Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
St peter.vanoyera avo zova rakabuda nemiranzi yaro.Amen
amen tinotenda
Haaaa ndoshaya ndoita amen kangani amen
💥💥💥aaah tinotenda tinotenda nerutsigiroo amen x100
Eri yaaa zvakanaka mambo
Tinotenda
Shungu dzangu kumboziva pavanonamatira tinamate tese
Zvinoita baba munosanganiswa
Amen mambo uyu dai vatendi vatinavo nhasi vafunda zvaanoparidza pamwe vangabude muchinamato chematunhu uye kuramba vakabatirira tsananguro dzekuveza dzakaparidzwa nevakayedzwa musangano
Amen tinotenda mamboo komborerwai
Munogona mambo kut isu tirikure tinzwe cream yezwi yakadai
tinotenda baba Fred