Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
PATRICIA IS ONE OF THE BEST ACTRESS TO COME OUT OF ZIM 🔥🔥🔥🔥
It's Gamu's laugh for me😂😂😂😂 pressure shame
Ko bhutsu dzaPatricia guys😂😂
Thank you so much for the support you have shown us on this channel 😊❤ Don’t forget to subscribe,share & enjoy 👍🏾💯
Keep this up guys..tirikupiwa pressure kunze uku
Makanyanya u r soooo good
😂😂😂
PART UNONDISPAKAKA SHAAZ
Lol 😂 let’s not forget butsu dza Patricia
𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤𝐤 𝐜𝐡𝐢𝐧𝐨𝐧𝐳𝐢 𝐜𝐡𝐢𝐤𝐨𝐦𝐨
😂
We sincerely apologise for the bad sound in some parts of the video.
Makazviitirei izvozvo 😁😁musazvipamhidza zvakare
Ok
A GOOD SHOW PATRICIA AND GAMU, Our own Zimbabwean Queens.
Gamu unopa vamwe Pressure sure😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Beautiful acting ladies. Keep it up. Zviriko. Vanhu vanzwa nekupihwa pressure nenhema muma streets umo 🤣🤣🤣
Vanenge vachidya nemusangano votinyepera kuti Avon ndiyo yavaitisa mari apa riri goridhe renyika ravari kutibira zvavo. Pressure yavanozitipa ndiyo isiri bho hayo.
Yedress ichabuda here munhu atori nezvikwembi palodge😅😅😅😅🙌
Patricia energy energy 😂😂😂🔥🔥🔥
😂😂😂😂Slow down sis Patricia munopiwa pressure
Hanzi "aaah sorry, mirai, garai...🤣🤣🤣🤣"
Gamu looks really beautiful. Obva ataura achidada zvake 😂😅
Haaa these two make my day hanzi na Patricia, Gamu handina mari yekombi 😂😅
Ndomakumbirire anomboitavo baba Ropa 😂😂😂😂
Ungazoti ndiye gamu uya here ,hanzvadzi ya sekuru puro😂
😂😂😂😂peer pressure from Gamu to Patricia
Avon here veduwee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kikkkkk 🤣 🤣 🤣 Avon
Kkkkkkk Patricia kwaaaaaaaaaa.... Ndaseka hangu... Gamu kahu cool kacho vaskana kaa😂
Avon for 13 roomed ramba iwe Patty hazviko😩😂😂😂😂pressureee
🤣🤣🤣🤣🤣 imajeni, hakuna zvakadaro
Patricia vanga vakazhandukira apa ndati 🤣🤣🤣🤣
Zviya zvemunhu anyatsoshamisika ne development
Gamue abva apusa nhaimi😅😂😂😂
Gamu handina yecomb 😂😂😂😂😂😂😂😂 apa Gamu akunyara😂😂😂😂 zviro zvacho
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Patricia wandipedza. Gamu Kunoza ere you're the best
Gamu chirungu chabva chatiza🤣🤣
Asi Patricia anga ambobvunza hake achida kujekeserwa kuti iwo ma$1 profit eAvon ndoakavaka imba yese iyi 😂😂😂😂...' Dzimba 3 ishoma pamari yese yandinayo" 😂
😂😂 ndabvunzawo nekunyeberwa pamusoro
@@patriciaputsayi 😂😂😂 its not easy kunyepera sahwira wako
Gamu wakanakisa nhasi kkk Pattie ka kkk hauna yekombi, yaaa l am no longer stressed
❤️🙏🏾
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 it’s the ending for me 🤣🤣🤣🤣🤣
Timely lesson 😂😂😂😂😂love these girls
Its bhutsu dzaPatricia for me
Ahhh Gamu nhasi wandipedza 😂😂😂😂
Musatipe pressure mukufamba umu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pressure kuvanhu😂👐🏽
😂😂😂😂 Reaction yaPatricia manje
Zvadirwa mavhu ka English accent gone 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Gamu kalaugh akoooo...hahaha ko kuzogara mulodge here nhai mmm maipa amai
Gamu chirungu manje 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂Kutizvityise ka! Kkkk
Nyaya yacho ndazoinzwisisa halfway 😂😂😂
Gamu usazodaro uri munhu wekuziva 🤣 😂
Kkkkkkk kupiwa pressure Nana uebert angel Nana panganai mbavha dziri kubira nyika nxaaaa
Gamu kuzendemura ziumba rakakura kudai 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kutonhodzwa kaChauruka 😂😂😂😂
Gamu anogona kudada veduwe🤣🤣
😂😂😂😂Patricia wapinzwa pressure 😂😂😂😂😂
PATRICIA KUSHAMISIKA WASHAMISIKA HAKO WAGONA KKKK
Gamu and Patricia you are 🔥🔥🔥🔥
😆😆😆 🙌..Gamu wenyu uyu
you guys are so much talented makaipa girls
Pressure pressure unenge une pressure 🎼🎤🎤 😢😂
😂😂😂😂 yah Avon yosimudza 13 rooms magona guys
Gold Mafia crew
Haaa pressure yacho vakutinyanyira😂
Patricia kkkkkkkk haaaa handina mate newe
Pane gold involved that’s why Patricia arikushama (if you know you know)
😂😂😂😂😂 pressure kuvanhu
Gamu hahahahaha😂 waita kuzvi twatwanyara kuzvi feeler chaiko kutsenga mvura kkk
It’s the laugh yaGamu for me
Iiiii gamu kalaughter kacho😂😂😂😂
Loving the video guys, who did Gamu’s make up,she looks amazing 😻
Gamu please plug us ☺️
Kkkkkk ndiri kupinda mumba.and macoments acho.kuna Patricia haasi kupera finish
Patricia kkkk anga azviramba zve kupihwa pressure
Gamu wanyepa😂😂😂😂😂😂😂😂
Pressure kuvanhu Gamu 🤣🤣🤣😂Hanzi imari yeAvon 😆chii chakadero ichocho 🤗
Chii chakadaro 😂😂
Usanyeperwe Patricia
Gamu I team gold mafia 😂
Kikkkkk
Kkkk Pressure ambassador.....
Try to add a mic for everyone, great skit still 😅😅
Musatipe pressure kkkkkkkķ ndatyoka zvangu
Gamuka😅😅😅 munhu angati achitaura newe wopindura wakapora kudaro. And wakaoma
Kutsvinya chaiko😂
😂😂😂😂😂patricia 😂😂😂 apa wa actor apa 😂🙌
Hehehe thank thank you yagamu mnje yekuzvdaka kk😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂Gamu...🙌🙌 Patricia 😅
Patanga video ndanzwa voice reuya aive boss va Nigel pa crossroads but ndazomushaya kuti aripi
Patricia veduwe ka😂😂😂😂😂
😂😂pressure kuvanhu
Kkkkkkk ndakasika kuisa comment kwaaaaaaaaaa Gamu kunyepa😅
Patricia😂😂😂. Thirteeeen😂😂😂
Gamu veduwe 😂😂😂😂
Avon🤣🤣🤣🤣🤣🤣Musade kutihwa imi
😂😂pressure cooker
Pressure kuvanhu kkkkkkk
😂😂😂😂😂 Gamu you finished me
Mogona vanhu imi ❤️❤️❤️
Kkk Patricia hauna yekombi kkkk
Yes girls💞💞💞
Kkkk Mari ye Avon 😂😂😂
Pressure kkkk
😅😅😅😅😅... 🥂🥂to us who always enjoy
Usapa wamwe presser gamu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣yoweee
Patricia🙌🔥
Haaa Partricia arikushokekana maihwe
Patricia unogonesa urikushaya hako anokusimudzira uuuum unechipo
Love your work ❤
Kkkkkkkkkkkk ndaseka zvangu
Things escalated very fast
😂😂pressure yacho
Gamu yaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vakomana ka iyo Avon ndinotozvibvunzawo kuti vamwe vari kumboita seiko zvandisiri kuitawo haa zvakaoma sure ..pressure yamunotipa Mwari ave nemi
Haaaaaa ndanga ndatoti tipindewo muAvon business coz heishhh yaakuvaka 13 roomed plus dzimwe dzimba 3🤣🤣🤣🤣
😂😂 imagine
🤣🤣🤣🤣

Pressure kuvanhu Gamu 🤣🤣🤣😂
Hanzi imari yeAvon 😆chii chakadero ichocho 🤗
Chii chakadaro 😂😂
Usanyeperwe Patricia
Gamu I team gold mafia 😂
Kikkkkk
Kkkk Pressure ambassador.....
Try to add a mic for everyone, great skit still 😅😅
Musatipe pressure kkkkkkkķ ndatyoka zvangu
Gamuka😅😅😅 munhu angati achitaura newe wopindura wakapora kudaro. And wakaoma
Kutsvinya chaiko😂
😂😂😂😂😂patricia 😂😂😂 apa wa actor apa 😂🙌
😂
Hehehe thank thank you yagamu mnje yekuzvdaka kk😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂Gamu...🙌🙌 Patricia 😅
Patanga video ndanzwa voice reuya aive boss va Nigel pa crossroads but ndazomushaya kuti aripi
Patricia veduwe ka😂😂😂😂😂
😂😂pressure kuvanhu
Kkkkkkk ndakasika kuisa comment kwaaaaaaaaaa Gamu kunyepa😅
Patricia😂😂😂. Thirteeeen😂😂😂
Gamu veduwe 😂😂😂😂
Avon🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Musade kutihwa imi