Video není dostupné.
Omlouváme se.

MT DARWIN.... NDINOROYA UYEZVE NDAKADYA MWANA WANGU

Sdílet
Vložit
  • čas přidán 20. 12. 2023
  • ZVISHAMISO PASOWE RAMADZIBABA GANDA

Komentáře • 95

  • @roselinekatsaumire6706
    @roselinekatsaumire6706 Před 7 měsíci +10

    She is confused and desperate poor woman, God help this woman

  • @BlessingSithole-my9cm
    @BlessingSithole-my9cm Před 8 měsíci +9

    Chiadvet chenyu chobhowa icho

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Před 7 měsíci +5

    😢😢😢😢vongobvumawo havo kuti mwana wavo apore moyo wekubereka,vakungoti chero mwana apora.
    Pamwe vakungoti chiregai ndibvume mwana apore

    • @chilindasakala9499
      @chilindasakala9499 Před 7 měsíci

      imbavha idzi hakuna mabasa kuno

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 Před 7 měsíci

      So heartbreaking 💔 moyo weku bereka kungo bvuma yet she doesn’t have a clue kuti ndino roya sei papi. It’s so sad

  • @unity9896
    @unity9896 Před 7 měsíci +1

    Kuipa kumeso kana mazino hazvirevi kt wavamuroi,Ganda nyangwe akaporofita sei hatiendiko kusowe kwake

  • @blessbless904
    @blessbless904 Před 8 měsíci +1

    Tinotenda madzibaba Ganda nekubatsira anhu.DM taking us to another level

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 Před 7 měsíci +2

    Munhu wese anotorota achidya nyama guys ndosaka zvichinzi wadyiswa nevaroyi amai avo havaroyi avo kwanai imi musamanikidze munhu

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh Před 8 měsíci +1

    Always automatically taking us to another level definitely

  • @TalentMazuru-yb9sh
    @TalentMazuru-yb9sh Před 7 měsíci +1

    😢weduweeekaaa budayi kuma postori ukoooo chiiko nhayi weduweeee kupusiswa nemaporofita enhema kudaro poor mother muchaitisa kuti vana vapfeke masaga mai avo awarove

  • @chikarashumba-cy1pt
    @chikarashumba-cy1pt Před 7 měsíci +3

    Kana musati mambogara nevaroi moti kunyeba tibvunzei musati mangoti kunyeba .....uye vanoroya vacho ndoo nyanye vanongoti hazviko

  • @user-dz7hy8jb2x
    @user-dz7hy8jb2x Před 7 měsíci

    Another level ❤

  • @Angeltoday2010
    @Angeltoday2010 Před 7 měsíci +2

    Confused mother

  • @rasbeewekwatongo6446
    @rasbeewekwatongo6446 Před 7 měsíci +2

    Mapostori kuona nekufumura bhoo but basa rovaremera

  • @user-mz8ql9rc7e
    @user-mz8ql9rc7e Před 7 měsíci

    Vanhu muchatongwa imi.mai avo havaroi avo
    Chavangoda out mwana ararame
    Imi.veDremas zvimwe itai muchitona
    Mazuva ano vanhu vanosvaka mari.ava.apa vatosima ruvengo mwana uyu.hachafi awirirana.namai vake atopara mhaka
    Dai vacanira shavi iroro panamuridzi waro.kwete panemumwe

  • @user-cq3tm2gs4c
    @user-cq3tm2gs4c Před 7 měsíci +2

    Hameno zvavanoitwa vanhu ava netsvimbo idzo some kind of power masaramusi is applied there and these people end up saying awkward things People are so blinded that they believe these things and in most cases family relationships are broken and innocent people are labelled and other sick people lose their lives bcz they stop seeking medical attention and continue with the advice from these so called 'prophets' Their powers are only temporary and the problems never go away forever

    • @chilindasakala9499
      @chilindasakala9499 Před 7 měsíci

      fake mbavha idzi

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 Před 7 měsíci

      Wataura pfungwa dzangu ufunge… and it’s so sad and heartbreaking 💔 when family members believe these false accusations. Somehow I can pick kuti this is not true the person akungo bvumawo zvaaudzwa out of desperation or hameno but uchito wona kuti she is clean

  • @PatienceLosani-jj6fx
    @PatienceLosani-jj6fx Před 7 měsíci +1

    Tazviona pane vana ipapo pamasowe purizi ngapasashaikwe mwana ipapo

  • @lillysham3395
    @lillysham3395 Před 7 měsíci +9

    Poor lady she is not a witch false accusations. Some of these false prophets seek fame

    • @unitymaqedaputsai4315
      @unitymaqedaputsai4315 Před 7 měsíci +3

      True she s very desperate for help apa vakutya madzibaba

    • @suchmoremutete9990
      @suchmoremutete9990 Před 7 měsíci

      Shame

    • @muzezuru
      @muzezuru Před 7 měsíci

      Ndimi mave kuvapindurira manje

    • @unitymaqedaputsai4315
      @unitymaqedaputsai4315 Před 7 měsíci +2

      Ko makwana papi taura your own point of view kwete kuda kutitongesa pamuonero wedu

    • @victormadzorera1407
      @victormadzorera1407 Před 7 měsíci +2

      I agree with you, Problem yaAndrew ndeye kuti anokumanikidza kuti utaure zvaarikuda iye kuitira kuti musoro wenyaya yake uve nevalue. Kana mai vachiroya avo ngavabate zvavanoshandisa kuroya zvacho kwete kumanikidza munhu kubvuma zvaasina

  • @LovenessNzenza-du8uc
    @LovenessNzenza-du8uc Před 8 měsíci +1

    Christmas box mukoma Andrew 🙏

  • @shemiemakaza9945
    @shemiemakaza9945 Před 6 měsíci

    Sei varikuudzwa zvekutaura here 😂

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Před 7 měsíci

    Mmmmmm apa pavazotaura kechitwo kwenge kwanga kwavakuudzirwa uku aaaa muroi angatadze kuziva iye achiti akateme

  • @chipogumbo6296
    @chipogumbo6296 Před 8 měsíci +1

    Nhai Chihera akaendepi

  • @user-ch9kw6er5s
    @user-ch9kw6er5s Před 7 měsíci +1

    Vanoroya avo mazino kutyisa vakatodya mumwe

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 Před 8 měsíci +1

    Vanhu Ava vanoreva nhema kuti vanoroya uyezve vandya nyama yevanhu ko seiko vasingadye mhuri dzehumende yavamunangagwa

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před 7 měsíci

    Iye anoziva sei zvinenge zvichitsanangurwa nemweya

  • @Yeukai-ni3kh
    @Yeukai-ni3kh Před 7 měsíci

    Red bhareta..kuzvipanga hakude kutambirwa coz unonomutsirwa midzimu yekwako ikakurwisa

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Před 7 měsíci

    Drewmas Media taking us to another level 🎉🎉❤❤

    • @chilindasakala9499
      @chilindasakala9499 Před 7 měsíci +1

      Vanhu vakuiitiswa, mbavha idzi kungwavha, hapana apa manyepo chaio mirai tipe link. Mbavha idzi! Akauraya munhu ngaaende jerika! You know kuti inzara yamukushanda nayo apa, mbavha

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 Před 7 měsíci

      @@chilindasakala9499 Mafirimu ega ega 🤣🤣🤣

  • @itcenter9479
    @itcenter9479 Před 7 měsíci

    maporofita aya munoatemba here

  • @happymoremarumisa9895
    @happymoremarumisa9895 Před 7 měsíci

    Very dramatic zvimwe makuzozviwadza.

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 Před 7 měsíci

    Iyo in'anga iyo tsvimbo iyo ndeye mubako,,

  • @user-wh1vo3yz9f
    @user-wh1vo3yz9f Před 7 měsíci

    Am here for Tadiwanashe

  • @ministerashleytalent1476
    @ministerashleytalent1476 Před 7 měsíci +1

    Vazonoudzigwa zvekutaura😢

  • @user-qp6ob2fn7h
    @user-qp6ob2fn7h Před 7 měsíci

    Uuuum madzibaba Ava imboregai vanamate futi vachiri vadiki pamweya ava

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Před 7 měsíci

    Shame vedu veeee so sad

  • @luhlemuzungu337
    @luhlemuzungu337 Před 7 měsíci

    Mmmm madzibaba

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo Před 7 měsíci

    Umm mkoma hamutye kubvunzurudza
    Muroi ummm yamkoma makashinga

  • @Daddymbise5364
    @Daddymbise5364 Před 7 měsíci

    sei vanhu vanoroya either mazino avo akaita kunge enguruve or havana mazino pamberi??

  • @ShillahMaganga-si4yi
    @ShillahMaganga-si4yi Před 7 měsíci

    Mai avo vatengwa namadzidaddy kt vagonzi ndivo varikupisa inhumane dziripachena Andrew hpana zvaurikuita apa kana washaya basa rara kumba kwako

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert Před 8 měsíci +1

    She should go somewhere and verify huroi hwavo amai ava.

    • @muzezuru
      @muzezuru Před 7 měsíci

      The fact yekt she admitted kit mwana wavo zvaanotaura mukurwara ikoko zvinodura it shavi riripo. Mademon anoporofita kudarika Muporofita so yeah u can defend her bt zviri pamutome kt vane uroi hwekupuwa vari mwanana

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Před 7 měsíci

    Idzii ndoonhema

  • @estheresther1963
    @estheresther1963 Před 7 měsíci

    Yoh guys siyai amai avo aaah kuda kungoti vabvume chete kuti ndiri muroyi Mwari pindirai kani tiri kuenda kupiko senyika

  • @kingcold8916
    @kingcold8916 Před 7 měsíci

    ko endai mumahospital munehurwere hwakanyanya

  • @ShantelBadze
    @ShantelBadze Před 7 měsíci

    Ndavano batsira vanhu vaye vanoenda kwa tete tilder vachitsvaga rubatsiro tinyatsoona hedu kana zviri kwazvo 😢

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 Před 7 měsíci

    Amai avo havaroye zvachose dai vairoya vachitaura mayitiro avanoita takanzwa varoyi vakawanda vachitaura kwete zvamai avo

  • @user-ss6xt7fd1e
    @user-ss6xt7fd1e Před 7 měsíci

    Uuuuuuu drama Charo hnz mhanya muzukuru😂😂😂😂😂

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e Před 7 měsíci

    Chiii chakadaro ???,zvakaoma imika .Nyora hapana munhu asina asi hadzisi dzehuroyi.Haiwawo murikumbunyikidzwa

  • @user-nb1hf3bx2o
    @user-nb1hf3bx2o Před 7 měsíci +1

    Ko varume vevakadzi vese avo varipii?

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 Před 7 měsíci

    Mava kuzonyengwa pamasowe apo vana madzibaba ava vave nemweya yakaipa yekunyenga vakadzi vevanhu kutoisa Isa chaiko pasowe

  • @user-mu5oj2jw5e
    @user-mu5oj2jw5e Před 7 měsíci

    Advert iyo yakubhowa

  • @user9mrsbvunza
    @user9mrsbvunza Před 8 měsíci +1

    Zvakqoma

  • @ShupMacheka-vj7qw
    @ShupMacheka-vj7qw Před 8 měsíci

    Kkkkkkk haaa Andrew momboonerera

  • @kennethmaziofa7935
    @kennethmaziofa7935 Před 8 měsíci

    hoooyooo

  • @eagledice2008
    @eagledice2008 Před 7 měsíci

    Vakamboroya ani ignorance dzemuZimbabwe dzakubhowa she was told nyora idzi ndedzehuroi absolutely nonsense she was brainwashed into believing nonsense

  • @user-vz6tk8bl6d
    @user-vz6tk8bl6d Před 8 měsíci

    Tauyawo

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 Před 8 měsíci

    Mazino amai awo ano ratidza kuti wanodya nyama ye vanhu.

  • @jescachafuka2813
    @jescachafuka2813 Před 7 měsíci

    Andrew please don't be judgmental

  • @brendamakuyana995
    @brendamakuyana995 Před 7 měsíci

    Uuuuumm mai avo havaroye gayizi inhema idzi kana vachibatsira ngavabatsire zvakanaka kwete kumanikidza mai ava

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Před 8 měsíci +2

    I hate this advt

  • @hhhhbd5289
    @hhhhbd5289 Před 7 měsíci

    Ummmmm maitiro enyu ayaa haana kunaka

  • @user-bz2ib7eq5e
    @user-bz2ib7eq5e Před 7 měsíci

    Andrew Neshamba you can do better than this, no mhani, I was totally disappointed nemabvunziro awanga woita mai ava, where you trying to drive her to say something, No , that was wrong and low for me!

  • @shemiemakaza9945
    @shemiemakaza9945 Před 6 měsíci

    This is nonsense 😂

  • @lillysham3395
    @lillysham3395 Před 7 měsíci

    She was told what to say by this false prophet seeking fame. How will this false prophet if they did that to his mum

  • @Nunec
    @Nunec Před 7 měsíci

    Andrew ita mushe u can't keep forcing the lady kuti abvume kuti muroi. Ati aisaziva aisaziva end of story. Uri kuda kungo advertiser Ganda

    • @luhlemuzungu337
      @luhlemuzungu337 Před 7 měsíci

      Andrew ariraiti because he is refusing kuti vanoroya mama avo

  • @sibongilesiziba8279
    @sibongilesiziba8279 Před 7 měsíci

    Why drewmas vasingaisi number pascreen dzemunhu anobatsira hanzi number tokupa isu wobhadhara _20dollar koivo vanobetsera tovatenda nei