Ukatanga iwe kumhan'ara unotongohwina plus uyo murume anoshaya ndomhosva yake inga pane pawabvunza kt hurombo hre kutsvinyirwa naheadman anodya mari dzenyu padare achiikuudza hurombo
Saka mukomana uyu atoshayawo garden here kana pairimwa namai vake kapisi kadiki kacho atobva anyimwa here.....chii chirikumboitika munyika iyi ......kana munhu achema chema so that means mugarden macho mune mvura ivo kwakutora pese i don't think its fair....dai kwakazoita hako maDNA enyaya taiona kuty who is correct and eho is not...am not at all happy with the judgement papakurwa zvisiri fair..... anyway thank you baba Taps ko ndimi madiii henyu and thank you for your videos ❤❤❤
Vanhu vazhinji padare apa vasarudza divi remumangari vasina kutarisa the fact yekuti gadheni rairimwa namai vake kubva 2002. Mai vake vakamboriwana sei gadheni iroro from the start? Headman isai pfungwa dzenyu around zviri paground kwete kuisa maemotions panyaya please.
Ipapo uri right. Dai vaenda kunopaona mukomana otaura mapoint ake. They were very biased from the get go. Also arikuti..."kuti chuuu" uyo makes the whole thing a joke.....very unprofessional.
But uyu mukomana kana achirima pairima mai vake mbuya ngavasiye garden tongai zviri fare uyu arikutadza pakutuka mbuya but ane right rekurima munda vamai vake
Watching from UK
Mufana ndi mai vako avo. Respect her. Thank you Mambo.
Headman musaisa ma personal feelings kana muchitonga nyaya. Ipa mukana wekuterere both parties.
Yah ane problem mfesi uyu,,apa Mari yaMatutsa akadya pedze omuendesa kumapurisa
𝗧𝗮𝘂𝗿𝗮 𝗵𝗮𝗸𝗼
Kanotooneka nemuviri wakaomarara kuti nemoyo wakaoma anotongera tsvete hakuitweo hre mavotes emaheadman acho uyu kana akaitwa haangahwine anemoyo wakasindimara
😂😂😂😂😂😂😂
@@melodymutsvairo akaoma moyo uyu headman dai akazoita Mambo vanhu vaitsvukira. Apa ku kara mari too much.
Ndikandofunga zvakaitwa Chabodo naMatutsa ndinobva ndatoona kuimba kwakaitwa ndiHosiah Chipanga paakati vane hudyire dyire vanasabhuku,kuvaka matendere avo mumumvuri neminhenga yedzimwe shiri,aaaaa unotoshaye kuti zvakambodini chaiko.
Headman nevanhu wake munehutsinye imi nxiii mongoti auya kuzoman'ara ndiye wamotora divi rake
Sabhuku vanofanira kuenda panzimbo voona mutadzi varipo
Baba ava havatonge zviri fair havatomboterera the other side.
Ukatanga iwe kumhan'ara unotongohwina plus uyo murume anoshaya ndomhosva yake inga pane pawabvunza kt hurombo hre kutsvinyirwa naheadman anodya mari dzenyu padare achiikuudza hurombo
@@melodymutsvairo zvakaoma hama yangu
Kkkkk ndiani anope Headman Magloves ekuGym ayo kuti apfeke padare? Anhuwoyeee musasodaroba 😂😂😂
Evil headman kudya Mari dzevanhu
Mari vanoidisa apa kutorera vanhu vakutotambura zvavo
Iyi imharapqtsetse ya headman vaneudyire
Iyi nzvimbo inevanhu vanemisoro yakaoma.kkkkkkk. Mamutsa akuda kuzvisungirira. Mbuya yadzingwa padare nekuda kuita fight. Garden ramutsa musindo.kkkkkkkkk. Paita boader jumper pa garden.kkkkkkkkkk. Chabodo naMamutsa to the fulest.
Vakaenda kujeri chabodo namatutsa
@@tinashegwavava3933 . Ma results akatobuda here nhai Tinashe.
Glove man Onana
Karanganda nyaya dzenyu dzonaka 😅 keep it up 👆
Zvekwa Chigodora ndazvitadzawo 😂😂😂😂😂
Kanzvimbo kane anhu anoshereketa😂😂😅
KwaChiGodora kune madrama
Igwee igwee headman chigodora is professionally and good leader ndaitokumbirawo kti ambonotongawo dziriyo mumatare enyika coz vanoziya kutonga kti chuu
Kufirwa Haus mhosva
Murume uyu arikubirirwa
Saka mukomana uyu atoshayawo garden here kana pairimwa namai vake kapisi kadiki kacho atobva anyimwa here.....chii chirikumboitika munyika iyi ......kana munhu achema chema so that means mugarden macho mune mvura ivo kwakutora pese i don't think its fair....dai kwakazoita hako maDNA enyaya taiona kuty who is correct and eho is not...am not at all happy with the judgement papakurwa zvisiri fair..... anyway thank you baba Taps ko ndimi madiii henyu and thank you for your videos ❤❤❤
Vanhu vazhinji padare apa vasarudza divi remumangari vasina kutarisa the fact yekuti gadheni rairimwa namai vake kubva 2002. Mai vake vakamboriwana sei gadheni iroro from the start? Headman isai pfungwa dzenyu around zviri paground kwete kuisa maemotions panyaya please.
TRUE, ZVIMATARE ZVEKUMAMA IZVI
Mambo nevanhu vavo havagone kuenzanisa nyaya.Mukomana uyo havana kumupa mukana wekutaura sezvavaita gogo.Akasimudza ruoko achida kutaura ,vanomuti adzikise otadza kutaura side rake
Taura hako Brian. Ndabata panzi naHeadman iwe nababa vako makambodai dai futi, which means vakatonga nyaya based on maprevious
Ipapo uri right. Dai vaenda kunopaona mukomana otaura mapoint ake. They were very biased from the get go.
Also arikuti..."kuti chuuu" uyo makes the whole thing a joke.....very unprofessional.
Mai avo varikuita mafi ekuti maview kuonana uyo vaigara kutown nevana vavo but vese vaifanirwa kuwana peace vaita hudyire apo imhosva here kuti vaigara kutown ivo vachigara kuruzevha
Chabodo na Matutso havana mhosva nekuti vakapfimba vakabvumirina na Amai Gopito havana kuvabata chibharo .
Mai Gopito vanokwànisa.kuzvitaurira zvakaitika
Karanganda ramba uripo paChigodorapo, usadzime. Headman uyu number 1
Kana paiva pambuya vamwene vaambuya avo garden haisi yavo vega ndeye varoora vese saka mukomana anofanira kurima share yamai vake
I hate people who abuse vulnerable woman and elders.
Murume uyo anotoshoresa isu vanhurume. Makuriro ake kunetsera Garden
QUICK TO JUDGE HAIWAWOO, DARE NGARIONE BOTH SIDES NOT KUTI SINCE IRI SHIRIKADZI IRI RIGHT ALWAYS......THIS TYM MAITA ZVEKUMAMA
Well done headman you have justice + murume uyo haana ma facts
Vanyiswa vanyiswa
Haaaa dambudziko nderekuti munorerekera diwi rimwe mbuya awowanemukundo chete nemunyisiso
Mungatonga zvakaenzerana sei imi muchitonga makapfeka ma gloves e motorbike, maresva judgement mambo matora side henyu.
Nxaaa mambo ava is biased havaterere masides ese vandibhowa
Nyika ikaramba yakadai zvinhu zvichioma kudai mmm ndaona upenyu hwaoma zvakaipa. Tichapinda jail guru nemasabuku nemadzishe.
Chief Dai mangoti mwana uyu arime mugadheni yamai vake why yapiwa gogo avo
Chigodora unonyanya kuda Mari kutonga haugoni
Nhau yemunda iyo netsa takangokura zviriko izvo😂😂😂😂😂😂😂
Ndasvikaaa Baba taps ndavapo maiyepo here usasoshora baaa
But uyu mukomana kana achirima pairima mai vake mbuya ngavasiye garden tongai zviri fare uyu arikutadza pakutuka mbuya but ane right rekurima munda vamai vake
Ngepamai angu 😃😃😃😃, pairimwa ndimai angu
Says a full grown man 😂😂😂😂
Magirovhosi iiiii😅😅😅😅😅😅😅😅
Apa Mambo makuma semurume bt Muri kutaura kumatsi isina nzeve dzinonzwa
Mabira mwana garden ramai vake, nhaka yakewo hameno itai zvenyu
True that nharaunda yese yamurasa nenyaya yekuti aigara kutown ivo vari kuruzevha still vane mukana panhaka yamai vavo
Mambo thank u munogona kutotanga
Asi Chigodora village ine weather yayo yega 😂😂😂😂😂 why headman vachisogara nema grovhosi 😂😂😂
Kwachigodora kune mharapatsetsetse nhumdira mutsime dzevanhu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kune vanhu vane mukonyo kani
heardman mune basa...ko gogo vemujolo vakazorapiwa here
Karangandawooo usasooshora!
Dzaaa chigodora ndadzikoniwaa kkkkk vanobura hombe
Headman anomora weduwe ndapa ma thanks 😂😂
it seems like headman varikutora side 1 rambuya
Chief murimbavha yezanu chaiyo iyi muri gororo chairo
Nyaya yeminda iyi makuva veduwe 🙌
Varikubatira mukomana uyu vachitadza kunogadzira muganhu mwana akafirwa mambo wakutsikirira nekuda kwegaraji
Iyo mhuri yekwaMureyani yakakura ende inogara iri mudare
Harinyare kunetsana nagogo
Headman uyu une problem yekutarisa nyaya 1 side vanoterera kumunhu anenge amangara nyaya chete havazivi kuti mumhangari anogona kunyepa futi
Zera rake mkomana uyoo kusimurire kuti maangu maangu kkk unemiyedzo
Nhai yemugano iyi inouraisa ine makuva
Gogo is very smart n innocent,they shld let her be veduwe
Mamubatira murume uyu ko madii kunoona bindu racho
Kkk ndirikupindura zviri kutaura sekuru aya😮😮
Murume uyu arikudheerera Mai awo nekt ichirikadzi
DZIDZAI KUPAKURA ZVIRI FAIR HEADMAN, KA SECRETARY KENYU AKO KANOZORA AMBI NGAKAZIVE ZVEKUNYORA NDAA KWETE KUNGOKUCHIDZIRA ZVENHANDO, THIS TIME MATADZA KUTONGA COZ MAKUZIVA KUTI KUNE CZcams MAKUNGODA FAME CHETE
Anopenga uyu
Kwachigodora kune nhubu
Zvabodo sure
😂😂😂 zvabodo
Uri bhinya here iwe siyai gogo usashungurudze shirikadzi
Kwa chigodora musabvako ndapota kune dzinonaka🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂Taura hako
Yaa kunotivaraidza
gwinyiso
Mupeyi pairima Mai vake please.
Uma e hlala ekhaya mupheni okwakhe alime okwakhe chief njengo mtwana libone ukuthi uzshluphe yin
Mambo Chigodora dambudziko eenyu musati mabata munotungamidza Mari mberi
Ko yemutero yabata papi Dai marisiti ashaika nyaya yaisatongwa
Head moziva
Chief endai munoona mbuya inonyepa iyi
Taura zvako mbuya irikunyepa chako saka mai wemukomana uyo ayiripa papi
Rakaite bhinya
Kwai ndrupindura zvirutaura sekuru aya kutaura headman😂😂😂
Kwachigodora kwakatakura kurema yoweee
Yeah aiwa mune nhubu machigodora
Kkkkkkkkk chigodora hanzi mobilize
Aah baba awo wakapfeka brezar ne hat ye white kufanana na paraffin
Ah veduweee munhukadzi uyu haasi murume 😂 😂😅
Pakaipa mwanakomana uyo haana hunhu. Shuwa tisiyei isu shirikadzi nhai . Thanx mambo
Nhamo yashungurudza vanhu vemu Zimbabwe Mwari dai vatinzwawo
Iya headman magirovhosi ere awo 😂😂😂😂😂😂😂 kunga epamudhudhudhu ere lkkkkkk😅
Ndafa nekuseka 😂😂😂😂
Headman murikuziva zvamuri mukomana uyo akaipa
that age yemface uyu surpose yekutsvaga mabasa nemari busy kuteerana nematare what a shem
Basa racho riripi munyika medu umu?
Dunhu Ra mambo avo rine makuna Kuna sure nyaya dzacho dxotemesa musoro
𝗡𝗱𝗮𝗴𝗮𝗿𝗲𝗽𝗼 𝗻𝗴𝗲𝗸𝘂𝘁𝗶 𝗻𝗴𝗲𝗽𝗮𝗻𝗴𝘂
Mambo nevanhu vavo havagone kuenzanisa nyaya.Mukomana uyo havana kumupa mukana wekutaura sezvavaita gogo.Akasimudza ruoko achida kutaura ,vanomuti adzikise otadza kutaura side rake
Moyo wavo wakashata wangu,
Ngavasiye Gogo vangu mhani mukoma ava
Kkkkk ini hangu ndekude kuita mukadzi waChigodora wechipiri aah konakidza uku
Gudo rakauya here Sunday baba Taps
Kaneudyire kaheadman aka handikafarairi
Hahahahahaha Headman is too much!!!
Thank you so much baba Tapas ko chisekuru mbavha chiya chiripi chekunyepa kuti mabinya achauya chibaba chiya choda kurohwa
Kkkk woreva chin'anga chiya here hnzi vari kuuya vachirorwa negudoo
@@kennytawars2464 kwaaaaa ichocho ndo chando reva zvakaoma kani
Chigodora irikumberi weduwe
Siyayi mwana arime kani
Mkomana enda kootsvaka basa ushande uchengeteo nambuya avo vatengereo shuga sipo mazambia ndimai vako noti kuswero rwira magarden kkkk kasi i irrigation munepombi dzemvura dzinodhinza negetsi ere mugarden raunoti maangu maangu
Chief kuseri
Vanhu musa shungurudza shirikadzi kani
Kkkkk magloves ichando ere kkkk ayas
Hezvo zvavari vanhu vehukama nhay 😮
Ko nyaya yamai vaya vekutora murume wemunhu vakazoita right hr vechikomba chekuramba nebhadhe
25 years munenge mafawoo kkkkk ndaseka hangu
Headman imbavha if it was me ndaimugadzirira size. Akajaidzwa kuba zvinhu zvevanhu. Imbwa yemunhu
Uyu ane nharo ..ko mai ako varima pasiri pawo ....rimborineko garden racho