Akati Ndisungisei Muone kuti Mari yenyu moiwana kupi Ndavharirwa

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 22. 10. 2023
  • mukadzi oramba.kudzosa 600 usd yemukando nenguva
  • Hudba

Komentáře • 24

  • @user-ij7jy6wb8h
    @user-ij7jy6wb8h Před 4 měsíci

    Unozviitisa iwe mukadzi iwe

  • @MarvellousMuzuva
    @MarvellousMuzuva Před 8 měsíci +1

    Hb😊hubuh

  • @tsitsimuchechetere1742
    @tsitsimuchechetere1742 Před 8 měsíci +1

    Sound yaendepizve akomana

  • @constancedzitiro5282
    @constancedzitiro5282 Před 8 měsíci +1

    Zimai iri ngarinyarare

  • @reginakere
    @reginakere Před 8 měsíci +1

    Vatangazve mai vaya vanozviita mambo

    • @lucksondewah3543
      @lucksondewah3543 Před 8 měsíci +2

      No! Look it this way. Mambo munhu akanyarara but achianalyser nyaya ozopa mutongo. But Tete avo, ravo basa ndereutikitivha. Kuvhendenyura nekuisa nyaya pajekerere kuti mambo vawane musoro wenyaya. She is very influential and relevant mudare umo, if you see it from my view point.

  • @user-jq6jk9fs6p
    @user-jq6jk9fs6p Před 8 měsíci

    Ko $193 yaamai avo yaive isingaberekewo here pavaikweretesa Mari idzi segroup, ngapajekeswe apo

  • @shananguraimurinye8977
    @shananguraimurinye8977 Před 8 měsíci +1

    Mai avo dai vambonyarara vanotaursa zvbowa

  • @lynglobal
    @lynglobal Před 8 měsíci +1

    The amount owing on R600 is $1 036,8, and then we deduct what she paid. Interest is charged as per balance owing after adding the 20% of that month. Interest accumilate monthly on the balance owing.
    All those old people don't know accounts stokvel it's not maths it's accounts.
    She is owing $886,80.

    • @yeubabes
      @yeubabes Před 8 měsíci

      its correct coz at first she was gvn 300 per 20% in 3 months wc is $60 per months then in total its 180 then we add 300 to make it 480, then she borrowed 300 again same rate same months wc is 480 again then it became9 60 in total

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Před 8 měsíci

    Use fon to calculate, asi kuzokwereta mari yese iyo kuthembeiko nhy

  • @thulanimutonga7415
    @thulanimutonga7415 Před 8 měsíci

    Intro song yenyu inosvota

  • @WellasMafirakupa
    @WellasMafirakupa Před 8 měsíci

    Moziv ava vanotora nemacamera vmwe vacho avatogoni kutora zvakank

  • @kedikido7595
    @kedikido7595 Před 8 měsíci

    Haukweret mari yekutanga bness unonyura worse apa watora chimbadzo

  • @lucksondewah3543
    @lucksondewah3543 Před 8 měsíci

    Contribution neshoropodzo yaTete vedare inobatsira kupatsanura nekujekesa nyaya. 👏👏👏Musadzokere shure! Zvigeveng'a izvo. Batai vanhu Ishe!

  • @ssam1430
    @ssam1430 Před 8 měsíci

    20% inte rest per month in $US terms chimbadzo chiri rough , 240% annual kuurayana plain and simple

    • @lucksondewah3543
      @lucksondewah3543 Před 8 měsíci

      Tanga yako yakachipa. Ndozviripo zvavakabvumirana. Hapana akambunyikidzwa. Simple!

    • @ssam1430
      @ssam1430 Před 8 měsíci

      @@lucksondewah3543ndinayo, interests is 5% minimum $1000, never had a defaulter

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 Před 8 měsíci

    Magonesa mambo

  • @priscillamwembe7162
    @priscillamwembe7162 Před 8 měsíci

    Irombe mwana uyu

  • @brianbizayi9128
    @brianbizayi9128 Před 8 měsíci

    Amai avanhasi vataura vakadzikama zvokudzwa