N'anga Ine Mukurumbira Yakabatwa NeRunyoka Haachaita Weti

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 4. 07. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 287

  • @ellenmusanjeya8222
    @ellenmusanjeya8222 Před 3 dny +21

    Elizabeth unogona kutaura nevanhu kusvika pakuti munhu anoita comfortable kutaura newe. Hazvisi zve interview iyi chete. Pese pauno shanda chitori Chipo chako. Ndiyo inonzi calling ye basa rako. Mwari vakuitire zvakanaka mune remangwana rako.

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Před 3 dny +17

    N,Anga iyi yaida kuzviita Shasha yakasangana neshasha iwe ndoochapfambicho chemunhu mukuru😊

    • @pearlmambinge451
      @pearlmambinge451 Před 3 dny

      Kurumwa nechekuchera n'anga yenhema

    • @aidynkwakwa6768
      @aidynkwakwa6768 Před 3 dny

      Yah ayifunga kuti achazvigona kutorera munhu mukadzi cos ndiri nganga.

  • @mamzo38
    @mamzo38 Před 3 dny +22

    Elizabeth ndoda kutengera vabereki vako something. They did a great job raising you. 💐💐💐💐 hunhu wako mwanangu hunodadisa. 🥰

    • @auxilliahmaramidzi9016
      @auxilliahmaramidzi9016 Před 3 dny

      Umm ane hunhu hunoshamisa mwana iyeyu at her age taurai zvenyu. Ndinomufarirawo chaizvo

  • @Maisibongile
    @Maisibongile Před 3 dny +9

    Keep it up sisi Elizabeth

  • @siphomuchero6182
    @siphomuchero6182 Před 3 dny +20

    Elizabeth kanogona basa veduwee hauendereri mberi kana muvhunzo usati wapindugwa. I like your style of journalism, beautiful nose

  • @sadoprojects7823
    @sadoprojects7823 Před 2 dny +2

    Mdara anoti I'm always perfect iye aidanana ne kuvata ne mkadzi arikuda kuramba asi asati aramba murume wake.

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Před 3 dny +5

    Been missing my best channel and best reporting mutori wenhau

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 Před 3 dny +2

    Great job Elizabeth....you were born to do this

  • @teechiz
    @teechiz Před 2 dny +1

    Young lady you are good at asking questions. Welldone. The future is bright

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před 3 dny +3

    My sister Nyaguyo well done good work basa unogona zvako mwana sikana

  • @nokthulagift618
    @nokthulagift618 Před 2 dny +3

    Queen Elizabeth of London ndimi mune chimuti💃unogona mwanasikana maruva ako ayo💝💝

  • @peembano253
    @peembano253 Před dnem +1

    Very humble person Nyaguyo❤

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před 3 dny +2

    Sekuru vadzimu havadi tsvina, matare anoyera vadzimu vakakufuratirai. Munenge maitirawoo vakadzi vevamwe. Tsvagai murume wake mubatsirike. Chigara mapfihwa chinogarirwa pasi nemhuri kwete ruchiva. Vakuru vanoti n'anga haizvirape.

  • @mimsharkangel1826
    @mimsharkangel1826 Před dnem +1

    Elizabeth usakanganwe kudzidzisa Tilder maner of approach ❤❤❤

  • @user-es1fz3bs8v
    @user-es1fz3bs8v Před 3 dny +11

    Good job Elizabeth

  • @MasizibaB
    @MasizibaB Před 3 dny +5

    Haaaaa runyoka ishit chaiyo ndakazviona pane someone close munhu akatambura zvake iyeye, akanga atonzi aitwe operate spinal code kuPare uko takatozonyengerera munhu wawakarara naye tanzwawo kuti ndiye anoroyonora akavamwisa wii wii yake munhu akabva aita bhoo, munhu akati handibate futi ndabvidza years later ane vakadzi 2😂😂😂😂😂👐🏻👐🏻👐🏻👐🏻

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri Před 21 hodinou

    Makatosezvo arimurume wechirudzi regayi ndimudyire mukadziwake you are mad toko makatsvatwa muchayita strong zvenyu amusati matanga

  • @patrickmachekera4396
    @patrickmachekera4396 Před 3 dny +1

    Elizabeth you are so good at what you do

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 Před 3 dny +6

    I know this mdala is my neighbor ku kuwadzana extension akaita mbiri kare mudara uyo panyaya dzekurapa kuma 1999 2000 tichi zobvawo takuenda ku 🇦🇺 Australia .

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před 21 hodinou

    Well done parunyoka ipapo bhoo zvekuti munhu haarambidzwe kufencer musha wake kuisa durawall kuti mhandu dzisapinde

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e Před 3 dny +3

    Nhasi tina chenai wechirume😂 hurai mufe

  • @Elshadaitv
    @Elshadaitv Před 3 dny +2

    Elizabeth wakanyanya kuferefeta...ndafunga kukutengera something zvebasa rako kana uri free

  • @elizabethtafadzwa3169
    @elizabethtafadzwa3169 Před dnem +1

    Sweet tongue my dear Elizabeth sazita wangu keep up the good work

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8u Před 3 dny +4

    Murume mukuru shuwa

  • @user-vh1yy3nm4c
    @user-vh1yy3nm4c Před 4 dny

    Waiting 😊

  • @angelakaonza6168
    @angelakaonza6168 Před 3 dny +4

    Ende fut ,Nyika nekuzara kwayo masingle ladies

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera Před 3 dny +1

    Good interviewing

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 Před 3 dny +4

    Vakatora mukadzi wemunhu nemushonga zvikaramba kushanda

  • @ClaraKatsuro
    @ClaraKatsuro Před 3 dny +4

    Zera rababa ava kutora mkadzi womunhu shuwa
    Saka ma2k orairwa nani chokwadi
    Sanganai nazvo baba
    Hamuna kukwana

  • @victorphiri5941
    @victorphiri5941 Před dnem +1

    Vehama yadeuka yadeuka ngatiregei kudzimbira panechironda pakakuvara kare hongu pakashaishika but sekuru really needs help

  • @tineyidombodzvuku067
    @tineyidombodzvuku067 Před 3 dny +2

    Elizabeth watora mukombe pakutapa. Kozoti panyaya yasekuru ava sezvo iri n'anga vakatotora mukadzi wemunhu vachiziva kuti aripamurume. Plus ziso ravo iro nderemunhu akuda kufa vakanonokerwa vanoenda

  • @scnyanyiwa
    @scnyanyiwa Před 3 dny +5

    kkkkkkkk anzi am always perfect apo waidanana nemukadzi wemunh

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Před 3 dny +2

    Kana rwuri runyoka Sekuru avo vakazvinonokera machances avo ekuti vaite bho mashoma

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 Před 3 dny +3

    Mamama Sekuru n'anga haizvirape gona ana gona wake

  • @user-zz2zj3mh9g
    @user-zz2zj3mh9g Před 3 dny +2

    Ngavanotariswa vanodaro prostate cancer yakadzoka

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 Před 3 dny +2

    Ummmm pakashata ,shuwa zvivindi zvekurara nemukadzi vemunhu mange makazvihodha kwaaniko,marumwa nechekuchera sekuru ,hope muchabatsirakana chop chop.Eliza unogona basa dear .so happy to see you.

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 Před 3 dny +3

    Sekuru vari kurwara ava dai vawana help

  • @khethiwephiri6247
    @khethiwephiri6247 Před 3 dny +1

    Elizabeth unogona basa,well done🎉

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před 3 dny +1

    Elizabeth anogona basa veduweee....keep it up girl❤❤

  • @tapiwarasara3276
    @tapiwarasara3276 Před 3 dny +1

    Good job interviewer

  • @chipogoremusandu3996
    @chipogoremusandu3996 Před 2 dny +1

    Eliza u are good wena keep it up

  • @EdmondKashaya-iv9nm
    @EdmondKashaya-iv9nm Před 15 hodinami

    Sekuru Havana kuziva basa raSarapavana.Sara pavana hakusi kurarana ASI kuti Vana vakafirwa vawane Munhú wekupira nyaya dzavo saMai chete.Uye anogona kunge achitogara kumurume wake,ASI aineimwe Mhuri yaakasiirwa.Kule ava vakashaya kukura chaiko uye varikukohwa zvavakarima havo vega no stress.Mukafzi wemunhu haatorwe nokuti murume wake haana marí.Mukadzi wemunhu ndewe munhu

  • @AyandaChikwadada-hm8to
    @AyandaChikwadada-hm8to Před 3 dny +1

    Well well done girl

  • @innocenthapazari8699

    Yaaa. Pakaipa! Makumbo anenjodzi shuwa. Eve wakatiparira kubindu reEdeni uko. Of coz kutora mukadzi wemuridzi kwakashatisa - asi mukuru uyo atauravo kuti "ini ndinenge ndiine dambudziko rangu iwe uine rakovo". Ichokwadi ichocho hama asi kungoti gava rakadamburavo zvaro musungo.

  • @StellaNhema-lx4lb
    @StellaNhema-lx4lb Před 20 hodinami

    Ng'anga haizvirape plus sekuru imi maitoziva kuti mukadzi uyu ane murume wake asi mukavharwa nemukadzi achiti anorohwa nemurume wake kunge maizviona pamwe mukadzi uyu aitodawo kukupinzayi pamiyedzo manje mucharapa ani zvamadayi vanhu vachatanga kutaura kuti sekuru hamuone asi kutaura chokwadi sekuru kuhope makaudziwa asi hamuna kuzvigamuchira makangoti chero zvazvaita midzimu yenyu ikatsamwa ikakupanichayi

  • @joylinegutsa7835
    @joylinegutsa7835 Před 3 dny +2

    Eliza wakagara pai? Please famba with your foldable chair usagare pamibhedha yevanhu please. Especially yetudhara itwotwu

  • @lovenessphiri5285
    @lovenessphiri5285 Před 3 dny +2

    Ini murumewemunhu handibati😢😢😢😢 ndofa ndakanyenama

  • @WilbertMusakanda-tp3ks

    nyaguyo and tapfumanei basa sebasa

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 Před 3 dny +3

    Aikaka ko zvavarikutobata muchiuno cha reporter baba AVa vanazvowo😅😅

  • @Anolisi
    @Anolisi Před 3 dny +4

    Sekuru mukumama nechokwadi chamurikuziva

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda Před 3 dny +3

    Sekuru mukunyepa kuti murume wemukadzi uyu hamaizivana chirudzii ,kana mukadzi wanye aive muzukuru wemukadzi wenyu

  • @chikomboreromuringami6776

    Vanhu ngavasadheerere misha yevanhu

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 Před 3 dny +3

    Tateguru Ndunzo akati anozvigona vaisei ikoko

    • @robertapfumaneyi
      @robertapfumaneyi  Před 3 dny

      @@mildredmharira8764 you are campaigning for him, on this platform?

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 3 dny

    Nice Eriza

  • @ClaraKatsuro
    @ClaraKatsuro Před 3 dny +3

    Baba vanoda chizvino zvino kuita sama 2k
    Even muhurukuro varikutoti shamwari kumwanana iyeyu
    Havana respect Havana hunhu
    Kaurai baba ndizvo mufunure njere

    • @user-so6zh9ig2s
      @user-so6zh9ig2s Před 2 dny +1

      Sekuru vakakuvadziswa. nekuda kuzviita ngamula ..kuzasiva mainini ava vaida kumora mar chete

    • @user-so6zh9ig2s
      @user-so6zh9ig2s Před 2 dny +1

      Elizabeth akutopawo sekuru mazano zvimwe vakutodzidza kubva Kuna Eliza ❤❤❤❤❤ sando dzako takakupa togara tichingokupa ....

    • @user-so6zh9ig2s
      @user-so6zh9ig2s Před 2 dny +1

      Saka n,anga haizvirapi nhaiii .. .....

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 Před 3 dny +7

    Sekuru itii ndaihura namanni ....even mukadzi wenyu arimupenyu .....nyatsotaurai sekuru pane pamukunzvenga

  • @misheckchidota6663
    @misheckchidota6663 Před 3 dny +2

    Haa sure saka zvichinzi rinamanyanga hari putirirwi

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Před 3 dny +1

    ❤❤❤❤❤ love you Elizabeth unoziva basa rako

  • @treddahkatsadzura9323
    @treddahkatsadzura9323 Před 3 dny +3

    Elizabeth ne shamwari yake ❤❤❤

  • @theflowerruva5856
    @theflowerruva5856 Před 3 dny

    I wish this on everyone who cheats on their partner.

  • @stanmike1004
    @stanmike1004 Před 3 dny

    Mambo sotawo vamwe nhasi chachenyu. I wish you quick recovery

  • @TanyaShumba-bz9cr
    @TanyaShumba-bz9cr Před 2 dny

    Musanyeba imi muruhure apa makuda kuhwanda nemwana , nxcaaaa kusviba sepasi peyokera

  • @chipogoremusandu3996
    @chipogoremusandu3996 Před 2 dny +1

    Ko kuzobata waist ya eliza kule

  • @NTKwaJesu
    @NTKwaJesu Před 3 dny

    Zvakaiwana ngwarati kufura ivete.
    Kuda kutora mukadzi wemunhu uchitemba kuti uri n'anga uye unemari kudarika murume wake. Wakarumwa nechekuchera.
    Urimambara mudhara iwe.

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Před 3 dny +2

    Endai kuhospital hapana kuroiwa vaChihota

    • @shinelikestars2759
      @shinelikestars2759 Před 3 dny

      Yes thats right after a history of prostate issues he should get sorted by Drs

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před 3 dny +1

    Vagodobori ava vari kuwanza madimikira ngavanyatsoti nyaya yavo bvuuu patafura tonyatsoongirora.

  • @user-br5rt6eh9u
    @user-br5rt6eh9u Před 13 hodinami

    Vakutochiva Eliza

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před 21 hodinou

    Chihure hachibhadhare mukuru

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Před 3 dny +2

    Prostrate blockage endai munoiswa imwe catheter

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před 3 dny +1

    Vakanyeperwa pai ivo vaiziva kuti munhu ane murume and vachingomuda zvakadaro kubva 2012 kusvika 2024 rinamanyanga hariputirwe hezvo

  • @albertinachirimhunga9593

    Baba ava vanoda madress ziso ravo ririkureva zvese ravarikutopa Eriza

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Před 3 dny +1

    Sekuru muribenzi remunhu chitarisai zvamakaitwa endai kumurume wake minotaur chokwDi mupore

  • @PaloSant
    @PaloSant Před 3 dny +1

    Endai navo kwa Rodrick sekuru Shumba. Kudare kwavo vanomboedza havo zvemakwenzi

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 Před 3 dny +7

    But honest yeyiko sekuru iye aive nemurume munhu uyu makatorara naye muchiziva. Plus taurai chokwadi mubatsirike it seems mune nharo rough zvese ipapa apa mukurwara

  • @samcbivharo3408
    @samcbivharo3408 Před 3 dny +7

    Mudhara unopenga waida kuroora mukadzi wemunhu,chokwadi ndechekuti wakatora mukadzi wemunhu ukagadzirwa, munhu akangobvisirwa tsvakirai kuno anenge atove mukadzi wemunhu,nezera rako unofanira kuzviziva izvozvo

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Před 3 dny

      @@samcbivharo3408 Vaida ka kuginyabvura vachitemba nehun'anga.

    • @LuciaRwafa
      @LuciaRwafa Před 3 dny +1

      Really??? Tsvakiraikuno hazvirevi Kuti mukadzi wemunhu kunonzi kuchaya mapoto ukabvisa rusambo waroora check kuMatare anaMambo but handisikukurudzira hangu chihure

    • @samcbivharo3408
      @samcbivharo3408 Před 3 dny

      @@LuciaRwafa but unokwanisa here kutora mukadzi akabvisirwa tsvakirai kuno oti ave wangu

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Před 3 dny

      @@samcbivharo3408 No hazviite,handiti anenge ari pamurume wake here.

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 Před 21 hodinou

    Elizabeth Aiwa chipo chiripo unogona utinyanzvi pakuvhunza

  • @geesibanda1036
    @geesibanda1036 Před 2 dny

    Sekuru hamunyare here mungade kuroora mukadzi ane murume wake maitembei

  • @TheVoiceOfSeniors
    @TheVoiceOfSeniors Před 2 dny

    Kuchengeteka mwana nekuita nemukadzi is not the same. That was bullying muchitemba mushonga 😢

  • @RichardAbelNjongonya-ft1tc

    Pakaipa 😢

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 Před 3 dny +1

    Mukoma Robert Muri gogodera ,Ini vacho netimhu renyu munodsdisa , hurukuro dzenyu dzine rukudzo ,dzidziso,marwadzo asi makutikuvadza be addiction ne Channel yedu.
    Fambai naro basa

  • @joicegaredondo9385
    @joicegaredondo9385 Před 3 dny +2

    Zera racho weeeee

  • @s.c1982
    @s.c1982 Před 22 hodinami

    I prostate cancer iyo baba ava ngavaende kunorapwa hakuna rukawo rwakadai

  • @PATIENCESYMON
    @PATIENCESYMON Před 3 dny

    Bho hre Chihota,ziso bhooooo hre.Mkadz wemuchawa haabatwi

  • @user-wu2bm3cj6x
    @user-wu2bm3cj6x Před 2 dny

    Sorry Sekuru. Get well.

  • @LisaBrighton-ek5xy
    @LisaBrighton-ek5xy Před 3 dny +1

    Eliza wakumberi pamubvunzo

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 Před 3 dny +1

    Elizabeth unogona munhu mubate kusvika adura everything

  • @user-jl2ry4ed2h
    @user-jl2ry4ed2h Před 3 dny +2

    Elza na budy Robert makarongeka, munogona basa

  • @innocenthapazari8699

    Pamutauro uri kubuda zvawo apa, panoratidza kuti shasha iyi yanga yazvipira kutorera mumwe murume mukadzi wake; ichivimba kuti hapana zvaanondiita nekuti ndiri godobori. Ungataura zvekumutsa mapfihwa nemunhu ari pamurume shuwa; uchitembeyi chaizvo?

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Před 3 dny

    N'anga haizvirapi.. Muchinyanya sekuru. Manje kuma this time manyura kule.

  • @PaidamoyoZembe-zr3yf
    @PaidamoyoZembe-zr3yf Před 3 dny +1

    Eliza unogona kubata basa

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Před 3 dny

    Sorry Mudhara but and relax pachivanhu enda futi ku hospital uitwe a thorough medical check up as well. Plus makaita chivindi Chisina basa mkadz wemunhu shuwa

  • @TanyaShumba-bz9cr
    @TanyaShumba-bz9cr Před 2 dny

    Akanga achirohwa coz waiva wamushandisira mushonga kuti varambane. Wakamama

  • @Qwinpin
    @Qwinpin Před 3 dny

    Saka vakatadza ku detector kuti mukadzi wacho akaiswa shishto? Gore rino vanhu vachanzwa butter nekuda meso meso. Ngavabatsirwe vasati vafa saChenai 😢

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Před 3 dny +1

    😂😂😂 pakaipa varwadziwa sekuru

  • @innocenthapazari8699

    Kkkkkk. Link neshamwari dzemurume wake futi! Haaa; vanhu so! Ko, Link nevarume vehama dzake (semi vana bamukuruso), hazviti kuti murume aise Ronyoka nhaii?

  • @MollieMapara
    @MollieMapara Před 3 dny +2

    Sekuru Chihota vangabatsirika Seiko nemataurire avarikuita Aya

  • @EdmondKashaya-iv9nm
    @EdmondKashaya-iv9nm Před 15 hodinami

    Gara zviya gone anagone wake.

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyo Před dnem

    Kana akauya pamba ipapo tete vasati vashaya anotadzasey kuziva bamnini vake..Apa godobori arikudya uroyi nekunyara..ayida kutorera munhu mukadzi wake

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c Před 3 dny +1

    Mudhara hauwirirani Nemukadzi wemunhu kusvika pakurara naye uchiti Arikuchengeta vana

  • @user-dj5jr8nr2t
    @user-dj5jr8nr2t Před 3 dny +1

    Uyakwazi ukukhuluma labantu Elizabeth umbuza kahle ubekekile gal