THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 25
VloĆŸit
- Äas pĆidĂĄn 29. 11. 2022
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 7 Episode # 25 KAROI
Paternity DNA Testing
đČThe DNA Man đČ +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Donât forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/channels/n2d-FKT.html...
who else avoid reading comments at all costs to avoid spoiling the suspense & shock factor of the show đïž...
đââđââđââ
Ndini mumwe wacho ndoverenga zvapera kkk
Me too
Comment section must be disabled for 48 hours after a video is uploaded. Ndiko kupedza nyaya. Lol
â
And the guy is so humble. You deserve better my bro
He really does kwete imbwa nyoro iyi.
No humble person can try and choke someone Evidence.
Being soft-spoken doesn't mean that someone is humble
ma 1đ„
He is very humble I know very well
The results of this one took me by surprise, I must admit.
same as me
Rule of thumb. Ukaona murume ari wese ari "humble" pashow iyi chibva waziva kuti mwana haasi wake. It's very predictable, ukatarisa body language yemurume u can tell kuti i0% iyi.
@@DC-jj7rr I was going by the other rule of thumb: ukaona mukadzi ati "tinongotambira maresults acho," it means she knows there's at least the possibility the child is another man's. Zvino, this lady atirasisa when she said if the results said this dude was not the father's, then she would want another test.
Same here ndaita kushama nemaresults was not expecting that
M also
Ahoi to us đ„đżđŒaddicted to the show and thumbs up to Closure though it's painful to the father chido vanga vanacho
A humble request to the cameraperson. If possible, would you please show us the faces of both the father and the mother as the result is announced. Just to see their reactions.
qq
On this show Iâm learning kut vanouya vachi louder ndiwo ma99% then vakanyarara ava kunge kudzikamira ndiwo ma0% đ đđ»đđ»đđ»
pane vamwe vepagoromonzi vailouder vakauya vari 0%
@@FaraiKangara đđđđ haa but most of them varikutobuda ma90 than vekunyarara ava
đ€Łđ€Łđ€Łđ€Łđ€Łđ€Ł zviriko kwese
đ€Łđ€Łđ€Łđ€Łđ€Łđ€Ł zviriko kwese
đđđđđđ
When you hear Tinashe saying , 'we tested 3 people, the alleged father the mother and the child' wobva waziva kuti it's 0%, ndakatochimaster chigame chacho. Am so disappointed with my gender, imbwa nyoro ndomhedzi dzamatowo shuwa. I wish to start a campaign yekuti nyika yese iitwe maDNA vana varikugara kusirikumadzinza avo, pamwe nyika inga gadzirisike nerimwe divi. No mhani!!!
It betrayed me once. In almost 70+ videos I watched. Pamwe pese chinokanda 0% chistatement icho
Bota rakadyiwa iroo
Bota rakadyiwa iroo
This man is the most disciplined guy i know so far and respectful.he tried by all means to avoid the interview yatinashe and the neighbours so as to protect their relationship kana tinashe ayenda..but also i feel like tinashe haana kuita look deep into the message,i mean munhu haangotumire kuti wakwira here pasina relationship kaa meaning some messages were being deleted.
Dai Mwari vakakomborera this guy he seems to have a good heart
Young man we wish you good fortune at finding true love and a happy marriage in the future.
But he must get medical help. Ane problem.
Hapana innocent hure I hure
Does it mean the guy has got a problem or the child come with God's time
Sissy avo ndevemjolo.I pity men of today.Vakungowana magaba chaiwo ekuti first day nekupinda mukati.
That lady na neighbour wakachimaster chigame đ1 message haiite Amana jus "wakwira here?" Ma professionalsđ đ
Hanty munenge muchiti makangwara
They know their game, shame đ€Łđ€Ł
Kkkkkk ndoman of the match ka ayo
Shuwa dai yanga iri "hesi" iri nani...unoti atanga kundimhoresa nhasi hameno arikudei, zvino "wakwira here? Aaah fishyy
Shiri inozongofa wani
I knew the results will be 0% the moment she said "even arikufungirwa wacho haana muviri muhombe" I was like Miss girl you just sold yourself outâïž
Ndazongopera strong yese at last , l just feel for our brother sure vapererwa chero mashoko vavasisina
@@lindakaringa735 taura hako zvinopedza power
Kkkkkkkk
I had confidence that the father was to confirmed until the point the envelope was being opened. The girls heart beat sold her off.
KKK ndazvifungawo kk
I was very confident the guy was going to be the father based on girlâs face, imbwa nyoro ndidzo tsengi dzamatovo shuwa đ€Šââïž Apa the guy really loved her ufunge felt so sorry for him
Saka vanhu vaizviona mufunge kuti girl yayibirira tsotsi remusikana.ko ku gona kutaura
Yeah kune ma silent assassin lol
I felt the same to me a 99% was certain whaaaaa ndaburitswa offside.
Kutonyarira my gender
Pppppp
Money changer ndiye muridzi. We want him panext show
Eish l trusted this girl. She looked so innocent. For sure, never judge the book by its cover. Sorry to the young man, the results shocked him. Looks like he wasn't expecting it to out that way.
Never trust vatadzi
Im very surprised by the results. 5 years vagarisana wani. Seems the guy wanted his family but too much makuhwa. I guess the lady got desperate for a child she decided to look outside. Im not saying its right but the way our society is judgemental over infertility can push women to do such actions. Anyway the truth will always set everyone free. I wish them all the best.
Idama iroro
It's always the woman asingazvari. Even the husband believed kuti mukadzi ndiye ane problem, that's why aimurega achiyenda kunoshandirwa nemapositori iye asipo. Mukadzi akazongotiwo regayi ndiyedze to save my marriage by testing if l can get pregnant by someone else. Mukomana wepanext door ndobva agohwesa!
Lesson: Kana mbereko yanetsa mumba, endayi mese kwachiremba munowongororwa. Mapositori anoreva nhema zhinjisa!
@@tungamirayi7656 but ava sis vari kuti vakauya nemimba kaava ikabva yepiri ikabva zvakare so ndivo vaifanirwa kuenda kunoshandirwa kuti mimba dzisabve, mukomana atoti zvangu zvakaringana
@@tungamirayi7656 Not you justifying cheating !
Kana waka tizirwa or you have doubts about your child enda kwaTinashe Mugabe. Muri kuchengeteswa vana vasiri venyu.
Tinashe, Tinashe, Tinashe. I called your name 3 times. Watching from USA. DNA test ngaiitwe a requirement as soon as every child is born
TM can be a Minister for.... what do you suggest in cabinet? For the DNA causes to be taken further?đ€đ
Surely DNA should be compulsory
Trueđ
@ Mberikwazvo Machisa I suggest the Minister of Social Affairs dutyđ đ
Zvakaoma
I wasn't expecting this shame this beautiful young lady was so confident đ
Ndoma hure akanaka iwayo ndazviona hangu kuti musikana uyo ihure kunyepera kuita steady anoda kurohwa
Me too.đ€ ndanyara zvekutodaro .apa nematauriro anga achiita nkadzi uyu.đ nyika ine mhandu.nkosi yam'.
@@josephchenjerai1075 pressure yekuda mwana unfortunately pakashaya mbereko we point out the woman
Nekupfava kwakaita mukadzi uyu........ shame
@@chiyenyumba7135 but chiona pressure iya kwayatisvitsa manje better kubva zvakanaka kna mbereko yaramba than kuda kuchengetesa munhu mwana asiri wake
Mr Mugabe on point didn't give the game away...... Didn't see this result coming đą. When you want things to work out for people....
the fact yemassage wakwira here from nowhere akuna zvakadaro mamassage aya aidzima soon after communication. the guy was in his right senses
Test the neibour wema sms paaiwonekwa achipinda mukadzi itsotsi uyu miscarriage unoenda kuhospital kunogezwa chibereko iye aingobva nhumbu easly katsotsi aka
That message from the neighbor that people claimed to have a relationship with the lady gave it away for me. How can someone send a message yekuti âwakwira here?â From the blue. It was clear kuti they had been communicatin yet she denied the obvious. Even if the child had turned out to be this manâs , it was obvious there was a shady relationship going on with that neighbor
But if the results had came out otherwise most pipo here wl be saying the neighbours were lying or the mother didn't hv an affair. We tend to turn a blind eye to the fact that the child can be the alleged father's But it stl doesn't take away the fact tht the mother cheated. I was very much disappointed with the results coz the young lady was so confident.
Chokwadi zvange zvichizivana
Mmmmm um shocked with the confidence that she had yoooo women women women how many times did l call this gender
Lll
Nhayi zvenyu achisender akamira sani
I am so hurt. Vasikana musatambe nemoyo yevana vedu muchidaro munhu aikuda mhani uyu. Wakatadza kumirira nguva yaMwari. Kutadzawo kana kuti sorry nhai makotiđđđđ
From today i won't judge by the innocent face so disappointed was very confident đź
Very true
You can say it again she was so humble and innocent, she sold a dummy to all even mainini was hoping but whaaaah.
Munenge muchinyepa, ipapo
Kkkkk muchazvirega
Mainini looked so innocent. I hope she figures out her life. She's still young and beautiful. There's a whole life ahead of her. Bamnin was so hurt. He really wanted his munhu
That young and beauty fooled her. Minus good manners those 2 dont count. Zvafurira vakadzi vakawanda ikoko vachizongosara dzava mvana dxisina rugare.
Fake confidence nxaaaaa, wandibhowa mwanasikana
munhu akarambirwa kuhura zvinonetsa kuti azowana future fortune ye marriage
Beautiful kudiiko hure, nxaaa
Beautiful đ„°
Ndange ndichiona hangu ndiri mu celing ndazodzika ndatsva nema resultsđ
Yha tirimo muceling
Kkkkkk
The nessage from neighbor is one which destroyed things. The neighbor is the father. The mother was even having challenges to breath when results were about to be read
Wasn't expecting this result it took me by surprise cz this young women was so confident from the beginning
Hure ari gaye
Me too
confidence by experience
Vakadzi vakashinga aaaah
Yes true
to us who read the comments while watching the show
Watching it from Zambia Tinashe thanks Tinashe for settling matters for family problems
I am also in Zambia
Danger yatangira pakuti similarity irikati pababa ne mwana igumbo đ©đđ«Ł.
Kkkkkk
ipapo ndopandawana result yangu kkkk
That message from the neighbour said it all. Umm kamukadzi aka shuwa kanyadzisa. Humbe guy, may you find true love...regai kuchengetesa vanhu vana vasiri wavo, its not right at all! Utsinye chaiwo hwakanyanya
Was so disappointed na mainini didn't expect this. Bamdiki maybe ndivo vane problem he must get examined asati atanga zvimwe azive zvaari
Vanogona vasina kuwirirana ropa saka aiita mamiscariage
Ngaite imwe test nemu next door ino buda iri 99,9%
Rinemanyanga hariputirwe .big up to the guy who picked up the phone.neighbour must be tested.neighbours were right ndivo mvura yakakomberedza
Neighbor neighbor neighbor gara nevamwe mushe neighbor neighbor
Watching Closure dna show all the way from Qatar. Tinoti sando dzako Tinashe
Her body language wasnât so relaxed the whole interview she had her arms crossed and they got even more tightly crossed when the results were being read. Hapana munhu who just texts âwhere are you nowâ đ she was deleting messages as they came in and she was caught. What happens in the dark always come to light.
Vana vedu kusadzikama, kuda mjolo uchifunga kuti wakangwara, zvadai waakuramba maResults shem
Useless
Yaa true kunzi wakwira here pamwe vaitove vese apa ma neighbors akatombomuudza n he chose tto ignore uuumm this boy must put his foot down
I don't think mainini deserves another chance mu relationship iyi or anything or to try and sympathies with her. She messed up nothing good comes from her mouth. Even arikunzi ma miscarriages nemaonero angu kunyepa kwega kwega shasha yaitoona kuti nhumbu haisi kubata then akunguva yake onyebedzera kurwara kuita hunhu hwakafumuka kunyengwa panext door munhu wese achiona busy yavaiita kufamba iyo yaive yekutsvaga mupfuhwira wekupa murume kuti vamuite fuza onyatsomupa vana 5 vasiri vake you deserve this mainini sorry kumukomana mukadzi wako hapana nezvemunhu she's asking for second round of tests for what ndidzo shasha dzekuti mukatongwa kwamambo unosara nenyaya uriwe nekahu innocent kavainako nekutaura manyepo with so much confidence.
Women are very good manipulators
Hoo nhai you mean women are manipulaters saka namai wako futi is a manipulaters
Uyo ayida kutoyenda ku n'anga pama tests echi 2..
She probably thought kuti kuyenda kumaDNA tests zvakangofanana nekuyenda kuma positori,kana wapumhwa huroi wongoti madzibaba oyi gumbo mumbo raidzawo.
Mainini neconfidence dzamanga munadzo ndaitofunga kuti ma neighbors anonyepa but message yekuti wakwira here ndiyo yanga ichindinetsa kudondana kwazvo. Baba vari humble zvavo
Watching from Ukraine đșđŠ war zone pambudzi apa no magetsi
Oh my kkkkkk.
Ladies it's unfair especially kumwana ...ndarwadziwa yooo ma 1
Kherson!đ€đ
Tinashe you are doing great job đđŸ from my perspective i was thinking the lady was telling the truth because her confidence was on spot but at the end you tell them the truth.I feel your pain man stay strong man Youâre still young man thereâs still life after all
The girl looked so innocent
The father is I deep pain ,he really loved this girl,the girl looked very innocent, please vasikana kana tatadzira umwe wAko just learn to apologize imwe pride yacho haizodi kudai she can't even say sorry đ
Upbringing; so sad
Vakadzi hazvisi in their DNA to apologize unless abatirwa shamu đ
But zvakaipa hazvo not good
Yoooo đđ mwana ndewa neighbour ,mukadzi kudzikama arikutoziva hake Kuti mwana ndewe pa nextdoor,arwadzisa murume wake đđđ
yooo ne confidence dzina mai ava ndavhunduka nema results...ummm young man arwadziwa sorry hko bro it shall b well with u, you are very humble
Message yakatangira pakati, âwakwira here,â from nowhere imikaaađ
Hayi suka all previous msges akanga aka deletwa zve mhepo dakangosimuka nekusiya phone mumota yemunhu anoziva murume wacho in other word you can tell kuti driver akanga akatoverengawo mamsges acho akaona zviri nani kunopa phone kumurume so he can see behind the seens
@@trymorekamanura4266 mataura chokwad
đđđđđ
@@trymorekamanura4266 rine manyanga hariputirwe.
đłđłđłđłnekutemba kwandange ndichiita msikana uyu , đđđđtwana twemwaka uno ndatenda hanguđđđ
Zvakangooma
Pressure yekuda mwana caused all this.. Mukushandirwa imomo ndimo makabuda rese. Very sad.
Kumapositori
The moment she said mwana haana kufanana na neighbor ndabva ndaziva kuti there's a third guy, kumasowe, zvekushandirwa shandirwa izvi!
@@markgodknows86 aah she was just trying to run away from the neighbour. There is no other guy kunze kwa neighbour aibvunza bby kuti akwira here coz anga aakuda kuita ready as she eas coming back for more lula lula
@@markgodknows86 akafuririka shame. Sad pakashaya mbereko the woman is to blame until proven innocent.
Answer ndaibata panzi vakafanana gumbo. đđđđ
Zvekuti I'm watching from kwakati kwakati harisi rangoo drama here
Unotozvishaiwa đ
l'm watching from UK đ€Łđ€Łđ€Łđ€Łđ€Ł
Watching from Swaziland đ„đ„
Aihwa raa drama.iro veduweeeđđđđ
Yooooooo she looks so innocent. đđđđđ my gender ndanyara
Tikunyadzisa kani
I feel for this guy. It looks like iye nekuitisa mwana pane ma 12. Next door ndiye ane chapupu chakakwana. But vakadzi musadaro so.
Sister awo itsotsi manje. Just one message yakanzi "wakwira here" ndopandatoona kuti zvadhakwa. My brother zvorwadza izvi but we pray one day you find a good wife
Theory 2, if Blaz vepaNext door is excluded as the biological father, Mainini ava vanenge vakatsindirwa kumasowe. That is how mapostang'a "help" women struggling with conceiving. Mwana anogona futi kunge ari waMadzibaba vekusowe kwaanga asingabve uko.
Yes its also very possible
Kutsindirwa! Like ramming the slab by builders?đ€đ
Tinashe chimbosvika kuCape Town, ndaona waita ma episodes anosvika 500 uchingodeedzera ma 0%
Kkkkkkk
Gumbo rake... chinotsika... nyangwe body... because munhu wacho ari kufungirwa haana body hombeđ
Zvekuzoti baba hapana kana chenyu chirikuwanikwa mumwana uyu hits even harder asiđ
Kkkkk aunyep
I was looking forward to a positive result uumm I missed a heartbeat my sister woo how come you
Ama2k should be taught the importance of condoms.bota banoyitađ€Łđ€Łhope my Shona is on point.. trying yangu.
Disappointed by this episode because the DNA man didn't press the woman on who the real father could be, i always enjoy that part.
Kana hako
Beautiful,composed she-devil.Nxaa.Confidence sedzaChiwenga apa iri 0%.Dondo zvaro.Haaa!
To us who read the comments b4 watching cause we will be expecting a 0% alwaysđ„đđđđ
Kkkk ini ndinoita fast forward ndotanga ndanzwa result ndodzoka ndonzwa nyaya
Same as me i dnt watch ma 99.9% no drama in it
@@plaxedeskwindingwi3426 uri srsđ
@@partmosemataruse8989 zvima 99% zvobhohwađ
@@shyletlupa5453 kkkkk ndinenge ndannkerwa đđ€Šââïž
It's unfortunate mukadzi lost a good husband. As a man I can safely say this guy can be a good husband.
She will regret the rest of her life
Result randirwadza iri I wasn't expecting this đ đ đ ndarwadziwa kunge hama yemkomana
Rinamanyanga hariputirwe. Imagine all this came out due to kurasika kwe phone ;
May the Lord give this young man an honest wife
I felt sorry for him its sad
Shame, zvakaoma apa after living 5 years together uchiti zvichaita, he really loved his wifeđą
So sad imagine the bond wonotanca zvee kt 1 kutsvanca zvakaoma hazvo
Ndri kuona vamugabe vaenda kunoita fty mamwe matest kunext door đ
Va Megabe next door man should be tested aswell ndiye muridzi wemwana in question!!!
đąđąlm out of words ,thank you Mr Sir for help this man .
I knew the outcome before it came out, amainini ava ibenzi remwana, anga achizviziva kuti haasi muridzi wemwana, semunhu anga asisina basa nazvo haana kuratidza kutya nazvo, even ma miscarriages akaitwa kumashure I think ndiye aitobvisa achiziva kuti nhumbu dzacho dzacho dzaiwe dzisi dzemurume aigara naye. Amainini ava vatori nedambudziko rekuda varume, even akazowanikwa nemunwe achaita the same thing. Watch out kuvakadzi vakana ivava nekuti vanodiwa nevakawanda, zvekuita akatadza kuzvibata anoita saizvozvi, shame on her
You have said it all my brother but I doubt kana mamiscarriages ayo aive echokwadi hapana nhumbu dzaimbobata apa aitadza nei kuenda kuchipatara for confirmation. That guy anogona asingaitise mwana hence mainini vakatsvaga bf
@@gee9961 true coz hapana munhu paungaite miscarriages murume asingazive. Itsotsi chairs muskana uyu
Yah u maybe right..what kind of miscarriage inongoitwa and no hospital visit is done to clean the uterus
Handifunge kuti pane nhumbu dzaibva, ainyepera murume uyo
@@daddyteddy85if it's a complete miscarriage that's not always necessary
Excluded is becoming more popular than not excluded on the DNA shows ..kuti mushini yacho irikuprinter zviri wrong here đđđ
Karoi kumba... Zvavari vapfana vangu vese đ
Thank u Tinashe without the DNA the man aingofira murima
Hanzi maibata pahuro maida kuti vamire kufema here đ€Łđ€Łđ€Ł
đđ
Amai Tino ndinokumisa kufema manje manje so!!!
đ đ
Kkkkkk
The message; (wazokwira here ) ndopandaona kuti zvadhakwa panga pane secret
Guys guys hw many of us tikuchengeteswa vana vasiri wedu without knowing,uchiziva zvako it's far much better,it's so painful I'm heartbroken đ
munhu akasenda message ndiye muridzi wemwana
Merry Christmas and happy New year in advance guys
I could tell by the face yasisi when Tinashe started reading out the test results,,,,, mainini musadaro(in Dr Choga's voice
I didnât expect zero % đą the girl looks so innocent
decent crookđđđ
Same here eish ndarwadziwa
Me too
Haaaa looks futi
Innocent but tsotsi
Tinashe did his best to be on the woman's side but haaa, she is good at covering up.
Its hard to be dribbled daylight by the clever ladies
men have to be strong.
The guy from next-door, I hope achakurora ugogara zvakanaka, life iyi ma1, after 5yrs pawangoti ubirewo ipapo
Mr Mugabe mumbotitaridzao dna result paper so that tino imaginer zvavari kuona kana matipa maresults.
Akati wafamba sei ndiye mridzi wemwana,ndiko kwaaitobva ikoko kkkkk
I feel sorry for the guy shame, my gender I surrenderđđđthe guy munhu bhoo zvake
Ndimbori mu ceiling hngu ndichabuda kana. Ndaona kuti mwana ndewenyu HR baba
Maihweeee kani, the shock đČ his mother was right, I had cussed her out for taking zvinhu zvepreparation đ đ€Ł these young girls are outta control and making it hard for us to support them yoooh nxaaa
Bota rakapakurirwa pa next door murume wese ku dna it's a must hmmm vanhu vatiri ku truster mudzimba umu havasiriwo unokuvara nekuchengeteswa ana mhofu naana chirandu apa iwe urisinyoro anyway wish mainn the best in future
the results shocked me wooo wasnt expecting this the lady looks innocent bt hey you cant fake genetics. hubby seems to be very nice and humble zvokut life yaitoenderera mberi anga ane tariro yekudanwa kunz baba
The minute l heard karoi ndabva ndatozviziva kut 0% kanzvimbo kanenge kaka curswa chete ikaka its a small town but yooh a lot happens
And Mr Allerged is shocked!! It really is a shocker!!
thank u mainini for not judging her
failing to explain how the neighbor knew she was traveling shows that there was something fishy
Neighbour anga atosvika kuLodge atoneta nekumirira kunama poto.
@@babava2263 vanhu ava Vai delete masms
Her toungue was stummering
Yeah izvi zvoremera neasina kusenga mfunge yooh anyway I'm watching it from ceiling hncu pasina ari kuona marwadzo angu leave like kna zvakubatawo
Lady of the match wakwira here (1 message chete ) kkkkk mara guys phela yindaba nsinda leyo
I was not expecting 0% iiiii ndarwadziwa. The Guy looks like a very good person . Who is calm Akanyarara .
I'm heartbroken. She looked so innocent. Bamnini is so hurt ummmm
This one hit me hard liked the couple
The girl looked innocent. But ukanzwa ma neighbors otaura pane something.
Pakaipa hei. Hugs hadzvadzi komana. Praying for u uzowanewo mukadzi kwaye