AMA 2K..........FOUR [4] MONTHS MUCHATO WAPERA
Vložit
- čas přidán 7. 07. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
- Zábava
Vabereki vemukadzi hudyire ndoo hwavainawo.. vanokoshesa mari pane imba yemwana wavo.. uye ndivo vaipa mwana mushonga kuti apfuwire murume vamuite chituta.. ndinotenda kuti mukomana munhu akazvimiririra ijinda mudare.. God bless you young man, and May God give you more wisdom ..
Baba vakafanana nemwana sikana wavo kunyepa
Zvevana vamazuvano zvakungoda mwari unomuudza mwana kuti chimboita zvechikoro anotokuti mbuya iyi inopenga
Baba remukadzi imboko nxaaa hagoni kuvaka imba yemwana ndovanomutuma Kuba Mari nxaaaa
Neiro ziso remukuwasha amboti aguta kuita mujolo iyeyu😂😂😂
Kkkkkkk
Wanga waona mushonga Kare pa 4 months zvakaoma shuwa vana ava .
Mukwasha is mature avo baba ngavakwane 600 vanoiziva mushe
Ndabatikana mufunge ndiri nherera
@@rebeccapasipanodya7393 imagine dai baba vemukomana uyo varipo vaimunatirira so
Amai vemwana ndivo vaputsa imba yemwana vachazvidemba havo
Imi mwanakomana wangu uyo anemakore mangani
Business nemwana ummm zvakaipa izvi
Siya mkadz hanzvadzi zera irori kutobata mishonga unoswera wadyiswa
Kumukomana kakangwara zvako
Tezvara vangagadzirisa mukuwasha here guys imi
Mbwaa dzinobeliever kumushonga dzinobhowa
Zera racho manje 🙌
i2000 hayo but bamnini vakachangamuka, inonzi ZIVA ZVAUNODA USATI WASANGANA NAZVO😂😂😂
Ma1 aya
Iiiii mazorohwa pasi petsoka heyii zvakaoma
Asi kamukomana kakangwarira uye kushanda,kune mikweshwa chaiyo isingadi kushanda,kakangwira apa anga atorora shame,kutobvisa pfuma ummmm
Mukomana akangwara zvake anema points vabereki vemukadzi varikutoita business nemwana
Ndingadavo hr ndichiona mushonga two times
40 mtrs imi mai imi kwanai aaaaa hufyireeeee
Tezvara ambuya mwanasikana mese murivaipi aah hakuna vanhu vakadai😢😢😢
Don't worry mafana uchawana wako asingaite zvemushonga
Very clever young boy ramba unodyiswa
Ndekupi uko
Uyo murume uyo unoda kutonga oga zvaachatorera mambo chigaro
Kakukwasha 2k kadiki but kawona zvakawanda
Mukuwashaaa ndizvoooo,kanonyatsotsanangura
Kakakora kamufana aka, mukuwasha manyama!
Haa mukomana atori serious auya akagadzirira gupuro😂
4mwedzi angaarimepi
Maswera sei
Ani wacho?
Mari iyoyi inodyiwa nani
Vapei zinata sunungurai mukomana
Munopenga zvakamboitika kupi 40 mtrs
👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻matonga zvakanakisa baba ava varikuda pfuma havanyarii shuwa xaaaa kuita business nemwanasikana wavo Tsekkkk mudhara iwe pasina mwedzi waroorerwa 600 but wakukwira dare
Baba vemusikana avo havana oder zvinonyadza izvo ndivo vanhu varikuudza mwana vavo kuita zvisina kukwana
Vana vanotiparira
Pa4 months moda kutofuma nekudzvinyirira nherera musatanyoko,kuzviputsira imba yemwana
Mambo $600 zviverengetwa chete hamusi fair mambo baba avo ndindyire mambo wangu
T.fredy muchuchisi
Gara wasiiratu mukadzi uyu i poison
So painful young orphan,akarongeka mufana uyu
Inherera veduwe sad wowana wifey inobatabata ngasiye😮
He is so eloquent when speaking nekungwarisa zvose. Akabyatso ronga tsoro yake. Underestimate him at, your own peril. I guess as an orphan akatakura, mitoro achiri mudiki zvakaita, kuti akurumbidze kukukura for survival.
Asi mai ava dzakati kwesere here 40 mtrs makambodzinzwa kupi itai order
This young man is too much, very rude and bossy . Musiakana uyu haangarire kushushwa and her parents are smart to claim their roora because she s the one who is going to struggle to raise their unborn child .The boys claims are made up and unfounded ,he should have brought the proof.
Mukadzi haa rooreke uyo. Dai vabereki vake vaida kuti mwana wavo aroorwe vaifanira kumuraira kuti aite hunhu kwahwo.
Vapfanha vakasahura vanoita zvisina basa. 4 months vanhu varoorana vatorambana.
Baba vemusikana vanonyepedzera kuzungaira
Kamukwasha manyama smart
How old are these two lovebirds?
Its 40meters for me🤣🤣, mukavasekerera vanoti 40km ambuya avo.
40 metres machira😂😂😂
600 yakakwana yavakaendesa mfana
10:38 10:39
Ini masungiro enzvimbo iyi anondikona hangu mombe hr
Ndokwangu hama masungiro imombe hono inobviswa nemurume kuti ndini ndakabvisa humhandara chero ukasandiroora hako mombe iyoyo inotodiwa
@@faithbungu9136ko kana ndisirini ndakabvisa humhandara hwacho?
Mukwasha mboko
imboko inoziva zvainoita wena.
Kuita app group
Proof yacho ndeip or pic yemushonga
Zvakaoma kunomhanyirwa ndekupi kupa vabereki dambudziko
Four months vangayarimwa kare
Mambo magna kutonga vapei zinata
10:19 10:20
Hanzi na Mai varikuda 40 chii
40 meters dzejira here askana. Business nemwana wavo
Vari kuda kusonesera dzinza ravo rese hembe😂😂😂😂
they have the right to claim what they want after all they raised their daughter.Mwana anoitwa mombe mbiri nemadhongi mashanu achishandira mhuri yemurume.
Type iyoyi makaitarisa mungati angagone kuchengeta mukadzi iyoyi ndeve mujolo 😂😂
Kuviga mari musaga rechibage hre ndanyara 😂😂🙈
Wobva watengesera munhu chibage chiya😂😂😂
Mune chokwadi nazvo here mukomana uyo anogona kuronga nyaya pamwe uri kunzi mushonga uyo ndiye akaisa
Bota bota ndorapengesa vana vanozvirayira vachiri pwere 😂
Sorry nekutaurisa 😂😂😂😂😂😂 ndinonzwa hasha nezvakadai mhani
Mazuvano unoti asina kuzvara akava nane zvake nekuda kwetuvanhu utwu vasikana vacho vakomana vacho zvangofanana bota chete ndorangozara mumusoro anozofunga chikoro arabwa
Veduwe l have an ask nhai mari yegupuro inoenda kupi muhomwe yegurukotav or kumunhu arambwa opa baba vake??
Inofanira kupihwa musikana then musikana ozopa vabereki vake or tete.
Apo gurukota rabhaiza
😂😂yaah uyu mupfanha ndimakuruwane uyu aramba nonsense
Vana vaduku ava. Kids net. They need counselling. Marriage inodawo maturity. Regai dzive shiri.
Zvakaoma kukaurisa mkwasha apa matsotsi family yacho yese yemukadzi 🙄
Ummmmm mdara uyu iduzumani uyu kungoda mari chete
Ziso remukwasha bho here? Nhongwa, kunyepa kuti ndakaona mushonga. Wakarasirei evidence.
Ko yako evidence yekuti ari kunyepa ndeipi?
Maziso emukwasha 😂
😂😂😂adii maziso emukuwasha vanhu kkkkkkkwaaaah
@@Susan-kv1pp kkkkkk kukura apa anoavhura sei
Kkkkkkk chimbomira ndipedze kuwerenga macomments kani 😂😂😂
@@user-tg8di6oj6x kkkkkk verenga hako but ndati ziso mukwambo
Munhu akasikwa na mwari ska zvemaziso ake hazvina basa mwari vakatoona zvakakwana zvakadaro
Mukwasha wacho kana pent anogona kuzvitengera hre kana kuti kutotengerwa nevabereki munhu ngamboshanda ozoita mukadzi wamboshanda kwete kungoti kupedza kunyora grade 7wakutoti regai ndiite mukadzi mukadzi wacho unomupei iwe uritsuro yemubhuku bota hariperi munofa makangorisiya makazviwana zviripo
Nemapfekere aakaita ayo unoona iri type inotadza kuzvitengeta iyoyi? Unless u donated the clothing to him.
Mwana mkomana uyo akachenjera akunyara kuti neage yake anzi ane mkadzi kana kuti kwatove neumwe musikana
Ko kana musikanawo ainewo zvaakaita, ofira izvozvo here?
Drewmas hoyoooo
Hapana kana mombe asi ane mimba it's so sad tezvara vatadza kutaura mukawasha abudirira nekuti anogona kutaura zvakaoma
Nhumbu nemombe zvasangana papi?
Stupid mother in law ndosaka mwana ari mbavha
Nekugeza chaiko haasati akugona kuda pakati pemakumbo chete
Ko mukadzi wacho?
Y vanhu ava vachitangabkutonga nyaya vasina kunzwa divi remusikana
That chief is usually very fair however his spokesman is usually biased and very oppressive to women who come to this court.Anotorambidza vamwe kutaura so that he has the final say.Mambo Dotito ngavapaongorere ipapo.
Stupid father he wants money only get away mhani
Jira 40m amai yowee 😂😂 vanenge vachinyanyosonesei?
Kusakwana ndoo vakadzidzisa mwana zvemishonga
40mtrs vanofanira vachipenga😅...ndivo vaipa mwana mushonga
Kuzungaira
Pamwe vanopawo vana sisi nevanin'ina nevekune dzimwe dzimba kut vakwane.
Ama 2k bota chete ndoravanongoda kuti vazive kuti mukadzi chiii hapana pfungwa dziri pabota akaneta newe okusiya otvaga umwe
Bt akatombobvisa 600 vamwe varume vakuru vane Vana vashanu Hakuna Kana chavakabvisa
Mwana wenyu hanzi imbavha anoda saka Kuba imhosva