Vakaona Mwari kunyarara vakafunga kuti Mwari imhondi yakaita saivo, kuvana veZimbabwe. But soon and very soon, GOD is going to show them exactly who the real Boss for Zimbabwe and its people is🙄
Wadzikamirei Temba unosimbopupa furo wani? Kkkk yaaaaa . Saka Jesu pana John 17 aka namata echiti "Handinyengeteriri nyika" waiziva kuti vari munyika vaka sainirana na Daiborosi. Hauzvirambi. Baiberi roti zvakare" moyo wemunhu wakaora ungauziva ndiani" saka baiberi richinzi "sure word" asi the conclusion of the whole matter inobuda zve mubaiberi yechiti "God will judge the secrets of men" Isu ma Kristu toti Amen Amen Amen 🙏
I feel for you Susan because you have no reason to lie !!! And ukasatozvitaura unopenga .kuti hiriya chaiko. At the moment izvozvo zvauri kuburitsa ,you are healing yourself. No ones daughter should go through what you went through...without going into details dzekuti waiwa wrong or not. Varume you mentioned varito rara zvana ne venerable vakadzi...even as we speak. Havasisiri vanhu ,they are demons ivo vana Temba nevamwe ava. You have a lot of bitterness, anger, you were abused . And kutozvitaura ,you are letting the steam of your deep anger out. And to all children, ladies who has been abused nevarume ava lam very sorry. May God rub the images from your subconscious mind and find healing by reading your bible. May the blood of Jesus rub all and that you find healing only in Christ. It's a messy world out there. You will ever find men like Temba and ndivo vazhinji vacho. Vamwe varume or vakadzi vamunoona ava vanouraya vanhu this way. Imi munovaona sevanhu ,they are not.The demons have taken over their being!!! Be warned ladies. The devil have unleashed his demons upon this earth. The trail of brokenness they live in girl child is unbelievable. Ivo vakaberekawo vanasikana ndizvo zvinoshamisa zvacho. .Mwari haarambi akanyarara ,hazviiti. Qaddafi wakafira mumwena sembeva. Muliswa hazvirambike!!! But Mwari haasekwi. Your day is coming and your bosses .It might not be in this world but be sure ...the day no one will escape is coming. God will judge the secrets of MEN. The bible says. 😊
No wonder why Themba talks too much.Hoo nhai he's sitting on top of a time bomb waiting to explode ma deep secrets ose that's why ED akanyarara achinyan'anya zvake bhuru
Nguva ichasvika chete.pane chinhu hwani chakagonekwa nava president asi havana kuziva kuti zvichafumura zvakawanda kkkkkkk nd im not going to say it.zimbabweans are suffering bcz of your geedy.hama hadzichawirirana ,masabhuku angova ezanu pf.angova madzimambo ezita.kubirwa your idendity bcz of few individuals .😢
Your problem is that you want to tell highly sensitive stories in shona and yet expect to get multi lingual and multi national subscribers, now how thoughtless and short sigted honestly. ..unless yor publications are strictly for the shona then thats fine
Ichokwadi hadzisi nyaya dzinongotaurwa nemunhu njee, what l know from my experience a girlfriend or a wife is the one with first hand information yemunhu rume coz us as man tinekanguwa yekutaura nyaya dzose kunyangwe tichivanza dzimwe but that is a true story on ground. Vanhu avama terrorist against Zimbabwe and Zimbabweans, Zanu Pf is a confused in confidence creature .
Vakaona Mwari kunyarara vakafunga kuti Mwari imhondi yakaita saivo, kuvana veZimbabwe. But soon and very soon, GOD is going to show them exactly who the real Boss for Zimbabwe and its people is🙄
Wadzikamirei Temba unosimbopupa furo wani? Kkkk yaaaaa .
Saka Jesu pana John 17 aka namata echiti "Handinyengeteriri nyika" waiziva kuti vari munyika vaka sainirana na Daiborosi.
Hauzvirambi.
Baiberi roti zvakare" moyo wemunhu wakaora ungauziva ndiani" saka baiberi richinzi "sure word" asi the conclusion of the whole matter inobuda zve mubaiberi yechiti "God will judge the secrets of men"
Isu ma Kristu toti Amen Amen Amen 🙏
God is in it all the evil will be exposed nothing will be hidden God of Heaven.
This is a season yekufumurana. Taurai zvese. Big up sue
Crooked world .
Cry the beloved country.
I feel for you Susan because you have no reason to lie !!!
And ukasatozvitaura unopenga .kuti hiriya chaiko. At the moment izvozvo zvauri kuburitsa ,you are healing yourself. No ones daughter should go through what you went through...without going into details dzekuti waiwa wrong or not.
Varume you mentioned varito rara zvana ne venerable vakadzi...even as we speak. Havasisiri vanhu ,they are demons ivo vana Temba nevamwe ava.
You have a lot of bitterness, anger, you were abused . And kutozvitaura ,you are letting the steam of your deep anger out.
And to all children, ladies who has been abused nevarume ava lam very sorry. May God rub the images from your subconscious mind and find healing by reading your bible. May the blood of Jesus rub all and that you find healing only in Christ.
It's a messy world out there. You will ever find men like Temba and ndivo vazhinji vacho. Vamwe varume or vakadzi vamunoona ava vanouraya vanhu this way. Imi munovaona sevanhu ,they are not.The demons have taken over their being!!! Be warned ladies. The devil have unleashed his demons upon this earth.
The trail of brokenness they live in girl child is unbelievable. Ivo vakaberekawo vanasikana ndizvo zvinoshamisa zvacho.
.Mwari haarambi akanyarara ,hazviiti.
Qaddafi wakafira mumwena sembeva.
Muliswa hazvirambike!!! But Mwari haasekwi. Your day is coming and your bosses .It might not be in this world but be sure ...the day no one will escape is coming.
God will judge the secrets of MEN. The bible says.
😊
She is not lying
Rinamanyanga ariputirwi😮
No wonder why Themba talks too much.Hoo nhai he's sitting on top of a time bomb waiting to explode ma deep secrets ose that's why ED akanyarara achinyan'anya zvake bhuru
Perrence Shiri died while calling out to Tember Mliswa to come to him for assistance....... as he was very sick at that point in time...??
Temba is an opportunist. All you need to do is listen to him speak with his forked tongue to know he can't be trusted.
there's no smoke without fire
Mwari havadhakwe muchakohwa zvamakadyara chete
Haaaa munoti nenyobvo yese yaitaurwa naThemba achingosiiwa zvake akadaro aitembeiko?
Kkkkkk ndosaka team zhinj isingade kt zanu ibve pachigara inyaya yemhosva wane mhosva dzakawanda varume awa 😅😅😅😅 chisingaperi chinoshura
Susan, Susan, Susan ! Did you not say Themba is the "world's best dad" recently? Chiichachinja? Nxaaa
During breakup ma secrets ose anobuda
Were yu not mad last week today you are here commenting...chachinja chiyi😅
What did Temba say?
Tsvangirai poised
Mutami files, very hot.
The time will come.
Susan haa nyepii anova ziva vosee
Nguva ichasvika chete.pane chinhu hwani chakagonekwa nava president asi havana kuziva kuti zvichafumura zvakawanda kkkkkkk nd im not going to say it.zimbabweans are suffering bcz of your geedy.hama hadzichawirirana ,masabhuku angova ezanu pf.angova madzimambo ezita.kubirwa your idendity bcz of few individuals .😢
Ahhh....ko nguva yese wanga wakanyararirei. If he was that bad, why wakabvisa hembe uchirara naye.....
Susan anonyepa uyu.
Susan anopenga but haangopenge😂
zvose zvichabuda pachena
Ndochokwadi
Susan Mutami uyuuuu.
Regai Chinos ati hake uyuuu anogwara uyu. 😂😂😂😂😂😂
Susan has nothing to loose. Nemurumo unaTemba munoti dai akararama muZanu imi. He is evil.
Your problem is that you want to tell highly sensitive stories in shona and yet expect to get multi lingual and multi national subscribers, now how thoughtless and short sigted honestly. ..unless yor publications are strictly for the shona then thats fine
Ichokwadi hadzisi nyaya dzinongotaurwa nemunhu njee, what l know from my experience a girlfriend or a wife is the one with first hand information yemunhu rume coz us as man tinekanguwa yekutaura nyaya dzose kunyangwe tichivanza dzimwe but that is a true story on ground. Vanhu avama terrorist against Zimbabwe and Zimbabweans, Zanu Pf is a confused in confidence creature .
Shame kakadzi aka Kari kufikura hapwa kanoda Kurohwa neseri kweruoko wasting our time
Chokwadi akapara ngozi mumusha make
Pane utsti pane moto
But I don't trust Mliswa zvachose
Is Patson Dzamara that important
Every human being is importat
I have never liked Mliswa