thank you Dremass Media. Unfortunately i saw this vid bit ddnt know the guy who committed this murder is my mechanic, someone I consider a brother, he was so quite and I cant believe he did this. Mukoma Marvelous makapindwa nei shuwa. This is painful.Makapindwa nei mukoma, ku kusaudzawo vamwe kuti maita pfungwa yakadaro
May her soul rest in peace. Why do some husbands think they own their wives? If women would kill their cheating husbands, how many husbands would be alive?
This is now a national crisis pakutoda ma interventions e hurumende zvafanana nedrug abuse izvi, vakadzi musagare muma abusive marriage, kuroorwa haasi magumo walk away. It's very sad i pray and hope the other teacher anopora
@@shingiraitrevormboto2105 ma campaigns wangu zvakamboitika mazuva aitorerwa vakadzi vafirwa nhaka nehama dzemufi, iyi i domestic violence needs to be amplifier 📢 kwese kwese kuti its this year in my town ndoziva four vakadzi vakafa nenyaya iyoyi
He had two wives, who were blood sisters, young wife passed on a year ago, while preparing for her funeral , her mother collapsed and died while the body was about to leave for rural home, now this. Vana vasara vega
Vamwe mungakurudzire kuti kana zvanetsa vanhu ngavasiyane hongu. But vakadzi kana zvadaro murume ati ndakusiya hangu vanotora blem kuisa kumurume and resort to fixing the husband thru maintenance costs. Varume ava zvekuzosvoteswa nekusungisirwa maintenance havazvidi saka zvinounza humhondi. Kana mukadzi asingachadi murume akange ave nemaboyfriends If the husband asks usapindure uchisvotesa pliz this is the result. Zvekuti ndinozvishandira handina basa newe izvozvo ndozvinouraisa
Ndaraadziwa nechiitiko ichi. Asi ndava kungokurudzirawo nekuyambira kuti kana muri pamavasa or kushandidzana nevakadzi vevanhu just keep a distance moita zvebasa chete after work siyanai Nema personal communications. Respect vakadzi vevanhu nevarune vevanhu. Asi in this case I think murume uyu akabatwa nemadhimon ngaavharirwe
@@shingiraitrevormboto2105 ndepiko kwavaida aende iye anga Ari paimba yebasa ,apa hapana kana evidence yekt anga achihura ,stop supporting rubish ,Koo baba wanouraya wanga wari pamba pake fut hre
I do not know this lady but kana kuri kunzi ipfambi shuwa angadane nevarume vese kudaro here, hakuna zvakadaro. Baba ava vanga vari paranoid vane ruchengera rwepamusoro apa okurorera sister yako. So sorry my sister zorora zvakanaka
Imi munofanira kutaura kuti pamuri ndepapi not kuti patakambouya nenyaya yemwana aida kurara namai vake. Ko kana iri first time yekuya pano how am I supposed to know.
RIP madam Mufari she was my Geography teacher at Dindinyongwe Secondary school 🕊️🕊️
Which year were you at Dindinyongwe?
thank you Dremass Media. Unfortunately i saw this vid bit ddnt know the guy who committed this murder is my mechanic, someone I consider a brother, he was so quite and I cant believe he did this. Mukoma Marvelous makapindwa nei shuwa. This is painful.Makapindwa nei mukoma, ku kusaudzawo vamwe kuti maita pfungwa yakadaro
Zimbabwe yazoshata vakomana vanhu vaakungourawa sehuku chiiko choitika munyika. May her Soul rest in peace
May her soul rest in peace. Why do some husbands think they own their wives? If women would kill their cheating husbands, how many husbands would be alive?
Can you imagine
😢 it's so sad . This man akaromba chete haungachengeri nyika yese kudaro
Exactly 😢
Don't ask for lobola money then😅
vakadzi kana vakuhura vanopindura rough vakabvunzwa ndodambudziko
Zvakaoma... May her Soul rest in peace. Veduwe kokungosiya kana zvanetsa pane kuurayana.
Anemweya murume uyu isuwo vakadzi ngatiregei kushingirira an abusive marriage
Zvorwadza shem 😢😢😢 team rachozve aride kurambwa mufungwe
Vanhu vacharega kushingirira in such marriages kana community yedu yakukwanisa kugamuchira mvana coz ndozvirikupa Vanhu kushingirira
Mumwe murume chero watomuramba anouya kuzokupondera ikoko kwaunenge wave kugara zvingoda Mwari vapindire kupedza mweya uyu
Zviripaviri varume vacho vanoramba kurambwa anenge achitoda kukunyisa chete haa zvakaoma
R.I.P madam Mufari she was my geography teacher 💔💔💔
This is now a national crisis pakutoda ma interventions e hurumende zvafanana nedrug abuse izvi, vakadzi musagare muma abusive marriage, kuroorwa haasi magumo walk away. It's very sad i pray and hope the other teacher anopora
Kuti hurumende iite sei chaizvo? Ndibatsireiwo pamwe ndingazive.
@@shingiraitrevormboto2105 ma campaigns wangu zvakamboitika mazuva aitorerwa vakadzi vafirwa nhaka nehama dzemufi, iyi i domestic violence needs to be amplifier 📢 kwese kwese kuti its this year in my town ndoziva four vakadzi vakafa nenyaya iyoyi
Hurumende? Iyo izerewo nemhondi
Have you ever heard of any comments concerning these issues from gvt … kutoita kunge isipo kana kushaya hanya kwacho
@@shingiraitrevormboto2105 hey bro u are alive?
Varume tiri selfish sometimes, kuuraya munhu asi iye aive nevakadzi 2 munin'ina wemukadzi futi
Zvinorwadza izvi KO love yakaendep yepakutanga kusvikira pakuuraya apa Zim zvanyanyisa madzimai takupera vanasikanazve kufa chete 💔
Varume ngatisiyanei nevakadzi vevanhu ... Isu vakadzi ngatisiyanei nezvakawanda .... muto wetsenza ngeumwe... gutsikana neLife yako
R. I. P my geography teacher ndarwadziwa
She was the best😢
Unbelievable..my village..my former school...Nematambudziko
Zvimwe zvacho I blame vanhu vanoda kutaura nyaya dze mudzimba dzevanhu, kana zvadai wochinzwa sei kana uriwe nyakufambisa guhwa rakaipa kudaro
Pasi nemhondi Zimbabwe hei ,ngaurawewo
Love should not hurt?
My hart broken
Our fav makorekore mabiyaedu tinetimba Tegani
Uuuummm baba ava vatirwadzisa Mufari aive munhu akanaka shame may her soul rest in peace 😭😭😭😭
Nematambudziko Mmmmm zvaitika Domboshava papichaipo ndookumusha kwangu
@@josephlupiya6626 KwaChiriseri Masembura
Very true she was an honest wife and did not deserve this ndirikurwadziwa ini
RIP MY collegue and friend Rati ahh ndirikurwadziwa ini😢
Zvakoma veduwe vanhu havachatya kuuraya chokwadi kuuraya munhu kunge huku hre rip madam .Nyika yedu yasviba hama dzangu zvichapera zvaita sei zvekuurayana kwevanhu😢😢
Mweyai urikutenderera munyika medu
Utsi haupfungairi pasina moto. Pane zvaiitika, asi hatikurudzire kuuraya. Nemiwo vakadzi rambanai nevarume mozotsvaga zvitsva, kwete kutsvaga muri pavarume , munofa
Chokwadi vana vanosara dzave nherera mjolo urimumba hazviperi mushee
Mwari pindirai Zimbabwe yaparara nezvivi.Tenzi muchiriko here mwari
Zvorwadza kani veduweee uhmmm vana dzava nherera sure and vanhu takuurayana sehuku sure RIP Ma'am and get well soon Sir😢😢😢
Shumba madzisekuru 🙏 angu ndaisa maoko ❤❤❤muzukuru
ndatambira zvanza muzaya
Yu know what, a husband and wife should not stay apart ,they have to be together all the time
Vanhu havachazeza kuuraya mazuvano ummm may hr soul rest in peace🕊️🕊️🕊️🕊️
May her soul rest in peace 🕊️🕊️🕊️ urwize zimhondi kusvika ayaura shuwa ungauraya munhu kunge huku ko wadi kumusiya
Ndashaya mashoko zvinorwadza
Eish zvinorwadza vedu weeee toita mugarireiko munyika yedu iyiii vanhu dzamhuka Mwari weee
vanhu ngatisiyei kuromba munhu ari normal haite izvi
Zimbabweans we are cowards, if it was here in South Africa dai murume awuraiwawo uyo...
Nhai ngapiswe nematyre
Vanotya ngozi
Chiiko nevarume , uvone kusada kuhurirwa bva Ivo kuhura ikoko kunge vari pamagetsi pa6 chaipo
Kkkk😂😂😂😂😂
Chihure chanyanya MuZim, let's avoid this as a Nation. No to violence
Get well soon Mr Mawere
Rest in peace madam mufari marwadzisa zvisingaite
Arikunzi anga achiseka arikusekei chinosekesa chii pakadai kujaidzwa chaiko akashairwa shamhu pahudiki
He had two wives, who were blood sisters, young wife passed on a year ago, while preparing for her funeral , her mother collapsed and died while the body was about to leave for rural home, now this. Vana vasara vega
hey its horrific
Hezvo..ko zvaariye aiva hure murume uyu ...I'm heartbroken
Ngaapiswe ne ma plastic to set an example for zimwe mhondi
Vamwe mungakurudzire kuti kana zvanetsa vanhu ngavasiyane hongu. But vakadzi kana zvadaro murume ati ndakusiya hangu vanotora blem kuisa kumurume and resort to fixing the husband thru maintenance costs. Varume ava zvekuzosvoteswa nekusungisirwa maintenance havazvidi saka zvinounza humhondi. Kana mukadzi asingachadi murume akange ave nemaboyfriends If the husband asks usapindure uchisvotesa pliz this is the result. Zvekuti ndinozvishandira handina basa newe izvozvo ndozvinouraisa
Ngozi kudzinza veduwee
But ngozi ichavapedzera
ndatenda hangu
As for this case mukadzi akarorwaa nemhondi cz abva auraya baba vake that already shows kuti this not a gud husband at all
@@user-jl4bv7jt7t wagona kutaura. Uye unofunga.
Ndaraadziwa nechiitiko ichi. Asi ndava kungokurudzirawo nekuyambira kuti kana muri pamavasa or kushandidzana nevakadzi vevanhu just keep a distance moita zvebasa chete after work siyanai Nema personal communications. Respect vakadzi vevanhu nevarune vevanhu.
Asi in this case I think murume uyu akabatwa nemadhimon ngaavharirwe
Very sad situation indeed 😢RIP madam
Sound yekanhunzi iyo makawedzeredza here VaNeshamba
Asi sei zvirikudaro kunyanya idzi nyaya akavabata hre kanakuti akaita zvekunzwa
Paina vaMugabe zvangazvisingaitike izvi
😢😢😢😢 Shame sorry. May her soul rest in peace 😢
What evidence did this man have which justifies this barbaric killing?
Nyangwe avabata red handed it wasnt gonna be justification for kuuraya
Murume uyu anofanirwa ariye arikuitamabada ake why not confront uine vatauri kuti zvikepe..imhondi baba ava ngozi yemukadzi uyu ichapedza dzinza
Mudzimu ya Headmaster yakasimba
Chamagona ndechipi apa vana vosara vachitambura mauraya mukadzi imwi kujere, saka magoneyi ukaona munhu Chero ahura musiye ayende paneku kurisira upenyu hweumwe munhu kudero 😭😭😭
Ko kuzouraya nababa vake futi ..it seems musha waanobva une zviriko ..and nyaya yacho Haina kana humboo yaaurayira munhu zvorwadza chokwadi
Pana baba vake i feel ane nyaya navo ini. There could be a lot that happened in his childhood. But still thats no justification kuuraya anyone
Anenge akadzidzisa mukadzi then mukadzi avekudzidzisa otanga kuhura. Murume munhuwo vakadzi musatirwadzise
@@rasmoszivhave3291ndinogara ndichizvitaura izvi kuti murume usadzidzise mkadzi .ndine hama yakazviuraya isisashande mkadzi waakadzidzisa ndiye ainge oshanda .zvinopa stress
Mhondi ngaivharirwe , vanouraya vamwe ngavaurawevo nevemitemo
Ndarwadziwa zera rangu
Batai murume iyeye mugure maoko tione achatema sei ,to fix
Very sad 😢💔may her soul rest in peace 😢😢😢😢
Zirume iri ndozidhimoni chairo
Imiwo vakadzi mukaonawo moda chihure zvirinani musiye murume munogara kumusha kwenyu pane kumirira kuti murume akurambe munofira mahara
Valid point.
Akahura here, ifungidziro dzega ko baba vake vakahura? Iyi imhondi chete ,ndiye hure
@@Spo7017 yes imhondi so kana uri mukadzi or murume ukaona umwe wako apindura zvakanaka kungobva zvichakanaka
Do you hv proof yekuti vakahura?
@@mesiMutepfa do u have yekuti havana?
Ummm zvinorwadza
Nyika irikuda kt vanhu vazive hukuru wamwari kutya mwari uye nekunamata
Veduweeee todiiko nenyika yedu yeZimbabwe, chii chapinda muvanhu chokwadi zvinorwadza 😭💔
Zvorwadza,May Her Dear Soul Rest in Peace
Imhepo idzo
May her soul rest in peace 🕊️
Mweya wabo ngauzorore netsitsi dzaMwari.zvinorwadza chokwadi
Siyanai nezvemamarriage kana maona zvisikufamba stay single ladies
Hazviiti kuti uite single coz unozopedzisira wakurambanisa vari mudzimba mavo ungave murume or mukadzi
@@josephchenjerai1075 iwe saka kufa ndoo option yatosaraka some are single for so long GBV ikuurayisa these days I preferably being single
Masingiri ariko wani vasina kuparadza dzimba dzevanhuvangori singiri till today panekumirira kutemwa nedemo
White mañ once Sayed love Is a dirty an tricky game ... anyway rest in peace 🕊️
Uuuuu mweyai wakarehwa nakiti wekuuraya vanhu watekushera nyika yedu
Murume uyu ndi Judas skariot chaiye hambofa akazorora
Mental illness is real.madam vafira mahara ava.murume uyu ndoona sekti ange orasika njere bcoz varume vacho vaanofungira kti vanodanana navo vawandisa.ko saka baba vake aifungira kti vanodanana nemuroora fti
Why kill munhu ko kumuramba utsvage asingakuhurire nhau 😢😢😢..also ko baba vake avaurayirei?
Uuùùum baba ava imhondi chaiyo
Jesus Christ inga vanhu tapera nekupondana😢😢
Vangu vakuita kuti kutivenge marriage
Kana wanzwa mwoyo wako wave kufungira kuti mukadzi wangu kana murume wangu ipfambi please go separate ways because hapana chinhu chino rwadza sengozi
Uuum kana zvanetsa vanhu kungosiyana zvichakanaka than kuuray munhu better to die single marriage is a date game nowdays
Rest in peace madam😭😭😭
Ummmm zvakaoma Rip madam💔
Ummmm chihure chinouraisa sure ukasangana nemurume asingakwanisi kuzvidzora, vakadzi dzikamai munobvisirwa mombe dzakawanda nemakunun'unu emari moita chihure pamusoro pazvo, anyway rest in peace.
Dzoderwa Mari yako usiye mwana wevanhu aende mostly vanhu vanodaro chero kuti Havana kukubvisira
Kn wawona kt mari yako yakakosha wakadini kugara warora mari yako panekuuraya munhu pamusoro pazvo iye ndiye hure angaaine umwe mukadziiii
Hey zvakaoma kumusha kwedu pachikoro pandakadzidza chaipo may her soul Rest In Peace 😭😭😭😭😭😭
Kudai Government yeZimbabwe yatopawo vana ava counseling
Vana vachatii sure 😢😢😢😢
Ihanzvadzi yamai vekumaraini hanzi vaka bleeder zvakaipa. Asi hanzi vave nani
RIP hmm mwari chiuyai
Varrume mese batanai, mutevere nzira yakanaka iyi yekudzidzisa mahure chidzidzo chavasingazokanganwi kusvikira murufu.
Asi warume chiiko nemi nhai ,shuwa unofungira munhu wozomutema ,asi imi munohura pamadiro
Plz kana takonana regai tiende kwamakatitora
Marambidzw kuenda here nhai wangu. Imiwo kana mazvifunga endai moitira kumba kwenyu. Hapana akaweredherwa pane umwe.
@@shingiraitrevormboto2105 ndepiko kwavaida aende iye anga Ari paimba yebasa ,apa hapana kana evidence yekt anga achihura ,stop supporting rubish ,Koo baba wanouraya wanga wari pamba pake fut hre
I do not know this lady but kana kuri kunzi ipfambi shuwa angadane nevarume vese kudaro here, hakuna zvakadaro. Baba ava vanga vari paranoid vane ruchengera rwepamusoro apa okurorera sister yako. So sorry my sister zorora zvakanaka
Heiiii mweya wavo uzorore murugare
Narcist are very crazy
Not condoning murder but vakadzi varikuhura kunze uku though just leaving is the best for both parties.
Mazuvano yaakuita sefashion.varimudzimba varikuhura zvisina kupokana kutodarika isu masingle
Chero varume vari kungohurawo fut hapana mutsvene
@@chiherachashe4332 so lobola must be abolished toita zvechirungu.
Ummm zorora murugare 😭
Imi munofanira kutaura kuti pamuri ndepapi not kuti patakambouya nenyaya yemwana aida kurara namai vake. Ko kana iri first time yekuya pano how am I supposed to know.
Kurambana kwakanaka pane kudai anoseka chii chaanoseka
Umm zvakaoma
Mujeri
Kana wafunga zvekuhura dzoka kumba kwenyu.Ko unohurirei uripamurume
Makachena vashumbaaaashirt masteak.benzi remurume these abusivehusband have been there along time sad sad
Sei vakadzi vachifarira kuona chitunha
Zvakaoma hazvo,may her soul rest in pieace
Vedu veee zvinorwadxa nematambudziko
Kungouraiwa just like that veduwe ka
Zvinorwadza Rest in peace My Dear
Haaa i think dzaingoo shanje acvording to kutaura kwevanhu. Better kusiya than kuuraya
RIP madam ndarwadziwa wena
Hapana ane kodzero yekuuraya munhu .Saka baba vake avaurairei
There is a murderer here
My teacher😢😢