Video není dostupné.
OmlouvĂĄme se.

THE CLOSURE DNA SHOW: S7 EP26 Promo (ARIKUUNZA MADNA HOKOYO)

SdĂ­let
VloĆŸit
  • čas pƙidĂĄn 30. 11. 2022
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 7 Episode # 26 FOROGONYA 3
    Paternity DNA Testing
    đŸ“ČThe DNA Man đŸ“Č +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h...
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our CZcams Channel: czcams.com/users/ch....

Komentáƙe • 605

  • @mandybwititi1790
    @mandybwititi1790 Pƙed rokem +17

    Can't wait for forogonya ko iwo magariro emunhu kadzi

  • @chinakatracy187
    @chinakatracy187 Pƙed rokem +15

    CHRISTMAS BONUS KKKKK FOROGONYA TO THE PPLE. Can't wait zvedu

  • @natashdywili1759
    @natashdywili1759 Pƙed rokem +26

    Mom veforogonya is back😂😂

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 Pƙed rokem +12

    I'll never tired of waiting on this another vesion of forogonya 😂😂😂😂😂😂

  • @tariro8481
    @tariro8481 Pƙed rokem +1

    Ukanyanya kuzvimba chiropa ndiwe unofa
    *wise words I needed to hear right now*

  • @karentizora1554
    @karentizora1554 Pƙed rokem +2

    Saka kugara beya ndokuda kutyisa munhu akuunza ma DNA🧬🧬🧬🧬madhuku machena atora🏆

  • @thokogracegwara8014
    @thokogracegwara8014 Pƙed rokem +2

    Nhai veduwee udzaiwo vanodzima magetsi kuti vatore off this Saturday. N tell them to watch this show! I can't wait. đŸ”„ đŸ”„ đŸ”„

  • @yolandamugunde5719
    @yolandamugunde5719 Pƙed rokem +4

    Forogonya is baaaaaaack can't wait hanzi handina kumbozvitaura😂😂😂 mai vanenge vanopenga chete ava muchenjere kurohwa garirai kure

    • @esther6900
      @esther6900 Pƙed rokem

      Vanotopenga vanondibhowa. Nyaya iyi iri sensitive VaMugabe follow it up kusvika vanhu ava vavharirwa vese kunyepera kuzungaira nxah

    • @qjjthebest2341
      @qjjthebest2341 Pƙed rokem

      @@esther6900 Taura hako Esther kujairira vanhu chete uku. Vanoona kuti Tinashe Mugabe munhu zvake asina dzungu kudai anga ari mapurisa havaiita kuwonererwa kwese uku

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Pƙed rokem

      @@esther6900 koiko kugara kwachoo mmmm kanedzungu kamai akaaaa kusarohwaaa

    • @esther6900
      @esther6900 Pƙed rokem

      @@josephlupiya6626 nhai zvako iwe. Ingati isaskum. Richapera dzungu iro. Havamazive mapurisa epaZim.

    • @yolandamugunde5719
      @yolandamugunde5719 Pƙed rokem +1

      @@esther6900 varikuziva muridzi wemwana mai avo

  • @annagore4191
    @annagore4191 Pƙed rokem +5

    They see you short and think you're children 😊😊😊😊

  • @taltait1736
    @taltait1736 Pƙed rokem +11

    Yeeees! Mama Forogonya is back! Have been patiently waiting 😃

    • @josephined8931
      @josephined8931 Pƙed rokem

      đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł forogonya is back Mai vanopenga sagogo Mahlahla ava

  • @tshumasithembiso3850
    @tshumasithembiso3850 Pƙed rokem +2

    hokoyo apo can't wait unotoona nemagariro acho kuti immm mother kubuda pacamera nezi 90° of sitting futh angilankan ukwehlulek nje ukuhlanganis inyawo uhlale njengomama

  • @gibsonnyakudya6333
    @gibsonnyakudya6333 Pƙed rokem +11

    Forogonya reloaded, she must have an award đŸ‡żđŸ‡ŒđŸ‡żđŸ‡Œ

    • @thokonkomo7148
      @thokonkomo7148 Pƙed rokem

      The father why refusing to take DNA test if he is innocent

    • @thokonkomo7148
      @thokonkomo7148 Pƙed rokem +1

      The father slept with the daughter its a criminal offence he is a suspect no 1 he is a criminal living among other young girls in his community there. Mmmmm Tinashe deal with this matter as soon as possible anogona kutiza baba avo shit yemunhu

    • @gibsonnyakudya6333
      @gibsonnyakudya6333 Pƙed rokem

      @@thokonkomo7148 100% ,if he is inocent must accept DNA, it's the father but at the end the long arm of law is waiting for him it's just a matter of time ☝🏿

    • @thokonkomo7148
      @thokonkomo7148 Pƙed rokem

      @@gibsonnyakudya6333 he must face the jugde akarara nemwana sikana wake sukum yemunhu child abuse mmmmy karipe mhombe kuna sabhuku.. Kamwana sikana ako kakamitisiwa kanonakirwa na daddy zvinonyadzisa pachivznhu chedu shit yemhunu baba avo

    • @thokonkomo7148
      @thokonkomo7148 Pƙed rokem +1

      @@gibsonnyakudya6333 thats true he thinks he is clever police must force him Tinashe should involve the police because the girl wants said ndiye Mwari wacho iyeye kureva sekuru baba vake yoooo zvinonyadzisa honestly kuna Msika vanhu

  • @chelseagumede3196
    @chelseagumede3196 Pƙed rokem +2

    Can't wait for forongonya 3, dna man, Tinashe Mugabe, bamunini tinashe bring it on forongonya to the fullest, its the sitting for me kkkkkkk

  • @chengetaimarvellous
    @chengetaimarvellous Pƙed rokem +4

    Last tym i was in the ceiling i couldn't watch it properly, but this tym can't wait😍

  • @godfreymarumbwa2715
    @godfreymarumbwa2715 Pƙed rokem +1

    Kugara kwakaita mai forogonya pabucket murume akagara pasi kuratidza kuti forogonya yakatokwira kaređŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł i can't wait

  • @emmanuelmuzire7684
    @emmanuelmuzire7684 Pƙed rokem +2

    Munhu arikuunza maDNA hokoyo..apa Munhu wacho ndiwe hako Tinashe

  • @priscillasithole825
    @priscillasithole825 Pƙed rokem

    Panties nharo .kupfupika forongonya hokoyo vocabulary chete at its best 👌 Changamire Mugabe thank you ne classic reality show . We want more bota said Oliver Twist

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Pƙed rokem +2

    Cant wait.Tinashe suduruka ungapihwa mbama forogonya kana yakwira!!!!Kkkkkkkkk.Your calmness is a massive assert.Noone can ruffle your feathers bro!!!!

  • @christinechirawokuwesu434
    @christinechirawokuwesu434 Pƙed rokem +1

    Well done baba Mugabe nechivindi haa mai ava vanotoda zvechivindi chaizvo

  • @knowlygwatidzo6865
    @knowlygwatidzo6865 Pƙed rokem +3

    Forogonya is back 😂😂😂.I can't wait .
    Magariro avakaita vese nababa forogonya boe here kkkk

    • @naumemurigwa8049
      @naumemurigwa8049 Pƙed rokem

      Kugara 180 munhu wechikadzi đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

  • @Nenyasha1982
    @Nenyasha1982 Pƙed rokem +16

    Tinashe nevanhu vake 😂😂😂... Can't wait

  • @noleenchiyangwa40
    @noleenchiyangwa40 Pƙed rokem +5

    This one is gonna be litđŸ”„.Mr DNA mune basa

  • @mhofela171
    @mhofela171 Pƙed rokem +2

    Ukanyanyo zvimba chiropa ndiwe unofa đŸ€ŁđŸ€Ł

  • @michellehenry1886
    @michellehenry1886 Pƙed rokem +1

    Baba ava ndovo muridzi wemwana hunzai henyu forongonya 3

  • @lawrencemotsi4882
    @lawrencemotsi4882 Pƙed rokem

    yes we want see whether the father of the mother is the father of the child. Hoza forogonya

  • @shamillartsahwa909
    @shamillartsahwa909 Pƙed rokem +9

    Aaah hahaha I wasn't expecting another episode with her lol

  • @patienceshamu8235
    @patienceshamu8235 Pƙed rokem

    Welcome back mai Forongonya
    Ukazvimba chiropa ndiwe unofa

  • @lindamurumbi4380
    @lindamurumbi4380 Pƙed rokem +2

    Munhu iyeye akuunza maDNA muudzei kuti Hokoyo vamwe vakadzi so ma1, vanotonga mai avo honai magariro avakaita kuzvibhosta ,l can't wait to see this đŸ‘€đŸ‘€đŸ‘€đŸ’•đŸ˜đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

  • @user-rr1jj5wv2g
    @user-rr1jj5wv2g Pƙed rokem

    I hope this time the real father will come out mummy forongonya is back again with popular demands. Can't wait to see Mr Mugabe tomorrow I will won't sleep

  • @rachmietiger4122
    @rachmietiger4122 Pƙed rokem

    Full nyaya iyo iripi nhy vanhuweee ineka vibe .momy sitting on a chair đŸ”„đŸ”„đŸ”„đŸ”„

    • @faithjackson254
      @faithjackson254 Pƙed rokem

      Baba vogara pasi ,I swear baba ava havapabufuri panamai ava

  • @graciouskasanga9345
    @graciouskasanga9345 Pƙed rokem +3

    Bonus ya Dec neforogonya,u never disappoint us Mr DNA MAN

  • @patiencemaunze6148
    @patiencemaunze6148 Pƙed rokem

    Kamukadzi aka Hakana hunhu,the way she is sitting ,kacha nhuhwidza vanhu.

  • @user-kr4nj8io2q
    @user-kr4nj8io2q Pƙed rokem

    Tinashe Forogonya ine action wana be a patron of the foundation ndoitasei

  • @patiencengonidzashemandimu9847

    Kkk akuunza maDNA kuna Forongonya hanzj hokoyo.hope this time baba vemwana has been located

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Pƙed rokem

    The way Mr Mugabe is sitting kaaaaaaa kwaaaaaaaaa

  • @debby-h2k
    @debby-h2k Pƙed rokem +1

    Kugara kwa Mai vacho, ndanyara zvangu.

  • @africanoracle9272
    @africanoracle9272 Pƙed rokem +4

    đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł forogonya episodes are the best episodes on this show . đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł Can't wait

  • @abelsabel612
    @abelsabel612 Pƙed rokem +1

    Forogonyo welcome to he'll

  • @wendyyychikuku4600
    @wendyyychikuku4600 Pƙed rokem

    Forogonya bri NG it on. Ko kugara kwacho pane, varume zvakaoma shuwa

  • @jimmymuzenda2541
    @jimmymuzenda2541 Pƙed rokem

    Pakaipa na mother Forogonya, this time anenge ma 1 ega ega

  • @keritamunyoro5342
    @keritamunyoro5342 Pƙed rokem +1

    Vakuramba futi, aaaa mai forogonya ndimi maiti mwana akarepwa wani 😂😂😂😂

  • @crissiesilvana4535
    @crissiesilvana4535 Pƙed rokem +1

    Yeeeaaah forogonya part 3 is finally coming out.

  • @cmaredza3679
    @cmaredza3679 Pƙed rokem +1

    Vakuda kukwidza forogonya yangu or vakuona kupfupika kwangu here,Hokoyo đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł Hoooyoooo ichi tachimirira

  • @pattymwale1409
    @pattymwale1409 Pƙed rokem

    Hah Mai forogonya ma statement vanowanza can't wait for this drama apa Va Mugabe vanenge vakamenya havo serious ini I can't kkkkk

  • @ngonidzashechimbwanda5733
    @ngonidzashechimbwanda5733 Pƙed rokem +1

    Forogonya the season finale!!!!!!!!
    Finally it's hear đŸ€«đŸ€«

  • @gracie2world
    @gracie2world Pƙed rokem +1

    😂😂😂😂 vanhu vari kungoda kukwidza forongonya yangu chete here kana kuti vari kundiona kupfupika haa iyi moms iyi inonakidza

  • @antoniamadimure
    @antoniamadimure Pƙed rokem

    Waiting woo for mai Forogonya

  • @brightonnzenzema1485
    @brightonnzenzema1485 Pƙed rokem

    Welcome back Mai forogonya

  • @gracemariga3853
    @gracemariga3853 Pƙed rokem +7

    Can't wait to see mama forongonya đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł

  • @mimieteekuwanda4620
    @mimieteekuwanda4620 Pƙed rokem

    đŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€Ł aah how come to you in mama's voice ...can't wait for Forogonya mavharisa 2022 thanks Mr DNA man for doing ma follow ups.

  • @sharonmboma6543
    @sharonmboma6543 Pƙed rokem

    Hope this time takuudzwa baba vemwana💃💃💃💃

  • @rossyandizzy
    @rossyandizzy Pƙed rokem +2

    Why is she always wearing that yellow tshirt 😂😂😂😂😂😂😂

  • @estherbeti8714
    @estherbeti8714 Pƙed rokem

    Eishh apa mhepo skirt nemagariro acho yuwiii cant wait for sure

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 Pƙed rokem

    VaMugabe hamuna kurohwa here ikoko 😀😀😀😀 can't wait forogonya 3 💃💃💃

  • @alicemukudo3512
    @alicemukudo3512 Pƙed rokem +3

    I can't wait for this forogonya hokoyo

  • @reginadhleeni5298
    @reginadhleeni5298 Pƙed rokem

    Kwai ukanyazvimba ciropa ndiwe unofa baba forogonya vacitaura ndivo cete muridzi wemwana baba avo zvri pacena

  • @melindamtandi3938
    @melindamtandi3938 Pƙed rokem +1

    I have reserved a seat kufront row for this Saturday's show

  • @Lauren-xs7qo
    @Lauren-xs7qo Pƙed rokem +1

    Magirazi na Forogonya ndoupi ari mberi kkkkkkkkk

  • @vinechirozva
    @vinechirozva Pƙed rokem +1

    Kamugariro kacho manjesoo 😂😂😂😂

  • @sibusisiwempofu2241
    @sibusisiwempofu2241 Pƙed rokem +1

    😂😂😂😂😂 It seems the Forongonya is going on how does a lady sit like that way 😂😂 Can't wait for Saturday hope they will no loaded shedding

  • @phyllisncube5622
    @phyllisncube5622 Pƙed rokem +5

    The moment we have been waiting for ....vedhuku chena ...

  • @matchmorekalizi7635
    @matchmorekalizi7635 Pƙed rokem +1

    Team forogonya ahoiiiiiii !!!!! 💃💃💃💃💃💃💃

  • @margretchodakufa7464
    @margretchodakufa7464 Pƙed rokem

    Ngaikwire forogonya maziva baba vemuzukuru wenyu mhai

  • @philipsshumba4999
    @philipsshumba4999 Pƙed rokem

    Keep nekungwavha nyaya iyi iye mdra wemhanza uyu anotaura zvekuzvimba chiropa anoda treatment

  • @vimbaimutyambizi8587
    @vimbaimutyambizi8587 Pƙed rokem

    VaMugabe hanzi hokoyo can't wait for Saturday

  • @spiwemabge2769
    @spiwemabge2769 Pƙed rokem

    Reminder button pressed

  • @libratefondoka432
    @libratefondoka432 Pƙed rokem

    Oh my gosh guys forogonya yapindira l can't wait bota family woyeeee

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 Pƙed rokem +2

    Cant we have Foronya and Maiguru Magirazi on stage at the same time

  • @tsungietsambatare253
    @tsungietsambatare253 Pƙed rokem

    Keeping up with mai Forogonya

  • @memorychikumo3295
    @memorychikumo3295 Pƙed rokem

    Forogonya might reach 6k because it's hot đŸ”„đŸ„”

  • @bmirimi3542
    @bmirimi3542 Pƙed rokem +1

    Google translations dzinondiuraya at times ahh! Ndogona kuita nguva ndiriko hanku kumaCommnets nayo translation kkkkkkk

  • @evelynmuzira5344
    @evelynmuzira5344 Pƙed rokem +1

    Sitting position manje. Vadii kungopfeka trousers zviite nani

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 Pƙed rokem

    Yeeeeeeeeeeeeeeeees forogonya is back

  • @hlomaidhlovu3682
    @hlomaidhlovu3682 Pƙed rokem

    Maibuye forogonya👀👀👀👀😆😆😆😆😀đŸ„čđŸ„čđŸ„čđŸ„č

  • @twinelightpvtltd9707
    @twinelightpvtltd9707 Pƙed rokem

    Thanks DNA man ngauiye Tripo tatomirira kar

  • @lindiwemuchekayawa8846
    @lindiwemuchekayawa8846 Pƙed rokem +1

    Handigari muchibereko chemwanađŸ€ŁđŸ€ŁđŸ”„đŸ”„đŸ”„ can't wait for forogonya

  • @odrichmavanda3580
    @odrichmavanda3580 Pƙed rokem

    Warning maihwa here vaMugabe, "hokoyo!" mkoma

  • @judithnyakunuhwa2460
    @judithnyakunuhwa2460 Pƙed rokem

    Gariro yacho chete ndinokuudza zvese mai veforogonya is back christmas gift

  • @nya_sha940
    @nya_sha940 Pƙed rokem

    Kusada kwavo DNA test kuri suspicious...she already knows kuti ndiani

  • @finnletjasi3529
    @finnletjasi3529 Pƙed rokem +1

    Saturday iye zvayatononoka nhaimiđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ€ŁđŸ„łđŸ„łđŸ„łđŸ„łđŸ„łđŸ„łđŸ„ł

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 Pƙed rokem

    Forongonya is back

  • @nicksonmagwendere6307
    @nicksonmagwendere6307 Pƙed rokem +1

    ukazvimba chiropa ndiwe unofa...kkkk Dzvetera kkkk haaaya Dzvetera akatsvetera mwana kkkk...bvunzai ana wasu kuti kutsvetera kuita sey...the probability of paternity is 100% kkk pana Dzvetera is not 99.99% but 100% kkkk

  • @rutendofindi6902
    @rutendofindi6902 Pƙed rokem

    Cant wait for forogonya

  • @evahmutetwa6822
    @evahmutetwa6822 Pƙed rokem

    Asi Mr Mugabe munebasa amai vekumirirwa naMwari vaye bhoo here guys kudakutouraya vana chaiko here

  • @irenezindoga2145
    @irenezindoga2145 Pƙed rokem

    Cant wait forogonya is back halaaa laaaa

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 Pƙed rokem

    DNA hokoyo! Ko umwe angaunza DNA ndiani

  • @primrosetakwara6313
    @primrosetakwara6313 Pƙed rokem +1

    Zvaanenge mupostori futi gore rino toripedza mushe here iye akati postori for... Ndiye akatanga nazvo

    • @alfredchapo5474
      @alfredchapo5474 Pƙed rokem

      😆😆😆😆😅 mapostori for ED

  • @muadmutata6481
    @muadmutata6481 Pƙed rokem

    Magariro akaitwa acho naforongonya enharo dzekusaziva chaiko

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Pƙed rokem

    I hope Mr Mugabe you tested vanhu kwavo pane kutambisirwa zvinhu zvenyu nevanhu ava.

  • @letwinamupamba5065
    @letwinamupamba5065 Pƙed rokem

    Yessssss tataimirira nguva yareba

  • @marymatava677
    @marymatava677 Pƙed rokem

    Good Mr Mugabe forogonya is back

  • @freebornmagodoro2960
    @freebornmagodoro2960 Pƙed 11 měsĂ­ci

    What happened we wer waiting for forogonya part 3 Saturday as per promise?

  • @precioussamhembere2157
    @precioussamhembere2157 Pƙed rokem

    Forogonya is back

  • @samkendlovu535
    @samkendlovu535 Pƙed rokem +4

    Can't wait for this one đŸ€Ł

  • @nancym7936
    @nancym7936 Pƙed rokem

    Is back again Moda kikwidza forogonya. 😃😃😃😃😃😃

  • @ancicaliataenzana5256
    @ancicaliataenzana5256 Pƙed rokem

    It's the "Hameno" reply from Mr Mugabe for me😅...Mune wisdom mkoma I must say

  • @virginiagono9614
    @virginiagono9614 Pƙed rokem

    Ndakaimirira hokoyo nenio forogonya yangu

  • @djkingyadahchamangurangura2979

    Vadzoka zvakare mai Forogonya well come back chopisa icho kkkkk

  • @irvinmoyo4601
    @irvinmoyo4601 Pƙed rokem

    Nhasi ngatiyiti forogonya family rather than Bota family

  • @nobukhosiseema4121
    @nobukhosiseema4121 Pƙed rokem +1

    The legend is back lol