Video není dostupné.
Omlouváme se.

MUSAMI FIRE- NYOKA YANGU YAKAURAYA VANHU 10 CHETE

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 9. 11. 2021
  • GOGO VOREURURA

Komentáře • 1,9K

  • @morelifelisenga9660
    @morelifelisenga9660 Před 2 lety +104

    Muzukuru uyu Mwari ave naye uyu anokodzera kuti ndimuti the best woman in the 🌎

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Před 2 lety +10

      Unopenga iwe, best woman pakuti chii. Zviri normal izvozvo kuti mutorwa anogara achiita mature evatorwa

    • @morelifelisenga9660
      @morelifelisenga9660 Před 2 lety +5

      @@angelakwaramba9752 thanks

    • @makanakandinotenda3289
      @makanakandinotenda3289 Před 2 lety +5

      Hpana best apa akabikwa kare kare ndotomunzwira tsitsi

    • @judithsibanda5001
      @judithsibanda5001 Před 2 lety +3

      Gogo ava chigebengu pese apa aiziva chokwadi nhai asingataure chokwadi iye achiziva kuti nyoka anayo ,manje vanhu varikutambudzika nhemhaka yake hana mwoyo chokwadi muroi chaiye

    • @ceciliananny6907
      @ceciliananny6907 Před 2 lety +7

      U are ryte hako iwe ari kuziva zvaari hake anenge akatoudzwa kuti ukaenda hauna chinobuda bcz wakashandiswa zviri nani hake ativire atange arapiwa izvozvi vave kutaura gogo vave kutomukumbira ruregerero

  • @hamachig
    @hamachig Před 2 lety +93

    Gogo vachiri right right here ava mentally??? Vanenge vakuda help ava...she is so traumatized mhani. May God intervene and bless her 🙏

    • @Yfombe
      @Yfombe Před 2 lety +9

      Ummm she needs help, vakunge vakungo rotomoka

    • @elizabethaaron1120
      @elizabethaaron1120 Před 2 lety +4

      Chokwadi

    • @faithcharewa1974
      @faithcharewa1974 Před 2 lety +2

      Sure ndofunga vakutorwar nepfungwa gogo awa vakuda kubatsirwa

    • @sirclassics
      @sirclassics Před 2 lety +15

      She's mentally stable, but only that vakabatwa nefear that's all.

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 Před 2 lety +6

      Vaakurumwa nechekuchera bt still needs help kungoti vanhu vaakutya Eva

  • @lameckactivated
    @lameckactivated Před 2 lety +83

    She is being economic with the truth. This seems half the story on the full ritual process. She needs deliverance but after full repentance.

    • @modest8917
      @modest8917 Před 2 lety +4

      Koicho chinoita vasareurure zvese chiiko iwe munhu wabatwa?????

    • @Jaicee
      @Jaicee Před 2 lety +1

      nyoka haidi kufumurwa ka plus mazita aye ndeekunyepa ese vanomutya snake kkkk

    • @Jaicee
      @Jaicee Před 2 lety +2

      @@modest8917 vari kuziva zvavari kuita vaye

    • @lamecknicodemusmawelankomo2724
      @lamecknicodemusmawelankomo2724 Před 2 lety +1

      Yah witchcraft is real

  • @fareda87
    @fareda87 Před 2 lety +31

    Oh Jesus you are name above every other name. Have mercy upon this woman Lord. She confessed, she has learnt her lesson. Please deliver her Jesus and use her testimony to deliver vose vakaromba.

    • @honestnkomo5523
      @honestnkomo5523 Před 2 lety +4

      Amen

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 2 lety +1

      Asi hanzi kana vakadya vanhu zvekuroya hanzi havazokwanise kurega kuroya chero vakasunungurwa hanzi vanonotsvaga zvimwe

  • @vannessablue2699
    @vannessablue2699 Před 2 lety +17

    mzukuru ndiye mkadzi wenyoka saka nyoka yange yorara navo gogo. mzukuru ngaaende gogo vareurire zvizere

  • @ladylokay6470
    @ladylokay6470 Před 2 lety +26

    I pray that gogo meets up with the Lord Jesus! This is not the time to judge her, she needs to be loved! Mwari anoregerera ngativaregererei, chidzidzo kunyika yese

  • @lungi527
    @lungi527 Před 2 lety +10

    muzukuru usaende kwaMutare, gogo ngavaende nehama dzavo kwaMutare

  • @saselamanimax7563
    @saselamanimax7563 Před 2 lety +24

    Guys lets never ever attempt to blame muzukuru in any way even akazonetawo aka changer behaviour nokufamba kwenguva, kushinga kwaari kuita not 1 of us can do that. Ngaasaenda kusvikira naiye asunungurwa guys. Ko hamuna kumbonzwa mutauro wokuti ASI WAKAROYIWA NEVAKAFA, same thing na mzukur, gogo ndiye anofanirwa kumusunungura as she is confessing now. Best woman on the planet mzkur 🙄🙄

    • @wolfy359
      @wolfy359 Před 2 lety

      Okay I understand, ndandichitoshaya kuti arikuzvinetserei

  • @drewmasmedia3856
    @drewmasmedia3856  Před 2 lety +220

    Thank you soo much guys for your support 👏👏

  • @passmoremakanga2810
    @passmoremakanga2810 Před 2 lety +25

    Thanks gogo mazotaura chero zvenyu musina kunyatsotaura zvese but takukwanisawo kubatsira

  • @starwellchimuka3415
    @starwellchimuka3415 Před 2 lety +16

    Ukaromba mushonga unoinda nezvinhu zvawo unosara usina kana nechepamaoko rombai henyu mega🙌

  • @tallentmaonya6474
    @tallentmaonya6474 Před 2 lety +22

    Ndarwadziwa nezvakaitwa nagogo pamroorazukuru, im so heartbroken 😫😫😢

  • @charityzanga1164
    @charityzanga1164 Před 2 lety +39

    Ita faith muzukuru madzimai anokubatsira 🙏🙏🙏God is in control he wl fight for u

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 Před 2 lety +1

      Sure ii betserwa muzukuru

    • @tendaimutandwa6681
      @tendaimutandwa6681 Před 2 lety +2

      Vane Shamba ahh totenda nebasa renyu rambai makadaro. Ko nyaya yavamwe sekuru vaiona tsvina munofanira kuitevera zvakare.

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 Před 2 lety +11

    Muzukuru ndofunga anoroya nambuya nasekuru avo coz hushingi hwake ndahutya 🙌 Pafeya muzukuru uriromwero nambuya wakashinga

    • @luck-deepanganayi2360
      @luck-deepanganayi2360 Před 2 lety

      Hupenyu hwemuzukuru hwakasungwa nevanhu ava akatozvipira

    • @chrisnyamaparo3616
      @chrisnyamaparo3616 Před 2 lety

      Ini handisi kumuchenesa muzukuru uyu zera rake chete nezvaanoziva ummm zvechisa

    • @salochanetsa2210
      @salochanetsa2210 Před 2 lety

      Sure muzukuru na ambuya vanobata vese chaanovavarira chii apa anzwa kuti arikuvatiswa nenyoka asi ari so calm mmm anoroya muzukuru uyu, muroora wepo chaiye akatiza asi iye angoripo musha unotyisa kudaro, ndiye nyakutobikira nyoka mazai mmmm itya muzukuru enda unonamata Mwari vakusunungure ambuya havachina simba avo but wakatotemerwa dze huroyi iwe ndakutya nezera rako

  • @kumbiektw
    @kumbiektw Před 2 lety +16

    Thank you Drewmas Media for your efforts in changing people’s perspective in cultural and religious beliefs.There are evil entities in this world…even Jesus knows that’s why when we pray to cast demons we say ,”In Jesus’ name!”

  • @patriciadarangwa8738
    @patriciadarangwa8738 Před 2 lety +25

    My heart is bleeding, we lost our loved ones in hospitals zvisinga nzwisisike zvakaoma. Lord have mercy

  • @patrickmunetsi7946
    @patrickmunetsi7946 Před 2 lety +11

    Mbuya besides nyoka vatorine huroi hwenzinza futi zvekukanga wet yemunhu vakazviwanepi

  • @prettymandaraza9339
    @prettymandaraza9339 Před 2 lety +9

    Gogo wakasaiza Johwa wakati muporofita wemunharaunda hapana zvaanoona ,Johwa ndiye aneyese akayedzana masimba nagogo

  • @tafadzwabare5532
    @tafadzwabare5532 Před 2 lety +12

    Thank you so much Andrew, maratidza rudo nagogo. She needs all the help we can give and above all Jesus Christ

  • @chipogwanzura6026
    @chipogwanzura6026 Před 2 lety +19

    I want to thank God for muzukuru, you have a good heart ❤️
    Gogo’s children deserted her but muzukuru is still standing. You have love Mzukuru , That’s why the bible says LOVE COVERS MULTITUDES OF SINS. May God grants you the desires of your heart.

  • @tinotendanigel6076
    @tinotendanigel6076 Před 2 lety +23

    Life ma1 tikutambudzwa mudzimba umu zvimwe zvinhu zvatakuona nezvinoitika muhupenyu hwedu zvakada kungofanana Mwari wave nemi varoyi ....i feel bad for muzukuru

  • @lydiakhumbula9889
    @lydiakhumbula9889 Před 2 lety +16

    Thank u DrewMass media ,tadzidza zvakawanda ipapa kuti vamwe varwere havafe nenguva yavo ,keep it up especialy budy Andrew haa munogona kutaura nevanhu vechikuru uye hamuna chiramwa ,God bless u all

  • @njabulogaba
    @njabulogaba Před 2 lety +21

    i have been following this saga kubva ichitanga I've never missed a single episode

    • @mnn440
      @mnn440 Před 2 lety

      Ndipowo summary to the end kuna sekuru gonavaroyi namadzimababa zvakazodii

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 Před 2 lety +22

    This gogo has a very good chance of going to heaven and have eternal life. All the worst is over all she now needs is to confess everything and become born again. Denga munopinda gogo reururai zvese hazvo. Jesus is love and kind and forgiving. Peace unto you gogo

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize9510 Před 2 lety +36

    Zvagogo zvakaoma but ndine kafeeling kekuti pane zvavari kusiirira chete

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 Před 2 lety +4

      Vanorara nemuzukuru komana y vakatora wet uemkadzi wake

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 2 lety +1

      @@Kasiboys123 Ehe hamurevi nhema ipapo

  • @pkmandie2597
    @pkmandie2597 Před 2 lety +22

    Aaah asi gogo ava chii nhai.
    Kuuraya vanhu,vana,vabereki.😭
    Kuroya murume,muzukuru😭
    Apa une uchiti une mkadzi mumba
    Ngatinamatirei hama kana dzaenda kuzvipatara veduwe coz maNurse nemaDoc vazhinji vakushandiswa naSatan.

  • @teddymakumana9838
    @teddymakumana9838 Před 2 lety +6

    Thank you Ďrewmas with the latest updates,hope we will support gogo kunodzosera nyoka yavo kwaMutare.Mzukuru deserves kusunungurwa now,she went through a lot.Vana vagogo should also support their parents pakunosiiya hurombwa so that their doors will be unlocked to reach their breakthrough.Many many thanks to the last Madzimai Mamoyo,seems to be the most powerful amongst those prophets,propheteses as well as those fake witchdoctors.Salute you Andrew Neshamba and the team

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 Před 2 lety +72

    All she wants right now is love, care&full support not judgement&hatred. If she was my mother I would gladly give her all the love shes craving for.

  • @haroldmurawu7161
    @haroldmurawu7161 Před 2 lety +136

    Kune awo vaiti muzukuru" seems to be enjoying the attention ngaango siyana nawo what, what". Kana nyaya ichitaurwa zviya zvinoda kubata mazwi nekuteerera kuti uziwe. Kunyanya vana vechidiki musangoita fanika munoziwa, kwakungo isa ma comments echipwere pane zvinhu zvausingaziwi. It was clear from the beginning kuti muzukuru aishandiswa nevanhu ava zvakare aitodawo kubatsirwawo and she had no option. Zivai kuti mazera ese zvawo ari kutodzidzawo, hazvina ndakura izvi. Saka musangwarire paduri se huku. Dzidzai!.

  • @brilliantnyamunokora4693
    @brilliantnyamunokora4693 Před 2 lety +10

    Muzukuru Mwari azadzise zvishuvo zvemoyo wako rudo rwako rwakanyanya chose..

  • @mumubee0086
    @mumubee0086 Před 2 lety +1

    I think Drewmas Media is the best in world...Zvinhu zvaka tadzwa ne Zbc ine full equipment and everything that is needed pakutora nhau but Drewmas Media irikuzama zvakaoma kudaro with limited resources kuti vaudzewo nyika zviri kuitika...We love you Drewmas and we will follow you wherever you go...
    Atleast makati sunungurawo pakungonzwa news dze Zanu chete for sevaral years...
    Drewmas media Taking Us To Another Level

  • @LoneWolf-td2mh
    @LoneWolf-td2mh Před 2 lety +14

    Neshamba with this story for sure you took us to another level.

  • @peterjuniortshetu
    @peterjuniortshetu Před 2 lety +20

    God bless you Andrew Neshamba may you be rewarded handsomely for the Job you are doing.

  • @marysamson650
    @marysamson650 Před 2 lety +11

    Mukoma.anderw gogo ndiwp wanosununguru muzukuru vanomusunungura neweti yake vaiimwa vachideketera zvavaiita pakutanga kuti ndakusunungura chibatawo mwana zvachadeketera ndiwo wanozviziva ende zvinenyoka iyoyo mukati pavainanika weti iya nyoka ndiyo yaiva mvura yacho kana yadya mazai saka.plz gogo sunungurai mwana wevanhu nekuti akafa akadaro hokoyo ngozi ichakunetsai midzimu.yake irikumupa kishinga kuti mumusunungure zivai kuti mutorwa uyu kwamuri ndatenda

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful Před 2 lety

    Since kutorwa kwakaitwa muzukuru kunobatsirwa zvabva zvasanduka...muzukuru uyu ndiye ayishandiswa big time...iko kuroorerwa kushandiswa nezvikwambo zvevatorwa ...ko kumboenda kumba kwavo....apa vakuda kuenda nemuzukuru uyu futi kusangona yavo...dei aramba ngavaende nevehukama hwavo ...unless muzukuru uyu akutoroya navo

  • @ruvimbofaithshoriwa2184
    @ruvimbofaithshoriwa2184 Před 2 lety +8

    Im in love with the drewmas media l salute you l wish you could stay active forever u are the best nyaya dzenyu dzine production u are more than the best

  • @fobsgogoma1377
    @fobsgogoma1377 Před 2 lety +6

    Uyo muzukuru muroyi futi chaari kugarira chy varidzi vapamba chaivo vakatiza dai akaurayiwa iye

    • @vickysosa73
      @vickysosa73 Před 2 lety

      Nhai murume wake chaiye haapo uuum

  • @drewmasmedia3856
    @drewmasmedia3856  Před 2 lety +56

    Siyabonga tinotenda nerutsigiro

    • @Kasiboys123
      @Kasiboys123 Před 2 lety +3

      Cant wait for kudzoka kwamadzimai

  • @cliffordmasekesa8327
    @cliffordmasekesa8327 Před 2 lety

    Gogo avo vanonyepa sei vachingomirira kubvunzwa ivo vanofanira kupupura zvese coz long been following this musami fire but vaingonyepa vakubhowa manje

  • @silibazisochaita7073
    @silibazisochaita7073 Před 2 lety +1

    Haya gogo vakaoma moyo ummm mwari musatisiye tichitambudzwa kani

  • @pfungwadzindikwa8559
    @pfungwadzindikwa8559 Před 2 lety +39

    muprofita akapa hoko ndiye anerimberi because akaita zvekuti zvinhu zvibude zvega. the se other pple comming vakutoita basa rakaitwa kudhara. Remember the first prophet is local so he did not want kutaura chokwadi direct. Johwa i think is the main man but vakuda kungomu down player chete.

  • @joycemukahanana2840
    @joycemukahanana2840 Před 2 lety +14

    Thank you Drewmas asi gogo ava pane zvavari kusiyirira plus vakangwarisa

    • @_huku_5440
      @_huku_5440 Před 2 lety +4

      Kkkkkkk taura hako pakagwariwa apa,ko kunaka face Havana kufitwa nekuroya

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 2 lety +1

      @@_huku_5440 Aaa kkkkk hanzi kunaka face,maiti vakaipa paface ndivo vanoroya here kkkkk

  • @jimmymasthi6860
    @jimmymasthi6860 Před 2 lety +1

    Nyika yaparara varume but let's pray panevechidiki hatidzidzei kuti kuromba kwakaipa varume hatizamei kushanda nesimba zvishoma izvozvo ngatigutsikanei nazvo

  • @queen7008
    @queen7008 Před 2 lety +1

    Ndashaya mashoko nagogo ini.vakanyanya kuenda kuextreme mukuromba kwavo asi vakatendeuka vanova a very powerful Christian.mafungiro anguwo

  • @moyowity
    @moyowity Před 2 lety +43

    I have a question ..nyoka haina kutsamwira kusuduruka kwakaitwa muzukuru mukadzi wayo and this move is to bring her close again because she wasnt gone for long and mbuya vakuti nyoka yakatsamwa hamenowo kungobvunzawo giys

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Před 2 lety +55

    Drewmas Media you are the best of the rest when it comes to updating your viewers.🙏

  • @jimmymasthi6860
    @jimmymasthi6860 Před 2 lety

    Kuna madzimai vakabatsira ndinoti rambai muchibetsera vanhu madzimai musaperera ipapo mubetsere nemuzukuru agare murugare god bless you madzimai mwari akukupei simba rakadarika ramunaro murwise vavengi god bless again and big up to shumba nachihera job job well done

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 Před 2 lety +9

    Ko inogonzi Eva iyo iri hono sei. I have feeling gogo ava is hiding a lot. Havangaende ku bro yemunhu akavapa hurombwa ndoona sekuti she knows kwavakazvitora. Muzukuru be blessed bt pls tiza nelife yako zvemusha uyo ahuzvigone

  • @valeriemashoko808
    @valeriemashoko808 Před 2 lety +48

    This gogo needs love and great support .she's only human

    • @membersd
      @membersd Před 2 lety +6

      but kuuraya your own parents and two kids. havasi vekutemba. you can be made to indirectly inherit zvinhu zvavo

    • @moddychinyanga4765
      @moddychinyanga4765 Před 2 lety +7

      Love yei kumuroi akauraya vabereki nevana vake zvese zvavakaita havakodzeri kudiwa

    • @honestnkomo5523
      @honestnkomo5523 Před 2 lety +1

      Very true l now feel sorry for her this is sad now

    • @tafadzwalusiasi7937
      @tafadzwalusiasi7937 Před 2 lety +3

      Wait until your mother does this to you fokof ndosaka tichibvuma kuitiswa neZanu moda kuregerera pese

    • @preciousmachaka7148
      @preciousmachaka7148 Před 2 lety +1

      Love yeyiko ku muroyi uyu aiwawo.

  • @vincentnyirenda7611
    @vincentnyirenda7611 Před 2 lety +19

    Sweet murora God bless you

    • @tadiwanigel6336
      @tadiwanigel6336 Před 2 lety +1

      Havasi vese varoora vanomira pakadaro .Dai ndiriini zvangu ndakaenda karesa

  • @lilianmugadzi5228
    @lilianmugadzi5228 Před 2 lety +1

    Gogo makumbira ruregerero kumuzukuru APA mandigonera uye mareurura ma jekesera muzukuru

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 Před 2 lety +3

    This gogo 👐👐👐 havasikutaura zvese itsotisi

  • @duduzilesibanda6789
    @duduzilesibanda6789 Před 2 lety +50

    If this was my mother was going to forgive n give her the most love n support

  • @googlephoto88
    @googlephoto88 Před 2 lety +90

    Andrew you deserve a trophy serious

  • @pinkienyandoro9954
    @pinkienyandoro9954 Před 2 lety +15

    Ko Magaya ,Freddy ,makandiwa ,Ubert Angel thought tichavaona vachiita kumhanyidzana ...all thanks to Drewmas media

    • @nelsontawandachuma11
      @nelsontawandachuma11 Před 2 lety +3

      na Passion Java

    • @primrosepasipanodya8097
      @primrosepasipanodya8097 Před 2 lety +3

      Kumhanya kupi hapana chozikanwa basa rekubira vanhu mari

    • @bettychigori5226
      @bettychigori5226 Před 2 lety +2

      Zvinhu zvemweya one need to be led by the Holy Spirit.Ukangouya uripanyama unotambwa yana shadreck.A Prophet is led by the Holy Spirit havaite zvido zvevanhu

  • @nyashatowindo7919
    @nyashatowindo7919 Před 2 lety +25

    I feel like she's still holding back a lot! Madzibaba vekuvapa hoko yemoto vanga vaona moyo waamai ava, she's got an evil heart. Now she's saying what she's saying because vakutya kuti yakuda kuvauraya, but if it wasn't the case, havaimbotaura, dai takaperera pekuti nyoka havachisina. God help us. The way she is insisting on nyaya yekusakudva , vakutoda kutonosimbisa kuti isavapandukira

    • @preciouskafambira8583
      @preciouskafambira8583 Před 2 lety +2

      Madzibaba vekuvapa hoko ndovakafukunyura zvese asi kuti hazogoni kubvisa thanx kumafzibaba nekuti vakaburitsa zvakavanzika

    • @Jaicee
      @Jaicee Před 2 lety

      Uye hapana madzorerero avanoita Maduve Eva hakuna zvakadero ,l feel for mzukuru vari kuda kuurayisa mwanq wevaridzi,pakangwara apa,uuuum ndava kutotya kuenda kuhsp

    • @nyashagrace11
      @nyashagrace11 Před 2 lety +3

      Shuwa mbuya vanonyepa ava vanotaura zvishoma pane zvizhinji kumashure

    • @nyashatowindo7919
      @nyashatowindo7919 Před 2 lety

      @@preciouskafambira8583 Yes, true that

    • @nyashatowindo7919
      @nyashatowindo7919 Před 2 lety +1

      @@Jaicee Imagine? and inini my mom and gogo used to tell me such horror stories yekuti muma hospital , hanzi especially ma nurse aya asingatye kuita hutsinye or kukupindura rough, vanenge vane zvavanotemba. It's really sad

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 Před 2 lety +56

    Topa kumatendo kuvaera Shumba vatidzidzidzisa nekutipa gwara iri..the Lioness in me feels awoke everytime l hear this song.....
    Thank you for timeless updates @Drewmas ..we are super proud of you 🦁🦁🦁🦁

  • @davidgara4423
    @davidgara4423 Před 2 lety +9

    besides kuziva zvirikuitika tirikudzidza. thank you. mishonga yakaipa

  • @tamanikwanzvere1519
    @tamanikwanzvere1519 Před 2 lety

    Yah lyfe is full of disappointments.mzukuru uyo nerudo rwake here sure ndozvaiitika kwaari.Vareurura amai avo.Mwari dai vavaregererawo.Mzukuru regererawo mbuya avo uye moyo wako muchena ,unerudo chairo.Thank you Drewmas ....Thank you Zimbabwe.Tadzidza zvizhinji ..Ngatidyei pfuma yekushanda namaoko edu.

  • @msaigwasave7251
    @msaigwasave7251 Před 2 lety

    Mubvunzo wangu ndewekuti ko murume wemuzukuru amborikupi uye anombo support mukadzi wake here she deserves a good man she is one example of the best wife and a rare type nekushingirira for all this long ....dai Mwari vakazokupa vana vese vaunoshuvira kumagumo enyaya iyi

  • @chihakagardens1608
    @chihakagardens1608 Před 2 lety +3

    Ngavaendese nyoka yavo vega. Muzukuru ngaasabvume kuchereswa hoko kana kubatiswa zvinozonetsa mangwana

  • @Chingy05
    @Chingy05 Před 2 lety +19

    I knew gogo was hiding a lot. Vane zvizvhinji zvavasina kutaura. Ukafunga gogo vairamba zvese.

  • @miriamwillism8998
    @miriamwillism8998 Před 2 lety +2

    🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️ndasurrender mbuya vandityisa handina nero muromo

  • @melodytandandi
    @melodytandandi Před 2 lety

    Hanzi ndaitapudza basa... Ndini ndakaroya sekuru... Dai nyoka iyoyo ikavamedza... Muzukuru rova mbuya iyo.. Kukangirwa weti sure

  • @ambientsymphony8669
    @ambientsymphony8669 Před 2 lety +13

    Gogaz inonyepa iyi. Ichangotaura zvese kana zvanyatsorova iyo direct.

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 2 lety +2

      Iii ipapa vari kuitwa liking kunge ice cream nenyoka yavanoona vega munoti zvidiki here vaakutya kumedzwa

    • @tendaiwapinduka9328
      @tendaiwapinduka9328 Před 2 lety

      Ehe, ngavambonyatsoona moto before yavatora because vakarwadzisa vakawanda

  • @aldrinaldrin8630
    @aldrinaldrin8630 Před 2 lety +5

    Mmmmm ini ndabvuma nhasi kuti uroi huriko thanks Mr Andrew

  • @letwinmaudzwa1308
    @letwinmaudzwa1308 Před 2 lety +1

    Ini hangu ndonamatira muroora uyo asanoberekeswa zvimwe pavarikuenda kwaMutare cz gogo vakangwara uye vakatotengesa moyo wavo kuna satan .dai Mwari vavabatsira zvonzwisa tsitsi.

  • @Pbgr100
    @Pbgr100 Před 2 lety +7

    There Goes the Saying "Dont Trust Anybody Even Your Mother Can Watch U Drowning" ... Evill world we leaving in after all that look who's struggling

  • @faraimugwagwa8497
    @faraimugwagwa8497 Před 2 lety +5

    Ko mapere aionekwa nemuzukuru aya aibvepi.. gogo havasati vapedza kutaura ava

  • @freedommagwaza3005
    @freedommagwaza3005 Před 2 lety +6

    Yeah ,I once mentioned it Kuti nyoka iyo ikuda upenyu hwemunhu,ndokusaka,gogo vaisada,kuburitsa nyoka kuvanhu,yakatsamwira mukadzi wayo,now vakutaura, a little bit,zvimwe zvavaivanza.

  • @judithmutangirwa8667
    @judithmutangirwa8667 Před 2 lety +1

    Saka nepapfupi this episode yatiratidza kuti gogo ava muroyi vainyepedzera kuzungaira pese apa vachipedzera vanhu nguva vasingaite confession! Now vaona kuti ndivo vave kurumwa nenyoka she is ready to tell it all! I feel for the young lady muroora uyo dai asunungurwa so she gets back her good health. Thank you Dremas media for the updates! Tiri kutodziidzawo chivanhu in the process

  • @turem8855
    @turem8855 Před 2 lety

    Imi vanhu imika, namatai Mwari vekudenga, musademba nhema muchingoti mhuri yeZimbabwe mhuri yeZimbabwe. Newe muzukuru, murume wako aripi uchingotevedzana nezvenyoka

  • @synodianyabvure4725
    @synodianyabvure4725 Před 2 lety +44

    Gogo hasn't confessed all she needs another bite to say everything coz on muzkuru Havana kupedza coz kukanga wet is not the only thing she has done to make her barren

  • @mollenruziwa8485
    @mollenruziwa8485 Před 2 lety

    Gogo ava ka mmmm she is wicked kutotaura kuti hutsinye chete hwavakaitira muzukuru yoh. Ndikufunga zvangu kuti vana wavo varipapi vachinzwa zvese izvi nekuuraisa vana 2 nevabereki mukuvasha even murume wavasahwira yooooh guys this world🙌🙌🙌🙌

  • @fadzaimutukwa3314
    @fadzaimutukwa3314 Před 2 lety

    Komadzimai vadii kusunungura muzkru abva pamba APA kokan muzkru komana ariiye anorara nagogo ndozvakawapa shanje dzekugadzira muzkru roora

  • @oscarkuwengwa7128
    @oscarkuwengwa7128 Před 2 lety +5

    Haaa chokwadi huroyi huriko ,ini ndamirira kuona pachabatwa Ever .Lesson learnt mishonga haibatwe inoguma yokutambudza.

  • @charityzanga1164
    @charityzanga1164 Před 2 lety +51

    Watching zvangu panoti drewmas ndopanoti entertainment 💕

  • @portiamukunyaidze287
    @portiamukunyaidze287 Před 2 lety +7

    Madzimai vane huchenjeri, sando dzavo ,thank you Andrew for update sando dzako

  • @elidahchaps4067
    @elidahchaps4067 Před 2 lety +18

    Andrew u are a true journalist 👏

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Před 2 lety +29

    Ukangoziva kuti Satan is a deceiver and murevi wenhema unobatsirika. Muroyi haambofa akataura zvese unless agamuchira Jesu. She is just using people especially that muzukuru muroora uyo.

    • @talentmahaswa8088
      @talentmahaswa8088 Před 2 lety

      Mzukuru unodunungurwa hako, mwari vanewe tenda mwari watopona, zvafumuka,

  • @leewadanny8061
    @leewadanny8061 Před 2 lety +17

    Watching from Capetown SA,ndavatya gogo avo

  • @Ariseshine-ir5wv
    @Ariseshine-ir5wv Před 9 měsíci

    Gogo ngavasvike ku Simbi chikarara baba Prophet W MAGAYA.....
    SVIKAI PA PHD MONISTRIIES Apo pa ZINDOGA....
    KUHARARE WATERFALLS.....
    NO need to go to N' anga.....
    Jesus Christ Delivers.....
    She needs deliverancr

  • @user-rw4vn6ul2m
    @user-rw4vn6ul2m Před 6 měsíci

    Ahhh gogo ava uuuuum zvkaoma hama .munhu achitambura kutii aitewo mwana vachizviziwa hawo kutii ndakatozvisunga zvinorwa

  • @blessmoregova221
    @blessmoregova221 Před 2 lety +18

    Andrew mibvunzo yako ine power .

  • @deangb8651
    @deangb8651 Před 2 lety +7

    Kkkk manzwaka imi musangowetera pese pese munokangwa

  • @chrischikepe3552
    @chrischikepe3552 Před 2 lety +1

    Thank you so much bro Andrew rambai makadaro muchibatsira hama nesuwo tinodzidza zvakawanda kunevaya vanofarira zvemishonga dzidzawo hama kumuroora zukuru ndinoti Mwari vakuitire nyasha piwawo rufadziso muimba yako Gogo varegerere Mwari vanokuropadza

  • @blessingmapiku9831
    @blessingmapiku9831 Před 2 lety +23

    Big up to madzimai mamoyo

  • @sabhukuchoko263
    @sabhukuchoko263 Před 2 lety +7

    That's why murume wemuroora zukuru akatiza koiyewo muroora zukuru mhosva yake yaiva yeyi. shuwa kukangwa weti chibereko hachichagamuchira baba 😳 runya rwakadaro 😭😭😭 thanks Drewmas media ndokudai mhani🙏 nyoka ndiEver Gondwa ndiAdam

    • @jeoffrey40jm
      @jeoffrey40jm Před 2 lety

      Ende futi, kunyatsotaura kuti hutsinye, typical muroyi shuwa

  • @solidaritychinyani6372

    Muzukuru panyaya yekuenda kwa mutare hapasi pake apa mutorwa ingozi futi kana afa kunzi maibatisa mwana wedu zvehuroyi hwemumusha menyu maive nerudzi Naye here.zvakuda vakuru vemusha hama dzagogo ava nedzemurume wavo kuti vagone kufambira nyaya idzi

  • @kumbiektw
    @kumbiektw Před 2 lety +35

    The only person who is innocent is mroorazukuru anga achiitwa mukadzi nenyoka…SHE IS THE ONE NEEDING OUR HELP AND SUPPORT 1000%…Let us know how we can help her please,please!

    • @Bravo_Gueguez_263
      @Bravo_Gueguez_263 Před 2 lety +1

      Everyone in the equation needs our help and support

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 Před 2 lety +4

      @@Bravo_Gueguez_263 not that witch. Imagine kuitisa vana vako marombe

    • @queen7008
      @queen7008 Před 2 lety +1

      @@Bravo_Gueguez_263 Its true

    • @Bravo_Gueguez_263
      @Bravo_Gueguez_263 Před 2 lety

      @@magdaline6383 Tiri vanhu venyama isu asi kuregerera ndekwa Mwari. Haungakwanise kuregererwa usina chawatadza. Zvisineyi, hakuna chivi chakakura kudarika chimwe, saka tese tiri vatadzi pamberi pa Mwari. Let's not be judgemental and decide who gets to be forgiven. Peace

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 Před 2 lety

      @@Bravo_Gueguez_263 Wakambo kwirwa nezvikwambo here?

  • @g.karodza
    @g.karodza Před 2 lety +17

    A great job mkoma Neshamba rambai makadaro

  • @ellatanyanyiwa4510
    @ellatanyanyiwa4510 Před 2 lety +6

    Mkoma Andrew thank you so much ,,mamira nemhuri iyi

    • @belivemoyo6740
      @belivemoyo6740 Před 2 lety

      Andrew thank u very much nebasa raurikubata mumhuri ye Zimbabwe sure u are taking us to another level

  • @nokuthulandlovu9048
    @nokuthulandlovu9048 Před 2 lety

    Yooooo...Jesu...am traumatized...l hv no words. Umzimba wami uvele woma qhaaaa

  • @johannemasoweyenguwochena8804

    Muzukuru mwari akukomborere kasingagumi. Muzukuru uyu anerudo nemoyo murefu

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome483 Před 2 lety +13

    Great job mukoma Andrew👌🏽👍🏾❤️

  • @annanyamugudza5658
    @annanyamugudza5658 Před 2 lety +3

    Muzukuru ramba wakashinga munhu achotora nyoka ndiye munhu achakusunungura enda navo gogo vabve vasunungura pavakakusunga

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 2 lety +1

      Mmmm kuenda navo kwaMutare pari tricky vanogona kuita accident muroora zukuru akafa,muroyi haaite give up,tarisai kupima maporofita kwavari kuita vachitenderedza vanhu.Muzukuru ndiye afumura izvi,ini vangu Mai vakaita maemotional blackmailing tricks kuti ndibve kuSouth Africa kusowona hurwere ndakatenda covid yakavharisa border. Minamato ndichakadzvanya. Varoyi havana tsitsi chero akanzwisa tsitsi sei husiku anoramba achikudyisa ukasasimba kunamata

  • @nonom5659
    @nonom5659 Před 2 lety

    Gogo vanonyepa ava! Hanzi nyoka iyi ndeyechirume then later voti inonzi Ever

  • @blessingmutekede8247
    @blessingmutekede8247 Před 2 lety +1

    VaEfeso chapter 5 vs 11 to 12 Regai kuyanana nemabasa erima asine zvibereko ;12 Nokuti izvo zvinoitwa navo murima zvononyadza kana zvichirebwa.

  • @angelinemaguramhende
    @angelinemaguramhende Před 2 lety +7

    Thanks so much Andrew izvi zvandipa Simba rekunamata

    • @wolfy359
      @wolfy359 Před 2 lety

      Taura hako varoyi variko

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 Před 2 lety +1

      Manga musati matanga here?Ini ndine situation imwe chete asi kwangu ndiMai varikutsva neminamato zvakaoma ende zvinorwadza

  • @judeluv2474
    @judeluv2474 Před 2 lety +24

    Muroora zukuru you are one in a million girl .Mwari vanokurwira