COFFIN RINODIWA HERE PAKUPARARA (KUFA) NEKUVINGWA KWEMUPOSITORI?

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 29. 08. 2024
  • Kutaura kwakanaka tigere pamasowe mazwi kubva kuna baba Ecos

Komentáře • 26

  • @josephndawi3474
    @josephndawi3474 Před 4 lety +4

    tinotenda madzibaba vari kutaura manzwi akanaka. Asi zvine chikonzero chei kuti mupositori ajoine ma funeral policy achipedza mari zvinozoita kuti box re 10000$ rizoparadziwa. isu takadzidzisiwa kuti kufa kwe mupositori kunenge kwa porofitwa uye mupositori kana akakwana chaiko anofira pasingadi kuti azotakurwa nebox.

  • @rutendomargretnemukuti4786

    Amen mutendi anovigwa nehozana

  • @charityguyo178
    @charityguyo178 Před rokem

    Amen tinotenda

  • @Masili-he2kv
    @Masili-he2kv Před rokem

    Ndiyo amen amen

  • @silvanosmudzvoka5076
    @silvanosmudzvoka5076 Před 3 lety

    Amen madzibaba tinotenda nedzodziso yakanaka chokwadi

  • @shupichikuni8945
    @shupichikuni8945 Před 4 lety +2

    Tatenda madzibaba mataura zvakanaka kuti nyika igoziva zviri kutambudza mumagungano ndatenda

  • @tinotendajethro1139
    @tinotendajethro1139 Před 2 lety

    Vapositori vanotema rukawo pamusha paani nhai baba. Rukawo runotemwa nehama dzemufi vapositori vozoimba hosana kana kuisa muchinjiko. Kana muchida kurohwa temai rukawo Paruvanze rwevanhu muwone

  • @martinhofernando7669
    @martinhofernando7669 Před rokem

    Zvakafa😮

  • @charlesmusindo
    @charlesmusindo Před rokem

    Mupositori kana aiita mabasa aMwari akafa chero akazo roverwa guva anoenda kudenga. Chero pakaimbwa hossana iwe waitadza hossana iyoyo inoku perekedza kugehena

  • @priviledgekunonga1156
    @priviledgekunonga1156 Před 3 lety

    amen mutendi wamweri , naizvozvo tinoti groow iye mutumwa akati mutendi anofanira kuziviswa nguva vake yerufu yakwana anoenda kumusha kwake achimirira zazuva ake zvisazotambudza dzozoita kutii mutendi asvike pajuiswa mubox .

  • @Masili-he2kv
    @Masili-he2kv Před rokem

    Ndokunamata uku bbaecos ndochishanu icho

  • @vittalischirasha6436
    @vittalischirasha6436 Před 3 lety +2

    Coffin harikonesi munhu kuenda kudenga pepukayi mapositori

  • @musarapasicathrinenduna4472

    Amenii wakatomboimba taurirayi hama dzenyu mavekunamata

  • @muchanetarwafa4707
    @muchanetarwafa4707 Před 4 lety +1

    Mutendi anoenda neHosssana achimuka akananga mabvezuva

  • @josephlungah383
    @josephlungah383 Před 2 lety

    Tinotenda baba wedare mashoko makukutu kuvatendi vanonamata under jonhne masowe yechishanu inzwai vana baba nana Mai nana bhudhi imba yega yega inemutemo hakuna imba isina mutemo Inga pamba Pako unotaura wani kt handide munhu anosvika Pakati peusiku mwana asipo pamba anouya achikuti unopenga ndian pamba Pako inzwai vanoziva uru rwendo vanga vasingazive mabatsirika chikwadi tendai murume abatsira uyu uyo anoti mnhu anofa cy arikure ngaende kunofira kumba kt parege kuno shandisa coffin hongu chiporofta chinotaura ko hamuchatenderwi hr kuenda ko kumabsa urikoko woshaya pekunamatira wofa ikoko pasina chiporofta imhosva kuvanzwi vengoni hr

  • @passionatechizivano9431
    @passionatechizivano9431 Před 4 lety +1

    Tinotenda kana muchitaura zvakataurwa nevatumwa

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 Před 2 lety

    Tinotenda baba chitsividzo chekuvigwa kwe mutendi hachitangiri pa coffin baba asi pawafira mutendi ahatendirwi kufira muchipatara saka kana wafiramo handione zvinotadzisa kuti uvigwe naro

    • @gusemukomawasha6308
      @gusemukomawasha6308 Před 2 lety

      Tikagona kunamata tichavimba nenzwi redu paurwere nepakufa chatambudza tinovimba ne madhokotera epasi pano saka tava kufira muzvipatara igaroziva kuti coffin ucharipinda chte saka kutopinda chte zvatodhakwa tinokuviga naro izwi rakati vakai misha mundofirako nokuti munenge maporofitwa kuti rwendo rwenyu rasvika toenda nami muchiri kufema kana mafa tokuisaika pa banda Hosana yoriridza muchivigwa nechitsividzo ndatenda hangu

  • @fadziejigu1736
    @fadziejigu1736 Před 3 lety

    Ko kana wabva kure rinozoiswa kupi kana range pwangwa

  • @haisonmuzungu753
    @haisonmuzungu753 Před 3 lety

    KwaMafararikwa kuBocha kwaMarange

  • @tinotendajethro1139
    @tinotendajethro1139 Před 2 lety

    Mupositori anovigwa ne box zvoenderana nekuti mweya wamurikuteera panguva iyoyo urikutii kwete kuramba muchingoti zvakauya nevatumwa 1931 izvozvi mweya urikutiiko

    • @nyashamemorychitongo3278
      @nyashamemorychitongo3278 Před rokem

      Pamitemo pakañzi hapana chinotapudzwa kana kuwedzerwa. Hapana modification pane zvevatumwa nemasvikiro. Kuzvichinja hanzi kwakafana nekuchinja mwana mukomana kumuita musikana ,ndichiti Hallelujah

  • @jamesmaya1599
    @jamesmaya1599 Před 3 lety +1

    Mamhepo arikutaura ayo

  • @silvanosmudzvoka5076
    @silvanosmudzvoka5076 Před 3 lety

    Amen madzibaba tinotenda nedzodziso yakanaka chokwadi

  • @charlesmusindo
    @charlesmusindo Před rokem

    Mupositori kana aiita mabasa aMwari akafa chero akazo roverwa guva anoenda kudenga. Chero pakaimbwa hossana iwe waitadza hossana iyoyo inoku perekedza kugehena

  • @charlesmusindo
    @charlesmusindo Před rokem

    Mupositori kana aiita mabasa aMwari akafa chero akazo roverwa guva anoenda kudenga. Chero pakaimbwa hossana iwe waitadza hossana iyoyo inoku perekedza kugehena