bishop Ak Mwazha otuka Makotore wechinhoyi paruzhinji

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 20. 12. 2022
  • Zim tv News

Komentáře • 111

  • @user-eq1lg8wd8r
    @user-eq1lg8wd8r Před 7 měsíci +3

    Bishop Ak havana brain zvawo

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 Před rokem +2

    What a leadership 😮😮😮😮😮. church yatofa iyi.

  • @fortunatemuchekadzese1939

    Iwe mwana waMwazha church haisi company yekumba kwenyu itai kuti vanhu vaponeswe

  • @martinchenzirah8304
    @martinchenzirah8304 Před 8 dny +1

    Haaa mwari pindurai

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 Před rokem +2

    Ana Simon Peter , Paul pavakatamba neshoko nokuumbiridza makereke dzaive harahwa here.

  • @user-qj7ko2lx5w
    @user-qj7ko2lx5w Před 9 měsíci +1

    I like this church❤

  • @user-gh4iw3dd5i
    @user-gh4iw3dd5i Před měsícem

    Behavior yakadai haifaniri kuiswa pa social media asi 💔💔

  • @tonderaimugumi3842
    @tonderaimugumi3842 Před 2 dny

    Thats why uchitukwa iwe Ak hauna brain

  • @rumbidzairegedzai4853
    @rumbidzairegedzai4853 Před rokem +3

    Mwazha haina kumbobvira yakaita church muzviziva zvenyu anoti upenzi hwa Hemenio na phireto ndichaubudisa pachena zvose zvakavanzika zvaitwa naMwazha nevaimutevera zvichabuda pachena soon

  • @valeriehamilton5064
    @valeriehamilton5064 Před rokem +1

    ma elders panyama nezvitadzo ndoamunoti tungamirai... tarisai kukura pamweya timoti anozodziwa kuva leader arimu youth wani

  • @lastonjoaomadzikanda1176

    Mutsvene achaoneka pakupera kwebasa, ngatiisei mwari mumiromo yedu Ive dzidziso kuvana vatakabereka vakure nerudo. Pasina rudo nechinamato hapana. N'anga dzatova nerespect kukunda mapositor anhasi, ngatipagadzirisei amen.

  • @eliaszengeya1582
    @eliaszengeya1582 Před měsícem

    Card rekupindisa denga rinani iko zvino

  • @danielmachucha9146
    @danielmachucha9146 Před rokem +1

    Church ndeya Jesu,ndezvipi izvi🙈🙈🙈🙈

  • @rejoicetariromanase7710
    @rejoicetariromanase7710 Před rokem +1

    Mweya yetsvina iyi,hazvina mwari izvi

  • @user-ng6qt6xi6q
    @user-ng6qt6xi6q Před 9 měsíci

    zvakaoma kudengakureeee

  • @blessingmureverwi
    @blessingmureverwi Před rokem +1

    The tower of Babel!😢😢😢😢😢

  • @davidmudzami6915
    @davidmudzami6915 Před rokem +3

    I have high regards for this church but this disorder that guy arikutaura ndiye ana Satan manje APA haaana WhatsApp yacho arikuita zvekuudzwa

  • @arnoldmadzivanyika5063
    @arnoldmadzivanyika5063 Před 2 měsíci

    Makwikwi

  • @trustmabaleka6530
    @trustmabaleka6530 Před rokem +2

    Zvii church zvenhema izvi

  • @shepherdsahumanikeith9047
    @shepherdsahumanikeith9047 Před 9 měsíci

    Confusion 😂idai mwari

  • @taemi2413
    @taemi2413 Před rokem +2

    Mahumbwe kkkk

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 Před rokem +2

    Brothers and sisters live life with Christ peace to every one. Keep praying for the Christ sacrificial love to one another, especially forgiveness! Our Lord Jesus Christ who commissioned EPMMwazha to give rest to those that believe he is coming to rule in righteousness very soon. This is time of the end absolutely because the days are evil

  • @walataram
    @walataram Před rokem

    Ini ndaona John uyo ndakamboshanda naye paMtre apo,paManica Road Haulage..neumwe murungu wataiti Gringo.

  • @hiltondehwe9247
    @hiltondehwe9247 Před rokem

    Kkkkk kabuisness kekwamwazha kanondinakidza aka kkkk

  • @Manakell
    @Manakell Před rokem +2

    Mahumbwe

  • @winstonmanjo8925
    @winstonmanjo8925 Před rokem +1

    Ngwarirai tsvimbo yenyu mukuru munonongora vamwe maZiso nayo

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Před rokem

    Politics idzi, hakuna Bishop vakadai,zvii izvi

  • @archiekushinga2721
    @archiekushinga2721 Před rokem

    That’s why we left church not God

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 Před rokem +1

    Work must be done to proclaim the importance of the name of Jesus, and the wonder of His salvation. Keep soaring Christ sacrificial love to one another

  • @IsabelHeart-sv6ku
    @IsabelHeart-sv6ku Před rokem

    Mwari waPauro hona zvoita nyika

  • @lindexhomes7393
    @lindexhomes7393 Před rokem +1

    Zvemadhanganyanya

  • @aaronrushiri2005
    @aaronrushiri2005 Před rokem

    Zvakaoma. Iwo madhara iwawa mumabhachi imomu muzere mibobobo, zvitsinga neMheni

  • @numbernon6779
    @numbernon6779 Před rokem

    Hayaaaa

  • @user-ps8lm5wf1y
    @user-ps8lm5wf1y Před 10 měsíci

    Itai henyu, mahumbwe, kudenga hakuindwe nebus,

  • @bosslady933
    @bosslady933 Před rokem +1

    Handisi munhu wekuchurch kwenyu nemi mapastor acho hamusi mwari dzidzisayi vana zvakana zvino zvino isu takutoona kuti munasatan muti kutuka vanhu on video mind yu hamusi mwari

  • @castervhengere2170
    @castervhengere2170 Před rokem

    Mwari atibatsire

  • @indoorbroadcastchannel

    Cha niyasiyangisa mpela

  • @barendbs8471
    @barendbs8471 Před rokem +1

    Baba muri munhu mukuru itai zvakanaka

  • @tavongatsaurai5064
    @tavongatsaurai5064 Před rokem

    Kumbo namatira kukwana chaiko unodiwa pane vanhu vanorwara nemweya ye tsvina apa

  • @anesumuchimbiri6339
    @anesumuchimbiri6339 Před rokem +2

    Hakuna akatumwa uko ishrine iyo

  • @faraomativeng2044
    @faraomativeng2044 Před rokem

    Saka

  • @ejikeokika9929
    @ejikeokika9929 Před rokem

    Takazvitaura kuti this church inezvakavanzika zvinofanirwa kuburitswa pachena

  • @visionmashowaire-zl7sf

    Iyo ichurch type ipi inonzi africa yedu kkkkkkk manhanga amuri kubika aya

  • @knowledgematarutse5648

    Kkkkk dai mwari vatibatsira

  • @duncanzisengwe7680
    @duncanzisengwe7680 Před rokem

    Church hapana zviripo ndosaka uchiona ichitsigira ZANU PF

  • @keith_slice8875
    @keith_slice8875 Před 6 měsíci

    i church ya moms vangu but izvi ndezvekumama izvi i would quit this church on the spot

  • @obietmupetura5659
    @obietmupetura5659 Před rokem

    Ndoo matuzvii ka aya🤣🤣🤣

  • @panashehardlifenyadinga2660

    Kkkkkkk yeah chairman mukuita weak 🤣🤣🤣🤣

  • @shepherdsahumanikeith9047
    @shepherdsahumanikeith9047 Před 9 měsíci

    Church yaMwari haituki anhu

  • @couragempofu2073
    @couragempofu2073 Před rokem

    Aya ndomadununu chaiwo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @blessingbikinyaamidu5224

    This is crazy , shame to those who follow this cult madness

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Před rokem

    Usatuka vanhu iwe hausi mwari

  • @CosmasTuturu-bl8ff
    @CosmasTuturu-bl8ff Před rokem

    Ko Africa yadiii imika ipolitics or kunamata

  • @CosmasTuturu-bl8ff
    @CosmasTuturu-bl8ff Před rokem

    Iwe mdhara rega akutuke iwe unasatani wo

  • @Simba401
    @Simba401 Před rokem +3

    Which church is this
    Haisi yaMwazha iyi

  • @zeevariabletv
    @zeevariabletv Před rokem

    Tsindondi

  • @PaulinNdou
    @PaulinNdou Před 10 měsíci

    Ndokufa kwechurch iyi dhara ririkufa nechurch yake

  • @sheilachisoma2677
    @sheilachisoma2677 Před rokem

    Pfutseki hakuna sangano rinotenderwa kutuka sheet

  • @anotaa9959
    @anotaa9959 Před rokem

    Haiwa uyu anoda kutorova chaiko anodherera vanhu anoti vamwe vana satan iye ana satan mushoma here nxaaa kahanda kapopiyana

  • @anywaychihumbiri5136
    @anywaychihumbiri5136 Před rokem

    Uyu akungoitira kuti ihama yamwazha anoda rushamhu

  • @tango1326
    @tango1326 Před rokem +2

    don't play with God baba!!

  • @barbrachimboza4320
    @barbrachimboza4320 Před rokem

    Kudenga kure😂

  • @tapiwagotosah3512
    @tapiwagotosah3512 Před rokem +1

    AK haana mweya wa Mwari uyu.Tawanda akuita zvinomusoro chaizvo basa richifamba kutsindondi vanzwa nekutukana

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 Před rokem

      Mese vanhu vekwaMwazha makarasika nokuda kwekuti akarasika ndibaba venyu mwazha,aac ichurch yasatan kwete yaMwari wekudenga,zvamunoti mwazha i-angel makaiwonepi angel inodya sadza ichienda kutoilet imi,zvaakati haachemberi ko zvino akaita sei changova chinhu hacho chokungorwirwa nevana vake,mwazha mushumiri wasatan mufunge mushumiri werima,Akakwegura pamazuva ake ndimwazha imi?,mwazha anopinza vanhu denga imi? Makarasika mese

    • @kudzanaimubhika-we8kd
      @kudzanaimubhika-we8kd Před rokem +1

      ​@@thembandlovu3344 rega ndikubatsire umwe wangu usati warasika Mwazha is an Angel Mwari akati ndichakutumirai munyaradzi pamazuva ekupedzisira asi vanhu vachatadza kumugamuchira ....sezvaukuita izvi hausi kumugamuchira unoda mweya wamwari chaiwo iwewe Zera rake riye sure mwari achimuchengeta nekuda kwekuti arikumubatira basa ndiudzewo iwe maChurch leaders asvitsa makore ana Mwazha now vazhinji varikufa asi Mwazha ariko ......Hama yangu tendeuka nyika isati yapetwa

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 Před rokem

      @@kudzanaimubhika-we8kd Ndibvire apa iwe mwana waMwazha,kudzungaira kwako kunotyisa zvimwe zvinhu zvaunotaura so ndokunyarira kunge munhu azviitira tsvina shuwa ungashamiswa nezera repanyama wakakwana here iwe kuno kwedu tinenganga dzine 120 years wotitaurira zvamwazha asati atosvika pasvitsva nganga naMwari,mwazha arikutopihwa nguva naMwari kuti iwe kana usiri wokuponeswa unyatsorasika uzoenda kunotsva ,wakambowona kupi angel inodya sadza iwe,tiudze ka one angel zvayo yaipota ichinjinja kuuya kuzodya sadza yodzokerazve kudenga, zvinhu zvose zvaurikutaura hazvina kana verse kana proof nazvo hauna wakaivapo here zvichiitika? ,angel yokuita sei iye ava kubuda masiriri akagara changova chidzoyii vana vakuita zvokubata ruoko rwake vachizviturika mumisoro yavo vobva vati ndakomborerwa namwazha hanti akati haachemberi here ko zvino?,Kristu anoti namatai muzita rangu chete imi mopinza mwazha pamazita anonamatwa,strong dilusion,unoparidzirwa kunzi Daniel 7vs9-10 mwazha ndiye akakwegura pamazuva,zvino verse 13-14 ye chapter imwechete iyoyo Daniel akazowona anenge Mwanakomana womunhu(Kristu)achiuya kune akakwegura pamazuva ake(Mwari) akapihwa simba kuti ave Ishe wendudzi dzose,Daniel achinyora aiporofita pamsoro pekuuya kwaKristu after his resurrection kunaBaba kuti apihwe simba rokuva Ishe wendudzi zvose,nhau iyi yakatoparidzwa ichidudzirwa nevakatitangira mu church yaKristu read Philippians 2vs9-11,chamusingazive munofungidzira kuti kurota mwazha ndiko kuzarurirwa,tirimu new testament iwe musoro bhangu(zvimwe zvotoda shamu chaiyo kuti unzwisise,unoda kurohwa iwe)wakambowonani akarota Pauro weTarso,kana John,Peter,Barnabas,Timothy,kana kurota Steven? Read Hebs 1:1-3 kurota ndokwe old testament nguva dzekare nguva dzenhema nokuti chokwadi chinowanikwa bedzi kana Kristu afa nokukunda rufu/nhema,John 1:17 anoti iye murairo wakauya naMoses ASI nyasha nezvokwadi zvakauya naJesu Kristu kureva kuti nguva yomurairo yaiva yenhema,John 10vs7-8 Kristu anoti ndini mukova wemakwai vose VAKANDITANGIRA(moses and the prophets) imbabva nemakororo apa iwewe woramba uchidzidziswa ten commandments namwazha verenga ka Galatians 3vs22-25,Galatians 4:21-31,Colossians 2:13-23,2Corinthians3 chapter yose zvayo unzwe zvinotaura Mweya Mutsvene pamsoro pe ten commandments dzauri kudzidziswa namwazha,John 3:13 inoti hakuna akaenda kudenga kunze kweuyo akabvako iye Jesu Kristu mwazha wokuudza kuti iye arikudenga uye aripanyika iwe wotenda zvinhu zvinopesana neshoko raMwari saka mwari wako ndimwazha zve,ko zvaanoti ari omnipresent zvino anokwirirei mota ngaangoti fachafacha ka mongomuona asvika,zvaanoti ingirozi ino flier anokwirirei mota ngaabhururuke ka achiuya kuchurch kkkkkkk aaaaah ndingatotendeuke ufunge mwazha kubhururuka!!!,ko zvaanoti ari omnipotent-mwazha atova Mwari anoziva zvose? hauzive here nhai iwe sururwi kuti Mwari ndiye oga ari omnipresent and omnipotent,2Thesalonians2:7-12 haufungiwo kuti mwazha ndiye airehwa here apa kuti akapinda mutemberi yaMwari akagara pachigaro chaMwari akazviita Mwari,ko 2017 paakaporofita kuuya kwaJesu achiti kwasara makore maviri nechidimbu zvakazodii ko?hanti akati iye hafe,lets wait kana Ishe watendera atipa chipo chohupenyu panyama ini newe we will witness the death yamwari wako anonzii mwazha Hebrews 9:27 And as it is appointed unto men once to die,but after this the judgement,munhu wese achafa kamwechete tevere kuguma ndizvo zvataura shoko raMwari chinonzi "MEN" apo munhu wese akaberekwa naAdam nenzira yokurarana kwemurume nomukadzi ko zvino mwazha hasi mwana waMugovera Mwazha na mai Saramina here? saka anoti hafe nei ko? angori ma verse chete unomanzwawo sei,mwazha mwana wasatan uyo shoko razvipupura pachena,akasatendeuka mdhara wenyu anoenda kudziva romoto zvako iwe hatichatotauri

  • @goldwillie
    @goldwillie Před 6 měsíci

    That guy is a disgrace to leadership

  • @cleverchibobo5390
    @cleverchibobo5390 Před rokem

    Ratova drama iro ngavano joina vana vharazipi Hakuna church yakadero iyo

  • @rogerchanda
    @rogerchanda Před rokem +1

    Arukutoti church ndeyangu. he is not a leader this dude

  • @princematica5952
    @princematica5952 Před rokem

    mapostry

  • @emmanuelbamhare8229
    @emmanuelbamhare8229 Před rokem +1

    church iyi ma rubbish

  • @trymoremushirivindi2698
    @trymoremushirivindi2698 Před rokem +2

    I don’t see this church going far after its founder Paul Mwazha

  • @shiellamachingura9843
    @shiellamachingura9843 Před rokem +1

    Uyu mudhara anojairira uyu akamuudza kuti kn munhu akavamudiki haakwanise kutungamirira kereke ndiyani iye anotova nasatani nekuda kwemashoko anobuda mumuromo mavo iyo tsinodondi ine madhara anoda zvinhu hurombwa nehuroyi ndomahwakazara nemadhara avo echikuru avanoda vasingade vechidiki nekuda kwei coz vangazoona zvakavanzika tsindondi munongogara muchirwa kurwira hukuru kwesebikoko naivo vanotevera part iyi vanorwarawo iyo ipart not church

  • @evelynsatumba3648
    @evelynsatumba3648 Před rokem +2

    Kana vanhu vakuru muchitadza bvumaiwo kutsiurwa chero akaita mwana bvumai kutsiurwa

  • @goldwillie
    @goldwillie Před 6 měsíci

    Kudenga kuchandorohwa vanhu uko

  • @rangariraimabwe6578
    @rangariraimabwe6578 Před rokem +1

    Putseke wako iwe dako rineshena msatanyoko .Kana waudza munhu kuti mwana wasatani unorevei vabereki vake vapinda papi nxaaa duzvi

    • @Dubedube3635
      @Dubedube3635 Před rokem +1

      Haa zvakaoma uye muma church umu mwari akusisina

    • @brightonsnrdenhere9924
      @brightonsnrdenhere9924 Před rokem

      Noise ungaty Inyenze dziri mubani....kunge musangano weZhanhu piyefuuu nxaaaa...
      Ak hauna kutumwa basa raMwari riri Kure newe ..wakakambira chigaro

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 Před rokem

      @@Dubedube3635 aaaah munoti akambovapo here i-seed yanga yakamirira kuti mvura inaye imere chete,kuchembera kwamwazha ndiyo mvura satanism yanga yagara irimavari ndiyo mbeu yacho saka zvomera manje kkkkkkkkkk

  • @namo206
    @namo206 Před rokem

    Double blinded misleading other blinds

  • @Manakell
    @Manakell Před rokem +1

    Kkkkkk kkkk

  • @sirilanka1506
    @sirilanka1506 Před rokem

    Church inotungamirwa nevadiki Jesu was 33 apa vakushandisa chi zanu hanzi vakuru ndovosimudzwa pepukai vanhu machurch Aya mangwarirei

  • @thefire3465
    @thefire3465 Před rokem

    I don’t know why people follow this nonsense, that man is totally lost

  • @joysibanda9372
    @joysibanda9372 Před rokem +1

    Iwe ndive satan.sure varume vakuru kuteerera Satan Africa Africa chii tsvagai mwari imi

  • @joysibanda9372
    @joysibanda9372 Před rokem

    ASI chii nhai vanhu

  • @peacerunnerleesher4065

    Mdara uyu is a bully handiende church inonamata munhu dako rako Mwazha

  • @alistairechokwenda8060
    @alistairechokwenda8060 Před rokem +1

    Ibva wangoregera kutungamira kwacho.
    You don't sound a good leader. You lead by intimidation.

  • @learnmorezhande5285
    @learnmorezhande5285 Před rokem +4

    Who ever posted this has got his nagative agenda in the church. How can you nagatively publicly your leaders or your church issues to the public, you had successfully barred many people who were at the church doorstep towards repentance, the wrath of God will be on you and your family,

    • @trymoremasungise7003
      @trymoremasungise7003 Před rokem +2

      Ya that's Really

    • @faraomativeng2044
      @faraomativeng2044 Před rokem +1

      Taura hako uyu aposter Ana Satan mukuru

    • @jerryjoetsvai3942
      @jerryjoetsvai3942 Před rokem +2

      Asi kana vanhu vari pachurch vanoreurura vari mberi kwevanhu chiedza chezuva chakacheka nyika wani,kana riri basa raMwari chii chaipa apa kt zviri kuitika mukereke zvive pachena,kereke haina chihwande,zvaMwari hazvidi chihwande.Revesai pana Mwari kwete kuti kana riri bopoto rivanziwe,kana mharidzo dzichiitwa dzinobudiswa paruzhinji wani,harisi basa raMwari here??,ukaona muchiti zvimwe zvisabudiswa papublic ziva kt pane husatani ipapo,ityai Mwari .

    • @thewatchfulmunshi6215
      @thewatchfulmunshi6215 Před rokem +1

      Hapana organisation isina skirmishes.kunyange mumba chaimo but hazviiswi kupublic.ukatoona chechi isingaiti zvinonetsa inenge yakatapwa nasatan., but kana pachine vanechiedza panotonetsanwa chete.

    • @thewatchfulmunshi6215
      @thewatchfulmunshi6215 Před rokem +1

      @@jerryjoetsvai3942 pakunamata ziva kuti tirikurwa nasatan.saka zvinhu hazvimbova smooth.Ishe Jesu paye akatoti kunaPeter "Ibva shure kwangu satani"wani