GUTU: Part 2: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 4. 07. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 169

  • @rumbie6450
    @rumbie6450 Před 3 dny +9

    Gutu kumusha kwangu proudly from Gutu

  • @kudzaimasilo5527
    @kudzaimasilo5527 Před 3 dny +8

    CCW Manyama, ndivo vanofanirwa kutengerwa mota kana danga remombe❤

  • @rutiliousayi3002
    @rutiliousayi3002 Před 3 dny +20

    Go fund me moms irir kutaura iyo inoda bhasikoro nesvibheke svekushandisa pabasa

    • @josephinechapfimvira1930
      @josephinechapfimvira1930 Před 3 dny

      😊 you're right . Svibheke manje 😂😂

    • @ganyaz
      @ganyaz Před 2 dny

      inga kunedzimwe nzvimbo vakapiwa mabhasikoro kare wani !
      vanhu ava vaifanira kukwira maBus ehurumende mahara !

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj Před 3 dny +21

    Regai kutsvaga mhosva kuvanhu.muurai wemwana ndiye anemhosva achapikira mhosva dzake

    • @ktm9853
      @ktm9853 Před 3 dny

      Engaging in sexual activity with a minor who is less than 18 years old is also a crime. Statutory rape. The culprit must do time for that offence.

    • @user-my1cg9ku3h
      @user-my1cg9ku3h Před dnem

      It is not as simple as that. Kuti vakwanise kugadzirisa nyaya iyi they have to look at what triggered the last event yeku uraiwa kwemwa. Uyo musikana akato sungwa but there are many people who contributed to this and they must meet their own fate. For instance the police isingazive basa or who take bribes to defeat the ends of justice. Then toita avo vesocial welfare vasina ruzivo rwemutemo rwaka kwana yet vachimirira vana variku dzvinyirirwa. Lastily, baba veku vata nemwana aripasi pe18 who according to law has not reached the age of legal consent to sex, in other words chero anga akabvumirana nababa avo pamutemo yes yake is not yes as she cannot consent to sex before the age of 18, so that is statutory rape. If all these parties are dealt with, this will send a loud and clear message to everyone mudunhu and the wider Zimbabwe. Ruzivo rwevanhu rwuno wedzera uye macase akaita se iyi anoderera.

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 Před 3 dny +9

    Ehee mitemo uripo asi CCW hana mhosva akaita pakewo zvekufa kwemwana ayisi mhaka ya CCW

  • @concilliamandaza3732
    @concilliamandaza3732 Před 3 dny +5

    Murume wekumitisa Progi ndiye anemhosva

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 Před 3 dny +4

    CCW haana mhosva akauraya mwana ndiye anemhosva

  • @t.m1222
    @t.m1222 Před 3 dny +2

    Chabodo(2) naMatutsa(2) wamuka zvakare. Mwana mupwere zvikurusa and angasikaziwi zveupyenyu.

  • @josephinechapfimvira1930

    CCW avo Mwari ngaakusimudzirei sis .

  • @ivyncube211
    @ivyncube211 Před 3 dny +7

    I was once turned away kuEpwoth police station when I tried to report a case of a 16 year anga atizira. I was told she is old enough to consent,

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Před 3 dny +1

      And what happened next?

    • @priscillahchiromudzimu1632
      @priscillahchiromudzimu1632 Před 3 dny +1

      Mapurisa havachengetedze vana ufunge

    • @ivyncube211
      @ivyncube211 Před 2 dny

      @@robertapfumaneyindakarwadziwa apa she is an orphan first term ye form 4 ndabhadhara fees and new uniforms.. Lucky she was not pregnant. Ndakamutora and sent her back to school form 3 !

    • @shie885
      @shie885 Před 17 hodinami +1

      @@ivyncube211Thank you so much Mwari vakukomborere ❤

  • @user-on1fs9gn3p
    @user-on1fs9gn3p Před 3 dny +8

    Mkoma Robert mandifungisa mureza wababa vangu, Good song

  • @crynoschirumarara9546
    @crynoschirumarara9546 Před 3 dny +6

    Baba veka cap keblack pliz musape ccw mhoswa haana kutadza. Police ndoyaka kanganisa ndovakapihwa mari kana kuti ndovakatadza kutonga CCW vakagonesa pavo. well done ccw good job

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Před 3 dny

      Taura hako kuda kutsvagira mai avo mhosva isiri yavo

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Před 3 dny

      I don’t think kupa CCW mhosva but he’s trying to say she could’ve done a better job. Especially kuudza mapurisa kuti mutemo haudaro. Clearly she’s more understanding of the law better than these cops. So in a way if I’m the CCW I’m not gonna be offended but rather know that I need to do what’s right according to the constitution regardless of what the cops say.

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Před 3 dny +1

      @@SheStoicForLife77kuudza mapurisa edu emuZim here kuti mutemo haudaro 😂inga vakabva kupolice went bc kusocial welfare to give report yezvanga zvataurwa nemapurisa,ranga risisiri basa resocial welfare here kuti vachiudza mapurisa kuti mutemo haudaro
      Personally I think she followed the right channel to report the case unless kana kuine kumwe kwavaifanirwa kuenda or kuita havo zvandisingazivi

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 Před 2 dny

      @@gloriamarvellousmutindivar5349 you’re right but then if you believe you’re on the right track of something you escalate the case. Asizve mai CCW thought she couldn’t challenge the police stance on the case. IMHO you should be able to escalate

    • @gloriamarvellousmutindivar5349
      @gloriamarvellousmutindivar5349 Před 2 dny +1

      @@SheStoicForLife77 yeah l agree with you but then zvinenge zvakuda kuziva kuti you escalate wakananga papi, sometimes if mutemo wacho fails us we end up loosing hope yekuenda kumberi or kusatoziva chaiko pekunanga

  • @monicaziumbwa
    @monicaziumbwa Před 3 dny +7

    Mbuya ndovane yos4

  • @damview3628
    @damview3628 Před 3 dny +7

    Pane anoziva here novel rekuti Sarura wako rambuya vaShuvai vaidya zvinhu zvemadhara kwagutu vachiti ndokupa muzukuru wangu? Same same nambuya vaProgi

    • @gladysxaba5863
      @gladysxaba5863 Před 18 hodinami

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @fadzairwaveya4338
    @fadzairwaveya4338 Před 3 dny +4

    PART TWO PLEASE involving Police, Social Services etc. why was DNA NOT DONE.
    CCW renyu basa makabata kwazvo

  • @concilliamandaza3732
    @concilliamandaza3732 Před 3 dny +6

    CCW havana mhosva

  • @rekayitsokodayi3438
    @rekayitsokodayi3438 Před 3 dny +6

    Mbuya vane utsinye

  • @bezadaniel1379
    @bezadaniel1379 Před 3 dny +2

    CCW haana mhosva ....Inga vanyatsorondedzera wani .....

  • @xlanichenai
    @xlanichenai Před 3 dny +4

    Dai pachiitawo mutemo yekuti vanotongwa zvisizvo vachipomera mhosva mahara vasungwe vanotonga zvisizvo ...imi baba Vekepisi avo amuzivi kutonga age of consent kupiko CCW mhosva yavo ndeyei even kunzi kuroodza musashungurudza vanhu mahara endaika kujeri kwacho munhu ane 18yrs uyo akapara mhosva .... ngapaitewo mutengo yevanhu vanotonga zvisizvo mudare baba avo aaah CCW MHOSVA yavo ndeyeiko aaaaah....

  • @crynoschirumarara9546
    @crynoschirumarara9546 Před 3 dny +1

    Well done CCW good job sister nyika ikawana vanhu vakadai inobudirira kasi ikaita vanhu vanenge kamudhara ke black cap ako nyika inoparara plizzz ngavabviswe ipapo

  • @GraceMapfumo-ep9tx
    @GraceMapfumo-ep9tx Před 3 dny +4

    Dai gogo vasina kuramba mwana zvotaridza kt chakapa Progie pfungwa yekuti auraye mwana iye oda kowanikwa aiva asina wekusiira mwana uyu becoz gogo vaisamuda mwana waProggie

  • @TariroTaruona-vn6gu
    @TariroTaruona-vn6gu Před 3 dny +3

    Baba vebhachi jena hamugoni kutonga imi

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před 3 dny +1

    Mai veCCW havana mhosva.mbuya vacho ndivo vaiabusa mwana

  • @EnetyGadzi
    @EnetyGadzi Před 3 dny

    Hunerera wakaoma Dai Mai vemwana uyu varivapenyu andaifunga Kuti aidei akauraya Mwana

  • @MamaMelo-01i
    @MamaMelo-01i Před 3 dny +2

    Rudhara urwu rwunopenga veCC w vakatadzei mwana ane 16years kana iye achida anoregwa achiita zvaanoda ndokusaka munhu aakutora chitupa ne16

  • @collenmatasa4156
    @collenmatasa4156 Před 3 dny +3

    Long story short

  • @ConstanceChingoma-xn2dy
    @ConstanceChingoma-xn2dy Před 3 dny +7

    Ava baba vebhachi rewhite hapana chamunoziva izvezvi chitupa mwana ane16 years ava kutora chitupa azi kare vaibvumidza 18 years musapomera mai avo mhosva hapna chamozivaba

  • @mandlashumba6107
    @mandlashumba6107 Před 3 dny

    Takamirira mukoma Roby ❤❤❤

  • @desmondmatengu2592
    @desmondmatengu2592 Před 3 dny +3

    Mudhara makasara

  • @DadiraiMuteke-qp1ll
    @DadiraiMuteke-qp1ll Před 3 dny

    Morning morning pano

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka3169 Před 2 dny +1

    Regai kutsvaga mhosva pamunhu asiriye apo nanganai neakauraya

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 3 dny +2

    Ngava vharirwe baba ava vaka raper mwana.vane makore mangani hohonwa yakadai kurara nemwana ane 16 yrs.

  • @crynoschirumarara9546
    @crynoschirumarara9546 Před 3 dny +1

    Kana variivo chief pliz tongai zvakanaka

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před 3 dny +1

    Murikusiya munhu ane mhosva.Mbuya vaProgy

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před 3 dny +3

    Baba vane bhachi rewhite tibvireipo CCW ane mhosva yeiko iyi icourt yematofo,hanty mwana anogona kuzvitaurira ega hr 16yrs anogona kuzvitaurira, aah imi ko murume akamitisa aripi ndiye ane mhosva,baba vebhachi rewhite ndianiko mudare umo he's irritating nxaaaaa

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Před dnem

    Tarusenga usade kupusisa vanhu wakuda kutora advantage yekuti the child in question is deceased manje mwana can be exhumed oitwa DNA we want justice for progress and iyeo progress otongwa nemhosva yake so the deceased can get justice as well.

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k Před 3 dny +4

    Kwa Gutu zvekare

  • @user-tn4uc5lr2o
    @user-tn4uc5lr2o Před 3 dny +1

    Tarusenga usajairira vanhu mudhara.Seiko vanhu vekumaraini kwangu

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 Před 3 dny

    CCW haana mhosva , akashanda basa hombe, imi bba vekepisi tongai nyaya mushe, dare iri matofo ose akaungana. Mbuya vacho na Progi ndiwo vane mhosva. Murume ane yellow uyo ave kunzvenga nyaya cz kamwana kakafa for DNA.

  • @talentsakupwanya2796
    @talentsakupwanya2796 Před 2 dny

    Avo adhara avo sei vari kupa Mai avo mhosva. Amai vaka mira mira havana mhosva ava

  • @user-it7vv1wk8j
    @user-it7vv1wk8j Před 21 hodinou

    Ndokumbirawo kana pane anozivawo.vakaimba song iyo pliz

  • @chipo6031
    @chipo6031 Před 3 dny +2

    Mai ava vakaita basa ravo zvakanaka.Avo baba vekopisi nebhachi ravo hamuna nyaya. CCW maoko ange akasungwa, nyaya yapera kumapurisa Maida vadii? Nhai mambo nemi masabhuku dai Proggie asina kuzouraya mwana maitonga kupi, makadii kutonga nyaya pakaitwa nhumbu nekuzvarwa kwemunhu. Legal age of consent yaive 16yrs pakaitika nyayaimi vakuru imi. Akauraya mwana akura iye akura wo achiziva zvaari kuita achida kuroorwa ndiye ane mhosva.

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 Před 3 dny

      Hasha dzandiri kunzwa so,dhara risinganzwisise

    • @chipo6031
      @chipo6031 Před 3 dny

      ​@@tsungaimukarati9737vachasara asisina CCW munyika yaMambo Munyaradzi. Vakainonokera nyaya iyi. Hopefully documentation yekupolice and Social Welfare is still available. Ngavaende kuhofisi yemapurisa vanonowana mazita yemapurisa akaita nyaya yacho. Vasanetsa CCW uyo.

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Před 3 dny +1

    Enjoy dare iri and thanks Godfrey Tapfumaneyi neteam yenyu

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před dnem

      Godfrey Tapfumaneyi❌❌ Robert Tapfumaneyi ✅✅

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před dnem

    Hazvichatenderwi kuita bonde mhai kana uri under age zvakabviswa izvozvo zvekuti 16yrs aite bonde untill wasvika 18yrs.

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Před 3 dny +1

    Mudhara webhachi Jena uyo anopenga uyo

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 3 dny +2

    "Age iri below 18 haitendegwi kuwanikwa; asi inotendegwa kugara nemurume" ; hooooooo! What kind of law is that?

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Před 3 dny

    Ipai munhu mukanwa wekutsanangura ndokuti muzive matongero enyaya

  • @NancyVachihoro
    @NancyVachihoro Před 3 dny

    Ccw haana mhosva akapa mwana pamuviri ndiye anemhosva. Dai pasina mimba pangadai pasina nyaya.Muzvina mimba nemusikana vese kujeri. Vakarara neUnder age baba ava

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Před 13 hodinami

    Ndokumbirawo link ye part1

  • @FortunateNhenga
    @FortunateNhenga Před 3 dny +1

    Mursei mkoma Rorbet

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Před 3 dny

    Eish, this is sad. I can't believe mbuya used to pimp muzukuru wavo kumudhara anetumari mudunhu. Baba vemwana never really cared for mwana wavo. Progress was looking for love. She doesn't know what love is nekuti no one has ever shown her love. She hopes from 1 man to the other in search of love kusvika auraya mwana thinking she would be loved.Our culture can be terrible to the girl child, mwana akanganiswa vanhu vanongofunga mombe nemari.
    Anyway it was nice kuona dare rekumusha kwangu for a change. Under Chief Munyaradzi. Isu tiripo hedu paMunyaradzi Primary School paDzivarimwe

  • @priscillamurenjekwa539
    @priscillamurenjekwa539 Před 3 dny +2

    Definition yehudofo iri kunyatsobuda pana baba vemuromo murefu nezibuno vane kabhachi kachena neka kepisi avo
    Zidofoooooo

  • @namatiraimapfumo8743
    @namatiraimapfumo8743 Před 18 hodinami

    Avo baba vane bhachi rewhite chozivikanwa hapana

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz Před 2 dny

    CCW munogona basa mummy kiddos to you

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Před 3 dny

    Kamdara ke white jacket sure hamugoni kutonga muri kudheerera CCW nokuti mkadzi nxaa dzidzayi kutonga kuna Mambo Makoni or Chief Bushu

  • @user-oq2jl8xl4o
    @user-oq2jl8xl4o Před 3 dny +1

    Mdhara uyu weJacket jena unopenga haazive mtemo uye unorwara njere

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 3 dny

    "Tarusenga" uyo zvaanenge hama yangu wani. Haaa; pakaipa!

  • @biancatmabika3677
    @biancatmabika3677 Před 3 dny

    Song yakaimbwa nani

  • @collenmatasa4156
    @collenmatasa4156 Před 3 dny +4

    Kwa Gutu ndo Khanyi

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h Před 3 dny

    Kkkkkkkkkkkkk sekuru ve bhachi Jena vakorinte chaivo .dzimwe nharo dzisiyei kana musina ruzivo ne zvazvo.

  • @maipraise
    @maipraise Před 2 dny

    Vanhu ava vanopenga ccw mhosva yavo ndeyei apa

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j Před 3 dny

    Kababa kejacket reblue rough yacho yoo

  • @collenmatasa4156
    @collenmatasa4156 Před 3 dny

    Mukadzi wa baba vangu or Mudonzvoo wababa vangu

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb

    Ah CCW ane mhosva yeiko ipapa haiwawo honha zvimatofo hanzi ane chekuita nekumonywa kwakaitwa mwana

  • @concilliamandaza3732
    @concilliamandaza3732 Před 3 dny

    Baba ava vavekuramba mhosva nekuti mwana haasisipo

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Před dnem

    CCW zvinorevei

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb

    Bava avo havazive zvavañoita ah nekuchena musoro kwese ikoko

  • @Makumire-u2e
    @Makumire-u2e Před 2 dny

    Iwa matununu

  • @user-il9lo9gz9h
    @user-il9lo9gz9h Před 3 dny

    Munogonesa mambo

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii Před 3 dny

    Jail straight mhondi

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před 3 dny

    Mkoma Robert makadi

  • @conniejam5575
    @conniejam5575 Před 3 dny

    Musati pedzere data

  • @estherfushayi1460
    @estherfushayi1460 Před 2 dny +1

    Mutemo munoti mwana ane 16 years anotenderwa kurara nemunhu waada mambo ccw avo havana mhisva please please

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Před dnem

      Mutemo wenyika ipi iwowo don’t be misinformed mutemo we 16 yrs kuma European countries not ku Zimbabwe. Go on google type what is the legal age of consent to sex in zimbabwe

    • @masciemudumo
      @masciemudumo Před dnem

      Update Jan 2024 legal age of consent in zim is 18 yrs

  • @FortunateNhenga
    @FortunateNhenga Před 3 dny

    Tavapo

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Před 3 dny

    Gogo vemwana vakanyepa zvekuti gogo vanonda kurohwa zvekuti kunda kudya

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Před dnem

    Mai avo ve CCW was supposed to let the local court aware starting from sabhuku then to the chief. Baba avo is correct bcz ccw anoshanda nevanhu varimunharaunda that is from village level meaning dunhu ravanogara rina sabhuku so waifanira kuzivisa sabhuku then sabhuku voudza chief, chief ane right to call police yacho yaiita nyaya yacho straight away. Saka tudhara utwo turi correct but apo panenyaya muchaona kt docket rinogona kutono shaikwa

    • @user-jr1qr5uc6j
      @user-jr1qr5uc6j Před 14 hodinami

      CCW vakaenda kwaSabhuku vakamuzivisa akavati endererayi mberi nebasa..

  • @user-ff8ko1el1j
    @user-ff8ko1el1j Před 3 dny

    Tichangosvikawo hanziiko kkk

  • @user-ff8ko1el1j
    @user-ff8ko1el1j Před 3 dny +1

    Ko iye wekuuraya mwana aripo here apo

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza Před 3 dny

    Tarusenga we ZANU pf hr uyo wekamubhurudhutu hr aaa imwi ngaasungwe

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Před dnem

    Iyi mbuya yaProggy ine nyaya mmmm proggy was abused sexually and child labour as well

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza Před 3 dny

    Madzimai ccw awo honamagariro acho magube awo

  • @ganyaz
    @ganyaz Před 2 dny

    matare emuZimbabwe ese zvavo ,ikozvino varikuti pikerere nenyaya yekuti musikana uyu akamitiswa achiri under age but maChurch akafanana neJohane marange anotora tuma 13 yrs madzimambo acho say nothing about it why ?????

  • @SibongileThomas-le3tp

    Gutu ndozhira yokwedu

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz Před 2 dny

    Chibaba icho chinosvuta fodya chazoisa mudzanga wemumhepo pamuromo 😂😂😂😂😂

  • @PatriciaMupimbira-vl9jl

    Ummmmm gogo avo vane nyaya vairamba mwana wemuzukuru haah zvakaoma

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Před 3 dny

    What bothers me is that mapurisa acho, social welfare yacho and now ma CCW acho they’re clueless about this subject matter. Anyone under 16 akarara naani zvake is statutory rape. Which means chero mwana kudiki iyeye akati taibvumirana hazvina basa. You’ve committed statutory rape simple cos the child is a minor. Saka mapurisa ngaadzidziswe the difference between rape and statutory rape. Otherwise they’re misleading and allowing misdemeanour to carry on unpunished. Mambo Munyaradzi is right to say that kana mapurisa achitadza nyaya CCW is your job to set them straight. The problem I see in most failings is that we ought to put cops on a pedestal to the point that where they go wrong, we become powerless to tell them otherwise.

  • @user-yp9kc3uw7f
    @user-yp9kc3uw7f Před 2 dny

    mbuva vaprog vane hutsinye ... hunherera hwakaoma hawo ummm dai Mai vake vari vapenyu dai asina kuuraya mwana wake

  • @tsitsiaemelianhema7260

    Mmmmmmm kadhara Kane hat yeblack ako ngakabviswe pa panel please Kane huzivi hwekunyepera. Nyaya chaiyo tsveee koda kunenedzera mukadzi we CCW nxaaaaa😡😡

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru Před 3 dny

    Mukoma Robert munofara hr

  • @user-xo2od7bg4f
    @user-xo2od7bg4f Před 3 dny

    16 years haichasungisa mazuva ano asi mutemo unoti 18years 16 years kana atenderana nemunhu wake ikodzero yake kuroorwa asi kana aita zvekurepwa ndiyo mhosva kana chembere ukairepa unosungwa

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Před 3 dny

    Ava mambo avagoni kutonga nyaya munhu wakauraya mwana ariko arikutokipa mhosva yake

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng Před 3 dny +2

    Aiwa ipapo mwan akmbunyikidzwa,age of consent 18

    • @abigalmaposa9935
      @abigalmaposa9935 Před 3 dny

      16yrs iwe ndine mwana ini akapindana nadzo,zivai mitemo hama dzangu

    • @user-ho3so3jb9w
      @user-ho3so3jb9w Před 3 dny

      Baba awa wayifanirwa kusungwa chokwadi kurara nemwana ane 16yrs zera remwana wavo

    • @PaloSant
      @PaloSant Před 3 dny

      It was raised to 18 in December. Kare yaive 16. Reason why it was raised to18 was because of such issues. You can't say mwana can consent to sex at 16 oita nhumbu but can't marry asati aane 18. Saka vanasikana hobho vaisara vakabata mwana but pasina murume

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj Před 3 dny

    Bvisai macap mudare imi

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM

    Unokuvadzwa nevanhu ava vane hutyinye

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 Před 3 dny

    Baba ve Tshirt ye yellow muchagara zvenyu pasi chokwadi chakubuda manje

  • @user-mt3qg9sk5l
    @user-mt3qg9sk5l Před 3 dny

    Mbuya vaProgi ndoo honzeri

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza Před 3 dny

    Uyu kanzera taurusenga ibenzi iri

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 Před 3 dny

    Ko mambo murikupedzerei nguva nemurume uyo. Ma DNA haana kuitwa mwana arimupenyu asi jazvireve kuti zvaakafa haabone kuitwa. Fukunyurai mwana koitwa ma DNA nyaya opera. Vhudzi chairo rinoratidza DNA yakakwana. Ma expenses ese ndeake kana akabatwa nemhosva!

  • @shie885
    @shie885 Před 17 hodinami

    Ccw havana mhosva she went through the proper channels..mapurisa + mbuya va proggy + murume akamitisa Ndivo vane mhosva
    Maida vaite sei mapurisa avaudza kuti haisi rape

  • @gracemushayi7658
    @gracemushayi7658 Před 3 dny +4

    Gutu ndokwangu kuzayan