Comic Elder Ochatisa vanhu achidya hake Sadza

Sdílet
Vložit

Komentáře • 179

  • @Ruvarashelucia.2022
    @Ruvarashelucia.2022 Před 6 měsíci +14

    Hanz foundation yawanda inorutsa kkkkkk hanz mwana ngaaende kuchikoro mudiki

  • @kattieNcube
    @kattieNcube Před 6 měsíci +7

    I was not expecting to laugh this hard . Mkoma lee looking clean

  • @munyaradzitapiwasithole6132
    @munyaradzitapiwasithole6132 Před 6 měsíci +14

    Foundation yakawandisa unorutsa😂😂😂

  • @lloydkingzhuwau4999
    @lloydkingzhuwau4999 Před 6 měsíci +6

    Haaa comic elder zvegore rino haa sando ndedzavo hatidi kunyepa vapedzera izvozvi munhu wese nyika yese irikungoRISKER 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥

  • @ralphchimbaira1755
    @ralphchimbaira1755 Před 6 měsíci +10

    Uyu ndiye comedian zvisina kumanikidzira uyu kkkkkkkkk

  • @user-ys6tm6wc6m
    @user-ys6tm6wc6m Před 6 měsíci +9

    Ma balloon pa epsum kkkkkkkkkkkk😂😂😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Před 6 měsíci +5

    Gooood combination apo mhayiweee mhayiweee 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @antonykudakwashe860
    @antonykudakwashe860 Před 6 měsíci +5

    Veil rikati makandinzwa nani
    Haaa kamfesi kane pamuromo aka 😂😂

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 Před 6 měsíci +2

    Aah comic elder😂😂😂 hanzi iwe Mira kukisser ane foundation yakawanda u orutsa apo😂😂😂😂😂😂😂😂😂 I died you finished my strong woooooo😂😂😂.😊.

  • @TinasheTewe-go1qq
    @TinasheTewe-go1qq Před 6 měsíci +15

    Ma Vowels 😂😂😂😂

  • @ropafadzokwenda8117
    @ropafadzokwenda8117 Před 6 měsíci +4

    😂comic elder dzasando dznorira ❤welldone my bro may God tek u far .vasati varora vese vanoda munyai plzzz tek comic elder am telling u anogona ku negotiator ana tezvara vanodzikisa chete vataopirirwa nemkomana 😂😂

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 Před 6 měsíci

      @ropafadzokwenda8117 taura hako and the hidden meaning in that short skit is don't force things kana budget iri diki then better to postpone coz wedding day should be a very memorable occasion and brides please tapotawo mkoma Lee vatisvitsira chichemo chikurusa foundation muri kuiwanza even just when going out for a simple date shuwa unoskwera warutsa😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and vaye vanenge vachiita zvemjolo game over kuden coz hembedsese dzisara dzaka zara foundation after just a mere hug and zvinonetsa kutsanangura kumba kuti zvazongoperera pa hug chete.saka tapota just apply our make-up moderately coz at the end of the day we want to see you in your natural organic state without all those synthetic make-up coz unofanirwa kuramba uri eight manyama in your original organic state nneiwayo mashoma ndakaenda ndakaenda murudo murudo. 😊😊😊😊😊😊😊😊😊

  • @franciskondo6691
    @franciskondo6691 Před 6 měsíci +1

    Zvadirwa jechaa😂😂😂
    Kisanai ndirikuda kuenda "comic elder makanyanya...

  • @jezuschrist7120
    @jezuschrist7120 Před 6 měsíci +1

    Comic dressed in a suit ..thats nice ...new clothes for a change and good advise🤣

  • @user-oc8mb5lq3s
    @user-oc8mb5lq3s Před měsícem

    😂😂aaa pastor vasadaro avo ...hanzi maring mopfekedzana makuenda kumba

  • @simbarashechikwari86
    @simbarashechikwari86 Před 6 měsíci +4

    😂😂😂😂😂😂😅 foundation yakawandisa unorutsa😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Před 5 měsíci

    Rash men manyama iweka you always made my day 😂😂😂😂❤❤

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Před 2 měsíci

    Yoweeee Lee kupopotera chikafu cchaussina kutenga zvasangana anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @tanyaradzwachakanyadza242
    @tanyaradzwachakanyadza242 Před 6 měsíci +2

    😂😂😂 I give up comic elder ka zvakaoma

  • @user-yx7ve6gr8z
    @user-yx7ve6gr8z Před 3 měsíci

    Kkkk unogona kuzorutsa foundation yacho yakawanda ❤

  • @ruramaimunogara383
    @ruramaimunogara383 Před 5 měsíci

    😂😂😂😂munhu wako anefoundation yakawandisa 😂😂😂aka ngakadzokerw kuchikoro😂😂 pastor manyama 😂😂😂looooo

  • @parwadamutero
    @parwadamutero Před 6 měsíci

    ❤❤❤ hanzii aka ngakadzokere kuchikoro

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před 6 měsíci +1

    Kkkkkkkkkkkkkkk unondipedza youngman unogona chose wena kkkkkkkkkkķ unoda kunzi wakachata kkkkkkkkk

  • @NyarieMarozva
    @NyarieMarozva Před 6 měsíci +1

    Kkkkkkkkkkkkk Lee hanzi usakise foundation yakawanda unorutsa wangorisker kuita wedding Tuesday

  • @tadiwakaylee8374
    @tadiwakaylee8374 Před 6 měsíci

    😂😂😂😂 pastor vari srs hnzi aka ngakadxokere kuxul 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂

  • @tholakelesaule9517
    @tholakelesaule9517 Před 6 měsíci +1

    Kkkkkkk ndiko kurisker kwacho zve😊

  • @user-nk7ii1yg6g
    @user-nk7ii1yg6g Před 6 měsíci +1

    Hanzi ngakadzokere kuchkoro😂😂😂

  • @munashe6468
    @munashe6468 Před 6 měsíci +1

    Mnhu wako ane foundation yakawanda unorutsa iwe😂😂😂😂😂😅😅😅

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Před 5 měsíci

    Hezvo mashura zvasangana apo mhayiweee 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤

  • @abigaledube3061
    @abigaledube3061 Před 6 měsíci +3

    Chikisanai ndakuda kuenda .....ayaaas😂

  • @williamswachenuka
    @williamswachenuka Před 6 měsíci

    Comic baba , haaa mandiurayaaa mdaraaaa. Ngakadzokere kuchkoroo akaa

  • @shingiekapuya8515
    @shingiekapuya8515 Před 6 měsíci +1

    msadaroooo

  • @TatendaClive
    @TatendaClive Před 6 měsíci +1

    Kkkkkk maihweee leee ka haa wakaoma hanzi foundationa iyo yakawanda unorutsa

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Před 2 měsíci

    Hanzi uno ruts a😂
    😂😂😂😂
    😂😂😂🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤

  • @Mxoo-Mx
    @Mxoo-Mx Před 6 měsíci

    😂😂😂😂 ukaona pana Elder wotoziva uchaseka chete

  • @CamVevo11
    @CamVevo11 Před 5 měsíci

    Elder mukomana mukuru uyo 😂♨️♨️🔥

  • @andytawunda5732
    @andytawunda5732 Před 6 měsíci +1

    😂😂😂😂😂😂 hanzi ngaadzokere kuchikoro

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Před 5 měsíci

    😂😂😂😂😂😂😂 comic elder hoyoooo🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @staturpbeats
    @staturpbeats Před 5 měsíci

    munouya kumba kumasofa totaura 😂😂😂😂

  • @saymoregonzo
    @saymoregonzo Před měsícem +1

    Uuuuh advise yamufundisi iyo bhooooo here mukoma kuda hyyai mutore dovi henyu

  • @Call_Me_Tarzan
    @Call_Me_Tarzan Před 2 měsíci

    Kunongedzerwa neSadza here amana 😂😂😂

  • @user-wr8jk2ec4i
    @user-wr8jk2ec4i Před 6 měsíci +1

    Amaiwe kkkkkkkkkkkkkkkkkkk Lee iwe kaaaaa 😂😂😂😂😂😂

  • @bryandzukwa4039
    @bryandzukwa4039 Před 6 měsíci

    Aka ngakadzokere kuchikoro aka .....ahhhhhh

  • @user-po2xi6xq5t
    @user-po2xi6xq5t Před 6 měsíci +1

    Ndachema😂😂

  • @brainchinosengwa3574
    @brainchinosengwa3574 Před 6 měsíci +1

    Mupfanha uyuuuuu kaaaa😂😂😂😂😂😂

  • @daReign1942
    @daReign1942 Před 6 měsíci

    Benz ndoinoiswa mabharumz

  • @user-nz8vx3tv4m
    @user-nz8vx3tv4m Před 6 měsíci

    Kkkkk. Pastor ndoma1 😅😅😅😅😅

  • @lawrencesimamba2363
    @lawrencesimamba2363 Před 6 měsíci +1

    Haaaaa elder vahombe😂😂😂😂😂😂

  • @BrianMaboreke
    @BrianMaboreke Před 6 měsíci

    hanzi aka ngakadzokere kuchikoro

  • @tapiwabilliard4212
    @tapiwabilliard4212 Před 6 měsíci

    😂😂😂haaa guyz musatijairire 😂😂😂😂

  • @maibamaiba6128
    @maibamaiba6128 Před 6 měsíci

    Aaaaa kisanana ndakuda kuenda plus foundation aaa imbomira unorutsa

  • @berlapanashe7335
    @berlapanashe7335 Před 6 měsíci +2

    😂😂😂😂ipsum inoiswa mabharuma

  • @TatendaMuzawazi
    @TatendaMuzawazi Před 6 měsíci

    Kkkk unobva pana jesu mfunge

  • @albertchindove1465
    @albertchindove1465 Před 6 měsíci

    Musikana ndiye ari pama1 kkkk

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 Před 6 měsíci

    Hehe muchato kikikikikokoko hamuna kurongeka

  • @pricillajubane8723
    @pricillajubane8723 Před 6 měsíci

    Tuesday kwakambochatwa kupi 😂😂😂😂

  • @josephtombo9421
    @josephtombo9421 Před 5 měsíci

    Kkkkkkk unozouya kumasofa kumba

  • @JosephRatatawu
    @JosephRatatawu Před 2 měsíci

    Haaa hapana mufundis vakadsi kkkk comic elder unogona pama skits ako ese usa siye slogan yako yandoda kut usandi kwidzire izwi kkkk inondiitira reply guy kkk

  • @FadzaiPhiri-wt1ql
    @FadzaiPhiri-wt1ql Před 4 měsíci

    Hanzi ngakadzokere kchikoro

  • @darliechax9598
    @darliechax9598 Před 6 měsíci

    Mabaloomz paPickup nepaIpsum mkuru vazviramba 😅😅😅😅 Benz ndoyebasa zvechokwadi

  • @munyaradzicephasmufakazi2635

    Hanzi uyu ngaadzokere kuchikoro😂

  • @robertmuza9845
    @robertmuza9845 Před 6 měsíci

    Kkkkkkk ipai pastor chikafu please

  • @WilsonMatenga
    @WilsonMatenga Před 6 měsíci

    Pakutorambaniswa vanhuka apa 😂

  • @user-pp5oz7js5t
    @user-pp5oz7js5t Před 5 měsíci

    Iwe simudza musoro iwe 😂😂😂😂

  • @sisterchemhere6297
    @sisterchemhere6297 Před 6 měsíci +1

    Foundation yakawanda unorutsa iwe kkkkk

  • @saymoregonzo
    @saymoregonzo Před měsícem

    Kkkkkkk Comic Elder chibaba

  • @user-yp6fw8hw5g
    @user-yp6fw8hw5g Před 5 měsíci

    Pastor kuseri😂😂😂

  • @ousleybennet
    @ousleybennet Před 6 měsíci

    foundation yakawandisa unorutsa 🤣🤣💔💔💔

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 6 měsíci

    Kana ZAOGA forward in faith hakuitwe so😂

  • @its.shanti
    @its.shanti Před 6 měsíci

    Ane foundation yakawanda unorutsa😅😅😅

  • @nyah696
    @nyah696 Před 6 měsíci +1

    Comic elder vari pahasha 🤣🤣🤣

  • @lawrencemazivisa969
    @lawrencemazivisa969 Před 6 měsíci

    Kkkkkkkkk foundation yakawandisa unorutsa iwe kkkk

  • @pressley_tvy_lor
    @pressley_tvy_lor Před 6 měsíci

    😂😂😂 yho

  • @user-gf4yv5dc4y
    @user-gf4yv5dc4y Před 6 měsíci

    Foundation yakawandisa unorutsa😅😅😅😅😅

  • @willardmupfuranhewe
    @willardmupfuranhewe Před 6 měsíci

    😂😂😂😂 hayas go deeper pastor

  • @leandre200
    @leandre200 Před 6 měsíci

    Muchato manyama😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @victorncube6811
    @victorncube6811 Před 6 měsíci

    Hanzi kisanai kkk

  • @cuffyochiq
    @cuffyochiq Před 5 měsíci

    Lee ilegend😂😂😂

  • @user-nx1ud7ju3u
    @user-nx1ud7ju3u Před 6 měsíci

    😂😂😂😂😂 nhay we

  • @georgekumanda6252
    @georgekumanda6252 Před 6 měsíci

    Munhu wako ane foundation yakawandisa unorutsa; aah zvinhu zvacho futi soo😂😂

  • @fionahncube8244
    @fionahncube8244 Před 6 měsíci

    ❤❤❤❤

  • @itaichisero1037
    @itaichisero1037 Před 6 měsíci +1

    Comic elder ka 😂😂

  • @user-bd2ts3ns7v
    @user-bd2ts3ns7v Před 6 měsíci +1

    Hakuna mufundisi akadai😂

  • @user-pg8xg2gz6c
    @user-pg8xg2gz6c Před 5 měsíci

    @comic elder ndibaba tazogara😅

  • @KoreMan-ji4pp
    @KoreMan-ji4pp Před 6 měsíci

    Kkk kisana ndakuda kuenda

  • @carolinesachikunda1714
    @carolinesachikunda1714 Před 6 měsíci +1

    😂😂😂😂😂 foundation yakawandisa

  • @welliekawonzah6372
    @welliekawonzah6372 Před 6 měsíci

    Musha watoparara 😂😂😂...

  • @joerestmusic
    @joerestmusic Před 10 dny

    Ring mopanana makuenda

  • @brendanmazetese4607
    @brendanmazetese4607 Před 6 měsíci

    Mufana anogona uyu nawanadem

  • @memoriegomana5850
    @memoriegomana5850 Před 6 měsíci

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kkkkkkkkkkkk

  • @shirodicazho4823
    @shirodicazho4823 Před 6 měsíci +1

    Kkkkkkk aaah 😂😂

  • @OctaviaJeke
    @OctaviaJeke Před 6 měsíci

    🤣🤣🤣 comic elder anhuwoye

  • @kudzaidavid4461
    @kudzaidavid4461 Před 6 měsíci +1

    Kissanai kkkkkkk

  • @user-hi8yj2nz5g
    @user-hi8yj2nz5g Před měsícem

    😂😂😂😂 kissanai ndoda kuenda

  • @BenhildaMadondo
    @BenhildaMadondo Před 6 měsíci

    Hamundione futi kuchurch kwenyu mufundis😂

  • @ernestngomayachiza8273
    @ernestngomayachiza8273 Před 6 měsíci

    Ndiani akaita mess up 😂

  • @kudzimaradzike
    @kudzimaradzike Před 2 měsíci

    Kisanai ndkuda kuenda 😂😂😂😂

  • @user-rz9mf7ny3x
    @user-rz9mf7ny3x Před 24 dny

    Comic elder

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 Před 6 měsíci +1

    😂😂😂😂Comic mandiuraya

  • @dunkhalil5887
    @dunkhalil5887 Před 6 měsíci

    Foundation yakawandisa iwe unorutsa

  • @munashe6468
    @munashe6468 Před 6 měsíci

    😂😂😂 mkoma Lee