Mtumwa E.P.Mwazha teaching Jonasi 1:AAC 2017

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024

Komentáře • 95

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 Před rokem +3

    Commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe. King Jesus Christ who commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe. Long life our Master until Jesus Christ coming to rule in righteousness. Thank you my brother Simba for the video

  • @janemzenda1653
    @janemzenda1653 Před 5 lety +6

    uyu ndiye mutumwa akazvarirwa basa rmwari baba makatendeka i wish to see you baba

    • @AnoldZiki
      @AnoldZiki Před 5 měsíci

      🤣🤣🤣🤣🤣you are dreaming right..munh akabuda kwaMARANGE akatumwa nani

    • @tavonganenji7195
      @tavonganenji7195 Před 4 měsíci

      ​@@AnoldZiki ko munhu anotumwa achibvepi

  • @thandazanidube951
    @thandazanidube951 Před 6 lety +2

    Ngiyabonga ukuba ngupostoli kaJesu ebandleni labapostoli be Africa AMEN.

  • @maimangwende5920
    @maimangwende5920 Před 2 lety +2

    I love my church and the angle ofafrica

    • @maimangwende5920
      @maimangwende5920 Před 2 lety

      Nguva yapera vana vababa vangu tendeukai mutende evangeri nyika yava kuguma

  • @DavidMolosi
    @DavidMolosi Před 4 měsíci +1

    I wish he could come again to the podium

  • @tashelis1132
    @tashelis1132 Před 7 lety +1

    Isuu tauyawo kuzokumata... singing. Wondering what *Amai* wanted to say... Hearts yearn for her to no avail.
    Thank you Simba.

  • @abigailm2484
    @abigailm2484 Před 7 lety +2

    Simba thanks. Wonderful. Tazviona ndiye uyu Akakwegura pamazuva ake akarehwa!! We blessed.

    • @romeomapfumo2100
      @romeomapfumo2100 Před 7 lety

      christ ndie akakwegura pamazuva ake chete kwete munhu anodya sadza

    • @sainimateke7449
      @sainimateke7449 Před 7 lety

      Mwari baba ndiye akakwegura pamazuva ake,kwete Kristu. verenga futi bhuku raDaniel 7

    • @romeomapfumo2100
      @romeomapfumo2100 Před 7 lety

      mwari baba na kristu is one and the same
      verenga jonh 1 vs1-4

    • @sandechimudzeka218
      @sandechimudzeka218 Před 6 lety

      nyaya yokunamata inoda inspiration kuti ude kuverenga magwaro matsvene then revelation kuti unzwisise zvinhu zvomweya,pasina izvozvi inongova nyama isingagoni kunzwisisa zveThe African Apostolic Church,kusvika Ishe Jesu achiuya,

    • @faithlinah806
      @faithlinah806 Před 5 lety

      @@sandechimudzeka218 well said read rhemafotoself

  • @admiredzungu3132
    @admiredzungu3132 Před 7 lety +8

    JESUS is cming very SOON. ngatigadzirirei vanhu vamwari

  • @reverencetafadzwamukonowes8273

    Mutumwa Haasi Munhu.Hameno vekusatenda Jeso Akagadzwa Jeso.....

  • @tkzvakanaka
    @tkzvakanaka Před 6 lety +1

    More and more videos my brother, anazvo ndiye anopaka nhaivo

  • @owenchidzenga7747
    @owenchidzenga7747 Před 7 lety

    this is the blessed gospel ...time of the end ..May the LORD God protect Teacher EP Mwazha ....amen

  • @gutsamarveloustatenda2145

    I wil bless the nation through you Paul .keep on leading people to heaven .But its my wish kuti muchienda palestine kwamakaonekwa muchibhururuka from heaven in angelic form going at the holy of holies .people are still waiting for you Mudzidzisi

  • @trishnyambara8214
    @trishnyambara8214 Před 6 lety +3

    tinomutevera kusvika Jesu achiuya

  • @ViolaChikara
    @ViolaChikara Před měsícem

    Dzikinurai Africa sekumwa kwatakaita Baba vedu veAfrica

  • @joinahbera5712
    @joinahbera5712 Před 6 lety

    I use to go to this church ,when I was young. Mharidzo yekuti ,nyika yava kuguma ,mazuva aswedera ,mazuva ava kudii!!!! Kuswedera. Was making me feel so depressed or can I say I was immature .,There was a time I was asking myself ,whts the point of going to school? , what if nyika ikaguma ndichiri grade 6? .There was a point I didn't want to go to church and I would pretend to be ill. I was scared of that preaching," Nyika yava kuguma " I so wanted to ask can you preach something else. It was sounding so scary and stressful to me. Now I am mature and I pray that there is noone else this day who is not feeling that way .God bless all who will read this. And understand my fear as a young girl .

    • @oniasmhikechivende963
      @oniasmhikechivende963 Před 6 lety

      yaa the bible in peter 3 may help yu my friend to understand the second coming of Jesus to rule

    • @teetee6358
      @teetee6358 Před 4 lety

      My exact experience when in grade 6. Seventh day Adventist. I felt no point to go on. Thought what is the point to even go on with life and school. Now all grown up became a doctor of aerospace engineering and thank God for pulling me out of that state

  • @phakamashembe6281
    @phakamashembe6281 Před 6 lety +2

    Amen Wow Church Of God Really 🙏

  • @zvironzojesca7597
    @zvironzojesca7597 Před 8 měsíci

    Amen 🙏🙏🙏

  • @jimmychamboko9669
    @jimmychamboko9669 Před 6 lety +1

    musashamisike ndochikonzero anomuziwa Jesu

  • @kainosgwisai5538
    @kainosgwisai5538 Před 7 lety +2

    Ruka 10:23;24 Ipapo Akatendevukira kuvadzidzi vaKe, Akati kwavari, vari voga; Meso, anovona zvamunovona, akaropafadzwa. Nokuti ndinoti kwamuri: Vaporofita vazhinji namadzimambo vaida kuvona zvamunovona, vakasazvivona, nokunzwa zvamunonzwa, vakasazvuinzwa.

  • @GivemoreMarange
    @GivemoreMarange Před 5 měsíci

    Va Mwazha muranda wa Mwari kwete kuti Ngirozi idzodzo idzidziso dzenhema

  • @zvironzojesca7597
    @zvironzojesca7597 Před 8 měsíci

    Amen

  • @panashetichiwangana8215
    @panashetichiwangana8215 Před 7 lety +1

    Mwari wabrahama Nguva yapera

  • @ordaingotore1841
    @ordaingotore1841 Před 7 lety +1

    ON POINT MAKAROVA MKOMA KEEP IT UP

  • @chirindanyashaf7327
    @chirindanyashaf7327 Před 7 lety +2

    AMEN .Aleluya Hossana

  • @ephiaschitewere5046
    @ephiaschitewere5046 Před 5 lety

    I dont understand the language but haaaa Pauro ndiye Mutumwa wechinomwe akatumwa pamazuva ano ekupedzisira

  • @lovechibukwe7794
    @lovechibukwe7794 Před 7 lety +1

    thanks man ...blessed

  • @abigailm2484
    @abigailm2484 Před 7 lety

    We have seen the works we have heard the testimonies I believe Ishe vakadzoka.

    • @normankufonya7087
      @normankufonya7087 Před 5 lety

      Read Matthew 24 so that you are not deceived

    • @abigailm2484
      @abigailm2484 Před 5 lety

      @@normankufonya7087 ita zvako ini ndichiitawo zvangu! Usandityiraba

  • @LidmoreLidmore
    @LidmoreLidmore Před 7 lety

    jesu ari mu Africa thousands of people now he follow only him

    • @lloyddahwa9973
      @lloyddahwa9973 Před 5 lety +1

      Jesu ari muAfrica shuwa but kwete uyo arikutaura ndimwazha uyo

  • @Geraldmangwiro
    @Geraldmangwiro Před 7 lety +3

    Iri ndiro izwi rinondinyaradza.

  • @wellingtonmarume8509
    @wellingtonmarume8509 Před 7 lety +2

    jesus is really coming

  • @mazivisatibugare8732
    @mazivisatibugare8732 Před 2 lety

    Is it true that Mary Magdalene was the mother of Jesus? The bible does not say so

  • @marshallnhova4774
    @marshallnhova4774 Před 4 lety

    Fambai naro shoko baba makatumwa.

  • @faithlinah806
    @faithlinah806 Před 5 lety

    Babamwazhamurandawashe mussavanamate namatai jehovaanoparizdwanamfundisi mwazha

    • @TKG2024
      @TKG2024 Před 5 lety +1

      Faith hatinamate vaMwazha tinotenda kuti mutumwa akatumwa naJeso Kristu kudzidzisa chokwadi chirimubhaibheri.Tsika nemagariro anodiwa naMwari sezvakaita Moseses uye pakutumwa kwake takazorodzwa zvizhinji muupenyu.Saka tinotenda Jesu watuma Pauro weAfrica.

  • @evelynmakaya1656
    @evelynmakaya1656 Před 7 lety

    Toimba alelua hosana amen

  • @jeffretchara3401
    @jeffretchara3401 Před 6 lety +1

    amen

  • @tamarimutunga8721
    @tamarimutunga8721 Před 2 lety

    humambo hwaMwari huri panyika

  • @dicksonmutarauswa8247
    @dicksonmutarauswa8247 Před 4 lety

    Amen AAC

  • @memphisjimmychamboko1625

    Paul mwazha mupostori

  • @jephveng6725
    @jephveng6725 Před 7 lety

    Halelua

  • @luciakangaonde9366
    @luciakangaonde9366 Před 6 lety

    Church ya Mwari yakagona kuteedzera bhaibheri

  • @christophelgapara2641
    @christophelgapara2641 Před 3 lety

    Saka satani akatofa nhai

  • @bennychibanda7509
    @bennychibanda7509 Před 5 lety

    Beverly

  • @gnash2007-l1d
    @gnash2007-l1d Před 4 lety

    Mwazha is just a human being not an angel

  • @MozySimba
    @MozySimba Před 7 lety

    wazogona wo apa simba

  • @sainimateke7449
    @sainimateke7449 Před 7 lety +1

    Dzidziso dzemadhimoni

    • @memphisjimmychamboko1625
      @memphisjimmychamboko1625 Před 5 lety

      Ipi nhy iww

    • @mosesjonas4765
      @mosesjonas4765 Před 5 lety +1

      INI handisat ndatendeuka hngu but ndochurch yakafira baba vngu vakasiya vati mwanangu church ndiyoi sooo amen mutumwa wamwari muchidzidzisa ndinonzwa misodzi ichiuya mumaziso

    • @memphisjimmychamboko1625
      @memphisjimmychamboko1625 Před 5 lety

      @@mosesjonas4765 chokwadii

    • @mosesjonas4765
      @mosesjonas4765 Před 5 lety

      Arikut dzidziso dzemadhimoni ndri kunzwa tsitsi

  • @owenchidzenga7747
    @owenchidzenga7747 Před 7 lety

    HE IS JESUS HIMSELF .....HE WAS THERE WEN JESUS WAS CRUCIFIED ...AN BEIN THE ONLY MEN TO HAVE EATEN THE TREE OR FRUIT OF LIFE...

  • @sandilemkize1310
    @sandilemkize1310 Před 7 lety +2

    I respect him because he is one of our own BUT he is talking RUBBISH to say the least

    • @tarirayimavhiyastarvros8678
      @tarirayimavhiyastarvros8678 Před 6 lety

      I may not be a member of the church butt what you just uttered is downright disrespectful.

    • @sandilemkize1310
      @sandilemkize1310 Před 6 lety

      His theology is misleading

    • @ashelymanana9788
      @ashelymanana9788 Před 6 lety

      Shame on you

    • @michaelhotera8479
      @michaelhotera8479 Před 5 lety

      if you dont understand its better u zip your mouth than juss comment, y do u wanna curse yourself

    • @faithlinah806
      @faithlinah806 Před 5 lety

      Woareyu cussing the pastor yu shuol d also under stand the pastorswen growing old they have,a little dementia his son is,a doc he can't times hallucinate cos of age heaitnr young any more

  • @MoeSyzlack123
    @MoeSyzlack123 Před 6 lety

    Wasn't this the same dude saying vaMugabe vakaiswa naMwari pachigaro? Zimbos are glad his 'prophecy' didn't pen out.

    • @SempaiChrisMasvingo
      @SempaiChrisMasvingo Před 6 lety +1

      Anokurudzira kunamatirira vatungamiri, uchenjere kuzvitsvakira mhosva

    • @MoeSyzlack123
      @MoeSyzlack123 Před 6 lety

      Mhosva yei? Losers always resort to threats. All these fakes are nothing but snake oil salesmen. Hapana zvamunondiita imi.

    • @esthermanda5522
      @esthermanda5522 Před 6 lety +3

      Kana usati wavamo muchurch haikona kusvora, and we dont use snake oil and any oil yaunofungira, shoko raMwari rakati vachaisa maoko avo pamusoro pevarwere vachipora kwete oil yaunotaura, redu church rinoita zvaMwari kwete zvamunofunga, inga vazhinji wani mubible vaigadzwa naMwari asi vachizoraswa nekuti vanenge varasika padzidziso yaMwari saka zvavakataura pamusoro pavaMugabe zvakaipei.... usadaro munhu waMwari, dont let the devil misguide you kusvika pakutuka munhu asina chaakakutadzira

    • @ashelymanana9788
      @ashelymanana9788 Před 6 lety

      Very true ester manda

    • @shepherddiza5975
      @shepherddiza5975 Před 6 lety

      hahahaha dude i wonder if u really read your bible very well? Was Saul not anointed by God thruogh Prophet Samuel but was later denounced by the same prohet because of his evil? If someone recieves an anointing, it does not mean he is going to be perfect.

  • @ncubepretty1422
    @ncubepretty1422 Před rokem

    Amen

  • @bongiwecharitydube6263

    Amen

  • @shephardchikoya3048
    @shephardchikoya3048 Před 5 lety

    Amen