African Apostolic Church leader Archbishop Paul Mwazha succession wrangle

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 3. 05. 2020

Komentáře • 96

  • @patiencemandimutsira1842
    @patiencemandimutsira1842 Před 4 lety +2

    Izvi zviri kuitirwa kuti kuonekwe vari verudzi rwaMwari chaiye isu kunyange iye mutumwa pachake akataura kuti havasi vese vachapinda muumambo hwekudenga l keep on nekuteeerera dzidziso yenhume Paul Mwazha .

  • @miriammapinga9535
    @miriammapinga9535 Před 3 lety +3

    Mwazha haasi munhu waMwari in'anga

  • @Tait1990
    @Tait1990 Před 3 lety +3

    Succession inosarudzwa newe nyama here or it's the holy spirit that will choose the successor? This church is a business not place for God.

  • @alicemukorera
    @alicemukorera Před 4 lety +7

    Why posting basa remukuru uyu. Makambomunzwa achiita zvamawakuita izvi. Learn to respect your elders. Munotukirira mutana akadai akambokuitirai zvakaipa here. Kuzvitsvagira matambudziko ne kushaya rukudzo. Nekutsonyombodza munhu asina chaakakutadzirai. Elisha cursed the boys waimutsvinyira wakadyirwa namapere. Munoti Mwazha haazvigoni here zvakaitwa na Elisha? Asi tsitsi dzakawanda maari. Zvichengererei miromo yenyu nekuti mungatsamwisa Mwari. Mukarangwa na Jehovha.

    • @kudageorgebhake3598
      @kudageorgebhake3598 Před 2 lety

      Unurwara iwe mwazha unowana pavs ipi tsvagaiwo Mwari nguva ichipo

  • @wendymutepfa2624
    @wendymutepfa2624 Před 4 lety +10

    Masimba Mwazha you are a qualified professional doctor and you will know what these dramas will do to Mwazhas health. I wonder why people would trust you with their health when you are failing to take care of your dad.

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 Před 4 lety

      Masimba if your late sister tracy who lived her life out of yo pappa church shel be saddened shewas acarefrre person wemissher

    • @kudageorgebhake3598
      @kudageorgebhake3598 Před 2 lety

      Anozviti ndini mweya mutsvene wakamboionepi Mwari achirwara uye achibhururuka kuenda kuscottland najesu dzakudhunya chete

  • @anesuishechikono6537
    @anesuishechikono6537 Před 4 lety +10

    ko imi munogo tanga kurwirana hukuru mudzidzisi achiripo here no stopit guys mudzidzisi vachiripo itamushe

  • @martinmarumbwa5033
    @martinmarumbwa5033 Před rokem +1

    Iwe tsanangura sei mkoma wako ngoni kt cy akanzi hatungamiri church.toda chokwadi

  • @innocentchinyere3505
    @innocentchinyere3505 Před 4 lety +2

    Bringing ED to arbitrate my foot!zvadhakwa guys.mazvake mazvake

  • @giredee8842
    @giredee8842 Před 4 lety +3

    Tangai yenyu church kwete kurwira yababa ende vachipo havasati vafa asi chiii nhai kkkkkkkk

  • @lulutisvo8951
    @lulutisvo8951 Před 4 lety +4

    Uyu anorwara haana brain haangatungamiri church

  • @tinashedzvukutu5928
    @tinashedzvukutu5928 Před 4 lety +8

    Wotonzwa 1 wacho achiti church ndeyajeso😂😂! Their ancestor Mwazha will reveal everything through mudzimu vavo kwete zvekutiudza kuti church ndeyajeso izvooo😂😂

    • @abigailm2484
      @abigailm2484 Před 4 lety +1

      Ancestor ndo mudzimu? But Africans have called holy spirit Mudzimuunoyera!

    • @shinmahclassictours4803
      @shinmahclassictours4803 Před 4 lety

      @@abigailm2484 NOT aFRICANS iti mapotsori

    • @netsayizemura6432
      @netsayizemura6432 Před 4 lety +1

      Chokwadi Hapana zva Jeso apa

    • @lulutisvo8951
      @lulutisvo8951 Před 4 lety

      I think ukatsvaga shamhu ichakurova ine minzwa inozokurwadza

    • @tinashetakaedza5101
      @tinashetakaedza5101 Před 4 lety

      Mudzimu unosarudza waunoda kuthi abathe tsvimbo mushure mekunge mthumwa apfuura akunzvimbo yekuzorora.Zvino ava vatanga kurwira kubata tsvimbo muridzi achirimupenyu .,vanofuratirwa vese pakashaya kana munhu mumwechete ane chipo chekutungamirira zvikatozonopinda kuvazukuru vacho nokuthi paitha hunjire apa.

  • @patiencemandimutsira1842

    Taurai asi muchaneta tichasangalna pakuyambuka rwizi jordan

  • @libertydhobhi2869
    @libertydhobhi2869 Před 4 lety +2

    Zvavañombotizve haafi Mwazha

  • @kudageorgebhake3598
    @kudageorgebhake3598 Před 2 lety

    Mwazha mutumwa wani vakabvepi idzi indove dzemadhongi kuswera rwira chigaro chemastanist mwazha .Samuel mutendi namarange vakaromba panzvimbo 1 kupritoria vekwemutendi pavanoenda kudefe mvura dzavanodzoka nadzo kudzimba dzavo mumvura dzechitunha chamutendi uyu mwazha akaromba namainababa vake pavanopindira gumhano ravo kuguvambwa ndopanemakuva evabereki vake marange akaromba nekurape vanavadiki ndosaka muchiona vachibhinya vana ndomuko wacho verengai vs kuna Deuteronomy 18 vs20

  • @leeleemoyo7907
    @leeleemoyo7907 Před 4 lety

    Awesome work guys

  • @tawandamoyana2596
    @tawandamoyana2596 Před rokem

    Sei hutungamiriri hwemachechi huchiramba huri mumba mumwe chete

  • @Welzim
    @Welzim Před 4 lety +2

    Ukangoona papinda Zanu yatofa postori iyoyo ratova zuru rapinda nyoka

  • @sharonmbaimbai4814
    @sharonmbaimbai4814 Před 4 lety +1

    Politics NE church Kkkkk wimbo akafanana asisaonani nevana vake

  • @clintonguta9699
    @clintonguta9699 Před 4 lety +1

    Kkkkkkkk Mwazha tarisa dambudxiko rawasiira nyika vanhu vaikutevera uchavaita sei

  • @ayeshaclifford7020
    @ayeshaclifford7020 Před 2 lety

    Succession through blood line is a bad idea vote for s good leader u will fight until u destroy the church

  • @munyaradzimutizi4634
    @munyaradzimutizi4634 Před rokem

    Mwazha in'anga iyo musatinyepere

  • @user-fq1xu4cy2k
    @user-fq1xu4cy2k Před 4 měsíci

    Vana waMwazha vadiki wacho makarasika nekuda kwekuda kwekuda mari Tawanda akarasisa vanhu wakawanda Mukuru mukuru Tawanda tsiurika utedzere mashoko amukomawako

  • @giftgeza5447
    @giftgeza5447 Před 4 lety +1

    Zvatotanga.

  • @mhqmha6510
    @mhqmha6510 Před 4 lety

    Muri kuite zvechechi ere kana politics.Ed weZanu apinda papi.mwakasara imwi..mbwa idzi

  • @enockgamha6840
    @enockgamha6840 Před rokem

    At least now everything truth is now being revealed

  • @portiasigauke5248
    @portiasigauke5248 Před 4 lety +7

    Apostle chiwenga spoke about thes false churches....ts a family business and now we are hearing TT munangangwa a sinner a person who sent army to unleash civilians is consulted about church issues things of Christ doest need pple dripping with blood....vanhu thy must now understand the Gospel of Christ and leave these shrines...

    • @melusimatsheza3945
      @melusimatsheza3945 Před 4 lety +3

      This even happened in the bible, Didn't King David fled in fear of his own son Absalom, did that render Israel worthless?? Adonijah did the same!

    • @abigailm2484
      @abigailm2484 Před 4 lety +5

      Even Jesus himself was handed over to court of pharisees for 30 pieces of silver! Zvinoitika doesn't mean church is at fault?

    • @libertydhobhi2869
      @libertydhobhi2869 Před 4 lety

      @@melusimatsheza3945 That was before the church, Yana David was politics not chch. Chch yakatanga jesu afa. Aya matakanana ana Mwazha aya. Zvavanomboti wani haafi

    • @netsayizemura6432
      @netsayizemura6432 Před 4 lety +2

      Wataura chokwadu.Portia Apostle chiwenga vanogara vachiparidza Kuti Hapana zvamwari pama church aya.ndeekutsvaga Mari.

    • @petronellahpetty7933
      @petronellahpetty7933 Před 4 lety

      @@netsayizemura6432 true

  • @fennymurumbi9792
    @fennymurumbi9792 Před 4 lety +3

    blaz vanonzi portia sigauke murisure nezvamataura coz handifungi kuti apostole chiwenga wenyu is able kudaridza 100 yrs ndatowanza 90 yrs ari alive.

    • @leomureru6973
      @leomureru6973 Před 4 lety

      50 harisvike zibenzi iro

    • @kingigwee8721
      @kingigwee8721 Před 4 lety

      Hazvina kana nebasa izvozvo Jesu akamasvika hre ?

    • @jumanji7629
      @jumanji7629 Před 4 lety +1

      @@kingigwee8721 wapedza masports apa mbavha neva royi vanotochovha chose wani

  • @clemencemahwite1289
    @clemencemahwite1289 Před 4 lety

    KO KWAMwazha kwavakunwiwa doro here?hanzi " vapiwadoro rakawandisa ......

  • @shepherdmutsura3653
    @shepherdmutsura3653 Před 3 lety

    Mwazha akatorasika

  • @veronicaevelynchowunda1185

    Mudzidzisi achiripo why fight for ukuru

  • @ednachapita5530
    @ednachapita5530 Před 4 lety +3

    Matoto enjiva

  • @charlesdhliwayo8327
    @charlesdhliwayo8327 Před 4 lety +4

    Munonyadzisa kuda ukuru here kkkkkkk

  • @alfredvincenttakaedza7024

    Zvakaoma just look at Nyasha his collar is not even tied as expected and tsught by the man himself, its loose at the collar button

  • @johannessimango2232
    @johannessimango2232 Před 4 lety

    It's not godly to fight for earthly power for real men and women of God believe if happiness in heaven and not on earth like people featuring in the video in question, I think if old mwazha finally follows his ancestors in his sleep one day, these culprits will rejoice thus all they're now awaiting, they're like a lions awaiting to attack their prey, they remind me of vultures flying above a caucus of an ox in the middle of busy highway!!! In reality all this nonsense shouldn't be taking place at all, not even behind closed doors, my question is don't they see the harm they're inflicting on Paul Mwazha himself as he sits quietly right there, don't they see it written all over him? Plainly speaking they want him gone sooner than later, so they can butcher each other, what a bunch of unrealistic individuals, this is embarrassing.....is it still chinamati here ichi, there's a famous artist sang, kuti munokundwa ndi vana Rasta vanosiyirana fodya(chamba)

  • @blessingsimango2010
    @blessingsimango2010 Před 4 lety +1

    Kkkkk shame kuenda kumapoliticians kunobatsirwa gakava ayas shrine shrine shrine.wotoona munhu achitenda Mwazha pakaoma

  • @mafitnk
    @mafitnk Před 4 lety +2

    saka kana chechi iri yajesu why are we having the discussion... church structure ngaiite basa rayo (if its there) ... its a simple case of poor leadership... Paul should have understood his mortality and found means to channel function past his existence... pathetic management and unclear protocol isi why the admirable Mwazha people will decline to typical worldly fashion.

  • @isaumuwomo6291
    @isaumuwomo6291 Před 3 lety

    Fear God leaders stand for truth

  • @tyanaimapuranga9285
    @tyanaimapuranga9285 Před 4 lety

    Corona inobata jesu mwazha here

  • @ChatswithConnie
    @ChatswithConnie Před 4 lety

    Thats a sign it was never a Church of Jesus Christ.Its a shrine and a family business.Hapana cha Mwari apa.Mese muri vashakabvu pamweya yenyu.Repent,repent,repent

    • @ChatswithConnie
      @ChatswithConnie Před 4 lety

      @Nokutenda Faith
      I do not know kuti asina kukwana ndiyani.Anotevera darkness ya Mwazha kana anotevera church ya Jesus Christ? Kana Mwazha afa muchaita sei?

  • @elesimagwidi7267
    @elesimagwidi7267 Před 4 lety +2

    Ko kana church iri yaJesu sei yava kugovewa sei ava kunyora mapapers to hand over the church to someone?ko zvaakambotizve haafi ndiye mweya mutsvene ko Mweya mutsvene anofa here? Kkkkkk uri chinyawo Mwazha iwewe tendeukai varume musiye zvehun'anga zvamuri kuita izvi😳

  • @gracekasio3807
    @gracekasio3807 Před 4 lety

    I thought mwazha anomboita meeting naMwari saka church yaJesu inogoverwa kuita seproperty

    • @tsitsinyanhete1316
      @tsitsinyanhete1316 Před 4 lety +2

      When did he say that? Paul Mwazha clearly tells his followers that he met Jesus Christ in a vision. You need to read his books

    • @gracekasio3807
      @gracekasio3807 Před 4 lety

      @@tsitsinyanhete1316 what? Are u for real reading mwazha s books for what? Zvinoitwa newe wakadzungaira kkkkkk

    • @tsitsinyanhete1316
      @tsitsinyanhete1316 Před 4 lety +2

      You haven't got any understanding of who Paul Mwazha is, he talks about seeing Jesus Christ in dreams and visions

    • @tsitsinyanhete1316
      @tsitsinyanhete1316 Před 4 lety +1

      @Grace Kasio for your own information I am not confused. Paul Mwazha has his own large following, you are not going to take away that from him ARSHOLE. You are coming across as someone who has a low IQ, am taking back my recommendation to read his books.

    • @gracekasio3807
      @gracekasio3807 Před 4 lety +1

      Ukafa usina kuponeswa uchabata shuwa kkkkk so u think having thousabds followers makes him a man of God? Hanzi pindai nesuwo rakamanikana vazhinji vachatsvaka kuoinda asi havangapindi uye nzira yacho ichawanikwa nevashoma