Tirikuriwona basa baba Magirazi. Fambai muchiuya Bulawayo mumbobatsira nyika. Simba tariwona roshamisa. Mashavi achibida nekudonha. Baba Magirazi heavy ipapo. Ndipeiwo number dzenyu
Archangel Michael is the military Title of Jesus. Obey His commandments, instead of this nonsense. Jesus didn't entertain talking to demons. Are you people normal in the head?
Amen
Tenzi maikoro chikara chevaroyi....totenda nekusunungura vanhu kwamunoita ishe🙏🙏🙏🙏🙏
Amen ngaribatwe bsa raMwari🙏🙏🙏🙏
Amen tenzi maikoro makatumwa bba 🙏
Tirikuriwona basa baba Magirazi. Fambai muchiuya Bulawayo mumbobatsira nyika. Simba tariwona roshamisa. Mashavi achibida nekudonha. Baba Magirazi heavy ipapo. Ndipeiwo number dzenyu
Amen Baba ngazviende mberi 🙏🙏🙏
Madzimai ayo anoimba . Ndonzwa kukomborerwa 🙏🙏🙏
Mhanya nemwenje mai Maria 🙏🙏
Amen Chiremba 🙏🙏🙏
Amen katatu asingagumi
Jesu akasangana nemademon akangomadzinga pana Ligeon haana kumboita hurukuro sezvamunoita izvi zvekuda kunyepera vanhu.
Amen
Amen and Amen powerful
Amen 🙏 ndanzwa kudanadana kuti Maikoro
CHENGETWAI BABA NEBASA RAMUNOBATA 🙏🙏🙏
Baba Chiremba zorodzai mweya yakaipa. Tikomborereiwo tisarondwe nemweya yakaipa
Cosmo city papi pacho munhu wamwari
Vamagirazi huyaiw kwedu
Amen Amen
kudenga kucharohwa munhu
Ndinamatireiwo ndini ndatanga ku comment nhasi
kkkkkkk mukadzi uyu zvakaoma
Ummmm huyaiwo kuno kubikita
Varoyi havana simba ndimwari uyu anesimba
Ya a Hameni, basa ngaribatwe
Batai basa madzibaba myika inorema
What is this young lady saying to these men?
Actualy what is happening HERE??
Can someone give directions ndiri muJbg Newton Kuma Zim bus
Tinotenda nebasa ramuriita .takakumirirai Cosmo city
Cosmo nechepapi unozivawo
Cosmo papi
Nyika yakarema veduwe
Tenzi maikoro chikara chevaroyi vanotaura vega ma assignment avo
Archangel Michael is the military Title of Jesus.
Obey His commandments, instead of this nonsense.
Jesus didn't entertain talking to demons. Are you people normal in the head?
Amen waiting for you baba
Ndiri munzira baba màgirazi kuuya kuzokuonayi makatumwa chokwadi makadii henyu madzibaba from macheke 😢😢
VAROI VANORWADZA KUITA KUGANZA
Isaiah 8v20 ,kana vasingaita zvirimumagwaro havasi vechiedza,Jesu akaasingatauri nemademon waingodzinga zvopera ,zvino munonyadzisira munhu panovanhu ,pane mweya mutsvene here apa
@@nellyrukuni5380
Good point about not talking to demons.
We are getting more stupid as a country. How can anyone believe in this ridiculous drama.
At least don't take videos chingobatdirai vanhu
Amen
Amen
Amen
Amen