Vaiva vakazvimba varohwa kumasowe kwamadzibaba Edbon nekuti vakarohwa musi wa6 June ivo vaiva surpose kuenda kuRufaro musi wa8 saka hazvina kuzofamba mushe vaitorwadziwa musi wacho
Haa ndabvuma hangu. Muri kutadza kunyatsobvunza baba ava,that's why he is having a walk over on you.Muri kuvarega vachiita off topic muchitobvumirana navo.This man needs a hard hitting interviewer
Musanyepe ndibva kuDz ini chizvarirwo chemo hakuna chiitiko chakadaro ASI manga musina policy mapurisa akakubatsirai nokuti mwana aive anzi aberekwa ne 3dys Dz 2 do u still remember mwana v akaberekwa ne3dys panosangana Ruregerero na Takawira paT cross be4 muramba tsvina
Changamire svakai mari , mota kan imba nenzira yakanaka hauna nyaya dont lie kuti iwe ndiwe unesvimbo yenyika kusanyara kwakwo sei wakazorohwa nevamwe vako
Vanabadzibaba zvovopera kupenga takatarisa veduwee 😂😂😂😂
Vanonyanya kuita masimba ekunovuka mumakomo nemunyanza.
True that good sound and best pic quality keep it up team💪💪💪💪💪💪💪
Zvakaoma .Mwari pindirai baba ava vanoda kubatsirwa vakarombera chiporofita vachida kudya mari dzevana vanozvishandira nesimba hino njere dzorashika.
Hey lm the frst today... quality picture manyama 👌
Kupenga kwave kuita madzibaba nyasha ndosakei wakarohwa kwababa edhibhoni vakaona kut njere dzikurwadza
Baba Edborn vacho murwere futi anorova umwe murwere
Kudenga kucharohwa munhu😂😂😂😂
Ndomuziva uyo murwere togara pa nextdoor naye😊
Ummmmmm iwe
😂😂😂😂 Takamirira 15Billion
Kupi
Dairies kuonekwa kuti hadzimo ba
The kingdom of God is not in talk and talk but in power. Madzibaba itai action kwete zve nyambo siirai ana nyanduri.
Hezvooo vamunoti madzibaba Ava kkķkķ dramma
Dzimwe nyaya dzinonzwisa hope tichkach m tv madzibaba Nyasha anobhowa chaiko ndorara hangu
Haana ngozi here uyo
😂😂 ngabvunza futi hako hama
haa patotangwa kunzi baba vedu mnangagwa ndabva ndapera strong yekuteerera nxaaa
Kkkkk usimbe ndihwo hurikusosona baba ava vakashanda avaiwane nguva yekutaura zvisina basa😂😂😂
😂😂😂iri ibenzi chairo
Ngaangotaura ka naChivayo ipiwe mari karombe kechidzibaba
Ndi nyanduri here ummm inhetembo here hands kunzwisisa
Husimbe hurikuvatuma kutaura zvisina Basa havadi kushandurwa mhuri
Munhu akawuya ne guka mwari ave naye 😂😂😂
Murume uyu akanonoka chivhayo haachabuditsa mari kkkkkk
He is campaigning for same status as president munangagwa. Hokoyo 😂
Nyasha itamushe iwe dai ndiripedo newe ndakupa mucheka
Murikwaye here baba imi imika ityaiMwari Zanu yatambudza nyika yose kana munhu achiri nhumbu atamba nhamo...variķutambisa upfumi hwenyika vanhu varikufa zvipatara matongo ivo vachingoba havo 😢😢😢
If mamhepo was a person nyasha madzidad could be the one 😮.urizia matamburiro akiita wanhu muzimbahwe err iwe
Dzoserai madzibaba 27 thousand yakatsvira mushop mavo😂😂😂 kuBindura mhuri yezimbabwe itai mudemhe mudemhe 😂😂😂😅 vaiva mbinga kare muzvina bhizimizi😂😂😂
Madungwe family at large kkkkkk second in chief heavenly brigadhiya . Idzi dzooda kurapiswa zvisati zvashata guyz ,,,, my 2 centswo
Ini hangu zii busy ne comment section 😅😅😅😅😅
Denga muchaita reku googler apa muchirishaya network yaenda imi madzibaba imi
Ndianiko anodonatera mupengo uyu ngavangokumbira mari nenzira yakanaka kwete kuti ndirimadzibaba ngavabve apa nelatsvimbo kavakanhonga kumabin aka
Haaàaaaaa zvakaoma zvawe pachena kuti baba awa wari kurwara zvazobuda manje
Zim 1 Toyota Foot ndiri kuidawo, please place my order immediately!
Uyu akatodhakwa zvake kutsvaga mari kuZanu rombe remunhu😅
Komurufaro hamunakuzouyasei
Vaiva vakazvimba varohwa kumasowe kwamadzibaba Edbon nekuti vakarohwa musi wa6 June ivo vaiva surpose kuenda kuRufaro musi wa8 saka hazvina kuzofamba mushe vaitorwadziwa musi wacho
Akukwikwidzana naMadungwe akutsvagawo rubatsiro hama dzadiwa ...vanhu kungoit church vkutopema oky kupemha kwakubhadhara mu Zim varume vkuzimbabwe mkuita bsa rekupemha maiweee
Vakomana dai mambo mubata varova chaizvo ibenzi iri ngaaripe ngozi yaakapara it's sad 😔
Kana muchikwanisa kubata mvura modii kutsvaka mega pekugara chekufambisa nezvimwe zvamuri kuda mozvitadza nei
Ngaatange afambisa zvirema kujairos Jiri sekutaura kwake
Vakamirira 15billion huyai apa
👇
Benzi rinogeza Lord have mercy
Ndomuziva munhu uyu kuno anozviti Hungwe ....and anoti mupurisa anoita zvechikorokoza anoita sesvikiro anotoita zvebute asi anonyepa zvekuti pfeee
😂😂😂
Ndine mubvunzo madzibaba vanoziva pakavigwa Mbuya Nehanda here
Ndowona sekuti timbotarisa kuti zvinobuda here tisati tavasvora
Aaaazvababa awa yooo hazvinzwisisike aaaah
Ko zvamaimboti hamuchaiti zvemaporofita enhema wani 😂😂😂😂😂😂
🙆♂️🙆♂️lubaba udinga usizo Nkosi yami .😂😂indaba yakhe kayiqedakali
Udinga usizo olukhulu shame into ayikhulumayo ayihlangani.
Madzibba makarohwa because hamuna mweya mutsvene. Makaona mhepo iri kushandiswa nemumwe munhu bt hamuna kuona sei kuti mucharohwa.
Kazhinji munhu kana achitanga basa remweya anogona kupenga
Anoda kunoongororwa jere kungomahuru.
😂😂😂😂
Baba ava havakukwana pfungwa zvaarikutaura hazvina sense
Hope he's not madungwes brother 😂😂😂
Vanhu ava vanoita sekuti Mwari ndewo anhu atema chete or ma Zimbabwean chete
Ada kutsemurwa zvokuti dhuuu
Fambai naro shoko munhu waMwari . Tirikumashure kwenyu. Dare ramakatakura iguru. Ndokusaka kwakanzi zvakaoma semunamato
Tapudzai pama billions mumbotenga chekufambisa madzibaba 😂😂😂
Vatori nemukadzi soo ende huye futi kaa😢
Murwere wepfungwa uyu.
Benzi ririkutoitisa vanhu mari apa😂😂😂
Ndibatsireiwo mwana ane 16 days anochemwa hr help me guys
Akabvunzwa mubvunzo haapindure zvaabvunzwa
Ava baba varikupenga takatarisa 😂
Muite muchizadzisavo Zvimwe zvacho zvisapera mukanwa sebota
Go hang na Baba Mnangagwa vako,unowona chiyi ichitadza kuwona nhamo mhenyu yakakonzerwa ne Zanu
Wazosiya kuti hakuna nyika isina mupengo😂
Kakupengeswa nehurombwa aka dhimoni chairo iri
Uri mutenda.nhamo inopengesa
Nehanda ndewupi charwei here or akatanga kusvikirwa
Haa ndabvuma hangu.
Muri kutadza kunyatsobvunza baba ava,that's why he is having a walk over on you.Muri kuvarega vachiita off topic muchitobvumirana navo.This man needs a hard hitting interviewer
Uyu akupenga kutipedzera data...ska urikuda rubatsiro rwei unemastand hobho haiwa kutipedzera data mining yeiko usina pekugara
Baba ava yooo
Vanorombera chiporofita vokanganisa mhiko unenge wakungobvotomoka watyora mhiko
Gegegege
😂😂😂😂😂
Vkkkkkkkkkjkkkkkk handidi necomment yangu regai ndingoseka saizvozvi
Am second
Kkkkk madzibaba varikuzama kupemha, Mwari pindirai uyu urwere uyu
Maimbovepi pakutumwa mkosho wwnyu baba imi mngagwa wafamba papi panonzwisa tstsi watadza hre kutunga mirirA maivako nevana vako usatinyangadza toga togona kunamat tega urinyasha wamaivako
Aaah
Baba Dee chimuti takabata kutidzwi nahwo mupengo kusvika hwakanganwa zvekutaura😂😂😂😂
Mauya kuzotaura zvapresident herr ndonyaya yetsoka here iyo musBatanidze nyaya
Musadaro kubudisa zvinhu zvakadaro
Uyu anorwara kukunda chinotimba
Baba dee fambisayi basa
Musanyepe ndibva kuDz ini chizvarirwo chemo hakuna chiitiko chakadaro ASI manga musina policy mapurisa akakubatsirai nokuti mwana aive anzi aberekwa ne 3dys Dz 2 do u still remember mwana v akaberekwa ne3dys panosangana Ruregerero na Takawira paT cross be4 muramba tsvina
I honestly think this guy is not ok mentally,instead of giving him so much airplay why don't you take him to a psychiatrist
This is the highest level of craziness
This man ano humana zvinobhowa. Arikuti ndine purazi oti futi arikuda pekugara😢
Kutungana kwembudzi uku anotora zvinodhaka
Murwere uyu
Mutare Mutare ndimi munechimuti
Uyu anonyeba haapengi😮
Pada.pane.zvaakaita.kana.kuitwa.paroparake.zvakaoma.veduwee.
Madzibaba Nyasha Guia kana mutoriro or mbanje itai shoma
Chimboendai kuMbare kumagaba kune veChipangano minotaur nyaya yenyu then you will see kuti vanotii uye unoitwa sei
Uyu munhu anopenga
Tirimunhamo
Hey why mapositori achiita nhorowondo paku answer mubvunzo. That's why your program takes more than hr munhu achingotenderera
Uri mupengo
Makuyanya ku intertainer munhu
Vakaromba wese 😂😂😂😂
😂😂😂😂zvakaoma shuwa havana kujoiniswa Satanism here madzibaba coz nyaya dzacho so
Changamire svakai mari , mota kan imba nenzira yakanaka hauna nyaya dont lie kuti iwe ndiwe unesvimbo yenyika kusanyara kwakwo sei wakazorohwa nevamwe vako
Vakuita kunge madzibaba bond,
Asada kutinyaudza uyu ngaasiyane nekutaura zvemapenzi ayo vana Mnangagwa fokofu
Ava varikutopenga veduwe zvakaoma
Madzibaba Madungwe
Tichkach mtv maakurasika manje