Makagona vaMakwiramiti it's time for change endai for presidency because muri munhu anochinja zvinhu straight away within 48 hours nyika inenge yanaka,go for presidency please ma vote munawo tinokuvhoterai
I am just in love with this level of Honest kkkkkkkkkkkkk and also Lameck seems to be a beeter person coz ini wadira mwana wangu weti kana ku nhamo kwako handitsike , handikubate maoko ende handiendese ma trucks angu kuno batsira pa funeral kkkkkkkkkkk
Mkoma makakora even today im stil wtch your story hazvisi nyore kut nyaya yakaitika last yer ndirambe ndichiona zvinondirwadza mwnaa wangu kudirwa weti anyanyotadzei vangani vana vakatiza valazororana zvakanaka vakagara zvakanaka imhosva ipi mwnaa uyu yange atadza yekusvika pakudirwa weti askana ka ndakarwadziwa nenyaya yemwana uya god bless your family thank you
iiii wat a loving father dai varivamwe vaitodzinga mwana wavo thanx lameck we need a fathers like you
well done sir.about time vanhu vaudzwa chokwadi parufu.
Makagona vaMakwiramiti it's time for change endai for presidency because muri munhu anochinja zvinhu straight away within 48 hours nyika inenge yanaka,go for presidency please ma vote munawo tinokuvhoterai
I am just in love with this level of Honest kkkkkkkkkkkkk and also Lameck seems to be a beeter person coz ini wadira mwana wangu weti kana ku nhamo kwako handitsike , handikubate maoko ende handiendese ma trucks angu kuno batsira pa funeral kkkkkkkkkkk
Very true .....chokwadi ngachitaurwe ....I support you. You're such a father ....
Wafa wanaka..... I salute u lameck. Makagona makwiramiti kutaura chokwadi parufu
Mkoma makakora even today im stil wtch your story hazvisi nyore kut nyaya yakaitika last yer ndirambe ndichiona zvinondirwadza mwnaa wangu kudirwa weti anyanyotadzei vangani vana vakatiza valazororana zvakanaka vakagara zvakanaka imhosva ipi mwnaa uyu yange atadza yekusvika pakudirwa weti askana ka ndakarwadziwa nenyaya yemwana uya god bless your family thank you
lameck the only black man anotaura chokwadi pa nhamo
Kwave na step son wa Beauty
@@spiwemabge2769 kupi
Ndiko kunonzi kumiririra chokwadi uku, not kuvharana kwekuti afa anaka! Good stuff baba..👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾
Well done Lameck... wakawachisa madinga!
You sir are a boss. Well done. Your daughter should be proud to have a father like you
real gheto king mudhara tokupai crown ndimi 1 ariega
Sando kwauri Lameck
welldon vamakwiramiti ndizvozvo chaizvo ndimi mega vanhungavaudzwe chokwadi
What you call a man and father 🙌🏾👏🏾👏🏾
you proved to be man enough ndozvinoitwa kunana amwene vanopindira nyaya dzevana.chidzidzo ku Zimbabwe makwiramiti rambai makadaro
As a parent i have learnt not to disown my own kid bcz atadza never kubereka kunorwadza they will learn from their mistakes
ndimi munhu 1 cete munotamba nechokwadi .kubva ndichizvarwa ndimi 1 wandaona
I salute you sir no one will stand up like you amen God bless your heart
Makwiramiti taurai henyu
makagona I salute you baba
ndodawo baba kunge ava.maakumberi Lameck
Wish I had a father like him
May God bless you VaMakwiramiti nekuti munotaura chokwadi
ini ndafarira paPastor apo vanhu ngavaparidze zvavanoziva musapupura nhema veduwee kkk
Ndichakutsvagai kumabvuku ikoko munfimiririewo panyaya yangu,sound like your doughter s story
About time someone stands for their daughters kubereka kunorwadza l have a daughter and I will do worse. Good on you my man
Bless you for standing by your daughter
Ndinodawo baba sa lameck kkkkkkk well done baba
Lameck apa wakagona.
big up chibaba makaipa mune yese.
Makagona makwira miti
true legend!
coming from the comic awards recap
Makagona mukoma Lameck, a spade is a spade.
Big up brother
Haii lesson of the year, though controversial.
Hope all is fine now lamack. Take care hope mhuri dziri okay baba
True Gentleman salute
One in a million I like this guy
ahhh Chibaba makapenga i salute u
izvi zvakatadzwa kubva kare kare so we can not gadzirisa izvi aya ndoo ma fillingz akuita mdara uyu
Aaah so sweet words baba lameck
Shuwa mai ava vakashinga kudira munhu weti. Ndokuti mapastor adzidze kwete kupupura nhema
2:33..... semashingiro anoita garwe, ...2:38.....parinovhara muromo rinenge rane chikafu.
Ana lameck ndozvatinoita chokwadi totaura hatidizvisina basa
haaa murichibaba
I salute you..
Lamack you became a celebrity
makagona imi baba maratidza vose vana vamwene vasingadi varoora especialy vabereki vanosarudzira mwanakomana wavo mkadzi wekuti aroore.
I salute u
I would like to stand up for my kids like this,😭
sounds emotional
my heart goes out to you baba, you have done well
yaas ndivo baba ava kwete vemu TV
LEGEND
haaa sando dzenyu va Lameck modadisa
Well done
Well said
Ndunge wakaoorora vasingade kushanda nesimba vanoda zviri nyore nyore
Well done whats wrong is wrong
Powerful
Isalute baba chokwadi hachiputse hukama
Ndokuita baba vamakwiramiti
hamuna kuita zinatsa wafa mdara makataura chokwadii mdhara lameck.
pa 48hrs apa pakaipa
kkkkk aiwa lamech anondiitira
Amen
Ndimi munodiwa munyika imi baba.kukanzi tivhotere president muka contester nokuvhoterai
..nduda kumupa mumwe mwana fut mdara lameck muchengete mzukuru
Hanzi wrong turn
Hahaha straight talk
makagona vahanzvadzi
Lameck makanyanya
Haa that was good
Makadziya "Wrong Turn" hahahaha
daddy's love
Makagonesa imi vanhu vanonyepera vafi
makapenga mdara lameck
haaa makagona baba
Makaipa mdara
yaaah sure chokwadi chakanaka
Respect
Luis lol
vabereki siyanai nenyaya dzevana
Chokwadi maita basa . baba . chokwadi ngachitaurwe
Lameck saka moms yekudira mwana weti urikuitevera riin kudenga kkk
makanyanya makwiramiti
mkagona chose
Garwe power
Sando kwamuri baba, kkkk
Chokwadi blaz
kkkkkkkkkk taramba pa48 hours kkkkkkkk
Ndosaka vanhu vachikurambai mukuru bvisai bond imi munorambirirei naro
Sandoo dzenyu baba
mekenyenye baba
Kkkkkkkkkk lamek kumberi
1 baba vanerudo
kkkk murichibaba
kkkkk
Shame shuwa yeyi
so touchng
kudzie joe
Thnk you Lameck for wah you dd...ahuite
Lameki same bathday with me
True
With me too
Chokwadi chagara chakanaka