Uzumba: Takangodanana Zvimwe Zviye Ko Mwana Akutaurwa Akabvepi Handimuziye Ini
Vložit
- čas přidán 20. 06. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Apa makatigonera mkoma robbie
@@user-do3bw5mf8v welcome
Mashonaland East
I will give him money for DNA test
Mambara vemunhu this man
Waiting
Hanzvadzi kana muchiziva chokwadi tora mwana chokwadi mwana haarabwe vamunoramba ndovane ma blessing kubva kuna mwari
Saka anga achirambei kamukono ketsambarafuta kemunhu
Baba mamboti mukadzi uyu hamumuzive munozogara pasi zvekutaurirana zvekuzotora mwana sei
mambo vanogona kuenzanisa ava
Sascamu ko zvawati ahumuzive ahuna kudanana naye ezvino wakuti Handina kuramba mwana
Ndezvemunzinza medu nhai nhai nhai APA muzukuru wangu nhai nhai
Varikutsenga rwodzi havo
Anopenga murume uyu arikutoziva hake nyaya dzake
Endai Kuma DNA kwaTinashe mugabe
Kkk pamusha pangu
Anopenga
Mambo avo nevanhu vavo vanogona kutonga nyaya
Ndokupedzerana nguva uku
Idzi hadzina kukwana 😂 dai maita zveDNA baba
😂😂 hanzi huya mwana wako for me they are my neighbours
Kkkkk murume uyu akapusa
Iri rinoda shamhu zibenzi remunhu
Varume vakadayi vakapusa nhayi vanoda kugadzirwa maiti muri kunyika mboro mumugomo wemvura here bastard
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Waiting