Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Mdhara Ekos makaipa endai nacho Kuma tv chitendero ichi kuti nyika izive vazhinji avanzwisise vanofunga ndezve mashavi chinamato ichi chakanga chashaya vanhu vakaita semi kuti chiziikanwe kana vakanyora ma documentary thumps up baba
Baba johwani kuenda pabira kutotanga kuzvinzwa
Nyaya yenyu yakazopera sei mambo yamakatorera shanwari yenyu yamainamata naye mukadzi vake,makareurura here mambo coz hazvibatsire kuparidza shoko ramwari muchipomba nevana vesangano
aaah
Kunyepa bvunza ve Saturday kana baba Thobias masedza vari Rusternburg brother of Baba johwani
Akatumwa nedare or naMwari