad, they were also saying that you did not want to release your husband to them to take him to the hospital Nyaya yacho inonetsa
Mai avo vari wrong havatogariki navo vanotopenga
Welcome madhlovu. Happy new year 🎊🎊
Hmmmm vanonyepa big time mai ava...Ungasiya murume woinda kubasa wodzoka WOGARA USINA KUTARIRA MUGWERE.... Tsotsi iri
I agree something doesn't make sense
Kudii ikoko
Amai imi ndandaona semaive makarambwa nehama dzemurume that's not it😅 mutori kamhata nemukadzi munomwa kachasu nevana venyu mess😂😂😂
Ndinhikwi chaiye
Hakuna zvakadaro to hell mhani makadini kuvaendesa kuchipatara
mai ine nhema iyi
Yaaaa munezvivindi amai
Mazuva mangani Mai imi mune chitunha munomuka imi haaaaaa moda kurohwa Mai imi
Murimuroyi Mai imi mungabva kubasa movata musinavkutarisa murume wenyu haaa imi mhai musadero imi
Nhai hako kurara nechitunha Mumbai.kamuroyi
Kana kuti chimukaa mudyee sezvoo vange varamba porridge kusen
Amai ava vatopinzwa mu court na Andrew. I’m not supporting the mom but this interview is not balanced. Andrew keeps on repeating questions. You are doing the magistrate’s job.
Mai ava vanoda rishamhu
Zvivindi zvavo ndezvei
Vane shamba ndazoseka nhazi kurohwa kunouraya
Rega mubviswe mazino makachenama zvisina basa kabwa ke munhu
Kkkkkkkk mazino echimoms icho akabva nekudya nyama dzevanhu
Amai.avo havana kukwana varikuparira vana vavo hangashaye kana munhu 1 weukama
Good interview Mai ava vanezvari kuvanza hama dzavo chaidzo vakadziudza ku police apa varikuti vakarara vakuziva kuti munhu aparara usiku hwese kana kuudza hama yako zvayo kusvika na12 benzi raamai
Yes vakavudziwa shuwa, guys do your job zvakanaka
Pandisiri kunzwisisa ndepekuti kovana vaigara sei nemunhuwi iwowo
Vhunzawo
Vanoda mbama mai ava dai vakaroorwa kwedu ndambovarova vane dzungu zvekuti
Avo mai vanoda shamhu mukoma Andrew unogara 12 hrs unemurwere mumba usina kumucheka wobuda kuseni usina kumucheka woswera usipo wodzoka wonzwa kuti munhu haana kumbomuka womirira 11 husiku vanoda kurohwa vataure chokwadi chakaitika chaicho
Ko kurara again mumba imomo vaona kuti munhu afa
Aah im maakunyepa nyaya iyo
Wanhu wangakuwenga wanodei kwauri
Ayo mazino 😂😂😂😂 akatokura akapesana
Matsakatanya
Iiimmii mhamhaka dai.matoramba kuuya pachena kutaura monyepa im
Mhamha murume haasi hama yenyu..pamubhedha ipapo muchavata makawanda🤞🤞🤞
Kosei, konei,its like an interrogation
Moms yakanyanya 😅😅😅 huriii Andrew chisiya shirikadzi icheme yakabhaiza hongu but yaka panicker pakafa murume yaiziva kuti kuhama yakaporonga kunyarara yaitoziva kuti hapana chinobuda kunoataura rufu uko kuhama uko yaitotya kunogaurwa nedemo ikoko😅
Mai ava vanonyepa
The interview is biased coz vaNeshamba makatotora side kidhara. Be professional and don't be emotional. Makungewo vanhu vasina kudzidza
Thank you
Vairovana dai akatora veukama. Dzidziso yaNeshamba yakana. Wirirana nevamwe
Drewmas plsss ask that devil lady mibvunzo yese yaunoda mai ava havasikuchema mrume zvachose ndisatan wamurikutaura naye uyo ummmm
Vanonyepesa, likely vakange vasisina basa nemurume
Mmmmmm mhamha pane basa. Hama dzavo vakazo dziudzira kupolice asi ivo vaka ziva kuti murume afa nezuro wacho manheru. Kuvanza kwacho 🙌🙌
Momz ikutaura chokwadi inoda kunzwisiswa chete
Ichokwadi
Lets learn to give 1 another a chance to fully explain his/her own side of the story. Amai ava varikuedza nepavanogona kutsanangura all events saka let's not judge for us not to be judged
Haaa hapana chaanotsanangura apa ungatadze kuwirirana nevanhu wese here
True let's not judge
Why vasingawirirane nevamwe
Almost everyone
Saka ukasawirirana nevanhu vese you must keep body for days mumba?
A dead body must be handed over to the government and death yake yo recordwa .
Haaa kutadza kuwirirana nemunhu wese.
She is very strange ,hazvisi normal izvi sha
Hahaha hpna apa chavarikutsanangura nxaa ska maigara nemunhu kusvika akunhuwa
Mr Andrew thank, Maita mazama kuvadzora asi Amai ava Havana kana shungu nekugara zvakanaka nevamwe
Uumm amai ini hangu handidi zvekutongwa namwari but mungadzoke kbsa morara kusvika mangwana kuma11 amai musadaro sure
Ummmm Mai ava so ka
Mkoma Andrew mai mavapina ava zvandada mhani😂😂😂😂kuita sokuti manga magarwa nomufi wacho😂😂😂😂
Mukadzi uyu might have been abused by family and isolated herself anotodawo help but hey the world has no mercy
Manje uku kufa kwemunhu ongonyarara kusvika munhu ashata imika mai awo vari wrong chokwadi
@@rutendonyandoro5312unenge wapererwa zvinowanikwa
Roohwa cz hamuna mukamwaaaaa
True zvenyu next door igogara week rese vakadiiwo kungobvunzana bvunzana nekuudzana voenda kupolice...
Havana mhosva mai ava asi situation yavo ndoyovapinza ma1...