🤣🤣Past is past we are focusing on the future …… hauna wo mwoyo wekubereka 🤣🤣kuziva haisi problem. 😂😂😂 vari kuda kusesekedza kusvika next big opportunity baRuva
Nekupenga kunoita Nijo kuya apa nhasi akapfaava pfava coz arikuda mari kkkk koiye nijo anongoitisa vana chete sei asiri kubva agara nana mhamha vacho under one roof, apa hez failing to provide hhhhhaaa ndanakirwa, thanks Patricia
Hanty I lunch here ko iwe unenge uchiitey pa lunch, ndakuya kuzoona kuti uri ku meter here ma targets ako kkk. Until kusvika nhasi zvinhu zvese zvanga zviri ryt
Patricia always has nice braids😍
Patricia deserves kungobvisirwa pfuma every 5yrs pese pangoita ma election tezvara onyora list 😁
😂😂😂😂
Agreeee. She's together!
🤣
One of those few moments whr Nigel humbles himself kuna Patricia
It's the forced conversations for me 😂😂 "urisey" "basa riri sei"
" saka apa mati ndomira" 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 unoda kuendepi usina mari yechikafu nhai vakuru
It’s Emotional blackmail for me 😂😂😂
Ane mari diye mukuru, look at how chilled nijo is .🤣🤣🤣
“Ko Iwe uri sei ? basa riri sei ? Ko Iwe chindibvunzawo.. ndoziva handiende kubasa “😂😂😂😂 baRuva ka🤣🤣
Anyone eager to see Ropa wacho akubatanidza couple iyi😂😂😂
Past is Past!! Shuwa ngati wiriranei Inga Takambodanana wani! Tichitorongawo remangwana!! #realifeSituationsThis👌🏿👏🏿🙏🏿👍🏿🇬🇧🇿🇼
ko mwana?
Exactly what happens between exies when one moves on
🤣🤣Past is past we are focusing on the future …… hauna wo mwoyo wekubereka 🤣🤣kuziva haisi problem. 😂😂😂 vari kuda kusesekedza kusvika next big opportunity baRuva
kikikk next big opportunity,,, naji akomana ka, ko kungomutora patricia wacho womuita mkadzi officially kana zvarema
😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂, hanzi "Saka apa ndomira here" 😂😂🤣🤣🤣🤣🤣😭😭😭
These two makes my day😂😂😂😂
Aunawo mweya wekubereka here😂😂😂😂😂😂
Ndozvinoitwa here patsika dzedu🤣🤣🤣🤣Nijo to the world
kkkkk hanzi uriku meeter matargets ako here
Hesi urikudei 🤣🤣🤣🤣apa relationship ine yatodhirika
Auya kuMantainance
Dead @“Hamheno kuti ma genes angu akazvifambisa sei? “ Apa he’s so chilled havo ba ‘Ruva
Kkkkkkk Nigel ma1
Ndozvinoitwa here patsika dzedu🤣🤣🤣
Small Challenge yaNijo inenge iri hombe
Kkkkk njuga dzaremera baba ropa
Haaa team munogona
Hanzi “hanti unongozoziwo mai Kuda” 😂😂😂
Yoweee Kwahi saka apa ndomira
Saka apa ndomira bt Nijo ma1🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Saka apa ndomira🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk hanzi Saka Apa ndomira here
Team Nijo i graft pabasa.keep the fire burning
Kkkk past is past... "nijo saka apa ndomira" kuzvininipisa semunhu akuda mari neyakuda
🤣🤣🤣🤣🤣🤣hanzi haunawo mweya wekubereka here
Haaa ndorwadziwa mai Ropa vachishungurudzwa kudaro
Kumirira next big opportunity 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Haunawo moyo wekubereka here
Past is past uchinzwisa tsitsi baba Ropa ane mari ndiye mukuru
😂😂😂kuziva harisiriro dambudziko
...ndozvandamboti past is pastiiiie in Nijo's low voice
Nekupenga kunoita Nijo kuya apa nhasi akapfaava pfava coz arikuda mari kkkk koiye nijo anongoitisa vana chete sei asiri kubva agara nana mhamha vacho under one roof, apa hez failing to provide hhhhhaaa ndanakirwa, thanks Patricia
My Favorite TV Couple ❤️❤️
Saka apa ndomira🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Emotional blackmail Patricia kaaa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂 this is the first time Nigel to humble himself ane mari ndiye Mukuru 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Past is past
My favorite team spirit
Zvinhu zvese zvine patakatanga😂😂😂
Zvinhu zvese pane pazvinotangira😂😂😂
😂😂😂 mai Ropa nababa Ropa ko maswera seiko
🤣🤣🤣baRopa naMai Ropa musanetsane🤣🤣..mai Ropa hamuroorwe nda take take yabaRopa soo
"saka apa ndomira?" kkkkkkkkkk
Kikiki saka ndomira Nijo
Ndipe mari😂😂😂😂😂
Ukumitter matargets ako hr😂😂😂😂
Hanzi saka Apa ndomira😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndipe mari!! 😂😂😂😂
Ka soft ka nijo vasina mari manje
My favorite couple
Saka apa ndomira 🤣🤣🤣
Ko kushama ngayi ahyas ndabva ndatoseka ini kkkk
Hanzi future ndiyoyoyo kuti chikafu hakuna
My favorite couple ❤😊
Hanty I lunch here ko iwe unenge uchiitey pa lunch, ndakuya kuzoona kuti uri ku meter here ma targets ako kkk. Until kusvika nhasi zvinhu zvese zvanga zviri ryt
The best couple 😂😂😂😂❤
Patricia akabatana guys🙆♂️🙆♂️🙆♂️❤️
Heavy Sinhi mnandi
“Nderwemari”😅😅😅😅😅
Kuziva harisiriro dambudziko, zvaanofanira kudya ndozviziva asi mari
50 kana 90 dollars 🤣🤣🤣
Asi makasiyana na Comic pastor
Moyo wekubereka🤣🤣
Saka apa ndomira kkkkk
Haunawo mweya wekubereka Patricia 😂
kkk kakudzungaira dzungaira kababa ruva kemunhu asina mari sooka kanondipedza zvangu poor nijo for the pple ,🤔🤣🤣saka ndomiraa🕴️mirakaa in patrica's voice haasi kudzoka wee nijo unotove stechue uripo kuita robbot.
Kkkkkk Mai Kuda vakasiyawo wavo 😂😂inga zvakaoma
😂😂saka ndomira
Mai kuda vakaunza mwana 🤣🤣...
Kasi makanga ma4nera kuti muunze vana
ndini nani tanzwa baba ruva instead of baba ropa kkk
Ko Kuzoti NDIPE MARI kana kumbokumbira
Ndibaba rudzii vanotadza kutengera mwana mazepe kkkkk
Very chilled baRopa
Your one mistake you will ever regret Mai ropa, kuzivana naBaropa. In your next life, ukaona baRopa, Aiwa tizaa hako msikana...tizaaa
they never disappoint😃
hamuawo moyo wekubereka here timboonawo vana avaa
Saka ndomira here
Up until kusvika nhasi😂😂😂
KO NIGEL KUMASOFA YAKAZOFAMBA SEI Nigel sha
😅😅😅"hanty unongozivawo mai kuda".........ngavauye pano
Starting the week with a laughter 😂😂
Haaa avah vanonakidzaa😂😂
You guys pamunosangana panotonakidza
Baba kunzwisa tsitsi chaiko
Amai ruva ndirikuyawo kubasa🙈😂😂😂😂
Kkkkk tsika dzedu.........
Wakugona wnhu awa
ndiregereiwo but mukaramba muchigona muchatsotsana beans... handisi wevhaorenzi
Hanzi ndauya kuzoona kuti uri kumeeta maTargets here? Kkkkkkk
Unongozivawo mai kuda
Hanzi saka apa ndomira🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Handidi kukuona panapa! Saka ndomira? Ehe mira.
Ndozvinoitwa here patsika dzedu kkkk
🤣🤣🤣 munonakidza guys...keep it up!
My favourite
Seriousness yacho manje
Aaah kana une moyo murefu shame kutoburitsa mari
Paita ka small challenge kadiki in nijo voice 😂😂😂😂😂