Ko urikuvavarirei nhaiwe mkomana,asi ndiyechete ko wadii kutsva ari nani pane waunoona chifambi chiripachena,anebvuri riripo inga uchatozadza danga nebvamba iyi hanzi na Chief inzenza 😳
The main problem I’ve noted is these men and women are not romantic to each other. One can tell from these messages kuti they need to start messaging themselves kwete kunyarana.
Iwe unopenga iwe message after msge unenge usina moto mubhurugwa iwe kutamba uchitevera ,,tinoziva mambo vachigadzirisa tsika nemagariro nematambudziko evanhu izvi zvechule izvi
Hanzi kana uchida mudzimai wako zvakanyanya ko sei uchiramba uchimufumura unzenza hwake uchimuyanika? Anoda kuudzwa sei nhayi?🤣🤣🤣🤣. Asi ndinozvinzwisisa nekuti murume uyu anenge anoratidza kuda imba yake shuwa asi kanawo zvakadai ummm hamheno!
Siyana nehure dzinga mukadzi wako
Mkadzi inzenza iyo and haana kana respect kupfeka kakepi mudare haaa hanzvadzi imba yaramba apo kana unevana naye enda nevana ivavo kuDNA
Dununu rerume... Chengeta hure wakanyarara
Murume uyu anonzwisa tsitsi ko arikushingirirei nhai. Achauraiswa nemkadzi uyo.
Akaroora mushika shika
Ngaabv8se cap iyo ka njapisi kemukadzi .vakutoita business rechi bhishu
Uyu mukadzi ndinenge ndakambomusvisawo mu Wadzanayi ndakadhakwa last year.
😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣
🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭🤭
Chokwadi chataurwa apa chinoregwa ndechiri mumaoko chirimuropa munosvitsana kure nesoccer player rawakada iro hure to the fullest
Bhudhi vangu siyai kapfambi ako. Kabenzi kemukadzi
Iwe mufana kana usingagoni kunyenga ,udza akambokunyengera akutsvagire umwe mukadzi, siyana ne chifeve icho
🤣🤣🤣🤣🤣
Bamnin muchafa makamira sechibhorani, siyanai nemhombwe iyo
Taura hako kufira munzira sengoro
@@blling8500kkkk uuum
My best Chief
Younger akadyiswa last number.
Murume uyu Haa akadhakwa kubata mkadzi ka2 oti ndirikumuda aaaa
Vadewe vakadzi mudzimba umu vanenzara zvimwe zvacho nyora chaiyo mumba umu,mukadzi anoita ngura anofanirwa kuita sei haaaaaa varume munotuma vakadzi imi
Anongoendaka kumba kwavo onotsvaka vanomugutsa ariko pane kuitira pamba pangu. Akasungirirwa here?
Nzenza yakutsvagira murume pfuma
Ahh uyu murume zidununu chairo ko kungosiya zvikaenda zvinyatsoona kti hakuna chikomba chinokuda wabva pamurume
Mambo ngaaende kwa Sekuru Tasvu , Sekuru Kanengo apiwe runyoka zvipere Mambo Mambo muvhureiwo njere
Akatopusa uyu anotobhowa
Kutshukuthi umnandi lomfazi lendoda kuyala ukuthi imxotshe
khanya umndandi blind
Sisi havana kukamirwa mkaka zemo.achakuuraya ne aids
Kkkk hanzi usanditarise ndakatorwa kare na chief
Saka kana mombe usina basa nadzo kuDare wavingeyi? Lets hope wavuya kuzomupa hako guporo kuti murambane zviri pamutemo. Kwete zvekuzotaura zvekudhakwa uchiti unoda mukadzi.
😂😂😂Vanofarira dare ramambo Bushu ngatikandei ma likes. Dare manyama, inzwa nyangwe mavhunziro nemapinduriro avo vese! Murume uyu ari kuda kuti dare rimuudze kuti siyana nemudzimai zvino hazviiti iye achiti anomuda. Murume atambura uyo hey vana tete batsirayi mwana wenyu.
Noise chete ndoinobhowa mudare ramambo Bushu
Vamwe varume vakazungaira sure asi chii nhai
Vapeiwo mushonga dhiki akure uyo😂😂😂😂😂😂
Bamunini musayita semakadyiswa tsvakai mumwe
Vakatpdyiswa a normal.person will say tienzanisei. Kuenzanisa chii iye arkungohuro. Kudhakwa nekudyiswa.
Varume vapinda bizzy
Hanzi Dhiki mudoko mubhurukwa
Cinema idzo varikuita business vanozivana nemukadzi
😂😂😂😂hanzi arikuda kuti mombe dziwande mudanga😂😂😂
Nxaa changamuka mhani mkomana
Ko urikuvavarirei nhaiwe mkomana,asi ndiyechete ko wadii kutsva ari nani pane waunoona chifambi chiripachena,anebvuri riripo inga uchatozadza danga nebvamba iyi hanzi na Chief inzenza 😳
Bbamunini siyai mukadzi uyo muchafa ne bp
Iwe shamwari, ey vamwe varume so, chiiko nhai kuwota so. Unofunga mukadzi angatadza kuita madiro
Vakutopfuma nechihure chemkadzi
Chakashata munhu wemurume ukahurirwa ndiwe unoitwa benzi nevanhu😓
Saka ukuda kuti vanhu vatii iwe uchiramba uchihurirwa kakawanda uchingoenda kudare
Mface imboko
Saka mukomana uyo anofunga kuti Mambo vanesimba rekugona kubvisa mashavi echihure (or kuisa makiyi pakati pemakumbo evanhu vanoda havo zvechihure) nhaii? Murume akadhakwa uyo. Dammit!
Ku court uku kunoendwa nechero munhu arikubva kwaabva here or vemunzvimbo mavo chete?
Is this a baby clinic or court 😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkk l think its both.
asi vakadzi havaripiswe chihure kani
Ratova business
Unotongoona necap kuti maone aya atanga.
Siya hure iro mukomana
Muchinda uyu chidzoyiiiiiii chaicho kkkkkkkkkk
Ko iwe unoramba uchigara nehure waribata sei
Vana dhiki mubhurukwa baba avo😂
Mapudzi anowira kusina hari
Mkadzi uyu haambofa akarega mabasa ake siyana naye utsvage mumwe rega zviinde uchafa waaku pfeka ma pampa wabooka magaro
ASoko kamboyi chaiko kanobhishurisa
Hiiiiiii usatidaro hatisi tese tinodaro
@@rumbidzaidzingira7093 kkkk muri tumboyi kkkkkkk
Matongerwo aitwa nyaya iyi ndopaunozonzwa kuti murume auraya munhu ava vanhu dai vangosiyana zvavo
Chimbobhadharisai mkadzi azvinyanya
The main problem I’ve noted is these men and women are not romantic to each other. One can tell from these messages kuti they need to start messaging themselves kwete kunyarana.
I think i have seen this woman before.
Aiwa aah hanzi kana uchimuda stereki usamuite zvauri kumuita izvi zvekumufumura🤣🤣🤣🤣. Kuseka hako asi vadare avo ndoona vataura kudaro nekurwadziwa. Hey hama dzemurume uyo kana shamwari pindirayi mubatsire muchinda uyo achiri mupenyu. Hanzi kana zvichikufadza unongotakura woenda naye ...
Dare iririnenoise hapana chatozwa
Iwe unopenga iwe message after msge unenge usina moto mubhurugwa iwe kutamba uchitevera ,,tinoziva mambo vachigadzirisa tsika nemagariro nematambudziko evanhu izvi zvechule izvi
This court to learn a lot from Chigodora
This is the best court kwaChigodora kunombunyikidzwa vanhu nezvima chinda 2 zvava part of vatongi
Hanzi kana uchida mudzimai wako zvakanyanya ko sei uchiramba uchimufumura unzenza hwake uchimuyanika? Anoda kuudzwa sei nhayi?🤣🤣🤣🤣. Asi ndinozvinzwisisa nekuti murume uyu anenge anoratidza kuda imba yake shuwa asi kanawo zvakadai ummm hamheno!
I dont blame the lady i blame.the man. Instead of dumping the shit he is coming kunomutaurira.
Hanti akadyiswa hr
@@nicemanchigwaza6558 You said it well. Unobva watoshaya kana chekureva.
Kana uchida mukadzi wako ukudii kungogadzirisa nyaya mumba .kuuya padare kufumurana .kana waona kuti ihure siya bible rotendera haro
Pamwe mukadzi anonaka uyu
Musafurire babamunini vanoda mukadzi wake. Zvinoda kushinga baba munini. Vakadzi tiri pwere. Chengetanai 😂
😂😂😂tiri pwere
Inyama yake ngaazvifarire haaaa zvimikono zvetsambarafuta
Murume uyu akapusa kungeakadyiswa
Hure rinoda kuparadza community
Mupfuhwira wakashanda apa zvekuti akarutsiswa murume uyu anosviuraya chete
Ko iwe unoramba uchigara nehure waribata sei