AAC_MASHOKO AVA BISHOP NGONI MWAZHA PA NATIONAL BOARD MEETING @ RETREAT PARK HARARE 18 DEC 2022

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 17. 12. 2022

Komentáře • 39

  • @PaulinNdou
    @PaulinNdou Před 10 měsíci +1

    Yava nemabishop mangani kozvadzava politics

  • @joylinematambudze5963
    @joylinematambudze5963 Před rokem +2

    Aaaah naivowo vanoombera ngavakumbire zivo chaiyo🙄🙌

  • @munyaradzimutsikiwa680
    @munyaradzimutsikiwa680 Před rokem +1

    Chokwadi chingashorwa asi hachinyafziswi. Jehovah umwe chete, Jesu umwe chete, Mweya Mutsvene umwe chete Nhume imwe chete, Chechi imwe chete. Kudzai Jehovah

  • @maxwellguvava1709
    @maxwellguvava1709 Před rokem +3

    Tawanda ndosimbi pane vese avo dzingoriwo nharo

  • @nyanga991
    @nyanga991 Před rokem +7

    This is not a church but a family business. Like Mutendi

  • @brightonmatongo73
    @brightonmatongo73 Před 6 měsíci +1

    Shame shame 😭 haaa ma1!

  • @futureoxide
    @futureoxide Před rokem +1

    Unotendwa kuDenga ..

  • @abelmunganichokore4710
    @abelmunganichokore4710 Před rokem +1

    Tsvagai mwari werugare Hama dzangu kwete Ngano idzi

  • @LloydMaheu-xp6pn
    @LloydMaheu-xp6pn Před rokem

    Kururama Rudo hama ngatide Mwari chaizvo totyira kurasa vamwe tichizviti tiri vatsvene

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 Před rokem +2

    He is a politician not a clergyman. Anobvunza mhosva iyo yakanyorwa patsamba ishoma here? Ko unosungurirwa pachuhwande muhwande zvaive zveu n'anga here? Zvawakarawswa netsamba ngaikusunungurewo nayo.

  • @tonnymufamadi3378
    @tonnymufamadi3378 Před rokem

    Amen grow

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 Před rokem

    Behold the apostles of our Lord Jesus Christ who commissioned EPMMwazha to give rest to those that believe.Christ peace to everyone keep soaring Christ sacrificial love to one another, especially forgive others.

    • @AnoldZiki
      @AnoldZiki Před 4 měsíci

      PARTRICIA

    • @patriciatricia1188
      @patriciatricia1188 Před 4 měsíci

      @@AnoldZiki Yes my brother Arnold Zilki👏

    • @AnoldZiki
      @AnoldZiki Před 4 měsíci +2

      how are you Patricia its so long heey

    • @AnoldZiki
      @AnoldZiki Před 4 měsíci

      can you send me your number so that l can inbox you
      where do you live

    • @patriciatricia1188
      @patriciatricia1188 Před 4 měsíci

      @@AnoldZiki By God’s grace 🙏I’m blessed 😇 thank God🙏. What about you my brother and your life as well

  • @nyimopower330
    @nyimopower330 Před rokem +1

    Itsotsi iro iba mari wakanyakarara

  • @ronaldomangwiro1568
    @ronaldomangwiro1568 Před rokem +2

    Ngoni handimutrust zvangu vese zvavo

  • @ejikeokika9929
    @ejikeokika9929 Před rokem +1

    Hakuna church yakadai

  • @davisonmoyo6882
    @davisonmoyo6882 Před rokem

    Iwee unotorwara akapinda kupi kkkkkkk tsvagai pabhuku ya Jehovha murave Isaya 16s34

  • @ishmaeltutani7568
    @ishmaeltutani7568 Před rokem

    saka tsamba invalid now😂

  • @langtonerwodzi6319
    @langtonerwodzi6319 Před 9 měsíci

    Ngoni, muchaita mushe uye muchasvinura.
    Vanomutenda hasiyo inosunungurwa nayo munhu kkkk.
    Ko zvimwe zvakange zvaivamo maari bishop zvaiva zvii pakazopinda zvemutumwa? 😂

  • @blessingmureverwi
    @blessingmureverwi Před rokem

    Oh shame😭

  • @lshmaelngwenya642
    @lshmaelngwenya642 Před rokem

    Bishop Ngoni anoziva Mwari uye haatendereri , Chakawa seems to be a problem,ngaatsvake Mwari Chakawa uyo,haana hunhu neuMwari

  • @archfordnyawo
    @archfordnyawo Před rokem +3

    Jesus NEVER said today I will be with you in the paradise, actually He said "I tell you today, I will be with you..." Ndinokuudza nhas kuti ndichange ndinewe

    • @fungaireasonmanzero
      @fungaireasonmanzero Před rokem

      Bro WE DON'T CARE, we just knw Jesus went to make a place for us, surely it cant be Hell

    • @abrahamsokeri5222
      @abrahamsokeri5222 Před rokem

      You have a gift of understanding the word of the lord breathen...Blessed is who who read and understand the scriptures

  • @PeterMtetwa-qr4tj
    @PeterMtetwa-qr4tj Před 2 měsíci

    Ngoni munoparidza