Hausi kuziva, mai vaya vakange vaudzwa history saka zvese zvavaitaura paya vakange vazviudzwa kare. Hakuna baba vemusha vanobuda votaura zvakamira, never. Manje mai vaya she never sat down kusvika vaenda, hakuna zvakadero, itsotsi riya
@@user-lw9fq6kv2j you are very correct. Amai Tino vakaita contact ne something just like zvinogara zvichitaura Mukotsanjera kuti ukaita contact ne something chinechekuita nemunhu iyeye zvinokuteera.
Ku abuser vanhu uko handina kufara nazvo zvavaita muchinda ane hembe ye Zimbabwe uyo vanhu vanenge vachisangana nematambudziko kudzimba so vanoda kuitirwa patients especially from vana Mambo ivava
I follow this story long back ruvengo mu family mbuya vaya vaiva vatengwa vakashaya time yekuisira zvinhu zvavo due to pressure yamambo akamuti endaunotora zvinhu
@@chingombedariesthats so true. Mbuya iya yakatengwa chete. Hakuna mudzimu unoita mashura akadaro. She was told the history of the family. Ehe Abisha anogona akabata but the way the mudzimu came haa no mhani
My dear brother! You have the wisdom of King Solomon. Calm, cool and collected. If only we had only 5 chiefs like you in Zimbabwe. We would really be somewhere in this country. Welldone keep up the good work!
I have learned that chivanhu hachina formula as some people seem to think judging by their comments. I certainly don’t like those who disrupt matare by being argumentative during such family gatherings. It’s no use to continue arguing with someone akabudirwa. Just give them time to prove themselves or expose themselves. Kubata ngarara huiteyedza! We continue to learn but one thing for certain is there’s no formula.
Haa mkoma imi makapfeka jersey regreen rakanzi Zimbabwe murikupedza nguva toda way forward apo.murikufungei next step ako kamai kakanyeba hakana kbata nyoka sekutaura kwaakaita kunaMambo
Varikuti Mambo Mutasa vatadza , munoziva here havangotaure vasina advise. Humambo hwekwa Mutasa is very well organised haungogatwe uhu. Hamusati masangana nema conman. Plus ngozi yekuMalawi neya samanyika there are totally too different. Iyi either ingadai yakabudira kumba yemukwasha or muzukuru kwete munhuwo angori kwaqri. Also these people especially the ladies where leading this so called mudzimu. Vaitaurisa kunge vasiri ana samanyika. Ana samanyika vatinoziva vanonyarara votarisa. Akafa achikakama wobuda asingakakame. Uye kan aribaba vacho pachokwadi he wasa to lnow kuti mwana wangu nhingi na nhingi wont take this nonsense vaitoita nharo. Hapana mugara n'anga apa. Nexttime muchaunzirwa ambuya vekwachibuwe😂😂😂😂😂😂😂😂 rimwe tsotsi zvekare.
Very true. Ndakambozvitaura pa part1 yenyaya iyi kt vanhu wekwakanjanda patarisisei musati matambira mudzimu uyu nkt mudzimu chaiwo haubudi kumutorwa wekure kana watobuda kunze unenge uri kuvazukuru. Mudzimba dzevakwasha kwete kumunhu wo zvake. Hazviiti. Asi dai yanga iri ngozi. Yes ngozi inobuda pamutorwa. Mambo mutasa anoziwa basa rake hafanani netumwe tumadzimambo twatinomboona twusingagoni kutonga
Kuti chuuuuu , Tapota rambai makabata tirikuuya neimwe irikupisa Sofa rese
Helaaa helaaa tiripo takati dhesheeeee
Ba taps ndiripo
Takamirira hedu 🔥🔥🔥🔥
Sofa rese😂😂😂😂
Tinofa nemi baba TAPs❤❤❤❤
Munhu akafa achikakama even paanobuda anofanirwa kukakama
True nevoice rake
Nemutaro nemafambiro hazvirase ba hutsotsi hwawanda chokwadi
@@modistamaraidza1346voice harina basa
Zvoenderana
Sometimes havabudi vachidaro chivo chiripanyama not pamweya though imwe midzumu ichiuya nezvifo but apa pamutorwa so dzogona dzirinhema
Ndirikuona chief nevateereri vanenge varohwa nemugaran'anga ini
Zviripo wani zvaaitaura zvaibatika vana vakabvumiranan nazvo wani iko kutengwa kwekubva audzirwa zvese zviya here anhuwee ummm
Inga pakanzi wani ndabudira pamutorwa kuti mugutsikane nekuti dai ndabudira pamuri hamaizvitendaba nekuda kwenyonga nyonga yamunayo
Hausi kuziva, mai vaya vakange vaudzwa history saka zvese zvavaitaura paya vakange vazviudzwa kare. Hakuna baba vemusha vanobuda votaura zvakamira, never. Manje mai vaya she never sat down kusvika vaenda, hakuna zvakadero, itsotsi riya
Imbavha iya
Chief knows but in some cases he is getting lost...his advisors wanongobvumira wasingaise mapoints...kuti nyaya itongeke
Hapasha mugara n'anga apa
Vanga vaudzwa zvekutaura vaye kuti zvibude sechokwadi ,hapana chozikanwa paye
I have noticed one thing from mambo Mutasa..havadi n'anga dzekunze vanoda dzavo chete
Bt apa vanganzi vakaramba here ivo vakavapa mukana wani ivo ndivo vasina kuuya kuzozadzisa chibvumirano chavo
@@user-mq7ff1ej6n Wakanzwa zvavakataura vachishora pane vamwe vakanobatsirwa kwaTasvu here?
Huh akanza aende wani ska akadii kudzoka nenyoka yacho
Inga akanzi aende
N'anga dzekunze dzacho matsotsi
Mambo mutasa ngozi inobudira chero veduwe mai tino vayavakabudirwa wani nengozi yekumalawi asi hamuna kuinzwa here pa tilder show
Zvakatosiya neya mai tino iya. Yamai tino iya yaiwa ngozi. Kwete mudzimu wemumusha. Uyu mudzimu wekwakanjanda unobuda pamutorwa. Hakuna zvakadaro. Mudzimu haubudi kunze kwemusha ngozi ndiyo inobuda kunze.mudzimu unobuda mumusha mawo
Err ngozi inobudira pamutorwa zvamai Tino zvinonzwisika nekuti vakachera matombo padyo neguva remunhu manje uyu haiwaaaa hausi mudzimu.munhu akangoti dzororo kumira kana kugara pasi makazvionepi zvakadaro.ngawadzoke mudare Mai waya wanoda kurohwa.nekuripa dare ramambo vakanyepa
Kubudira pamutorwa imi musatenda mumanyepo
@@user-lw9fq6kv2j you are very correct. Amai Tino vakaita contact ne something just like zvinogara zvichitaura Mukotsanjera kuti ukaita contact ne something chinechekuita nemunhu iyeye zvinokuteera.
Haisi ngozi iyi .. mudzimu wemumusha uyu. There is no way mudzimu wemumusha unobuda pamutorwa
I love action yemachinda 34:30. Ready to attack havadi na Changamire
Ku abuser vanhu uko handina kufara nazvo zvavaita muchinda ane hembe ye Zimbabwe uyo vanhu vanenge vachisangana nematambudziko kudzimba so vanoda kuitirwa patients especially from vana Mambo ivava
@@tafadzwatapeza7840there is protocol everywhere agara azvidza dare hauuye ku court uri drunk. Nyangwe une dambudziko hazviite ushaye hunhu
Chief Mutasa ❤❤❤❤ ne Karangandatv =Netflix 🎉🎉🎉🎉🎉
Chief vabatwa ne mugarananga big time
Asi źvinoitika zvekubudirwa neasiri hama yako ndakambonzwa imwe kwa Tilda iye yemukadzi akaenda ku malawi
NYAYA IYI HAISI YENGOZI, ndeye MUDZIMU WABUDIRA PAMUTORWA. Ndipo pane nyaya. CS nzwisisai nyaya musasanganise nyaya ba
I follow this story long back ruvengo mu family mbuya vaya vaiva vatengwa vakashaya time yekuisira zvinhu zvavo due to pressure yamambo akamuti endaunotora zvinhu
@@chingombedariesthats so true. Mbuya iya yakatengwa chete. Hakuna mudzimu unoita mashura akadaro. She was told the history of the family. Ehe Abisha anogona akabata but the way the mudzimu came haa no mhani
@@monnietaah9583 mambo vabvunza kuti asvika seyi padare minduro yashaikwa a family member is working nagogo
@@chingombedariesyou see now. They are working together na James uyo
Mudzimu haubudire pamutorwa nhaimi vanhu 😅😅😅 either chikwambo or arikunyepa dzimu roteera ropa
Karanganda family zivai different yemudzimu nengozi musabatanidzaba zvinhu 2 zvakasiyana. Mudzimu haubudi kunze uchiti ndauya kuzogadzira musha. mudzimu unobuda mumhuri mawo. Ngozi ndiyo inokwanisa kubuda kunze. Dai mai awo wakauya iri ngozi wachiti ndakauraiwa.zvaitambirika nekt ngozi inogona kubuda kunze. Mudzimu hauiti izvozvo unobuda mumusha mawo. Ndozvakaita chivanhu
I agree with you
Ko yaRebbeca yakaitasei
Ummmm unoziva cuz🔥🔥👌👌👌
That's the truth , ngozi ndiyo inopotera kwete mudzimu
Mudzimu kana zvakaoma unenzira yawo yekuzviburitsa chero panaani pawaona zvakakodzera. Nemunhu anokwanisa kusvitsa dare
Mwaiwapo ere
MUDZIMU WEMUMUSHA HAUBUDIRE PAMUTORWA VEDUWE. Hakuna zvakadaro
Zviriko
Kana mumusha muine heshereketwa uye kupesana zvinoita anogona kubuda pamutorwa apinda mumusha ogadzirisa mhuri yake ,kana ayananisa,vanobva vazobvisa mudzimu pamutorwa vomuripa nemombe then mudzimu wavo unenge wakukwanisa kugara panewehukama mumusha
Ko waRebecca wakabuda pahama here
Aaaaah hautobudiri pahama manje unotoda mutorwa kazhinji
Rebbecaa akabuda sei akaenda kuMalawi
Karanganda basa sebasa watching from Kimberley Northern Cape
Wisdom is better than cleverness chief, thank u cief for ur wisdom
My dear brother!
You have the wisdom of King Solomon. Calm, cool and collected. If only we had only 5 chiefs like you in Zimbabwe. We would really be somewhere in this country. Welldone keep up the good work!
Panyaya idzi hapana zvavanogona kana kuziva zvavo
Taura hako mambo vanoonera dhiri havo he is clever this one👌
Kkk tumachinda twemubhu rekutonhodzwa kwachawuruka kuda kumera zenze pane kamwe kanoturikirira kanotawura kachitevera voice Ramambo kanondibhowa
Mudzimu wekunyepera uya makaonepi mudzimu usingagare pasi kana kuuchirwa 😂😂😂makatambwa game chairo Man U vs Arsenal
Kkkk😂😂😂😂😂😂
Apa neshangu hadzibviswe
Kkkkkkkķk
Chivanhu hachinzwisisiki
Mambo ava ngevechirungu zvengozi nemudzimu mambo havazvinzwisisi izvi ndizvo zvandinoona
Mudzimu ne ngozi zvinhu zvakasiyana
Mudzimu ndewe mumusha haubudiri pamutorwa
Kkkkkkk
Because paFair mweya waifanirwa kungoudza strait kuti Zvaunazvo wakatora pakati kwete kuswero tendrera
I can't wait to follow you chief mutasa
Nditoripo neni arikuona andina kugutsikana nekubuda kwababa avo taitoda kuona nyoka asi atina kudziona apo mambo mabvunza mubvunzo chaiwo wandinawo
Me too wna
Well done mambo zigadzi riya rakatengwa ne vamwe vavo mukati imomo koz takatozvionavo
Chief is very knowledgeable
Mambo mutasa apa maakutirasisa nzwisisayi Shumba
Mambo Mutasa very clever and educated..haabudiki zvekudaro
Mambo ndinobonga ngekuti ndipei namba dzemerapi mambo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 ngaenderere nekupamakwesheni
Mai avo itsotsi. The chief is level headed and fair in his approach.
I have learned that chivanhu hachina formula as some people seem to think judging by their comments. I certainly don’t like those who disrupt matare by being argumentative during such family gatherings. It’s no use to continue arguing with someone akabudirwa. Just give them time to prove themselves or expose themselves. Kubata ngarara huiteyedza! We continue to learn but one thing for certain is there’s no formula.
Mai iye inoda kumamiswa inotaura chokwadi.
Kkkkkk so true
@@farayichishongo9561nhai mudzimu unofamba nebhutsu 😂😂😂 lets be serious
Mukadzi uya ngaadzoke atiudze Kuti seyi asina kubata nyoka yacho.ko kuzoramba Kuti mombe iuyé aftre 3mwedzi
Zvakatadzisa tese takazviona tisarebese nyaya. Hakuna hurombwa hunobviswa vanhu vachipikisana zvoda muine rimwe
Chief maputirwa nemugaran'anga apa chokwadi hachiputsi ukama
Shavi rakange raenda Mambo ndosaka panga pakutaurwa zvenguva kkkkk
😂 exactly havasi kugona kutsanangura
Mambo straight to the point😅❤. Mukadzi uya akati mutumbi uripwe ngemombe. Saka vacharipwa sei mai vacho vatiza mudunhu?😂 Pane DRAFT yatambwa apa.
Ndaiyepo
Mambo idzi amudzigoni henyu kutaura chokwadi
Zvinoitika remember nyaya yaMai Vaya vakabudirwa nemunhu weku Malawi asitori hama yacho
Karanganda woyeeee ❤❤
Mai vaya hanz ndri manjuzu 😂😂😂😂 Zvakaoma. Vanhu vobaiwa ne kuitiswa. Nokuda kwenhamo
Chief mutasa wanotonga sando dzawo
Mambo marasika zvishoma.. Zvinogona kuitika sure asi sey Abisha arikubatwa pese apaa
Mukadzi uya anoita fake ,hapana chinozivikanwa ,kana mudzimu uchipotera unotanga vabuda mumusha then kana usina kutambirwa ndopaunozoenda pamutorwa ,manje uyu arikubvira kusango sei
Mambo mutasa nzwisisayi pakuti munhu anezvinhu zvake anoedza paanegona kuvhiringidza kuti zvisabudw check chirimo family vairamba vakarambira naiye Mukotsanjera wani asi nhasi tiripi. Vakaramba varambazvee asi nhasi chaputika.
Sezvo vakaita mhiko lets wait for mhiko tione
Munhu ndewa James, James chitsotsi chako chabatwa!¡!!!
Chief Mutasa musazviyite an intellectual, amai vaya was real
😂😂😂😂😂😂 aaaaah kkkkkkk mbabvu dzangu .kkkkk n kuomberera mbavha hanzi mauya baba .... Apa father havagari pasi
Mudzimu uyo ndewechokwadi ko anamukotsa njera vakarambirwei fuyi
Mambo nyaya iyi varikuitadza iyi,,
Ngavatsvake vanamazvikokota panyaya idzi,,
Mambo varikutya kuti mambo Zimunya vachati ripai munhu wangu makashanda naye musina kundiudza sei,,
Asi uyo wekubatwa ndimukonzanjera,ngeyi achiramba achibatwa umm
Ndakataura nezuro kuti Someone's behind ..one of this family ..anozivana neMai vaye
Haa Amai ava ngavataure chokwadi chakazara Chief munogona kutonga
Ndaiyepooo😂
Morning ba taps and team ❤❤❤❤
Wisdom from the chief
👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
Chief Mutasa ndinokumbira kukuonai ndingokumhoresai hangu
Mambo warasika ini mukadzi ndomutsigira, mukadzi haana chaakatadza Mambo wakuda kumutsvagira mhosva chete wakuda kudya chete
Ndakazvitaura Kuti Mai avo vatengwa😂😂😂😂😂😂😂😂
Haa mkoma imi makapfeka jersey regreen rakanzi Zimbabwe murikupedza nguva toda way forward apo.murikufungei next step ako kamai kakanyeba hakana kbata nyoka sekutaura kwaakaita kunaMambo
Firimoni akazobva akasara avamutumbi
Sound shoma 😊
Makuti kuvadza pa Sound iri very low Baba Taps
😂😂😂dai mambo varibabavangu dainditoriwo princess zvangu ndichitonga kudai😂😂😂🎉🎉🎉🎉.
Hesi Patience
Varikuti Mambo Mutasa vatadza , munoziva here havangotaure vasina advise. Humambo hwekwa Mutasa is very well organised haungogatwe uhu. Hamusati masangana nema conman. Plus ngozi yekuMalawi neya samanyika there are totally too different. Iyi either ingadai yakabudira kumba yemukwasha or muzukuru kwete munhuwo angori kwaqri. Also these people especially the ladies where leading this so called mudzimu. Vaitaurisa kunge vasiri ana samanyika. Ana samanyika vatinoziva vanonyarara votarisa. Akafa achikakama wobuda asingakakame. Uye kan aribaba vacho pachokwadi he wasa to lnow kuti mwana wangu nhingi na nhingi wont take this nonsense vaitoita nharo. Hapana mugara n'anga apa. Nexttime muchaunzirwa ambuya vekwachibuwe😂😂😂😂😂😂😂😂 rimwe tsotsi zvekare.
O
Very true. Ndakambozvitaura pa part1 yenyaya iyi kt vanhu wekwakanjanda patarisisei musati matambira mudzimu uyu nkt mudzimu chaiwo haubudi kumutorwa wekure kana watobuda kunze unenge uri kuvazukuru. Mudzimba dzevakwasha kwete kumunhu wo zvake. Hazviiti. Asi dai yanga iri ngozi. Yes ngozi inobuda pamutorwa. Mambo mutasa anoziwa basa rake hafanani netumwe tumadzimambo twatinomboona twusingagoni kutonga
Iya yaive ngozi ndosaka yakubudira pamutorwa uyu mudzimu haubudire pamutorwa
Wisest chief ever
Tiri pano mukotsanyera arowerepi mazuva ano
👏👏👏
Chief anowanza kusabeliever.
Saka mombe yatoendeswa Dora hre 🤔. Rino igore renzara changamukai
Karanganda ❤❤
Ini chaindinetsa ndechekuti murume weMudzimai anga akabudirwa aiti akataura mudzimai ainzwisisa 😂😂 aipinda papi pangozi yevanhu uye murume uye
Apapowo pakambonditi vhiringidze😂
Taura hako
Kkkk hanzi ndoparikubva hurombo hwenyu cash talk yenyu mambo inorwadza😅😅😅😅
Mambo nyaya iyo haisi yengozi. Ndeyemudzimu. Nyaya haisi yamambo jyo . Ndeyemidzimu wemumusha.
Oh chinzwai vakutaura kuti chandakaona munhu uyu itsotsi... baba avo inga vaibata bata
Ndiri kuona pachiita imwe update,mambo dai masiya aita go deeper.Pane nyaya cz zvese zvaiita izvo ndezvekuudzwa here.
Hiii nyaya iyi ndaifunga zvekti maita bsa karanganda😂😂
Chief mukadzi uyu imbavha chaiyo akatengwa nevamwe vemudzinza itsotsi uum
Mukotsanjera to the wold.
By declaring kuti arikunotora nyoka nezvidhoma ndopaakairasa🤣🤣🤣🤣🤣
Vanhu vakaita noise chero ari mukotsanjera anosiya we
Feed back Baba wangu chief mutasa wanoida... mukdzi uyo ngarege kunyera vanhu.. plus Bab Taps kakuti shooo pamovie iri Kari kubvepi
Ukatonga nyaya yausingazozivi kwayaperera hapana chaunenge waita zveee kkkk
Karanganda waiyapo ere asinyole
Nyaya yenyoka nezvidhoma yanetsa😂😂
vanhu munoti mukadzi uye ndiye aifanira kubata nyoka hr kana kuti mudzimu vawo mudzimu ukangobuda hapana zvaanoziwa munotonzwa kuti unozvigona hr usina mudzimu
Mambo Mutasa mabaya dede nomumukamwa. Abisha Na James ngavafambe vari two ndivo vanezvavakabata vanoda kupedza mhuri chte nourombwa hwavo
🎉🎉
Kkk kkk saka imi batapas amuna kutiudza kut mundau wakabv akutiza😂😂😂😂
Taura henyu kuita zvekunzwa ne guhwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhai zvako hanzi vavarimumota yevatori venhau
Ini pandaona kuti panechitsotsi pakagara panzi vati muchabhadha mutumbi wandikushandisa mombe😮
Ndopakabuda hutsotsi hwese ipapo
But that's way mudzimu ukabuda pamutorwa
Ndozvinoitwa hazvo
Bunzamukombe ngaauye apo.Mudzimu haubudire pamutorwa hazviite
Zvinoita hausi mudzimu wekutengera machira uchizorapa ka zvakasiyana
😂😂😂Mambo Mutasa takazvitaura kuti imbavha mukadzi uye nyoka nezvidhoma haana hatina kuzviwona Mambo munotonga hakuna mombe yanowana pasi nembavha😂😂😂😂😂
CHIEF MUSARASIKA MURI MUNHU MUKURU
Akazogara wani
Ini sekuona kwangu nganga iya akaita basa rakanaka.
Mambo Mutasa vari kuda kushandisa vaMukotsanjera asi vakukanganwa kuti vakati havatumiri vanhu kunganga dzavo. Gonye rapinda
My own Netflix ❤❤❤❤❤
Mamwe madrama ekwamutare anyanya Manicaland uuuuuum 😂😂munosvika pachikamu chekuzorora
Silent waters run deep...I fill pity for this woman...😢😢😢
Masamba akawosiyana
Vanhu hawasi kutsanangura kuti chakatadzisa kuti zvinhu zviburitswe pakanzi ndezvefeki munhu akatengwa ndozvakatsamwisa baba pakaburitwsa kuti munhu tengwa
Chief Mutasa is very intelligent.
But panyaya iyi hapana zvavarikunzwisisa kana kugona havasi
Mambo makachenjera
Mambo apa magarwa nemigara n'anga matadza kuoneswa nyaya
Haa mbuya Vaya zvimwe zvacho zvaibatika ,zvimwe inhema chaidzo
Mugaran ,'anga wakabata mambo
Yeah kunzima
Ngavaende kwaTsvuu
Mambo is right Nyoka iripi sekutaura kwake kana ini ndaitotiwo nyoka