MHARIDZO TIGERE PADARE

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 28. 08. 2024
  • Kutaura kwakanaka

Komentáře • 16

  • @fidelitymoyo4535
    @fidelitymoyo4535 Před 3 lety

    Kana chaunogona usaona kunge ndicho chakanaka Mwari mudavanhu anenyasha kunavose. Amen

  • @manerschiwanziro5713
    @manerschiwanziro5713 Před 3 lety

    Maigona baba fisha but dambudziko makariwana panguva yamakafunga kuti kuwanza ndihwo uparidzi, zvino regai zvishoma ndikubatsirei. Simbe dzomunamato dzootodawo kubatsirwa mufunge, uchenjeri haudaro kuti ukaona rema rishandise kwetekwete. Rema anotoriwo munhu, ukamupa kristu anotogamuchira. manga magon baba kuti Mwari haaoni kuba chiri chitadzo kwaari asi nyaya yasarira pamazosiira chitadzo. Kuba handi kutadza hongu asi kusatenda zvinoreva shoko ndochitadzo. Zvajeka here baba.
    Kusatend zvakrebwa , kana zvakanzi usaba iwe ukaba zvinongodurira kuti haunei namashoko akapiwa ekukuudza zvekusaba saka kwauri kuba chingoriwo chiito zvcho. Aiwa batai basa unhu waShe
    ndatenda zvangu

  • @pandukaichengeta6224
    @pandukaichengeta6224 Před 2 lety

    Mataura baba vangu, amen amen amen amen amen and amen

  • @pamelapamela0191
    @pamelapamela0191 Před 3 lety

    Hupenyu ngahureruke zvekusaba Amen

  • @thabanigambiza5222
    @thabanigambiza5222 Před 3 lety

    Mataura chokwadi baba.grow

  • @creativehorizontv4152
    @creativehorizontv4152 Před 3 lety +2

    kutaura kwakanaka kunofadza denga

  • @faithfmwandiopera6946
    @faithfmwandiopera6946 Před 3 lety

    Maita basa nemazwi akanaka madzibaba

  • @nomsamapiravana
    @nomsamapiravana Před rokem

    Ameeen

  • @sallysworld1267
    @sallysworld1267 Před 3 lety

    Tasvika

  • @agneszulu3059
    @agneszulu3059 Před 2 lety

    Baba Fish makarongeka

  • @pamelapamela0191
    @pamelapamela0191 Před 3 lety

    Amen amen and Amen

  • @pienaarboerdery9691
    @pienaarboerdery9691 Před 3 lety

    Amen

  • @ZimNet24
    @ZimNet24 Před 3 lety

    Hameni

  • @faithfmwandiopera6946
    @faithfmwandiopera6946 Před 3 lety

    Tinotenda nemazwi makukutu nekudzidzisa kwakanaka

  • @rejoicemanomano7247
    @rejoicemanomano7247 Před 3 lety

    Amen

  • @terrencechingarehwani9023

    Amen