Mushonga Wekurima Wonetsa Vana: Sekuru Nyangatayani Vobatsira Mhuri Iyi Nezve Kumabasa NeMudzimba

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 8. 06. 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Komentáře • 39

  • @portiamaruwa4260
    @portiamaruwa4260 Před měsícem +4

    Mazuvano sekuru maakudhura❤mazvita sekuru batsirai nekuti ndimi munoona zvirikumhepo zvatisingaone nemaziso enyama

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329

    Seyi nha Uncle Robert Tsvimbo yeruoko ye Hand ✋🏽ya Sekuru NYANGTYN yaku shandiswa ne akuzviti Sekuru ikoko ayiva muturukiri akabva kubuda kwa Chief Nyamaropa achiyamurawo Mai Juju ne mothers day cake. Ndakaona tsvimbo ine bhadeji ndakunyumwa ndozoona Sekuru Nyangatiyani vane iyi tsvimbo yane circle ⭕ nemuturikiri mutsva ndakati ihemeni.

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Před měsícem

    Ndabatikana hangu varume musadero unopirei mwana wemunhu uroyi hwaakabva asina unosvibisirei munhu kumupa jambwa reuroyi shuwa haa ndarwadziwa hangu sekuru sunungurai Mai avo apo vabva varoorerwa umwe mukadzi haa baba imi Moda kudamburwa chiro imi

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před měsícem

    Ndafarira ipapo hauna kubva nehuroyi kumba kwaunoberekwa❤❤❤

  • @MashoraniChisoni
    @MashoraniChisoni Před měsícem

    Sekuru nyangatayani mupedza zvose aiwa basa munobata 👏👏👏👏👏👏👏

  • @itaingomambi2102
    @itaingomambi2102 Před měsícem

    Ndovatemba Sekuru Nyangatayani

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před měsícem

    Pakapakapakapaka joni rapindira rapidirapapi kwasekuru Nyangatayana ❤❤❤ bhora mberi tinotenda sekuru

  • @BrendaSithole-nz2ty
    @BrendaSithole-nz2ty Před měsícem +2

    Zvakaoma kupa mwana wevanhu huroyi

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před měsícem

    Kkkk hei kupa mukadzi huroi hei Sekuru Nyangatayani moitazvinorova kkkkkkkkkk ndafunga wenyimo kuvhara dare Nyangaturai vanhu Sekuru ❤❤❤

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před měsícem

    Kuratidzana zvishandwa

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Před měsícem

    Avo sekuru vanopedza masports vanhu vakabata ava

  • @BeautyHlatywayo-nv8ik
    @BeautyHlatywayo-nv8ik Před měsícem

    Sekuru vanobatsira zvakanka avana hasha

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před měsícem

    Waiting ✋

  • @user-ii9zc8it7i
    @user-ii9zc8it7i Před měsícem

    Pane akambobadzirwa navo hre pamwe idrama zvamazuvano hatichazivi chokwadi

  • @FAMILY.G.M.G
    @FAMILY.G.M.G Před měsícem

    I really need help ,is this real?? Im in Bulawayo and my son is under attack

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Před měsícem

    Amai udzai vekumusha kwenyu muripwe imi chero mombe 3 murume akakutadzirai uyu

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před měsícem +1

    Pane zvinhu zvandisinganzwisise munhau dzekusanduka kwemushonga, unosanduka zveshuwa hre?

    • @petronelladube7859
      @petronelladube7859 Před měsícem +1

      Ehe vanopihwa irimidzi yozongochinja chokwad ivo vanenge vasingazive kt zvakapanduka vanozingobvuma vafamba vakurangaridzwa

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Před měsícem

    Tamirira hondo nenyoka

  • @Brightonmutototi-jv9bz
    @Brightonmutototi-jv9bz Před měsícem

    Makadiko sekuru nyangatayani pamberi nebasa takachimirira icho

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Před měsícem

    Haaaaa vabereki vakatiparira

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Před měsícem +1

    Chaunoramba chiii ndizvooo zvaita madhara edu kare

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Před měsícem

    Unoziva zvinhu zvacho so hanzi ndaitira mbavha dzisabe chibage changu kkkkkkkk baba musaite ma funies kana maitya mbavha makadii kungotenga ma keys akasimba monyatsoisa serious security than kundoromba.

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Před měsícem

    Kupa mwana wevanhu uroyi hwaanga asina

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda Před měsícem

      Nhy hako iwe ndarwadziwa ini varume vanotiitirei kudero nhy

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d Před měsícem

    Kubvunza zvekumanikidzwa that’s bullshit kana uchigona rapa vanhu varove pasi

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 Před měsícem +1

      Udzikame iwe, asi kwenyu ndiwe uchasiirwa huroyi hwababa vako hre

  • @FAMILY.G.M.G
    @FAMILY.G.M.G Před měsícem

    Any evidence kuti these people are real

  • @yoveeditors5502
    @yoveeditors5502 Před měsícem +1

    Old people are accused of nothing

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 Před měsícem +1

      If u are a real african,one day u shall agree on these issues,am sure on ur family u are really blessed becoz the whole of ur tribe they are so clean

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 Před měsícem

      Why iwo vachibvuma woga life its hard my dea btter to thxs God zvichinetsa vachiri vapenyu

    • @user-hj1gx2vr6m
      @user-hj1gx2vr6m Před měsícem

      Accused and accused for what?? These old madhalas tuchembere nefavourite children vapedza vamwe mumadzinza umu nxaaaaaaa

    • @providenceruvengo8026
      @providenceruvengo8026 Před měsícem

      No one is being accused varikubvuma voga wani

    • @petronelladube7859
      @petronelladube7859 Před měsícem

      True