AAC SOWE DAVIS GRANITE 2022 PROPHECY

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 1. 11. 2022
  • AMEN MEDIA PRODUCTION
    +263715267299

Komentáře • 73

  • @patiencezhuwao6173
    @patiencezhuwao6173 Před rokem +7

    Hamunyari kuti mwana anorwara nekuti mapindirwa mu garden tibvirei vatungamiriri ndimi mauraya machurch apa aaaa

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Před 10 měsíci +2

    Vabvondorwa vakuru vakuti anorwara iiiiii, ngaachenjere kuurayiwa😢😢😢

  • @tatendakashiri4718
    @tatendakashiri4718 Před rokem +2

    Wabata big fish mwana sikana

  • @munyaradzimuchena1730
    @munyaradzimuchena1730 Před rokem +11

    Vatungamiri magura zvizaruro zvemwana uyo coz ari kubata imi kunyanya

  • @memorymvundura7166
    @memorymvundura7166 Před rokem +5

    Madzimai vaporization zvabvankusenga musashore idzwi nokuti rabva pamwana or pamunhu kadzi Africa woye

  • @shem11114
    @shem11114 Před rokem +5

    Church ndeya Ishe Jesu Christu iyi yakatambudzikira iyi...peter chaiye akaramba Jesu wani ko avo vakoshei vasingadi kuporofitwa...Mwari acharwira zita rake, kunyangwe vatungamiri Vachida kana vasingadi...The Lord Jesus is coming to rule in righteousness

  • @petronellampala4718
    @petronellampala4718 Před 3 měsíci +1

    Mweya mutsvene hauna zera unogara paunoda ini ndinonyanya kufarir uripamwan nekut habhabhadziri anotaura sezvaapihwa hachinje kana kuwedzera

  • @TanyaradzwaMatengarufu
    @TanyaradzwaMatengarufu Před 2 měsíci

    Hallelujah Time of the end ❤❤

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 Před rokem +5

    Holy Spirit fire in this girl Hosanna!!! This is time of the end.Jesus is coming to rule in righteousness very soon.The truth won't be ashamed. Hallelujah! There is no condemnation to those people who prophecy the truth.This girl has got a fire prophecy gift uses by our Lord Jesus Christ who sent EPMMwazha to give rest to those that believe.

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 Před rokem +3

    Kkkk. Mwanasikana abata panodzimba. Vamwe vaporofita vainyenyeredza iye akati bvoo. Mwari agara ANE zano. Zvivindi zvemwanasikana ndazvida. God is good . DAI mumasangano zvaidai zvaiita zvakanaka. Kwete ZVIRI kuitika kutyora mirairo nokuti MUNHU ane chigaro. Tinopa chiporofita chenhema kune vakuru Ve politics nekutya. Keep it up nokumira pachokwadi mwanasikana

  • @ezramakusha8559
    @ezramakusha8559 Před měsícem

    Vatungamiri makabika mbodza mwanasikana aifamba nebhadhe

  • @link81man85
    @link81man85 Před rokem +3

    Zvakunotova nevamwe vakuru madzenga kuAAC zvakaoma😳😳😳

  • @tatendakashiri4718
    @tatendakashiri4718 Před rokem +1

    Madhara akuvharidzira mwana

  • @ernestdzrusoso4104
    @ernestdzrusoso4104 Před 24 dny

    Havadikuudzwa chokwadi vatungamiri vanoda kutungamirira mweya mutsvene. Nekusvora nekutarisa zera .varoyi vazhinji vezvigaro nevanyengeri .atadzei mwana uyo

  • @edellineantony2904
    @edellineantony2904 Před rokem +6

    Mwari waPauro awedzere chipo chemwanasikana uyu zvakaipa zvibve muutungamiri vatungamiri ivava ndivo varikutadzisa basa raMwari kufamba zvakanaka rambira paevhangeri iyi mwanasikana Mwari vekudenga vakuitire zvakanaka uye varambe vachikukudza machikero chemweya mutsvene

  • @graciousjonah8310
    @graciousjonah8310 Před rokem +5

    Adzikisa gejo vakati warwara . Vatsikirwa madomasi. Tendeukai vatungamiriri tavakumagumo🙏🙏

    • @LloydMaheu-xp6pn
      @LloydMaheu-xp6pn Před rokem

      Hezvo mwana ana Mwari chaizvo chengetwa naIshe Jesus Christ iwewe musikana

  • @mandlamandla6389
    @mandlamandla6389 Před rokem +1

    Amen Jehovha shalom

  • @elizabethmanyika1767
    @elizabethmanyika1767 Před rokem +3

    Mubvunzo wangu ndewekuti ko sei vanhu vachiombera chiporofita,

  • @tanakahandina6900
    @tanakahandina6900 Před rokem +5

    tipei tinzwe full video kkkkkk kwekupedzisira uko kwange konakidza

  • @indoorbroadcastchannel
    @indoorbroadcastchannel Před rokem +3

    Good girl ndozvatinoda pa church izvi gejo pasi pasi nekuti zvaari kupedza kuporofitha panyongano ndozvakutoitika saka kurwara kuripapi ipapo ..........gejoo dziki dziki

  • @blessingtakumhlanga7816
    @blessingtakumhlanga7816 Před rokem +3

    Haana mhosva mwari vamutuma mumuregerere

  • @rumbidzaimusunda1282
    @rumbidzaimusunda1282 Před rokem +2

    Church re ma church nganamatwe Mwari wakatuma Muranda Pauro Mwazha Amen

    • @elizabethmanyika1767
      @elizabethmanyika1767 Před rokem +1

      Hakuna rimwe zita rakafanira kunamatwa kunze kwerajesu kristu bedzi,

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 Před rokem +3

    Jesus died for me to wash my sins away.Jesus died to set me free ,Jesus died for me to wash my sins away, Jesus died to set me free. Oh! Yes rock of ages Christ in Glory, Thou art my trust. Oh! Yes rock of ages Christ in Glory, Thou art my friend. Oh! Yes rock of ages Christ in Glory, Thou art my God.Do not extinguish the Spirit. And do not grieve the Holy Spirit of God,in whom you were sealed for the day of redemption. Jesus said ",And you shall know the truth,and the truth would set free you".This is absolutely true we are living in the last days .It's time of the end really!

  • @tafadzwachivhima5486
    @tafadzwachivhima5486 Před rokem +2

    Mwana unoona uyooo

  • @barbsmute
    @barbsmute Před 5 měsíci

    Kune majaya nemhandara dzichamira nevhangeri iyi hamuvadzivisi

  • @marigablessing5078
    @marigablessing5078 Před rokem +3

    kwanz muve nekabatana ,,,already makubatana muromo .........

  • @vimbaigiovannavingwe7354

    Ahhh kusanyara ndozvoita munhu anorwara

  • @strengthmasamba2965
    @strengthmasamba2965 Před rokem +1

    Kkkkk Nelson akaona shamwari yake yabatwaaa 😂😂😂 ....mwana uyo unombaiona ende ndozvakazoitikaaa futi zvavaimbomurambira izvezvo

  • @tagariromo
    @tagariromo Před rokem +1

    Hiii mwari nga batsire vanhu va Mwari vadzoke kuna Mwari

  • @traceytamar5009
    @traceytamar5009 Před rokem +2

    Vatungamiri bvumai kubatsirwa

  • @JP-oq1zy
    @JP-oq1zy Před rokem

    Zvakazofamba sei kkkk ahhhh pls mukuru musical shanje, Amanda kuganura pakaiti zvichitotangawo kunakidza kkkk

  • @martingardens6408
    @martingardens6408 Před rokem

    Mwana uyu mwari arikumushandisa,Siyamuzhombe akabatsira zvikuru kuti church itsemuke,uye zvaakazarurirwa zvekupesana imi vakuru ,makabva mazviratidza ipapo,Mwari ngaakubatsirei mudzoke kuchurch kuna vamwe

  • @blessingtakumhlanga7816

    Kkkkkk mwqna afamba Nemo vakuvhara kkkkkk hiiii akoman

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 Před rokem

    What is bigger between the holy spirit and the leader???

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 Před rokem +1

    And then tobva tadii paye kwakabva kwatanga fight here 😂😂😂😂😂😂

  • @plaxedesgariyano3304
    @plaxedesgariyano3304 Před rokem +2

    Ah anorwara nei? Horyt nyama inorwara but wamutuma haarwari Mweya Mtsvene kana odzika haanei nekuti adzikira pakaita as long mudziyo wakachena

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 Před rokem

    Matsotsi azere apa kkkkk muchanotsva kudenga

  • @barbsmute
    @barbsmute Před 5 měsíci

    Imika mungavhare mweya mutsvene imi

  • @tapiwazungayi6245
    @tapiwazungayi6245 Před rokem +2

    Mwana uyu anoratidzwa chose ,pavaona kuti akutaura zvezvivi zvavo vakuti anorwara vabva vatotanga confusion nekuto dimbura that video

  • @ernestdzrusoso4104
    @ernestdzrusoso4104 Před 10 dny

    Ma bishop munoda kukwira nekutungamirira chiporofita ne denga imi mhata Yana venyoka munotsvaka kurwara pakuudzwa chokwadi mikoshosho yenyu mose

  • @tinashemachimbidza869

    Amen

    • @LloydMaheu-xp6pn
      @LloydMaheu-xp6pn Před rokem

      Vanhu vanoda kuramba mweya pachena asi sei zvichidaro kuita chifarisi manje hazvigoni Mwari mweya

  • @perishgwemba6226
    @perishgwemba6226 Před rokem

    padzotungana dzemudanga ma 1 anenge atanga ini zii semunhu mukuru

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před rokem +1

    Vavhara mwana anga achifamba nebhadhe mazidhara ayaka

  • @user-cr5bp2ng5t
    @user-cr5bp2ng5t Před 10 měsíci

    😂😂🤣🤣🤣 hanzi mwana arikurwara veduwee ka shuwa kudenga kure

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 Před rokem

    Mava kufumurwaka kana musiri right siyai social media iyi

  • @siziweshiri3656
    @siziweshiri3656 Před rokem

    Varume havadi kuporofitwa zvikuru kubva kumukadzi

  • @vascokhumbuya4323
    @vascokhumbuya4323 Před rokem

    Taura chokwa mwabasikani

  • @trodenmukwasi8466
    @trodenmukwasi8466 Před rokem

    mwana anoona uyo

    • @ashleymandikanis255
      @ashleymandikanis255 Před rokem +1

      Mwana wakatumwa uyu vatungamiriri ndopanotangira godo ipapo apiwa motanga kumuvhiringa aaaaa mwari avenemi

  • @togodbetheglory9229
    @togodbetheglory9229 Před rokem

    Vatungamiri Javadi tsananguro kkkkkk

  • @user-oe7ss3mj4y
    @user-oe7ss3mj4y Před 5 měsíci

    Haaaa vatungamiri ava Satanism yavabata zvinesimba kuramba mweya zviripachena nxaa basa rekurasa vanhu

  • @majonimuza4167
    @majonimuza4167 Před rokem +3

    Mukati pane chisingazobudi pachena here kunyange chakanaka kunyange chakaipa inguva

  • @chipomutahwani5652
    @chipomutahwani5652 Před rokem +3

    Vatungamiri kutya kufumurwa

    • @lemogangmulau7585
      @lemogangmulau7585 Před rokem

      Ndizo zwavari vatungamiri.nguva yakwana Jesu Ari kuuya.muhnu achati nyika tsimuka ndipinde.

    • @sarahzhou2045
      @sarahzhou2045 Před rokem

      Mwana uyo anoona tokumbirawo number dzemusikana uyo

    • @sarahzhou2045
      @sarahzhou2045 Před rokem

      Kovakatirei mavhara mweya

  • @user-xi4bf7jg8o
    @user-xi4bf7jg8o Před 11 měsíci

    Kkkk

  • @johnchinobva5320
    @johnchinobva5320 Před rokem

    The african church ichurch yemweya not zvamakuita bishop nevatungamiri vako

  • @topmashoko3234
    @topmashoko3234 Před rokem +1

    Blasphemy at its highest level

  • @erinamuchemwa195
    @erinamuchemwa195 Před rokem +1

    Vatungamiriri havadi nezvivi zvavo kusanyara

    • @ashleymandikanis255
      @ashleymandikanis255 Před rokem

      Vava kutomunonera zvaasina kupenga kwepano pasi kwakatinyengedza hama
      ....zvichabuda pachena vatungamiriri Jesu arikuuya

  • @ejikeokika9929
    @ejikeokika9929 Před rokem +1

    Semuchingoratidzwa Mwazha aveMwari here

    • @elizabethmanyika1767
      @elizabethmanyika1767 Před rokem

      Taurayi zvenyu, ndopokana napo jesu ndiye anonamatwa vanhu varikurasika,vachenjere kunamata munhu

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Před rokem

    Hezvo Kereke yekwa Mwazha mavakunyadzisa mwana ataura chokwadi kubva kuMweya Mutsvene. Panzvimbo yekuti mutende chenjedzo mava kuzviidza vatsvene mapindwa nemweya wajudas, akaudzwa kuti chikurimidza uite zvaunoda kuita(kutengesa Jesu) akatozviita

  • @traceytamar5009
    @traceytamar5009 Před rokem

    Vatungamiri bvumai kubatsirwa