Mufundisi Vodzingwa Mumba😱yechurch Vave Bofu,Havana Kwekuenda Vaitambira$3 for 19 years

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 27. 06. 2024
  • Hudba

Komentáře • 23

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Před měsícem +12

    Kunyange mange musings piwe mari mufundisi asi pfungwa dzenyu dzange dzichiti munogara mu ma church kusvika rini mamwe mafundisi anotenga imba chero ruzevha zvarwo apa imi munoti hamuna kumusha ko kusvaga masabhuku vanokutengesera ruzevha ndinosvora hangu pfungwa dzenyu ipapo mufundisi kurara nezamu mukanwa it's so sad 😞

  • @sadzaaful
    @sadzaaful Před měsícem +3

    Haaa mufundisi❤ Regai kudaro so endai kumusha mamunhu mukuru

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Před měsícem +5

    Pastor ava ka😂😂😂mawell wishers aaaah

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora Před měsícem +1

      Matauriro avaita kuti ma well wisher matauriro emunhu adyaira kupiwa zvakaoma

    • @nyaraichizuzu8303
      @nyaraichizuzu8303 Před měsícem

      @@JessicaMukora manje nekuoma kwakaita zvinhu ndiani angangope just like that aaaah

  • @rufarosharonborerwe3689
    @rufarosharonborerwe3689 Před měsícem +3

    Zvakaoma zvinorwadza vanhu ngativakei misha tione pekuenda zvadai.vanhu vechurch tapota bataiwo vafundisi zvakanaka

  • @user-tw6fx9vc6i
    @user-tw6fx9vc6i Před měsícem +3

    Kuruzevha chaiko kunogarika zvakanakisa ingotenga ruzevha uise kadumba kako

  • @kingstonegombedza4104
    @kingstonegombedza4104 Před měsícem +1

    It's not every church that says Jesus and Jesus will come and say i am here !!

  • @josephbwititi8194
    @josephbwititi8194 Před měsícem +3

    Irombe mufundisi wenyu uyu

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před měsícem +2

    Mudhara imi munyepa henyu mufundisi $3 kupi nhaimi

  • @sibongilemunyoro2315
    @sibongilemunyoro2315 Před 29 dny

    Sis monyanya kunoza interview yenyu bhoo zvokuti but izvozvekutaurira mumhuno bhoo here

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Před měsícem +2

    Ko b4 hufundisi vaigara payi,kuzviitisa uku kusada kunogara kumusha chete

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Před měsícem +3

    Pane nyaya apa

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Před měsícem +2

    Nai pahasha TV sekuru ava vangaite vana vezera ravarikutaura hre

  • @sinikiwemoyo8017
    @sinikiwemoyo8017 Před měsícem +1

    Mfundisi makazvinonokera. Makagarira pfungwa serombe.

  • @VimbaiHore
    @VimbaiHore Před měsícem +1

    Ichurch ipi iyoyo yakaoma moyo kudai kudzinga munhu zvakadai

  • @phillthedrill
    @phillthedrill Před měsícem +3

    Mdara uyu shouldnt play a blame game, 19 year being paid peanuts and you chose to stay ? Who is a fool here? ma new churches ma personal properties evanhu aya

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 Před 27 dny

    Koiyo propatie yacho kani ndodarika nepo ndichienda kubasa

  • @user-hq6rv9ip3u
    @user-hq6rv9ip3u Před měsícem +1

    He's chihera tokozile

  • @KudzasheChidhuza-pm5sb
    @KudzasheChidhuza-pm5sb Před měsícem

    Ko mwana wavaiwirirana naye adi kubatsirawo shamwari yake

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Před měsícem

    Ko mari yeoffering maisepiii

  • @user-tw6fx9vc6i
    @user-tw6fx9vc6i Před měsícem

    Basted usatinyepera iwe

  • @sadzaaful
    @sadzaaful Před měsícem +1

    Haaa mufundisi❤ Regai kudaro so endai kumusha mamunhu mukuru