Mnangagwa onyadzisa Grace Mugabe pamuchato waGeneral Chiwenga
Vložit
- čas přidán 22. 12. 2023
- General Chiwenga vachata Na miniyothabo here is church service yavo.Grace Mugabe anyadziswa naPresident Mnangagwa asi vamuregerera #latest #latestnews #zimcelebs #breakingnews #newzimbabwe #news #zimcelebrity #celebritynews #mnangagwa #constantino #chiwenga #miniyothabo
Hapana kunyadziswa kwaitwa Grace apa. Infact this is the best speech for her. She needed that assurance and closure.
True
Agreed
Give Mary her children back!
Vana vake vapi
@@saymoregonzo in the clutches of a woman who is not their mother
So wanyadziswa papi? Still waiting for the humiliating bit😢
Kutsvaga ma views rega tichidonhedze isu ve technology kuda kutisvota
Congratulations VaChiwenga you did zvakanaka. Asi zvakaitika zvakaitika please return vana vaMary back. These kids are very young and they need mother's love
Ipa Mary vana wake, utsinye zvivanhu izvi
Saka anyadziswa papi Grace
I was still waiting to hear the part
Ndapashayawo mufunge
They create headlines to attract views
Nhai it's only a statement rekuda kuti tivhure there video
Ndatizvishayawo ini l🤷♀️🤷♀️🤷♀️
Am so inspired, amadoda kumele afunde on this, that a man is so strong, and can build build and build again, never to be broken!?!! Indoda iqinile!!!! You can't break a man nooooooooo!!!
Congrats Mimi- you have set a good example that love conquer all!
It's too early to say that. What has she conquered?
Zvidhara izvi zvoda kuchata kani kkkk it’s almost an addiction
Muchato isingapere
Yes, 4th marriage for this madhala, definitely not the last
Aaah baba ava havana kana nyaya zvavo kana vasvika pavanhu Zimbabwe yakaremerwa zvayo
Benzi vanhu hachaiti ma jokes pamuchato wavo
Past is past thank you MR PRESIDENT.for you words
Saamai varoorwa hope makambozvarawo, itai Mary awonane nevana you are the only person anokwanisa kunyemgerera bba awo pa nyaya iyi kna makauya kuzovaka kwete kuzoparadza
Congratulations VP , it's a good example as a leader so now lead the country by example by forgiving Mary and give her access to her children and by doing so ,you can get my support.
Sure you are right,
Well said
nopenga iwe forgiving how munhu ayida kuku wuuraya he myt be not be alive today hure i hure ngaafe uyo
That was the right platform for ED to to forgive Grace. You did quite a good thing . Apa ndakubigger mudhara. A positive comment next time ukaona ndakukukacha don't blame becoz l am a critique , l comment what is good and bad. Sando kunewe mukuru
Anofanira kukumbira ruregerero ndi mudhara ndovakamubvutira umambo handizvo here pamwe ndo zvaitika handina kupanzwa apo
Grace is Gracious❤
Congratulations home girl lomkhwenyana all the best
Apoint her as a minister
Dnt get ED wrong mutupo wevambire unoti munopona nezve kuba not kuti Grace n Chiwenga vanoba
Exactly😂😂
Kkkkkk true ipapo chero hazvo zviine ka element of truth mazviri kkkk vaera Soko tinotora hedu
Congratulations Mr Chiwenga
Kkkkk Chiwenga imbavha na,Ed
Mary mubaiwa God is with madam
Long Live to your marriage beloved VP. May God bless your marriage
Vice President Happy Holidays na Mai Chiwenga
Haiwawooo,tibvirei.kunyadziswaa kuri papi ipapoo??
Its good to see them share jokes.
Can the Bishop achatisa Chiwenga
Make sure Mary anopiwa vana vake
Aah nothing is going to change , tiri ishwa dzirimupani zvekuti kana tobikiwa takutsva hapana anonzwa kuchema kwe ishwa even ukazhamba sei. Kusvika tatsvukira Iwo ndovanoziva kuti dzibva here kana kuti vombokanganwa kusvika dzatsva..
U are supposed to invite Apostle Chiwenga the true man of God to bless yr wedding General!
Chandisingade Ini ndi Goriyati pakushata mumusha Wangu weZimbabwe. The General has set a very good example!
ED spoke well of Grace Mugabe
The look of Grace kaziso kepakona ako boe here anyways past is past 😂😂
Wowwwww
Nyc.congratulations
I think Ed has a great sense of humour would love to be in his company one day
Ndakamirira kunzwa pakanyadziswa Grace Mugabe
Mr President said a very nice speech l liked it
Soko dzinoba aaaaaah ndatambura with my step brothers and sisters
CONGRATULATIONS VP madadisa
Unopenga iwe anyadziswa papi apa
I think your caption is misleading vanhu anyadziswa papi grace ma zimba I surrender
Beautiful bride- Mimi-Congrats!
Congratulations Gen Chiwenga
Fire of the lord noone can use FIRE EXTINGUISHER..EXODUS 14 Vs 1-30..Wisdom and insight comes from the LORD🎉
Second chance we all need regardless of age
4th marriage & they all ended with him throwing his wives' stuff outside vachidzingwa sembwa
Wow
Hapana kunyadziswa kwayitika apa people were just joking...you guys love kutsvaga zvinyaya pasina just for you content🚮🚮
Congratulations our Vp
Congratulations vp
First lady hatina munyika😮😮 hohonwa kwana
Ini ndiri Soko weCCC and very much related . Thats the reason why we should work together for the development our beloved Country.
Mwoyo wenyu wakaoma baba imi busy kuchata muchitadza kt Mary aone vana vake chiiko nemi muri kutadza kuudzana ipapo
😮asika kwanai imi
Unorwara,anyadziswa papi nhai iwe
Well done but hutsinye guveyo
Wonderful. Just sharing jokes hapana ambonyadziswa apa.
Havana kunyadziswa musanyepe here
Haiwawo
Zvipiko nzenza iyi. Vakadzi munezvivindi. Vana CHIWENGA Nana Mnangagwa vatindivara ne Shuramatongo
Makorokoto Soko, tinozvikudza. God Bless your union. Live happily ever after 🙏🙏
Grace wacho handiti akakokwa, she didn't gate crush
Congrats VP .
Exemplary to us. Long live our vp
Saka kunyadziswa kwacho kuri papi ? Kuti zvitapire here nemanyepo ticharenga kukutevera kana mchinyora nhema
Former First Lady !!!!
Iyi ndisoko imi muri soko!!!
Bars 💯💯
😂😂😂😂
I wonder how long it will take for this one to be kicked out like the previous ones
Exactly, how can she agree to marry a satan?
Palmar-flexion ..Ephesians 5 :25-33. ❤
There is nothing wrong that was said here, tibvirei apo
Kutsvaga zvake😅😅😅 content
Yowee nyaka
Mahumbwe Aya Zimbabwe yatambura nezvivanhu izvi zvinongozvifunga izvo.
U keep.on getting married ana chiwenga chii chakadaro amugutsikani nemukadzi mumwe chii chakadaro chinenge ngozi mochàta nyika ichitsva nenhamo.mkuiwanepi.mari.imi.
Saka anyadziswa kuti chii,unopega iwe
haaa mkoma mnanganwa vanenge vakarohwa nezvinhuu
Saka kunyadziswa kwacho ndekupi?
Soko tinoba hatimire
Mai Munangagwa, Grace navaChiwenga vose vanoera soko
Vanorosimudza here bhiza iri
Makorokoto President
Parikufariwa apo. Ndafarawo ini 😂.
Banter 😂😂😂😂😂
Ko muridzi we voice ra reporter ndiye ari in the photo on the left of the screen???🎉
Kwana
Nxaaaa kngotsvaga nyaya pasina atadzei
Uchenjere kuitwa zvakaitwa merry 😢😢
Tsvee kutaura zvemuchato akutaura zvematomgerwo enyika
Washaya nyaya here iwe akanyadziswa pai nxaa
Kunyadziswa kuripapi apa?
Iwe Ed haunawo suit kwayo here
😅😅😅😅😅
Hope she's not a gold digger coz some of these ladies just want his money and opportunities through his political power.
Sorry she was already loaded b4 Chiwenga
Saka kunyadziswa kwacho ndekupi
Marry kudenga kuna Mwari uku nyangwe ukaitirwa hutsinye sei but Mwari varikuzviratidza havo one day shame kune vano chatisa pasina kuchena they will also reap
Unopenga iwe anyadziswa papi ipapa
😂😂😂😂,scarf pamucheto here ko zvekare zvinotaurirwei kkkkkkkk
Akanyadziswa papi l was there hapana pandakaona
Nonsense. Mbavha
I see nothing wrong in what the President ED just said
Kkkkkk kuvhaira asi guva ravapo paneatoisirwa cz ndomukana wacho tarisai mwedzi inotevera kkkkkk
Shuwa bhaiskop tinoriona mazuwa ne nguwa dzose na ED the clown 😂.
Kamani General kuita kuperera muromo wemusoja hoyooo
Muchasvika pakufa muchingochata varume vakuru congratulations 🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂
Nhy zvopedzisira zvaakubhowa taneta nekucongrajueta kwacho apa harahwa
Video metter
Hapana panyadziswa grace apa
This time uyo Mheche ndo yaku biswa
"Uyu anoba"
Saka vanyadziswa kupi