Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Madzibaba munoda kunyengeterwa zvakasimba
munhu akarasha njere achiratidza kunge ari normal anonetsa kubatsira. saka pamweya hapana kuonekwa kuti maindorohwa.
Ini ndinenge ndakangotarisa face ya baba Dee. Kunge vanenge vachifa nekuseka mumoyo😂😂
Parubatisro apo hapanetsi since mune15 B mochimbotora 1 billion mushandise then 14 ibatei yakadaro kusvika pacho pamoda kuzoisurrender Kuna president
Baba avo adzina kukwana zvavarikutaura azvibatani ndiko saka vakarohwa
Kkkkkk kwaaax
Zvakatanga na Albert Mauchi kwa Gutu uku kkkk
Nyaya yekutiisira mapenzi pa social media kaaaa😂😂😂😂 muchazvirega umwe arohwa
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Imi baba mutye mwari mukwane futii
Munyika yedu inoda Jesu kwete kurovana
Uuuum baba ngava batsirwe nguva ichiripo tsvimbomutauro vanoiziva here kkkkkkk
Ko mukoma T (one ) please ndibvunzireiwo kuna Madzibaba Nyasha kuti tsvimbo yavarikutaura iyi inganiko munyika ye Zimbabwe coz makore maviri apfuura if l'm not mistaken tsvimbo iyoyo yaitaurwa nezxayo namadzibaba Bond aizxiti ndini Gombwe renyika saka ndibvunzireiwo plz mukoma T (1) coz chirikunetsa nhasi ndechokuti abatwa nomweya mazuva ano vaporofiti awa vanoti ndinetsvimbo yenyika saka handizive zxangu kuti tsvimbo dzacho ingani munyika ye Zimbabwe .
😂😂 Bvunza hako iwe kuti dzimbori ngani tsvimbo idzi purizi
Amen on that hama tsvimbo idzi ingani mm kwakurwara chaiko
DJ T1 tinoda Madzibaba Edbon vataure tinzwe nyaya yacho kuti iri kufamba cei hatidi kunzwa kupenga kwemunhu one tipewo wese tivape nguva wose
Madungwe version Mwari tisunungureiwo ...mbabvu yake akanga aitosiya pamasowe pahedhibhoni😂😂😂😂huye don't
Netflix for you😂😂😂😂
Sekuru kaguwi na mbuya nehanda mukai muone zviripano 😂😂😂
Hezvo mabvurubvanganya🙌🏻
Aaaaah uyu anorwara uyu veduweee nyaya dzacho hadzina kana direction
Mwari pindirai toda kuchengeta mashoko angu
T one wakasimba moyo wangu 😅😅😅
Hero bbsa mupengo roby imbopinda mu class nana madzibaba ava
😂😂
Madzibaba Edmoni ngavauyewo timbovaonawo
Baba ava vakauraya vanhu vane zvinovatevera 😂😂😂😂😂
T1 ita mushe nemunhu vako arikupenga arikutsvaga mari kunyika ingozi yenyika iyiiiiii
Madzibaba awo dzakutaika ngawaongororwe pfungwa
Avawo baba vanopenga vanodawo kubatsirwa
Kkkk wachema nekusekerera benzika😂😂😂hameno hako
Sekuru Kaguvi na Mbuya Nehanda huyai muwone vanamadzibaba vopega nekuda Tsvimbo yenyika ye Zimbabwe
Dzirichokwadi.here.kana.dzongovanyaya.dzekutandara.zvedu.na.madzibaba.nyasha
Kkkkkkkk t 1 aseka hake
Since Mwari ari we munhu wese, ngaamboendawo mhiri kwe makungwa ambonobatawo ma church arikukonzeresa ma accident ikoko
Kkkkk musatange maseka chimbomupai mukana tione tsvimbo yenyika yacho 😂😂😂
Umm zviriko here izvi
Nyasha chikomichi warikupi ngawataure zvinopera
T 1 why do you give publicity to this incoherent narrative.
Vakadii kupedzerana sevanu vemweya baba ava murwere chaiye munopenga baba imi vaendesei kunochengetwa mapenzi zvisati zvanya nekuti mozovatadza baba
Vanorwara zveshuwa
Mese muri 2 muri mapenzi kt pedzera data hana zvamuri kubvunzana matununu evanhu njere shoma
It's so sad 😊munhu ndewa mwari why kurova munhu zvaakataura kuti pachaita tsaona ko kungoita muteuro mosiya zvakadaro vamwe vakaunzwa hondo ne murwere wepfungwa vakamushora hanzi anorwara ndo zviri kuitwa baba ava
Zvakarohwa bhazi rakadonha here
Zvimwe zvinhu tingaseka zvedu asi amwe manzwi anotaurwa naBaba Nyasha ini ndozvifarira ichokwadi vari pachokwadi chaicho
Uyu madzibaba ngaambodzokera kusango nkut mumasangano edu aya vanofa ne kurohwa zvaizvezvi ngavambodzokera ava
Tich hausisina content here, madzibaba asina kana chinhu 1 chaaita ndiye waunopa nguva. Change kungoti ndichazodai ndozodai, mabasa emunhu ndiye anoita aite mbiri.
Ndadzifambira nyaya dzacho ma brother's vanhu ava madungwe na Nyasha
Munozviwana kupi vana vadiki ,makanamata rinhi tsvagai mwari
Another madungwe 😂😂😂😂😂
T1 uyu mukuru waunaye anorasika njere chete nyaya dzake ndedzekupenga
Baba siyanai navo 😂😂
Pakugadzira edzi apa😂😂😂😂haa hameno Mwari
Kamdhara kachafa nekurobwa nevanhu aka
Ndeumwe Madunge
Madzibaba nyasha chikomichi warikupi
😂😂😂haaa ava baba ava vane zvirikutovatambudza
Ndoda kudzitsvaga idzi ndinyatsoona kuti dzinofunga nemusoro hr kana dzofunga netsoka
Same Same naMadungwe
Ngozi dzevanhu vakauraya 2008 pamaElection enda kunoropa ngozi ive
Besekwenze njani lapho
Prospar, T1 makorokoza pa Mazoe apo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndirikuona hangu T 1 arikutarisa nedziso rekutya
Kutopengaka uku, dzakatoshota idzi
Hanzi ndakati bhoo but chaoma ichi😂😂😂😂
Haa kurova umwe mupofita madzibaba Edborn makakonewa makatinyadzisa munzvimbo medu
Madzibaba imi hamunamati hamuna mweya wamwari sei muchifungira mumwe munhu zvakaipa kunamata kunoda tsitsi rudo runyararo
Jahman pamakarohwa simba renyu ranga rapera here............
Hapana chakajeka, anotenderera pamuvhunzo, anoda kubatsirwa I think
Fodya idzo nemutoriro nendanda hupfu naparrafin dzavari kuputa kuno kuSA ndozvavaribkuputa
T1 this guy and Madungwe the comedians
Aikaka $15 billion munayo asi mava kuda kupihwa mahandouts nemhuri yeZimbabwe? Sei sei ? WhatsApp group rava kuzozara manje
Uuuuuum ava vakutoda munamato vanokwanisa kuva vari kutopenga zvese zvavari kutaura havasi kushandura zvavari kuvhunza vanoda prayer yakasimba
Uyu anotoda kubatsirwa uyu ibenzi chairo
madungwe part 2 uyo handei nawo tione
Kkkkkkkk varikuto penga ndiani anovatevera kuti vave nesowe
One akaonekwa akarorara paguva. Venguvo tsuku Ava vanoromba ava
😂😂😂😂😂 Ngavadzokere kusowe vanobatwa batwa futi kusowe kwaErdoni
Madzibaba vanakidza T one nhai kkkkk
Idzi dziriright here dzimuface idzi
Kupenga hakuridzirwe bhera
Henalo praise zvimaporofita masimbe evarume
Kana anga arimugunners munhu uyu maybe akauraya vasingauraiwe kkkkkkkk
zimbabwe tiripama1 chaiwo todii nemunhu uyu???
Uyu na madungwe same group
Sungai tambo shefu 😂😂
Anoda shamhuu
Tich neweo unazvo futi ah
T one udza madzibaba Nyasha vadzose 15 billion yavakanyangarisa Ku reserve Bank , ne kusunungura AIDS yavakagadzira ,vaende Ku jairos Jiri kunorapa zvirema
Uyu achaurawa nekurohwa nevanhu uyu
Dai vakanyatsoku mamisa chaizvo
Iye ane mweya unozohwa seiko achievable kurwirwa nemweya mutsvene vanoda kubatsirwa madzibaba Nyasha zvakakwana
Muchinda uyu ndewe bute uyu ngaadzikame
Madzibaba nyasha dziri kuuya
Chiwenga akazoti madhanda heard ega ega
Uyu wamunoti T 1 sometimes anozoshayawo zveku poster
T one usatsvaka vanokutevera uchiunza munhu asina kukwana madzibaba anoda wine why
Kumasowe vanorova type yevanhu vanopengera paungano yavo
Ummm madzibaba nyasha panezvimwe zvisingatovafambiri mushe
Madzibaba Edbon makarovereyi munhu
Uyu ndiye ane ngirozi iri kudeura ropa anomitira ana mnangagwa vane ropa regukurahundi nana pastor masaya kumabvuku murwere uyu
Zvimwe zvavarikutaura baba ava ichokwadi.mhepo dzakaipa dziriko,chivanhu chiriko.kungoti vanoda vamwe vanovabatsira kuvadzikamisa kuti zvavanoona kana kunzwa,zvisavaitise kunge vakurasa njere.variko chokwadi vanotoudzwa kuti tsaona iriko,ichitonoitirwa mteuro isingazooitika sezvayaida kuita.izvo zviriko.
Ndakakwana baba January to December 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂Nhaka 2024 inenharo 😂😂😂 kumasowe kwakarohwa munhu 😅😅😅😅 zviriko hr chii ichocho chakadaro
Kanorwara aka kutsvaga mbiri
Ive nhasha ita basaraklo
Uyu mupengo anonakidza kuterera kana une stress zvako😂
Uyu anotodiwa every week
uyu arikupenga
Ko. T 1 sei uchipedza nguva ne munhu anopenga uyo ?