Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Pane chakaipa here kuti vana vatambe vachiteedzera zvemweya
Vana vakapfekedzwa girasiya rinoyera, amen
Vachidzidzira ndimi herr nhai madxibaba kutevedzera ndimi uuuuuu makurasika
Amen amen and Amen Jeso ndiMambo ngaanamatwe
Amen vechidiki vasundaidzi ve Ngarawa
Amen mweya mutsvene Wakati abara mwana dzidzisa muteuro
Amen amen
Amen Madzibaba Enock mataura dzidziso chaiyo inoratidza kt nunodzidziswa .
Mayita basa baba izvi zvonokudzwa zvinodadisa
Sei muchitya kusvika paChinhevere musangane na Pauros
Nzira yarasika
Nemi.makurasika bba nemi muri kurasika ityai Mwari ndatenda
Urikurasika iwe
Mamuonaka uyu arasika exactly senge vaye vatakaverenga Kare. Plus dont even think it dream kuti munomudzora uyu. It's called Guruve line. Sanders, Lawrence, Bios naiyeyu haaa pakaipa
Marasika
Amen
Rufaro kwamuri murimo here murenje
amen amen
Ko madiii kuti waitaure nendimi ini ndakakura zvichinxi ndimi hadzitewedzerwi izvi zvawe zvema2k
Hemeni madzibaba pakuteedzera kwakanaka hapana mhemherero apo
Musozondisi wa mai Nhutsvi anetsa
Baba musarasisa vana nezita rendimi.dzamwari
Dambe naMwari,mwari haasi sahwira wemunhu,uye haana hushamwari nevanhu
Amen 🙏
Izwi nderaMwari rakatonzi haritambwe naro Baba Echo hakuna munhu achagona kukudzorai kana kukudzidzai nekuti munofunga kuti munogona uye munoziva zvose, zvinhu zvakanaka kana Mweya unokubatai imi uchiti zvakanaka tinozvitenda...