Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Nyararai varikuchema. Toda kudzwa
Amen chikara chevaroi
Mwari pamusoro pezvose🙏
Hatina Simba tigere Mumadzudzo tigere padambudzo tibatsirei Baba!!!
Basa vari kubata baba magirazi asi pazita kune munhu umwe chete uri kumusoro kudenga ndiye chete anodamwa nezita rokti ishe ndiye samasimba🙏
Powerful Powerful testimonys madzibaba ndafara nezvamuri kuitira vanhu vari kuyambuka
Mwari ngakudzwe
Ndinotenda baba vangu
Amen Baba iri basa makapiwa nedenga
Basa muri kubata ishe keep up the Good work
Nyika ndaipone madzibaba amen
Navo varoi Baba
Nhai sangano iri riripapi nhai.
@@lovenessrhudholee9203kuHighfield/Lusaka
Baba magirazi ndiri kumbiravo nhamba dzefoni yenyu ndine dambudziko ndinogara kumesina
Baba magirazi muri shasha chaiyo mwari vakuwedzerei
Katatu kune vanobvumwa kutumwa musazobviswe pambiri yababa tiyambuke
Tinoponeswaa chete gore rinoo shandirai nyikaaa madzibaba musanete
Amen ❤
Totenda batsirai nyika madzibaba
Fambai naro shoko boardeyr tu border kuzadzisa zvido zvababa
Riri kubatwa basa chaizvo ndokugona uku.
Tinotenda lshe munerudo nenyika ino
Sorry ngokhuluma ngesindebele pliz we are here in SA help me
Nyika inorema chokwadi
Nyasha idzi ngadzipfure nepandiri
Ndodawo kusangana nemunhu wamwari akadai tatamburawo isu.pa4ni munobatsira ere munhu wamwari
Chiremba takapiwa yeyeye ngaribatwe basa nyika iponeswe
Mwari ngavarambe vachiwedzera simba murikubatsira vanhu madzibaba
Ishe fumurai zvose zvepasi rini🙏