chimai chakadyisa baba chirikumutarisa nekona yeziso kuti ukangoda kunzwa zviri kutaurwa ne dare hokoyo. plus chakanyenama. dai ndiri mambo mai vadhara makunakuna avakaita ayo. ka blaz kakadzungaira kuda kuramba kachida mukadzi ai hura kudaro karikushaiwa here munyika mune vanhu vamo
Vakadzi vanofanhirwa kubhadhariswa kuhura cause haa vakadzi varikuhura ndatiii !! 👏 2. Murume uyu I don’t know sei abvuma mukadzi akamuhurira akaita mumwe murume akafa akaita mumwe just after death of that one ,uyu oti achiri kumuda haa chero kuri kuda kunzi murume ,unofira mahara 3. The mother of the girl has caused a lot to affect her child
Chief vanobata nyaya sezvairi,well done
*The wisdom of this chiefs l give up , much respect to Zimbabwean culture for having such wise traditional leaders*
There's no wisdom but male chauvinism. Mothers must marry children
chimai icho chibhishu chaicho ko kufinyama face mai benzi
Kkkkkkkkk
She is very rude
Amai vemunhu face iri kubhokana nyaya isati yataurwa.
Ummmmmm Mai avo havasi boe mwana dzimba 3 varikuita business nemwana
Chief Madziva excellent mogons kutonga
Mai avo vanofanirwa kuripiswa
Chimomz chineattitude yanhikwi😂
Haaa but vapinzwa busy
@@Cutetsambarafuta756 chimomz chibhishu icho
Vamwe havatorina murume kana 1.vamwe vane 2😂😂😂😂
Kkkkkkk ndaseka zvangu
Apa kukunzi varume vashoma vamwe vane2😂😂😂😂😂😂
@@FortunateJakarasikkk amakaro kuda kupedzera vamwe😂😂😂
Life no balance
Huye bodo
Munhu kutadza kupindura mibvunzo, yes or no ummmm zvopisa hasha. Ma Chief vane basa anhuwe 🙌🙌🙌
Imiweee chizviregai henyu kaa. They’re very patient vanhu ivavo 😂😂😂
Hadzimo
Uuum amai avo vari kufinyamei asi 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️. Zvinoshaisa hunhu. Mkadzi mkuru zvitsiure usati watsiurwa nevanhu 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️
Vanepregas
Amai avo inzenza....
Askna musadar arume vanonetsa ava
Mai varikurwadziwa nekurera mwana Vega vakuda ma recovery
Hazvishandi pachivanhu
Kuchengeta mnhu korwadza duwe
Changamire ava ndavada ava very fair minded to his subjects.
Isa foni number tichimbofonawo kaniii...ndabhokana fanii cz varume ava hawachengete vana asi papfuma vanoda kumira sei musingapatarise
Kkk 0719240609 pahasha Tv
Chero vanamai varikowo vanongosiya vana vasingachengete
@@PahashaTv28:03
6 oxen/6 meters cloth mukuwasha ono charger uyu
Haya kuhula hula woripwa mombe dzazara danga😂😂
Zvobhadhara izvii aaah
Aaaaah 😊
Ndokuti nyika inake keep it up mambo
Business for ladies momz uri kuzvinyanya
vakwasha vacho hey makwikwi..ko dhino ine mukwasha mukuru
😂😂😂😂😂😂😂
Choice manje yevakwasha
Ko wechitwo mukwasha🌜
😂😂😂😂
Iye opiwa mombe and yet iye haana kubhadhara pfuma. What kind of judgment is this?
I second you
Havasi kutonga chaizvo
Imagine
This chief deserve to be a president
Amai ava vane undyire sure mwana kuita Misha mitatu mwana Mai vachidya
Hudyire hwei must she force her daughter to love that guy
22 yrs😢😢
Amai Ava ishit yamai
Chief madziva uyindoda ngyakuvuma... uyinkosi yamampela
Asi varume chengetayi vana kana muchida kuzodya pfuma
True
I agree
Mai vari wrong zvvo since vachizivawo baba vacho but kana baba vakaramba iri nhumbu haaa to hell ndoitambira pfuma yacho ndega
Dai mwana sikana akagara zvakanaka uuum amai musadaro imi Moda kuti mwana aite zvamurikuita zvekungopinda pinda
Uyu mwana mudiki mambo tongayi muchitarisa mativi ese.
Uuuuummmm kamuri kuti kamuridzi kemukadzi ako katsotsi kanoshusha futi ndosaka kakasiiwa kamukono kutsambarafura pfutseke
Kanotopfumiswa nehure iro kkkkkk iye kana huku yaakaendesa
Ndiudzireyi mambo Kuti mai avo ndiwo abhadhare mombe idzodzo
Mai awo mharapatsetse hii ndazvitya
Mai avo mambo Dai mamboti fambei navo chaizvo ibenzi remukadzi iroo
Vakuwasha vcho🌛🌜
aiwa chikomba ngachitore mukadzi
Mambo ❤🙏
Cheers to the chief havasi one sided saMakope
Mambo Madziva vanogona,amai ava surrend
2weeks time mombe nhatu yoweee 😂😂😂😂
Chief mutore menyu noise yetuvana
He must appeal that foolish chief
Chief Madziva sando dzenyu kkkk
Mai avaka Mmmm zvakaoma
Best chief
Well done chief
Mai ivo vanehunhu hwakafumuka Ivo
Mai avo I hure vanehudyire nxaaaa batai Amai avo
Taura hko
Zvakaitwa bamnini ava ndakazviitwa, ndakanoroora kumba kwakabarwa amai vemukadzi, hama dzemukadzi dzakandivhara kundinyepera vana baba, ndakabisa about 4000usd, ndakazozviziva ndabva kunoroora mushure mekunge tauta 2 maMiscarriage, ndakazotsvaka baba vemukadzi ndikavawana, vana mai musadaro, undyire hwakaoma, ingoita zvinoita kuti dzimba dzevana venyu dzive dziine rugare nemufaro, 😢😢😢
Mai avo vanoti murume wavo zvaakashaya ndivo vave kutonga zvekwa Masawi here. Worse vakatoroorwa kumwe. Mwana ndewekwa Masawi full stop uye kwa Masawi kunana baba.
Amai Vemwan musikana inzenza chii chavari kudzidzisa mwana? Chipfambi chagara mumusoro
Ko mai ve mwanasikana havana Wani kuripiswa . Dare ratadza
Kkkkkkkk😂😂😂 zvakatooma chokwadi imi woyeee iiii ma2k murikuita sei nhaimi
Step yemukwasha mukuru after judgement uhhhhh vakwasha venyu Ava Iwo mahairstyle 😂
Kkkkk
Kkkkkkkkk mahairstyle evakuwasha kunge huku ine manyoka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 akazvarwa ne5mnths
Chief vanogona avo. Vanoziva shona ava.
Kkkkkkkl vakuwasha vacho imi woyeee àaah zvakakuomerai chokwadi kkkk hahadaaaa zviro. Zvacho ndanakirwa III vanhu havana zvekuita sure😅
Chimai chopenga ichi
Chikomba chitori stubbon
😂😂😂😂😂😂kwai mombe 6
Pamadzimambo ose, pambo awa vanotonga zvisina huchenjeri asi zvine kufunga kuti iwo vanoziva asi vasingapi munhu akutongwa mukana wekutsanangura nyaya zvizere. Plus mambo havana hukoshi hweumambo ko why vachidaidzira mai awo kuti ihure despite kuti baba vemwana chaiwo vakafa avo ndivana bamunini. Mambo uyu ndodofo pachikoro chemadzishe
Bamunini ndibaba
Kupa mwana chipfambi
Next sound yenyu yaitewo stable please maungira two too much
Church yamai avo ndechifambi not church inonamatwa mwari
So these fools think they will adjudicate who a woman must love. Nonsense
Mai benzi kkkk ibhishu ramai iiii zvakatooma chokwadi
Mhutse yaamai ava,vanoundyire Mai ava,😮
Chi Madziva chaigona ichi
Mambo nema assessors haa pakaipa.
Vanhu we vana tezvara musaite u dyire munozozvimbirwa mangwana.
chimai chakadyisa baba chirikumutarisa nekona yeziso kuti ukangoda kunzwa zviri kutaurwa ne dare hokoyo. plus chakanyenama. dai ndiri mambo mai vadhara makunakuna avakaita ayo. ka blaz kakadzungaira kuda kuramba kachida mukadzi ai hura kudaro karikushaiwa here munyika mune vanhu vamo
Pakaipa
Mai benzi shuwa kuratidza hungu hwakaipa kudaro mudare
Vafana avo vose vari 2 vakapusa chaiko..mkadz uyo aana zvake choice
amai ava havan kurairwa ,regai zvinzi mwana weyoka inyoka .Hunzenza wamai ava mwana akauyamwira mumukaka
😂😂😂
Bishu raamai
Changamire ndawafarira
Svirume svacho kkkkkkkkkk
Kkkkk nhai zvako iwe kkkkkk eeeeh zvinhu zvacho
Ndogar ndisingle zvngu😅😅😅
Ibenzi remunhu unoda mombe6 dzausina kubvisa kwatezvara uri saga remunhu
Vana Mai vakadai imharadzi
Fair vanhu dzidzai
Amai vari corrupt avo vakadai havana kwavanosvika pakurarama.
Mai avo ndoBhishu, murume uyo akangopera mari vanorova pasi
Ambuya i bhishu ava
Amai ava vari kuda kudzungaira.ivo vachiziva zvavari kuita.
Guys we can say all this but havasi kupa munhu mkana wekutaura vakungomhanyira kuripa
Worst chief of all.....this lady was already separated why a harsh judgement
Ayifanira kuzivisawo baba vemwana kuti mwana avakuroorwazve
Uchaziva hako kuti seperation aisi devorce
Chief munogona
Sando Kuna chief wabata nyaya zvandada
the lady is so grumpy, mnxxxxm,sies
Vakadzi vanofanhirwa kubhadhariswa kuhura cause haa vakadzi varikuhura ndatiii !! 👏
2. Murume uyu I don’t know sei abvuma mukadzi akamuhurira akaita mumwe murume akafa akaita mumwe just after death of that one ,uyu oti achiri kumuda haa chero kuri kuda kunzi murume ,unofira mahara
3. The mother of the girl has caused a lot to affect her child
Amai maifanira kugara nevana nekuti makukwiKwidza nevana pavarume chii chakadaro
Maiguru ziso bho ere kuna bbamunni
Haaa chibhishu chacho chazonyanya
Ko masocks anoitei pamusoro pemuturauzi
Dare renyu riri kunyanya noise chief vanhu ngavanyarare
Dai vakadzi varipiswawo coz varikuzvinyanya
Handisi kuti chii kana kuti chii but munhu haatorwe veduwe munhu anoenda ega. Kupedza hedu nguva yedare asi munhu anoenda ega.
Isu hatotorina varume vamwe vakuita 2,2
Pane panofanirwa kunyatsoti joo apo
Vakadzi havachina value nenhau yekuda mombe kunana madziva uko surrender
Vakwasha Vacho
Ana tezvara Masawi vapinzwa bsy kkkkk
Zvazvakaoma chokwadi