Mhuri Yozvuzvurudzana Kudare Vanangana Huroyi Dzimba Dzatsva Nemoto

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 12. 2023
  • Hudba

Komentáře • 16

  • @GoJams
    @GoJams Před 7 měsíci +8

    PaHasha sound man is always ruining audio by turning what appears to be a metal stand when speaker changes. Stop it, lift the damn thing off the floor to change direction. The clunking is ruining your clear audio. Other than that great content👏🏾👏🏾👏🏾

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 Před 6 měsíci

    Nyanga dzenyu idzi kkkkk
    Kubvunza muroi kumuroi

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před 7 měsíci +3

    😂😂😂😂😂😂sekuru ngavavaregerere he is not well keakuriwa dementia al timer so forth and so forth varapisei kumapiritsi

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Před 7 měsíci +1

    Pahasha vozviita zvekare!! 2 days muchiunza matare ma 1 hr + andinofarira eshangure Musi uye makakanda mhombwe dziye dzechikuru Skanela😂 Tincharamba Tiripo pahasha ipapo!!😊

  • @user-cf9bu3di1t
    @user-cf9bu3di1t Před 7 měsíci +1

    Vanenge vanogona side kune ma chiefs anogona kwete izvi

  • @lisamupfugami5022
    @lisamupfugami5022 Před 7 měsíci

    N,anga iri kutsvagei mudare pane paichazotaura mashoko echokwadi here kna kuti ichataura zvairi kunzwa mudare ko kuzouya nedeze apa yakutopindira nyaya iri kutongwa cei maidaidza n,anga iyi mudare nhai changamire

  • @innocentkunyangura1487
    @innocentkunyangura1487 Před 6 měsíci

    Kkkkk vanhu vanege vachida DORO vanotaura zvisina maturo kune vanhu vari kuSouth Africa kuitira kuti kana vauya kumusha vatengerwe DORO.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Před 6 měsíci

    Dare iri nhasi harisi kuda zvekutonga nyaya; they are tired. Vari kungotenderera pamwe chete pasina chiri kunatsa kutaurwa zviri pachena apa.

  • @sueeland5675
    @sueeland5675 Před 7 měsíci

    😢Ohhh its so annoying

  • @nathanc1840
    @nathanc1840 Před 7 měsíci +1

    Zorodzai sekuru avo maakutovanetsa henyu

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e Před 7 měsíci

    Dare separate issues

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před 7 měsíci

    Sekuru vanedimentianema hallucinations endaivqnopiwemapiritsi voonazvisingaonekwe nekuhumanaukoaltimer big time kkk😂😂

  • @afronews7034
    @afronews7034 Před 7 měsíci

    Noise dzoitiwanewehasha kupela apa😢

  • @nathanc1840
    @nathanc1840 Před 7 měsíci +1

    Shame sekuru vakura ava,shame

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e Před 7 měsíci

    Mambo matadza kutonga apa sabhuku haana mhosva apo Makuhwa ayo