Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
You guys know how to start my week. My Monday is mondaring because of you guys.❤❤❤❤
Hanz naMbuya vaPiyasoni inini nyaya dzakadai ndotya kuzara ropa😂😂
Vatendi manyama .. kusiya henyu matungidza moto mumba mamdundisi🔥🧨💣
Nyari kkk Siya nekutamba naMbuya vaPiyason vanokukuwadzisa kkkk😂
Kkkkkk pabarrack hr pamba pamfundisi
Pakangoita mbuya piyasoni hazviperi mshe
😂😂😂😂😂Haa mbuya futi.. Hanzi svikai ishe achikutenderai.. Pedzazvo panyaya dzakadai nyotya kuzara ropa😂😂😂mozvityira mbuya2.Mai Mfundisi zvakuwanaika makavarairwa😅😅mamavanyanyira Mai Takawira... At least vazoku humblai😂😂😂😂
Ko Nyarie ukufinyamei kkkkk
Kkkkkkk ini ndotya kuzara ropa mbuya munondibaya nekuseka ini
Chivindi chaNyarie so chakaoma wena haaa Nyarie ma1
Kkkkkkkkkkkkkkkk haaaa wakang waon zvokwad nyarie tamba nambuy piyason well talented 💚🤍 u sisters
Nyarie wangue kanii ❤
Nyarie neteam our favourites
Hehehehe kwahi nambuya vaPiyason '.. jdohla kuzara ropa' 😂😅😂🔥🔥🔥
Gomba harisiye mari kkkkk
Laugh ya mbuya va piyasoni makes my day
Hanzi paBarack here pano 😂😂 bhiridha arikudya bota 😅😅
Mai Takas🔥🔥🔥🔥
Mawonders chaiwo Mbuya piyason
Nyarie vatendi they are following your footsteps......BETRAYAL
😂😂😂😂 haaa mai mfundisi , pave pa barrack here
🔥🔥🔥
Zvayendwa mai mufundisi
@ Nyarie ko unorwa hondo wega hr pamba pako pa 5 brigade hr kkkkkk
That stare in the glasses will make you confess 😂😂
Kkkkk Gamu naMbuya kkkk vanoita kuti n'anga ibate Mai kkkk
Kwaks ndotya kuzara ropa😂😂😂😂
❤❤❤❤❤
😅😅😅😅 Buda Buda Nyarie, kufinyama kwagugwa kkk
Mbuya piyason hanzi dzodhivana 😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤❤❤
Mai Mufundisi zvaendwa
5:08 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nyari kkkkk dai uriumwe wave kuziva kuti pese paunotaurisa nyaya inosara iri yako. 😂😂😂😂
Ndikukumbira mvura
Kkkk nguva dzose Nyari nyaya dzako hadzikupereri mshe kkk hezvo wasiwa mumoto
Nyari wadzikamiswa kkkk
Nyarie wapedzerwaa kkk 😅😅😅
Nyaya yechigaro yafumura zvakavanda 😂😂😂😂
Kkkk mai Takawira mavapedzera 😊
Nyarie musoja ari kutsvagei pamba nguva dzose kkkkk hazvipere mushe
Hedzo dzodhivana kkkkk
Ko mai Takawira saka ari kuuya nedust coat pamba penyu ndiani hamuna kupajekesa ipapo
Vajekesa wani
@@user-sm6ui1pu2i handina kupabata hanzi ndiani kkk
Pamba pakuita kunge pasurgery hre 😂
😂😂😂😂 5:31 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂dzodhivana 😂😂😂
Hokoyo 😂😂😂😂
🤪🤪🤪🤪
Chaigona kana kuuya kuno fut 😂😂
Haaaaaa 😂😂😂😂😂 waitangirei musindo
Nyari nyari nyari musoja pane hondo here pano
Kkkkkkkkk Nyarie
Mukomuredhi...2:1 Brigade
Shuwa shuwa zvakaoma vatendi avoo vaive vakazvironga kuti vaone kuudza mufundisi nekuti madzimai vose vaifanirwa kuuya nevarume vavo kwete kuuya kunofumura Nyarie ,unofaaa hanzi pa Barack here pano????😅😅😅😅😅
Im here for Nyarie
😂zvaiwana ngwarati
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂yuwiiii yakwira makata
Ndotya kuzara ropa
Hedzo dzodhivana 😂😂😂
Mbuya Pearson vanopedza bhora
4:13 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hedzo dzadhivana mbuya Piyasoni
😂😂😂hedzo dzodhivana
mbuya va Piason munopenga kkkkkkkk
😂😂😂
😂😂😂😂
I'm scared kuti my crush Nyarie anogona achitonyenama mureal life 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Taapo
Haa zvaparea zvichinaka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Mutendi unozara ropa
Hoyo
😂😂😂😂😂😂😂
Mai Takawira vapedza ma sports 😂😂
Kkkkk
Mbuya vaPiyasini vanotya kuzara ropa panyaya dzakadai 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ndotya kuzara ropa😂😂😂
Zvadhakwa 😂😂😂
Pane hondo here pano😂😂😂😂
Gamu
Svikai Ishe achikutenderai 😂😂😂😂😂
Gomba harisiye mari zve 😅😅😅😅
🔥🔥🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂
You guys know how to start my week. My Monday is mondaring because of you guys.❤❤❤❤
Hanz naMbuya vaPiyasoni inini nyaya dzakadai ndotya kuzara ropa😂😂
Vatendi manyama .. kusiya henyu matungidza moto mumba mamdundisi🔥🧨💣
Nyari kkk Siya nekutamba naMbuya vaPiyason vanokukuwadzisa kkkk😂
Kkkkkk pabarrack hr pamba pamfundisi
Pakangoita mbuya piyasoni hazviperi mshe
😂😂😂😂😂Haa mbuya futi.. Hanzi svikai ishe achikutenderai.. Pedzazvo panyaya dzakadai nyotya kuzara ropa😂😂😂mozvityira mbuya
2.Mai Mfundisi zvakuwanaika makavarairwa😅😅mamavanyanyira Mai Takawira... At least vazoku humblai😂😂😂😂