Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Nyika yakatakura kurema Baba tiponesei tinoziwa munozvigona zvekuyambutsa warpanguva yakaoma kudai Baba Magirazi chikara chevaroyi
Uuum 😭😭 zvakaoma choakwadi Mwari ngavatibatsire vakashereketa zvibate ivo isu hatina mhosva aaah 😭😭
Yoooo inga zvakaoma nhai zviri mumisha umu mberi nebasa Baba Magirazi
Pamusoro pazvose panaivo bba 👏
Powerful pray🙏🙏🙏
Vanhu tikutambudzwa Shuwa nevehukama zvakaoma hazvo
Amen baba ndinoda kuziya munowanika kupi
+263772143143
Tibatsireiwo tatambura batsirai nyika madzibaba
Ayewa. Havafaniri kuita sevarikunamata chikwambo fire not zvenyu zvekuti ngaasapikisane nedemon nekuda kwekuti riri kumushandisa
Nyika inorema baba tikundisei
Ndibatsireiwo ishe ndatenderera nenyika ndaneta
Amen Jeso varipabasa
Tinorarama nenyasha, riripi sowe iri
Kana Monata namatai kuidi rigere kudenga
Tinorarama nenyasha shuwa
Glory powerful
😭😭😭😭😭tinorarama nenyasha
ndiko kunonzi kuvuka uku
Ameeen
Amen 🙏🙏🙏
Amen 👍
Amen God
Asi vanhu vasabata bata vachidai so eiish ndanzwira tsitsi amai avo vakura kudai vana vonzi vasaroorwe asi vanhu vekare kubata bata kwavaiita so ka unosiya wotambudzisa vana seizvi so hazvinakidzi izvi
😢😢😢😢
Amen 🙏🏾
Ndiponesei baba
Hakuna anozozivavo kunorombeswa her inini ndatambura nekushashandiswa kichurch ndazvitadza Ndiri panguva yakaoma saka zviri nani kuromba topedzerana kumashonga her ikoko
Chii chanetsa munhu wamwari
Imbomira utange wanyatsofunga musshe enda kuGo back to sender ndokuzvipedza
Heyyy kuchipinge
🙏🙏🙏🙏
Hir
Pakaipa
Madzibaba vakuwanikwa kupi
Zvakaoma yoo
Zvakaoma chokwadi
😭😭😭😭😭
Ummmmm zvakaoma