VATUMWA CHII NABABA ECHOS

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 13. 09. 2024
  • Kutaura kwkanaka

Komentáře • 36

  • @regionaltv521
    @regionaltv521 Před 2 lety +3

    baba ava vanonyepa uye vane godo naamicho kokana muchit amicho vakabatwa nemweya 1951 ko 1941 pavaive mugomo maiutirwa nana james na philip vaivechii munoreva here kut james na dhasiwesi pavaiti kunemurume achauya ndiye anebasa ratagarira 7ys mugomo pachizoonekwa amicho varipamusoro pechivakwa sei kana muchitaura munoisa godo panyaya yaamicho kokana musingazive munonyepereiko muchatora mhosva kunyepera vanhu

  • @luckymakamba6728
    @luckymakamba6728 Před rokem

    Yaaa dai mwari vapindira nekukasika vanhu vaparara nekushaya zivo izvi zvamasowe yatove imwe new religion pasi pano isina kumbogara yatsanangurwa chero mu bible zvinotorasha vakawanda vachifunga kt vakutevera mwari we chokwadi izve varikuiswa mukuparadzwa vana elijah, moses , emmanuel ,paul ,andrias,james makanzwa nezvekufamba kwavo na jesu mu bible ramwari idzi dzidziso ndedze mademon dzakataugwa mu 1timothy kt nevazuva ekupedzisira vashinji vakarasika vachitevera dzidziso dze mweya wetsvina vachiramba nashe jesu akavafira vachitera nzira yekuzvidzwa inoisa mukuparadzwa,
    Ko emmanuel mutumwa akatumwa nani uye kupi nokuti emmanuel izita rakapiwa jesu asati asvika panyika kurizadzisa chiprofta chakaproftwa ne va profata vese vakanyora mu bible uye pakazvara mwanakomana akazonzi ne mutumwa gabriel mwana achanzi jesu ,ko johane wamuktaura kt akatumwa murikuti ndiye akabhatidza jesu hre mu river jordan nyakugadzira nzira yekuuya kwa kristu imi vanhu pengai zvakanaka murasha vanhu nevakasanangurwa muchivadzidzisa zvikunyepa zvemweya yevadzimu yana ne handa nana chaminuka

  • @charlesmusindo
    @charlesmusindo Před rokem

    Zvekuzoti uyu mutumwa kana haasi hazvitipe denga izvozvo. Paridzai Kristu kwete Dhasiwesi

  • @clemenceymufundisi4848

    Micho haana munhu akamubata pamusoro kubva azvarwa panyika. Munhu akaremekedzwa nyangwe nenyika yemuzimbabwe parwendo rwaakafamba panyika nekuita minamato yenyika nyangwe paakapiwa dombo rehiring yehungwe ecos uyo mudzidzisei chinamato ngaadzidze nekunyarara.aita mucheche uyo anonyepa

  • @clemenceymufundisi4848

    Haana chaanoziva uyo mwana wanezuro uyo baba vake ndivo vaiva vadare kujerusarema vachigara kuchihwe kuguruve kkkk haana chanoziva panhorondo nezvakaitwa nevafambi vekutanga munyika yemu africa

  • @KennethChitauro-q6l
    @KennethChitauro-q6l Před 16 dny

    Ecos usarwadziwe naAmicho iwe Dasiwesi, wakaramba kufamba pamusoro pemvura panaruya amicho varovera hoko nomwe pamusoro pemvura vakaimba vachiti kana makatumwa huyayi.

  • @amosmusengei7000
    @amosmusengei7000 Před 2 lety +2

    Musanyeperwa hatiponeswe nengano vemasowe vose zvenyu tendeukai kuchanzi nhasi nokuti ishe unouya.

  • @sirtafie
    @sirtafie Před 3 lety +1

    Tiri vacheche pane irori shoko, tinotenda nedzidziso,murambe muchitidzidzisa tizive nhorondo,tizive nzira,tigone kunamata sezvinodiwa nababa

  • @clemenceymufundisi4848

    Mutumwa akazadzisa zvaidiwa namwari pagoredema ndava micho chete vakaita 40 years arimunaziri

  • @lucymautsi131
    @lucymautsi131 Před 3 lety

    Tendwayi henyu Baba nehuso hwedenga nedzidziso 🙏🙏🙏

  • @KennethChitauro-q6l
    @KennethChitauro-q6l Před 16 dny

    Micho mutumwa

  • @bigtonzhou5814
    @bigtonzhou5814 Před 2 lety +1

    Plz explain nyaya ya Micho plz

  • @clemenceymufundisi4848

    Unonyepa iwewe ecos hauna chaunoziva iwewe

  • @cptpharoah9656
    @cptpharoah9656 Před rokem +1

    Ginatsio ndiani mu bhaibheri

  • @haisonmuzungu753
    @haisonmuzungu753 Před 3 lety +1

    Point of correction baba....... Emanuere haasiriye akaponda, baba Mudyiwa Dzangare panyama yavo ndivo vakapomba

  • @mandinyenyadecious1362

    Mibvunzo wanku wava pakuti munogoti tiri vamwe chete sei kana kujerusarema kuchiitwa zvisingaitwe kuchishanu Saka panenge patova nemutsauko

  • @paulusmpasi-tv6is
    @paulusmpasi-tv6is Před rokem

    Iwe unonyebera vanhu iwe hapana chaunoziya Ecos

  • @shupichikuni8945
    @shupichikuni8945 Před 3 lety

    Amen Amen

  • @th0masmahwire254
    @th0masmahwire254 Před 3 lety

    Aaaa mutumwa haapombi
    I Yaya idzo
    Mutumwa kupenya chete

    • @wilsonjuliyas5882
      @wilsonjuliyas5882 Před 3 lety

      Manje ukanamata uchitarisa kuti munhu atadza sei hauna zvaurikuita nekuti munhu wese anotadza Abraham chaiye haana kurara nemusikana webasa hre ,akaregererana naMwari wake chakakosha baba kuti imimi muchengete mutemo muve nerudo mutye Mwari motevera vhangeri rinosvitsa kudenga kwete kuzongo tera teera zvinonzi muporofita mukuru ihana yako ndoinokuudza kwekuenda

    • @th0masmahwire254
      @th0masmahwire254 Před 3 lety

      @@wilsonjuliyas5882 kana mari munhu
      Iya kwete mutumwa

  • @keishakuku9251
    @keishakuku9251 Před 3 lety

    Ko bvunzaika Gina pana katsiru murimo muMarondera menyu imomo.. ?

  • @nolisiwempofu7841
    @nolisiwempofu7841 Před rokem

    Tinotenda

  • @pamelapamela0191
    @pamelapamela0191 Před 3 lety

    Amen

  • @keishakuku9251
    @keishakuku9251 Před 3 lety

    Mupote muchiteererawo vhangeri kuna Talent Talent Chiwenga mpostori waJeso,. .. kwete zvekunyeberana nehurombwa izvi.

    • @johannemasoweechishanu
      @johannemasoweechishanu  Před 3 lety +5

      Talent ndewekuchurch kwenyu isu hatipokane zvaMwari kana ari kutumwa navo hapana chakaipa Chinodiwa naMwari kuvanamata chete

    • @wilsonjuliyas5882
      @wilsonjuliyas5882 Před 3 lety +2

      Zvekunamata ana baba na na amai hazvidi kuziva manhingi zvinoda kuramba uchidzidza ne kuti Mwari zvaanoronga hapana anozviziva hapana anomuziva kuti kana akuuya anotuma ani

    • @wilsonjuliyas5882
      @wilsonjuliyas5882 Před 3 lety

      Keisha kuteera munhu hakurambidzwe teera chiwenga iwewe nekuti ndokuona kwako munhu anoenda kwaanoda zvinonzi moyo yenyu ngairege kumanikidzwa kosei makumanidza vanhu kuenda kwachiwenga

    • @memomemo7101
      @memomemo7101 Před 3 lety

      Iwewe teerera chiwenga varikuparidzira isu tinoda kunzwa iwe enda kwaunoda ikoko

  • @jamesmaya1599
    @jamesmaya1599 Před 3 lety

    This guy lack basic biblical knowledge during the transfiguration of Jesus Elijah and moses appeared and Elijah represented the prophets and Moses represented the ten commandments meaning they are about Paul and John the Baptist. So when narrating there is to have biblical background because even what he is saying contracts the letters left by Jack Masedza or Baba johwani

    • @GeorgePapaya
      @GeorgePapaya Před 3 lety

      but kutotaura ikoko is a start to then get actual history... thats how the documents are created. when some of the history you read was being written it has a lot of errors

    • @luckymakamba6728
      @luckymakamba6728 Před rokem

      Ava vanhu ukavatereera vanekakurwara chaiko vakutora zvaiitika pa transfiguration voumba nhoroondo yezvakaitika zuro zuro pano izvozvatove ne more than 2000 yrs ago vanozviita zvaiitika 19 31 zuro pano ini church dzakadai handife ndaenda kunorwaswa zvakadai