"Matemadada" Strikes again on Mnangagwa | Hazvina kupera mushe
Vložit
- čas přidán 22. 06. 2024
- "Matemadada" takes charge of Mnangagwa
To Sign up with StreamYard please follow the link below
Want to create live streams like this? Check out StreamYard: streamyard.com/pal/d/63585880...
Thats why the army is quiet about everything because they are the ones who are also contributing to our suffering so we have to organise ourselves bravely and fight this, nothing is going to change unless we sacrifice to die in the fight
Hakuna chokwadi chinodarika apa. This is too good. I love this.
Ichokwadi ndisu vakadziswa kuvenga BUT takawanirwa nyasha na Mwari tikabuda munyika asi tirikunamatira kuti dai Zanu pf varakashi vabve pachigaro God help us
Ummmmm zvakaoma and it's so painful
Well said Cde ... This is truth we need. Welldone comrade
Very True but THIS IS NOT Matemadanda.
Kunyangwe asiriye ari kutaura chokwadi munhu uyu.famba nebhora mumwe wangu
Cde mamuka. Ini ndakakuteererayi ndiri ku Scotland. Ndiri ex-ZANLA combat. Maita basa comrade. Hatitaure comrade. ED ngaainde. Iye nevana vake votonga Zimbabwe voga. Zanu inofanira kubva. Ngatiudzeyi ED kuti nguva yake yakwana.
Chokwadi chemahara
Chokwadi chisingapedze hukama 🙏🙏
True to the video chokwadi
Musanyeperwa. Uyu awona kuti Chamisa angangotonga. Saka anenge aswederera padyo naye. Ndozvimwe chete naana Mzembi, na Kasukuwere. "Hakuna munhu arimu....asina mhosva" Saka monyungudutsa army, police ne intelligence yese? Paris kungodiwa party nyuwani.
They say "facts are stubborn".
Haaa mudhara MATEMADANDA mataura chokwadi. Hakuna chokwadi chinodarika ichi.Nyika ndeye maZimbabweans uye inovakwa nemaZimbabweans zviri murudo,tsitsi nerunyararo. Kwete zvekuti inovakwa neVene vayo vanani
Whether its Matemadada or whoever I salute you sir 💯
Yes,this was confirmed by the Holy Spirit when believers were discouraged from joining political parties like zanu pf and attending rallies coz the LORD said when you participate in that slogan and the targeted person dies,it means you all have blood on your hands whether you didn't do yhe actual killing or not. You cannot join a movement that kills innocent souls and be righteous before God at the same time
Victor will be a good man of God kana akatendeuka
The guy always telling truth 😅😅😅
matemadanda u have summed it up
Haa mukuru motawura chokwadi chinorwadza imi dai mayitoita zvenyu president Zimbabwe yayitopona
True
I love the guy who is talking 😅😅😅
Saka what's the way forwar????. Till when ???
Chipindai muroad nemamwe ma comrade enyu ana chinoz zvamaisiita in support of Bob.now do it for the sake of the country.nhamo yakurovai now...but its too late...imi you are poor ana wicknell enjoying your sweat.
Hakuna Matemadanda anotaura seizvi. Murume uya anonanga nyaya
I do not understand the language but definitely this is not Mr ma cut log.
Truth
Zimbabwe yaka pazwa ne vene vayo
kuparara kwe Zupco, Railways, Zisco steel, Blue Ribbon etc is dismal
But Mwari vekudenga vachaparadza organisation nema individuals akadaro and nguva iyoyo yavakukwana just, 2024 & 2025/26
Mate or not but chiripo ndechekuti ichokwadi chataurwa chete lets change maitiro edu
That is not Matemadanda
I agree this is not Matemadanda. That one was eliminated by promotion. Is an ambassador ukho.
😂😂😂 haa ndanakirwa nechokwadi hanzi ndinotaura zvandoziva zvataiita
Mashoko akanaka Aya asi mhuri yenyu iri kutaurawo pasi peizwi renyu zvino kanganisa maitiro ebasa renyu
Hasi matemadanda murikunyepa
Imbwa vaudzei vanotouraya chambered dzacho vachivarova magaro echembere
havarevi nhema vakuru ava
Pane zvinodakuitika
Zanu PF is a curse to Zimbabwe
The only surviving member of the original Zanu PF was Robert Mugabe akafa nayo 2019 right now we have satanists masquerading as politicians
ndiMatemadanda upi uyu
This is Not Matemadanda ,not at all. Mhenowo kut who is this person , pamwe mozonyebawo zvripachena imi
Chokwadi chizere
Yaka pazwa nemi ma war vet makapihwa ma 50 000 mukapihwa ma disability...all printed money...inflation set in economy started to struggle then war vets invaded farms abd that was the end ...so mr comrade who are you blaming?
And yet ndimi maita toi toi proping up zanu yacho...taking farms for the elite...now look where the coubtry is now
Why do you continue to say this is Matemadanda when its clearly not him
These channels don’t verify who is speaking but speculate
This is an old video and it's not him . Please not upload videos which you don't know about . Are you working fr zanu. It's not him
Believe what you want. We are a media house not a Political party page
We post what we see fit for the day
Imagine. Lies to garner audience and likes.
whether its old or whatever, btu what is being said is the truth, or maybe you are also contributing to the suffering of the pple dont just oppose for the sake of opposing just shut up shit
@@AFRICABEYONDTV Excellent work 👍🏼
You must preach this at Zanu pf gatherings 😡
Kunyepa kwacho kutotangira panewe unoti Matemadanda iye asiriye