Velikost videa: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Zobrazit ovladače přehrávání
Automatické přehrávání
Přehrát
Akatadza ndiye achatongwa
LIQINISO KATHATHU MADZIBABA, UMUNTU KAZIMELE LEMTHWALO YAKHE
amen Jorodhani ririko ichokwadi
Musanyepere vanhu baba namatayi mwari musiyane nezvemunhu izvo udzayi vanhu chokwadi jorodani ririko kwete kuda kurasa vanhu
Mmh amen
Kumasowe hakuna vakomana nevasikana Tenzi Baba Johwani wakatiti madzibaba nemadzimai Zvekuti vakomana nevasikana izvo hazvisi zvekumasowe.
Amen
Munoti kudii
Nyaya yeJoradhani munhu washe ka mune chokwadi? Terai nhoroondo ya baba Micho. Musada kurasa vanhu
Ndokumbira mundiudzewo nhau ya Micho paJorodan.. .. ko ndoziveikowo kkk
imi baba makazvizivasei
Takazviudzwa nevakuru vedu
Please help me locate muparidzi uyu zvandibata pamoyo ndoda kudzidzawo
Akatadza ndiye achatongwa
LIQINISO KATHATHU MADZIBABA, UMUNTU KAZIMELE LEMTHWALO YAKHE
amen Jorodhani ririko ichokwadi
Musanyepere vanhu baba namatayi mwari musiyane nezvemunhu izvo udzayi vanhu chokwadi jorodani ririko kwete kuda kurasa vanhu
Mmh amen
Kumasowe hakuna vakomana nevasikana
Tenzi Baba Johwani wakatiti madzibaba nemadzimai
Zvekuti vakomana nevasikana izvo hazvisi zvekumasowe.