Vana vaitorana mifananidzo vasati vafira mumvura- MARONDERA

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 31. 01. 2022
  • Villagers suspect chivanhu
  • Zábava

Komentáře • 531

  • @nomesinoya6849
    @nomesinoya6849 Před 2 lety +8

    Shame kana irirume sezvataurwa kuti mwana akamboona mufananidzo mutema kunge murume remembe gogo vemanjuzu vakati ukatorwa nerume inodzipa inouraya haina tsitsi but eish zvorwadza kani

  • @nakai5772
    @nakai5772 Před 2 lety +22

    I can imagine how the mother of the girl went through form Durban to Zimbabwe imagine working up woona massage pa app yakanzi mwana afa veduwe vanhu ngativai nemoyo how can they sent a massage pa foni to the mother kuti mwana ashaya I went through that 3 years ago just working up nekuona massage yekuti my precious girl amuka akafa vanhuka musadaro I went through trauma

  • @johnchinyai
    @johnchinyai Před 2 lety +29

    This whiteman is really a hero. But surprisingly nobody talks about it. We need these whites as our friends in Zimbabwe.

  • @natashapamelamatunga6843

    Panouraiwa vanhu nenjuzu ndakanzwa kt hamufanire kuvamhanyisa kuchipatara panoitwa chivanhu dzimwe dzenguva vanomutswa

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Před 2 lety +40

    This opened my wounds. I feel for the mothers😭😭😭I lost my 12 years old son to drowning in a river 2016 in Marondera💔💔💔💔Rest in Peace Takunda. 🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️

  • @charitysibanda7525
    @charitysibanda7525 Před 2 lety +12

    Vanhu vanoti panenjuzi hapadhi zvinhu zvitsuku vakazopinda mumvura vakapfeka zvitsuku ndosaka yakazovauraya

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 Před 2 lety

      Wapedza hama yangu kwedu isu Kana yava nguva hekunaya hakutenderwi kupfeka zvitsvuku ukaonekwa unotopinda busy

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Před 2 lety +10

    Kune mweya iri kufamba chokwadi, kudikitira manzwiro angu hanzi ishungu panenge Paine chi vanhu ,Holy spirit comfort the families and RIP little angels 🙏.

  • @normannyavanhu1244
    @normannyavanhu1244 Před 2 lety +12

    Ngaiuye Shumba, takamirira....
    Tikuona Team ye Drewmas ikukura haa u r doing well Shumba, keep it up!

  • @tashasdee3447
    @tashasdee3447 Před 2 lety +17

    Language mix masala,, Kalanga, Ndebele, English n Shona,, it's onother level for sure

    • @stressfree3256
      @stressfree3256 Před 2 lety

      🔥😂👇
      czcams.com/video/RQRTWD7M3-o/video.html

    • @vgsliveedge
      @vgsliveedge Před 2 lety

      That is not KHALANGA PLEASE HEAR ME RYT

  • @veemandem7464
    @veemandem7464 Před 2 lety +11

    Andrew l really like how u're taking raw talent n grooming it ...keep it up

  • @chenaimambure9381
    @chenaimambure9381 Před 2 lety +5

    Zvakaoma.. indeed, taking us to another level hanzvadzi yangu .. Shumba pazvose!

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 Před 2 lety +3

    Iyo njuzu yacho inouraya isina kutadzirwa sei, saka njuzu chinhu chakashata Chino uraya

  • @taumlambo91
    @taumlambo91 Před 2 lety

    Nambiya language 🙏🔥🔥 it reminds me the late Rhumba legend Christopher Shoko his song iGunda!

  • @pricillamangwende
    @pricillamangwende Před 2 lety +11

    Varungu vane moyo wakanaka ndotoshaya chamovavengera

  • @haroldmurawu1726
    @haroldmurawu1726 Před 2 lety +7

    Very sad news. Nematambudziko MTSRIEP. I liked the new co-presenter and the language. Zimbabwe is rich in diversity and well done to Drewmas media.

  • @beautiesmukombiwa9158
    @beautiesmukombiwa9158 Před 2 lety +6

    Drewmas Media taking us to another level indeed, thank you. It's sad, may their souls rest in peace 🙏.

  • @herbertrevai9293
    @herbertrevai9293 Před 2 lety +11

    Nambia sounds like a beautiful language, thank you Drewmas Media

    • @kattieNcube
      @kattieNcube Před 2 lety +2

      it is very beautiful but this lady is defnitely not Nambya Me as a Nambya i felt like she didnt represent us so well .Well done for trying though

    • @lorrainezulu4007
      @lorrainezulu4007 Před 2 lety +2

      @@kattieNcube I felt exactly the same, she's learning it I think

  • @monicamanamo7579
    @monicamanamo7579 Před 2 lety +1

    Ndarwadziwa hangu Mai varikuti vanogara Durban.... Hey unenge uchiti urikushandirawo Vana vako😭😭😭😭😭

  • @mammag4868
    @mammag4868 Před 2 lety +4

    Nhai Andrew Ko chihera uripi umuise ngapi

  • @agnesziyenge2267
    @agnesziyenge2267 Před 2 lety +15

    RIP our babies.
    Irene, I love you my baby. May God keep blessing you. God's taking you to greater heights. Thank you mukoma Andrew for mentoring my daughter. She's a talented girl.

    • @vaheramatsveru3861
      @vaheramatsveru3861 Před 2 lety

      Mkoma Andrew navamunoshanda navo plse Tinotenda zvikuru.ini ndinoti chirogwa chenyu ndeche Chi kristu ne tsika plazi chaka fukidza nyika ne zviri mairi.Now Drewmas Media

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea Před 2 lety +6

    Aah veduwe this is touching. May God comfort the families.

  • @edmoremunjeyi3163
    @edmoremunjeyi3163 Před 2 lety +3

    Generally zvimwe nezvimwe varungu vanombobatsira asiii...
    Once worked navo vanhu ava...
    Dremas media should have posted it as:
    Murungu onyurura vana vakanyura...
    Just to appreciate the good work..
    To the bereaved families may you find solace in the Lord Jesus Christ

  • @lindahfarikai1152
    @lindahfarikai1152 Před 2 lety +7

    Murungu hatauri zvakabhenda anongoziva kuti munhu atadza kuswimmer

  • @stanleychifamuna8738
    @stanleychifamuna8738 Před 2 lety +1

    Has Drewmas media kwakuseri..love the girls today 🔥🔥🔥🔥💕

  • @overtonchikwakwa6288
    @overtonchikwakwa6288 Před 2 lety +3

    Zvinorwadza chokwadi ummm ndabatika sure uyo mwana wekudikitira aka asiri mupenyu here chii chainyatsoitika

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 Před 2 lety +9

    So tragically sad. Deepest sympathy to the families. Mwari vakunyaradzei mukurasikirwa kwakadai. Mumvura munenge maita hondo nevanhu mazuva ano zvekuti dai zvichibvira takurudzirana vakuru nevadiki kusapinda pinda mumarwizi/madziva. Zvinorwadza chose zvakaitika apa. Rest in peace angels. Thanks Drewmas

  • @amandasibanda5552
    @amandasibanda5552 Před 2 lety +4

    I’m happy my home girl all the way from Hwange 🥰 ngithi RIP girls yidlela yethu sonke 🕊

  • @permanenttshuma7676
    @permanenttshuma7676 Před 4 měsíci

    Thank murungu washanda god bless you

  • @ruthbwanauzi2542
    @ruthbwanauzi2542 Před 2 lety +1

    it's very important akudzidzisa vana nezvenzvimbo if mugere munzvimbo dzinoyera kuti vazive kuti hakuendwa and also how to behave kana vachinge vaenda,this myt sound silly but i think the red tshirts that they were wearing nekutora mapic zvakatsamwisa njuzu iyi ikauraya vana💔💔

  • @StAndrews-19
    @StAndrews-19 Před 2 lety +15

    Zvakaoma vana ava vafa zvinorwadza shem ndarwadziwa rest in peace 😭😭😭😭

  • @belindanhidza6458
    @belindanhidza6458 Před 2 lety +6

    Haaa zvorwadza izvi, may their souls rest in peace.
    Nguva ino yekunaya kwemvura ngatiudzei vana vedu vasatambire kumvura. Rain season yaisi nguva yekutuhwinha zvachose .

    • @precioussavanhu7813
      @precioussavanhu7813 Před 2 lety +4

      Not rain season chete kurwizi hakutambire.Nyaya yauraya mufungo yevana vedu kuona vanhu vari kubeach vachitorwa mapics vachitambira mumvura ivo voti tasarira dochinhu chatiuraya asi kumvura kune zveko unogona kurarama kana kufa kutorwa nejuzu kana kunyura mvura haina shasha

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 Před 2 lety +1

    This murungu deserves a medal Amana. Vanhu were only busy tenderera ityaring to go and nyurura kids. But he had courage to do it

  • @edithmashaire102
    @edithmashaire102 Před 2 lety +8

    It's good to see a white man in Zimbabwe god is good 🥰

    • @desirendadn7488
      @desirendadn7488 Před 2 lety

      Wytantisydrome is a self-hate, low self esteem disease

  • @beautyrwapunga3265
    @beautyrwapunga3265 Před 2 lety +8

    So so sad ndarwadziwa apa uchishandira mhuri veduwe wodeedzerwa kuti anyura akafa

  • @brendamazivanhanga5710
    @brendamazivanhanga5710 Před 2 lety +3

    Dreamas media you doing good job rambai makadaro vakavinga munhu mupenyu apa

  • @user-qj8bt1jp7t
    @user-qj8bt1jp7t Před 2 lety +1

    Wow thats a beautiful language

  • @godsfavoritenonoe825
    @godsfavoritenonoe825 Před 2 lety +14

    This is heartbreaking guys.Aaah zvarinenge dziva dikii pamapic acho nhai.Vanganyure zvekutotadza ku swimmer mudziva diki rakadaro ivo vaigara vachigona kuswimmer pese pavai endako here.It wasn't their first time swimming there moss.I think they shouldn't hurry to burry them dai vakatanga kuita chivanhu first nekuti munhu akafa anobuda madzihwa nekudikitira so sei?Handiti munhu akafa everything stops functioning,toti madzihwa imvura yakapinda muma lungs avo pavakanyura ko kudikitira nhai?Handiti munhu akafa nekunyura mumvura zviri normal anopapama pamusoro pemvura here so why vaive pasi pemvura?
    Dear Lord,may their souls rest in peace 😭😭😭😭😭.

    • @energykaseke9527
      @energykaseke9527 Před 2 lety +1

      Uyo ayidikitira aiva mupenyu bt vakadzimaidzwa kt vasazvifambire

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 Před 2 lety +1

      Inenge njuzu iyo hama uye vakanga vakapfeka zvitsvuku hongu ridiki zvaro asi uummm panenyaya vaifanira kuva pamusoro pemvura kwete pasi

    • @sinikiwemtombeni3464
      @sinikiwemtombeni3464 Před 2 lety +1

      varungu kana vachibatsira kudai ngavadzoke hawo munyika

  • @happymadyangove6199
    @happymadyangove6199 Před 2 lety +3

    Zororai murugare vanangu Mwari ndiye anoziva 😭😭😭

    • @stressfree3256
      @stressfree3256 Před 2 lety

      🔥😂👇
      czcams.com/video/RQRTWD7M3-o/video.html

  • @hazelchidhakwa3623
    @hazelchidhakwa3623 Před 2 lety +2

    ende zvakaoma mufunge kooo gogo vaye vekuita zvarovai vadikikudedzwa vana vasati vavigwa ummmm ndatya nazvo

  • @primrosemurungweni834
    @primrosemurungweni834 Před 2 lety +3

    Rest in peace the Pretty girls but matisira rodha rinorwadza shuwa kusiya matipa maphotos elast eupenyu

  • @vgsliveedge
    @vgsliveedge Před 2 lety +7

    We love the improvement, Drewmas media for sure taking us to another level, Languages acommodates evryone
    Thank you

  • @milmwa2801
    @milmwa2801 Před 2 lety +5

    It's a pity hey, Zororai murugare vaskana 😭😭

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi329 Před 2 lety +2

    Bless you zvako murungu

  • @okimberley3822
    @okimberley3822 Před 2 lety +7

    Muvheti a toona kuti big fish inozonzi ndeyangu mashona haana kwavo😂🐠

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 Před 2 lety +5

    Takakurira Nyakambiri river tichiita mutserendende and tichiraura tiri vapfanha.Nyakambiri river yakadya lot of people.yakatora mwana watete wangu achiita grade 6 neSame style yakaitwa vana avo.and kana iringuva yekunaya pane bridge from Kasino to Chizanga rinozara nepamusoro.vanhu votadza kuyambuka nemota.paizoita magombiro ayiyambutsa vanhu vachibhadharisa mari.vanhu vazhinji vakaperera paBridge mvura yaivakurira voyeredzwa.Isu taingorarama nenyasha but njuzu dzirimo Munyakambiri plus taisaenda takapfeka red clothes cz jira tsvuku zvainzi hazvionane neNjuzu inokutora.saka vana avo vese vaifanira kutorwa the other two survived by lucky.pane chivanhu chakashanda chete chakapa wana kupfeka zvitsvuke vese.paitodiwa vese.so sad😭😭😭😭😭

    • @florancemuza3757
      @florancemuza3757 Před 2 lety

      ndepapi chaipo cause pa nyakambiri pakafira hobho

    • @spelilemadure8665
      @spelilemadure8665 Před 2 lety

      I think kumusoro kumapurazi tisati tasvika pa bridge rekuyenda kwa chizanga

    • @lindamuchehiwa7109
      @lindamuchehiwa7109 Před 2 lety

      I remember unorevesa isu tiri vadiki taitoudzwa na ambuya a Anne Chipiti Kuti kana Mvura yakanyarara musanobhaguja Muna nyakambiri. Zvainzi Pindai kana rwizi ruchiyerera bedzi.
      Kana mhete zvainzi siyai kumba.
      Takangukuta tichinzi nyakambiri ine juzu nanhasi Vana vanodzidza pa Zengenene vanototi nyakambiri ine njuzu.
      Madhimoni ariko shuwa.

    • @rumbiechikos214
      @rumbiechikos214 Před 2 lety

      Chokwadi Nyakambiri yakaendesa vanhu vakawanda yho😭😭😭

    • @perkinsmarwisa5533
      @perkinsmarwisa5533 Před 2 lety

      @@rumbiechikos214 mogarepi imi

  • @frankieman1611
    @frankieman1611 Před 2 lety +7

    Poor babies, God hold them in his embrace and comfort the families 🙏🏿

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 Před 2 lety +2

    Tinenge tiripo pano takamirira kuti mutipakurire , you take us to higher level

  • @saddingtonmangena1241
    @saddingtonmangena1241 Před 2 lety +10

    Namibia sounds good. Let's continue preserving and promoting our local languages.

    • @sithokozilengwenya674
      @sithokozilengwenya674 Před 2 lety +1

      Chihera where are you taking us to another level this new ladies dololo????

    • @makavusinospha8500
      @makavusinospha8500 Před 2 lety +5

      Its Nambiya not Namibia kkkkkkk

    • @tanyairene3225
      @tanyairene3225 Před 2 lety +2

      @@makavusinospha8500 kkkkkkkkkkkk ndandatoshaya kuti Namibia

    • @nokuthulaphiri2139
      @nokuthulaphiri2139 Před 2 lety +3

      @@makavusinospha8500 its sounds like all Zimbabwean languages combined. Very nice .

    • @saddingtonmangena1241
      @saddingtonmangena1241 Před 2 lety +1

      @@makavusinospha8500 typo-error. Thanks for correction

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Před rokem

    Hmmmm so sad 😢😢😢 yòoo ngiyaphila molo my sister

  • @tanyairene3225
    @tanyairene3225 Před 2 lety +3

    Very sad story veduwe may their souls rest in peace.thank you drewmas

  • @cathymugs2597
    @cathymugs2597 Před 2 lety

    Thank you mr whiteman ...he really helped

  • @vaheramatsveru3861
    @vaheramatsveru3861 Před 2 lety +1

    Very painfull sorry to the girls .and may their souls rest in peace.plse mwari uchakunyaradzai nokuku simbisayi

  • @tarirochirenje8570
    @tarirochirenje8570 Před 2 lety +1

    You are taking us to another sure 😊 chirudzii icho ikalanga here

  • @couragemunetsi54
    @couragemunetsi54 Před 2 lety

    Kkkkkk ndoinonzi nambia iyo yataurwa

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga596 Před 2 lety +4

    Girls rest in peace ASI vabereki vachoo imika maimbonzwa kit pane Vinomboonekwa kumvura ASI moramba michiendesa Vana ikoko chete inguva yamwari ASI inorwadza

    • @stressfree3256
      @stressfree3256 Před 2 lety

      czcams.com/video/RQRTWD7M3-o/video.html

    • @gillianwinfred7544
      @gillianwinfred7544 Před 2 lety

      taurai zvenyu hazvibvumirwi

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 Před 2 lety +2

      Taura hako shuwa vainzwa kuti panezvinombonekwa ipapo dambudziko vanhu havatendi kuti chivanhu chiriko uye madzivaanoera

  • @preciousmachaka7148
    @preciousmachaka7148 Před 2 lety +1

    Shame nematambudziko mhuri dzarasikirwa nevana my sister veku Durban haaa zvakaoma sure kuzongonzwa kuti mwana afa urikure 😭
    Nyakambiri ndakakura ndichitivawo imomo side re Dombodzvuku..

  • @rue5548
    @rue5548 Před 2 lety

    Nyakambiri is a very big river rosvika nzvimbo dzakakwana , and that river has so many places dzinoyera and vagari venzimbo idzi vanotozviziva. Takakura tichizvizivawo

  • @christinechihota2608
    @christinechihota2608 Před 2 lety

    Zvakaoma hazvo! Zvinorwadza ! May their souls rest in eternal peace

  • @trymorenjirainengwe7608
    @trymorenjirainengwe7608 Před 2 lety +1

    Sei nzvimbo dzeMusani,Murehwa neMarondera dzichiita zvinhu zvinorwadza misi yese

    • @Tawanda-k1s
      @Tawanda-k1s Před 2 lety

      czcams.com/video/7TpI6dorw_8/video.html

  • @eddykahari9924
    @eddykahari9924 Před 2 lety +2

    Dreawmas media well done

  • @thulanejambaya2456
    @thulanejambaya2456 Před 2 lety

    Zvakangooma hazvo mwari ndivo vanoziva

  • @virginiagotora348
    @virginiagotora348 Před 2 lety +3

    RIP girls;sekufunga kwanguwo padziva apa pane nyaya hombe dai varidzi venzvimbo iyi vabatana nemadzimambo vamboona masvikiro

    • @Tawanda-k1s
      @Tawanda-k1s Před 2 lety

      czcams.com/video/7TpI6dorw_8/video.html

  • @pamelapondayi1662
    @pamelapondayi1662 Před 2 lety +3

    This is really sad 😭😭.may their souls rest in external peace.and l want to give thanks to a white person whose brave for this issue thank you whiteman keep on doing your job god bless you

  • @hazvineizvavamwe8014
    @hazvineizvavamwe8014 Před 2 lety +4

    So sad may their soul rest in piece 😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔

  • @tinozymombeyi9238
    @tinozymombeyi9238 Před 2 lety

    Mmmm zvorwadza totaura chokwadii

  • @tawandamasango9866
    @tawandamasango9866 Před 9 měsíci

    hapana nzvimbo dzinoyera ayewa toswera tiriseaside but zimbabwean rega ndoraunoona rakapfeka juzi nemabhurugwa kupinda musea aiwa dzidzisai vana kuswimmer

  • @thembenincube3568
    @thembenincube3568 Před 2 lety

    Beautiful News Reporting Drewmas media 👏RIP girls

  • @LillianMhandu
    @LillianMhandu Před 2 lety +2

    isu tichikura kumusha kwedu taisabvumirwa kupfeka red tichienda kurukova kana kupfeka red ne china

  • @marianaz435
    @marianaz435 Před 2 lety +6

    Very tragic! 😭. Its sad kufirwa nevana vadiki diki vakadai so. Lets pray

  • @robertzvidza383
    @robertzvidza383 Před 2 lety +5

    Its a sad story indeed such young girls dying in such a painful manner ...I still think there is more to it than just drowning.

  • @mrwoods9410
    @mrwoods9410 Před 2 lety +1

    Muri kugona kubatanidza mitauro yose,yenyika yedu,Drewmas media taking us to another level

  • @tapsndods1437
    @tapsndods1437 Před 2 lety +7

    The song at the end is so sad, thinking of those young girls friends vakasara. So traumatic for them to witness this drowning and they may need counselling.

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa5533 Před 2 lety

    Sei vakaenderera nekuviga mwana paaidikitira.pamwe anga asina kufa

  • @eliashatitye5271
    @eliashatitye5271 Před rokem

    Which area of Marondera

  • @abbishabazz9982
    @abbishabazz9982 Před 2 lety +10

    "Please Provide English Subtitles For The Diaspora"...."WE ARE WATCHING....AND LEARNING"
    Thanks.

  • @luckmorekhumbula2935
    @luckmorekhumbula2935 Před 2 lety +2

    Nhasi rarimwe zuva

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Před 2 lety

    Ndarwadziwa veduwe ummm hazvisadaro ngavazorore havo murugare vana ava

  • @fortunatemaibvise8426
    @fortunatemaibvise8426 Před 2 lety

    Which language is that one

  • @obertsianda2618
    @obertsianda2618 Před 2 lety +5

    I am shocked that Nambia is similar to one of our languages in Gwanda Jahunda language . Jahunda is a dialect of Khalanga . Very similar . I was impressed.

  • @lovedalerusere3343
    @lovedalerusere3343 Před 2 lety

    Mwari vanyaradze mhuri idzi so sad 😞

  • @mushaimushai2046
    @mushaimushai2046 Před 2 lety +4

    Zvakaoma ,may their soul rest in peace

  • @shawnmufudzi6723
    @shawnmufudzi6723 Před 2 lety +2

    Ndakanzwa njuzu yechirume inouraya,....kwai ahina tsitsi ...ndabatikana chose nekufa kwevana ava

  • @Troshia6280
    @Troshia6280 Před 2 lety +3

    Ummmm inga zvakaoma. May there sour rest in peace 😭😭😭💔💔

    • @ndinamundonde144
      @ndinamundonde144 Před 2 lety +3

      Sando kumurungu ataura zvaanoziva haagoni kutsigira mabeliefs edu vatema

  • @ashbymatunhu4755
    @ashbymatunhu4755 Před 2 lety +1

    Zvinodzimba veduwee 😭😭😭

  • @patronellamadzima8022
    @patronellamadzima8022 Před 2 lety +2

    So sad the girls were young and had bright future ahead. Be strong families

  • @emilema9028
    @emilema9028 Před 2 lety +1

    What is the meaning of Nyakambiri

  • @shokosithembiso4738
    @shokosithembiso4738 Před 2 lety +1

    Proudly Nambia

  • @normanbruce790
    @normanbruce790 Před 2 lety

    Tineurombo....
    Tinoti kwaziso kuna chihera

  • @normanmaruwu7205
    @normanmaruwu7205 Před 2 lety +2

    We are waiting

  • @shokosithembiso4738
    @shokosithembiso4738 Před 2 lety

    Zvinorwadza

  • @linetygambura6672
    @linetygambura6672 Před 2 lety +2

    Waiting

  • @sandrajana7627
    @sandrajana7627 Před 2 lety +7

    Zvinorwadza hey ..... May their soul rest in peace.n

  • @masekothandekhile6233
    @masekothandekhile6233 Před 2 lety +1

    Eish zvorwadza RIP

  • @benitamungwadzi6014
    @benitamungwadzi6014 Před 2 lety

    Tawepo nhasi ndabatawo live

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Před 5 měsíci

    Mukoma Neshamba uyo.mumwe anotaura chirudzii

  • @traceychakanyuka3070
    @traceychakanyuka3070 Před 2 lety +6

    May their soul Rest in peace 🕊️🕊️

  • @tabethchibada1950
    @tabethchibada1950 Před 2 lety

    Ummmmmm weduweee zvinorwadza

  • @dorcasngwaru2292
    @dorcasngwaru2292 Před 2 lety

    RIP Gals,am just feeling e pain as a parent

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo4932 Před 2 lety +2

    Waiting please

  • @emilychisora795
    @emilychisora795 Před 2 lety

    Haisi njuzu iyo pane nyaya apa mwana iyo akaurayiwa ende ane shungu arikuda kutotaura mwana uyo amai fambirai mwana wenyu azorore mushe uyu.. Kudikitira kudaro sure ummmm vanhu vakungotaurawo yaichinja chinja ma color maidii kuzvitaura pese apa