Kubatwa kwe NYOKA nezvidhoma zvekwa Kanjanda

Sdílet
Vložit

Komentáře • 572

  • @Karanganda
    @Karanganda  Před 11 dny +63

    Pa Sound muchatiregererawo ….. Hazvisizvo zvatinotarisira check our record. Tine urombo , tatombomira mira kuti zvisvike pazviri .maita henyu nekuzwisisa.

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok Před 11 dny +3

      Nguva zhinji you deliver basa riribho, so we understand.

    • @patiencemujuru296
      @patiencemujuru296 Před 11 dny +2

      Vanokusvorai havaizivi Karanganda babaTaps isu toiziva takanyarara hati complain motikumakwiringwindi kwamayenda kuya mishini yaitombotsveyama chete keep it up kufadza munhu wese haisinyore🙏🙏🌺🌺🌺.

    • @musashoko1389
      @musashoko1389 Před 11 dny +1

      Sound bho zvekuti baba

    • @jabulanimutasa4267
      @jabulanimutasa4267 Před 11 dny +1

      You’re unblamable ba Taps. We appreciate you so much

    • @siphidube9811
      @siphidube9811 Před 11 dny

      Kulungile baTaps❤

  • @A_JM585
    @A_JM585 Před 11 dny +19

    Kana zvisina Mukotsanjera hazvindinakidze nhaimi zvandatova addicted to one n'anga 😂😂😂😂😂

  • @tatendachidemo1908
    @tatendachidemo1908 Před 11 dny +18

    Anhu woye idiko karanganda huchi hwegonera .....❤❤❤

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw Před 11 dny +29

    Mai ava havasi tsotsi here ava nyoka yacho irikupi uuuuu zvinhu zvacho svikiro ririkuda tea😅😅 😅

  • @user-tm7mo5bi4y
    @user-tm7mo5bi4y Před 11 dny +11

    Izvi kaa baba taps ndezve kunyepa amai ava ìmbavha zvawo ngavatsvage umwe munhu avo kwetè ngavabate nyoka yavafambira kwete nhoroondo

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 Před 11 dny +10

    Zvimwe zvacho tinongonyeperwa pachena mai ava hauzimudzimu uyu wanenge wanoziya nezvemhuri iyoyi akavhunzurudzwa chokwadi chichabuda ngavadzoke futi kwaShumba my brother of intelligence ooooo anozvidhura wese nemurume wacho

    • @sungano1
      @sungano1 Před 11 dny +1

      Vakarohwa vachataura

    • @-johnchikura
      @-johnchikura Před 11 dny +1

      😂😂ngavadaidze Mukotsanjera chete mukadzi uyo arikunyepa zvakaipa

    • @user-yk3id1cw1k
      @user-yk3id1cw1k Před 10 dny

      Asi munhu anganyepera kugarwa nemunhu waasina hukama naye here

    • @-johnchikura
      @-johnchikura Před 10 dny +1

      @@user-yk3id1cw1k zviri pa2 kunyepera kana kugarwa chaiko,,,cz kana family isina kubatana ma1

  • @user-kx6gh5tv7p
    @user-kx6gh5tv7p Před 11 dny +14

    Mbavha nyoro sure aaaaaa vanonyepa mai ava apa muunyoro
    Endai kumwe apa hapana zviripo musavapa mombe ava mai

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Před 11 dny +14

    Batai Nyoka yamafambira

  • @user-xd6ys2ut3o
    @user-xd6ys2ut3o Před 11 dny +8

    Thanks baba taps tange takakumirirai munobika mutakunanzva tatoti dhesheeee hedu pasofa iwe woti kwete usasoshoraa

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 Před 11 dny +2

    We appreciate ba Taps.
    Zviriko here izvi? This brought tears into my eyes when i saw the faith this family has and the moment the lady ane blue akabata mwana started crying

  • @user-iv2hr2mm5n
    @user-iv2hr2mm5n Před 11 dny +3

    Kkkk sheedzai Mukotsanjera mukadzi uyu akabudirwa kudai haa pannakidza munyika mune nzara 😢

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d Před 11 dny +9

    Uku ndokuitiswa

  • @williamchanga1036
    @williamchanga1036 Před 11 dny +4

    Kkkkk uyo mkadzi anonyeba uyo .. kana aribaba wemusha ngaabate nyoka nezvikwambo chete😂

  • @sinikiwemoyo8017
    @sinikiwemoyo8017 Před 11 dny +9

    Uyu anokakama ndiye akaromba, akuvadza vamwe vana. Muroyi mukuru uyu.

    • @SpiweGodzi
      @SpiweGodzi Před 11 dny

      Anenge akanotsvaga mushonga wekuti baba kna vada kutaura zvikakosha uye zvekut vasunungure obva atanga kutaura taura Kuti vavhiringike vobva varamwa

    • @ssam1430
      @ssam1430 Před 11 dny +1

      Nyoka kana zvidhoma hazvibude apa, paaita ndimi nema heish ndabva ndati finish

  • @StanleyGumbo
    @StanleyGumbo Před 11 dny +6

    Chinenge chokwadi kana mhuri ichibvuna ini moramba sei ivo vachitaura zvozvikanwa nemhuri muchazo tenda kumagumo zvinoitika izvi zvichitanga anenge manyapo choro vasina kuzobata zvareva tichaona final Baba taps fambirai nyaya yacho kusvika yapera please

    • @politedhakazhe3576
      @politedhakazhe3576 Před 11 dny

      Uyo weshangu Chena Anga achingooneka kubva kwekutanga kuzhinya zhinya kunge kusakwana
      Plus vanga vachitaura zvanga vachibvumirana nazvo family
      Zvemombe vazvitaura Wani Kuti dzirikunzi yazvisungirira
      Zvekuti vatadza kubata nyoka ehe asika vataura zvaita mhuri igutsikane ndivo

    • @juliamhurirotapera1322
      @juliamhurirotapera1322 Před 10 dny

      haaa kunze kune mbavha uku

  • @PatriciaSibanda-zf3kw
    @PatriciaSibanda-zf3kw Před 11 dny +10

    Tsotsi irooooo munobirwa ngevanhu vnobudirwa nhema

    • @jonathanngara5329
      @jonathanngara5329 Před 11 dny

      Ndazvishayawo ini
      Dzimu rinopanda matare rakamira akuna zvakadaro

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 10 dny

      ​@@jonathanngara5329baba vemusha vanotaura vari pavanoda remember zvasiyana nemidzimi iya yatajaira

    • @jonathanngara5329
      @jonathanngara5329 Před 10 dny

      @@nomsanyika151 hazviite
      Dzimu remazvokwadi rinohwarara...ngozi nechikwambo ndizvo zvingatopanda zvakamira

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 Před 11 dny +4

    Ko vanhu muri kuti mukadzi uyo ari kunyepa. Inga hama dza cho vari kuti hakusi kutanga kuzvinzwa. Ichokwadi chirikutaurwa nemukadzi uyo?😮😮😮😮😮

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 Před 11 dny +1

      Haagh mhuri chero yagutsikana vane tunhu twavatoona natwo kuti ndiBaba vedu... Kana mukotsanjera akambosorwa big tym bt zvezvi same munhu aishoora ndiye akuti number 1.. Zvimwe zvoda kumbopa nguva kuti zvikufamba sey

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 Před 11 dny +7

    As long kana iri Karanganda ndoisa like ndisati ndanzwa nyaya ..

  • @user-uk4kv1js2o
    @user-uk4kv1js2o Před 11 dny +11

    Ko zvidhoma zvacho nenyoka zviripiko

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 Před 10 dny +1

    Haiwawo mudzimu wekupiko iwoyo. Torai mukotaanjera aburitse dzimu iro pamwana or muzukuru wemumusha umu.. Aronde nhoroondo sezvairi muridzi we musha unoramwa zvekupenga izvo... kana wakasiya mikwende yavo ngavasiye watora aaaaah kuda kutonyengererwa vambowingeiko nhai

  • @Tim986
    @Tim986 Před 11 dny +3

    Ngatinamatei hama mazuva akaipa ekupedzisira mweya mizhinji inosimuka ichizviita chiedza

  • @tanakachirikure8112
    @tanakachirikure8112 Před 11 dny +8

    Nyoka ngaibatwe first... Mombe tevere

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 Před 11 dny

      Iye anotanga nemuripo sei kkkkk

    • @tanakachirikure8112
      @tanakachirikure8112 Před 11 dny

      Vange vakaonera mombe iyo,and vaiyida ipapo ipapo, manje yanzi 3 mnths... Kkkk

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 10 dny

      Saka ukushora zvinhu zvabvumiranwa nemhuri yese kusara kwechirume chebunho chiya chavhiringa matare,mombe ngaitobuda

  • @primrosemarimirashiry8460

    Mudzimu wakapfeka bhutsu 😮😮😮ko blouse vakashandikira Wani kkkkkkk kuti chuuuu

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před 11 dny +5

    Tiri kuda nyoka yedu yawakati uri kunobata iwe mbavha iwee😂😂

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Před 11 dny +9

    Ayaaaas gore rino ahhh zvikwambo zvirikubatwa weeee baa Taps makaunzwa na Jehovha chaiko

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 Před 11 dny

    Mazotigonera baba Taps aaah l was waiting for this

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 Před 11 dny +2

    Musha wacho ikomboni

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před 11 dny +2

    Ndosaka varikubudira pamutorwa 😮😮vakatozviona kt mhuri yacho ineproblem

  • @PatriciaDadirayi
    @PatriciaDadirayi Před 11 dny +2

    Dingindira ..... ( Kubatwa kwezvidhoma nenyoka ) Ndazozvishayawo ini

  • @kervinmutasa9493
    @kervinmutasa9493 Před 11 dny +2

    Wanhunwekuziwa wese awa amana...mwari sunungurai mhuri iyi

  • @choks1977
    @choks1977 Před 11 dny +4

    dingindira: nyoka nezvidhoma ngazvibatwe!

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t Před 11 dny

    Was waiting for this ❤❤❤❤❤

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před 11 dny +4

    Mambo Mutasa ngavabate mukadzi uyu, zvaakati ari kunobata zvacho zviripi

  • @Stavo702
    @Stavo702 Před 10 dny +1

    Vakutoda zvavo mombe yavo pamutumbi. Easy money😂😂

  • @user-yy2rm9hy9z
    @user-yy2rm9hy9z Před 11 dny

    Watching from Masvingo ba taps waiyepo hre

  • @MelusiTimoti
    @MelusiTimoti Před 11 dny +5

    Zvotaurwa zvabvepi futi zvavanga vaneshungu dzazoyendepi

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 Před 11 dny

      Inhemaidzi she's after mombechete mumushaumu, Remember ati ndirikunobata nyoka so iripi.

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 Před 11 dny

    Haaa pakaipa chivanhu chandiremera ndatadza kunzwisisa,ko zviya zvinonzi nebible vakafa havana chavanoziva wani, thanks Karanganda ❤❤❤

  • @user-ok4to6ym9w
    @user-ok4to6ym9w Před 11 dny +2

    Uyu arikuramba inga akambobatwa ndimukonzanjera ngeyi arikuramba

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Před 11 dny +3

    Baba kana varivo ngavangomurova netsanangu ro kungoti Joo

  • @user-oq4dk1xo4y
    @user-oq4dk1xo4y Před 9 dny

    Mmmmm anhuwoyeeee regai timboona kwazvichaperera.

  • @shumiraijongwe6355
    @shumiraijongwe6355 Před 11 dny +4

    Ndezvenhema izvi

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 Před 11 dny +2

    Yah neh 🤔🤔kunzima! Jehova sisize Nkosi yami

  • @user-ok4to6ym9w
    @user-ok4to6ym9w Před 11 dny +1

    Love you karanganda team ❤

  • @user-ts4uw3tz5s
    @user-ts4uw3tz5s Před 11 dny +1

    Zvakwidza futi waiyepo hre ❤

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve Před 11 dny +1

    Kkkkkk mumhuri zvagara amuzombowirirani mese.😊

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5u Před 11 dny +1

    Kuti chuuuuuuu waiyepo hr ndanga ndati maziso nzvoko nzeve ndakavhurra chaiko ndichida kunzwa nekuona zvafambirwa zvacho wanike uyo anokkama avhiringa vhiringa mudzimu aaaa zvinhu zvacho so anoziva zvaari uyo anokkama vamwe varikuti ndivo baba wani

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Před 11 dny

    Ndafara was looking for this story
    Wagona bab Taps mwaaaaaaa😊

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Před 11 dny +1

    Zvinhu zvacho so. Kuti vachiri baba vacho here ava? Mmmhhhmm....the dots don't join🤔.
    K-TV ❤. Sound quality was a let down. Keep up the good work👍.

  • @sandragwanzura9180
    @sandragwanzura9180 Před 7 dny

    nhamo yakaoma sure..mai imbavha ava.havana kutombogarwa zvavo

  • @esnathmarata2978
    @esnathmarata2978 Před 11 dny

    Murisei baTaps tinokutendai nebasa ramunobata ❤❤❤

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Před 11 dny

    Ndiri kuona kunge kudunhu kwa Mutasa kuvengana kwedzi mhuri kwanyanya to the extent yekuti vanhu vakungo nyepera kubudirwa vodoma ari kufungirwa mumusha or wavakanzwa kumasowe. I think Madzi mambo should work Nemasvikiro/ mhondoro kwadzo kwete n’anga dzinobata zvinhu zvaka fanana always. Ngava shande nemhondoro dzino vheneka kuti pwere iyi iri kunyepa zvayo kana kuti iri pachokwadi. Kana vari baba ngava taure nhoroondo yedzinza ravo. Uye ngavango tauraka kwaka torwa mushonga.

  • @GodknowsSimango-tx3my
    @GodknowsSimango-tx3my Před 11 dny

    Aaaaaa madin kudana sekuru mukosanjere vapedze bas @mukosanjere to there world

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 Před 11 dny +2

    Tati batai nyoka mai sekutaura kwamakaita

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 Před 11 dny

    ❤❤❤❤❤ karanganda you're always there for me

  • @BothwellBlackclouds
    @BothwellBlackclouds Před 11 dny +2

    Handiti mudzimu unosvika mumba woombera wozivisa mhuri kuti ndini nhingi kwete kuzvikomira mumba aaa hameno maybe zvosiyana

  • @user-zz7vt5no2u
    @user-zz7vt5no2u Před 11 dny +4

    Imi musatenda kubirwa nembavhakadzi iyi, mukai mhani baba vapi vasingagari pasi

  • @MazvitaNemazie
    @MazvitaNemazie Před 11 dny +2

    aaaa hapna chaitwa apo.

  • @mashashaveeh3746
    @mashashaveeh3746 Před 3 dny

    Waiyepo here

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Před 11 dny +6

    Vanhu nzwisisai mafambiro echivanhu musamhanyire kuda kuona nyoka matare moaziva hr saka murikuti munhu kna abudirwa anongoti heyo nyoka iyi hr kkkk asina zvaataura

    • @MelodySamunda
      @MelodySamunda Před 11 dny +1

      😂😂😂 dzungu rega rega kani. Vanhu ngavaziye kufamba kwematare

    • @user-yc9ec7yr5x
      @user-yc9ec7yr5x Před 11 dny +1

      Mudzimu unogara pasi mhani uye unodoma nemazita kuti hama dzigutsikane kwete mabhidhiri awo

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 Před 11 dny +2

      They're the same pipo vachazoti futi mai vaya vairevesa... Zvichitanga soo hazvinzwisisike Time will tell.. YekwaChirimo muprofita akati within 3 days mune maona munhu vakati kuda mbiri bt scnd day akaonekwa izvezvi vamwe vachirikungoramba bt varubatwa apa witness iripo havabvune vanhu they cause confusion always

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Před 10 dny

      ​@@user-yc9ec7yr5xzvino ava ndibaba vauya kuzogadzira vega musha wavo dzinza chivanhu nekuronda mafambiro azvo hapasi pese panogarwa pasi

    • @user-yc9ec7yr5x
      @user-yc9ec7yr5x Před 9 dny

      Kuwanda huuya ,rume rimwe harikombi churu

  • @PatriciaSibanda-zf3kw
    @PatriciaSibanda-zf3kw Před 11 dny +1

    Finish pangonzi mutumbi uyu ndewevasikana vemanjuzu haaaaaa hapana chinobuda vanhu vasashandiswa mhani

  • @blessedhondo403
    @blessedhondo403 Před 2 dny

    Handisi kumu Truster mukadzi uyo ini mmm

  • @tsitsinyamukapa1888
    @tsitsinyamukapa1888 Před 10 dny

    Baba Taps muritsotsi musadaro muchikuchidzira zvisina basa.

  • @percychuma8424
    @percychuma8424 Před 11 dny +2

    Iyi mombe inoendera mahara kkkk kungondopinda mu kitchen dzevanhu munhu otopiwa mombe

  • @Dzaruu8877
    @Dzaruu8877 Před 11 dny +2

    Gwendo rwuno dumbu rinopwra baba taps

  • @user-bh7rs3tl3c
    @user-bh7rs3tl3c Před 11 dny +1

    😂😂😂😂😂hamubatike pano makaoma haaa 😅😅😅😅 maivepo hr 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 hoyoooo

  • @liliosamumwe9733
    @liliosamumwe9733 Před 10 dny

    Batanayi musaitirana godo imi Kanjanda

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Před 11 dny +5

    Mai ava Vanenge Tsotsi ..kana irimhepo ngaingotsanangura kwaakatora mushonga ..varikutsvaga mari avo matsotsi aya😢

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před 11 dny

      But Mai Ava vakanzi hapazikanwi kumusha kaumo

    • @user-tb6so5de6n
      @user-tb6so5de6n Před 11 dny

      Havasi tsotsi coz mhuri iyi havaiziv

    • @user-rt2hw2dw1f
      @user-rt2hw2dw1f Před 11 dny

      Pane anozivana navo itsotsi mother avo vakutoita zvekuporofita

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 Před 11 dny +1

      Haagh nyangwe utsotsi hwacho just picking a family from nowhere uchibuda paCamera why risking your life to that extent... Time will tell tisu futi tichazoti mai vaya vairevesa ngavapiwe mombe yavo

    • @juliamhurirotapera1322
      @juliamhurirotapera1322 Před 10 dny

      wanenge waita research ka nhai weduwee

  • @user-nd7uf4lw2p
    @user-nd7uf4lw2p Před 22 hodinami

    👍

  • @sinikiwemoyo8017
    @sinikiwemoyo8017 Před 11 dny +3

    Anokakama anowhanda nechechi. Ndiye avhiringidza magadziro epamusha

  • @alexanderkapiya7389
    @alexanderkapiya7389 Před 11 dny +2

    Mhepo kwayakatangira ndakaona kunge yaiva yechokwadi pàkazofambwa kusvika mumusha haaa vanga vakuporofita havo mai avo Kajanda akanga arova pasi hake 😂😂😂 maonero angu

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 Před 11 dny

      😂😂😂😂 aaah chitiregai ....kana arimuporofita hmm finish

    • @user-qs1kk6ho6o
      @user-qs1kk6ho6o Před 11 dny

      Chinonyepa chimbuya icho chave kutoporofita😂😂

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 Před 11 dny +4

    Kkkkk baba vanogo taura vakamira mumusha mavo asi vakafa vasina chituru here

    • @mamoyopee8246
      @mamoyopee8246 Před 11 dny

      Kkkkkk irabhahuma riri mukereke hari chituru

    • @jonathanngara5329
      @jonathanngara5329 Před 11 dny

      Akuna zvakadaro ...dzimu rinopanda matare rakagara kwete kumira

    • @daisychirambwi8758
      @daisychirambwi8758 Před 9 dny

      Uyu ane red uyo akutoziva kuty mai ava itsotsi, pane munhu akamupa small information wazviona hako mkoma wangu imbavha iyi ngabuditse nyoka nezvidhoma zvacho, steki wake ngaoneke imbavha iyi ngature zvinobatika matsotsi awanda aya

  • @eunicetangwena4722
    @eunicetangwena4722 Před 11 dny

    Baba Taps kana kumbotiudza kuti muri kupi sure, iHonde papi pacho. Ini ndiri wepaHauna

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 Před 11 dny

    Ba taps kanti zvema lap top ekuchikoro zvazvodii

  • @jenniferkashiri4746
    @jenniferkashiri4746 Před 11 dny +1

    Vanhu varikingomhanyira nyoka arikuziva zvaari kuita mukadzi uyu ko kana achinyepa varikubvumirei zvese zvaataura anga fembera here zvirikuitika mumusha umu remember munhu uyu haasi wemhuri iyi

    • @leobadingiswayo8408
      @leobadingiswayo8408 Před 11 dny

      Hauzive kune vanhu vanoda kuita kunge vanoziva zvese.....mukadzi uyu akuziva hake....worse mhuri iri kubvuma history

  • @Olcool
    @Olcool Před 11 dny +3

    Mombe yaenda mahara apa.

    • @Tatenda684
      @Tatenda684 Před 11 dny

      Vanhu vanenzara kunze uku kkk

  • @user-yc9ec7yr5x
    @user-yc9ec7yr5x Před 11 dny +7

    Sandinyore Chigodora aifunga kuti hazvinetse manje tatomukanganwa

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 Před 11 dny

      Nhai imi chigodora akakutadzirai chiiko hanawo mhosva uye asikuti mhuri iya yekuti wanopinda watchtower ndiye akakonzeresa

    • @user-yc9ec7yr5x
      @user-yc9ec7yr5x Před 11 dny

      Kusaziva kuti zvakazopera seiko,tiudzeiwo veduwe

    • @user-qb1pf6ym3t
      @user-qb1pf6ym3t Před 11 dny

      KO Chigodora akaita sey ?

    • @user-qb1pf6ym3t
      @user-qb1pf6ym3t Před 11 dny +1

      Hapana zvaakaita Chigodora and mhuri iye yakaruza nyaya Chigodora anotori bho ?..nyaya ndokusina chete musaudzana nhema

    • @everythingzim1
      @everythingzim1 Před 6 dny

      aifunga anorira

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 Před 11 dny +3

    Panekachitsotsi apa nemubatsiri uyu

    • @faithbungu9136
      @faithbungu9136 Před 11 dny

      Asika vadzosa munhu kuti dzoka ndiwe une vana vasingabereki vazviziva cy ini ndiri kuona sechokwadi

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Před 11 dny +1

    Pamwe mai ava vaisigwa mushonga why vachinja pavasvika pamba apa

  • @user-eo3mr3kg1b
    @user-eo3mr3kg1b Před 11 dny +3

    I think baba Taps you must learn to do a finished job,did you check your sound and everything, we are only hearing shhhhhhhh ,through out,pliz give us quality content

  • @hildajudy9161
    @hildajudy9161 Před 11 dny +1

    Hi baba Taps, its Jay blue watching in Capetown

  • @FungaiWapendama
    @FungaiWapendama Před 10 dny

    Haaa nyaya iyi ndeyechokwadi zvenyu

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 Před 11 dny

    Baba taps hoyoo

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Před 11 dny

    Apa ndopanoti BaTaps ichoooo🔥🔥🔥🔥

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 Před 11 dny

    Feeling so sorry for that man being accused. I could see the pain from his voice

  • @user-rp1kl9he1e
    @user-rp1kl9he1e Před 11 dny

    Baba taps wakufema kunge Chivhayo

  • @RoselineNoku-dv6fg
    @RoselineNoku-dv6fg Před 11 dny

    Uyumudzimu uyu hay panekachitsotsi karipo apa mudzimurudzii unoronda matare wakapfeka shangu hay totiuri smart here hayregaitione iyindongozi irikunetsa mumusha umu chimwechanetsa kunevarikutenda vamwevarikuramba regaitione kwatinosvika

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 Před 11 dny

    Mavhaaaa mavhaaaa masungisa purisai munhu

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira Před 11 dny +5

    Mai valapfeka yellow imbavha inhema idzo tsvagai Tsooookaaaa mupedza zvose zvengozi, zvidhoma Mukotsanjera woyeeee!!! BaTaps tsvagai Tsokaaaa pliz

    • @YeukaiJeche
      @YeukaiJeche Před 11 dny +1

      Murikuuchirira nhema vanhu vakutsvaka Mari nezvisirizvo hey

    • @judithmasenda4355
      @judithmasenda4355 Před 11 dny

      Taura hako Tsotsi vanoda kurohwa

    • @Dzaruu8877
      @Dzaruu8877 Před 11 dny

      Vakabvako

    • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
      @kingsdaughtersaltoftheeart5194 Před 11 dny

      Taura hako vachaona kuti vakaomberera ngozi . These people are giving this woman too much information asati ataura.

    • @PainKawiwi
      @PainKawiwi Před 11 dny

      Vanzwa zvemombe here wangu​@@judithmasenda4355

  • @LonnahKasuro-uy2gg
    @LonnahKasuro-uy2gg Před 5 dny

    Asi mhuri ndeyekwamarange hre mhuri yese ndebvu😂😂aaaah mai awo katsotsi aka kakadzi kane black and white ndokataura zvese zvemhuri batai nyokai apo

  • @tendaikoofa8497
    @tendaikoofa8497 Před 11 dny

    Hamusi makanganwa here wasu kutibhuyira kuti icontinuation. Part chakadaro hameno....zvisinei naro sofa rese kuti dheshhhheeeeee! Ndaiepo.

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa6333 Před 10 dny

    Kungoti tajaira vanoburtswa naMukotsanjex

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw

    Chikwambo chogona kutsanangura nhorowondo futi saka ngwarirai

  • @trevormakate7687
    @trevormakate7687 Před 11 dny

    Watching from UK

  • @user-tj8ib6lr6d
    @user-tj8ib6lr6d Před 11 dny +1

    Munodzifambira baTapus
    MUMWE mamunofamba zvakaoma

  • @lovemoremuverengwi1268

    Watching from heaven

  • @MiriamChiwarakata
    @MiriamChiwarakata Před 11 dny +1

    Uuuuummmm izvi zvirikoo ere wanhu wee
    Todini mwari weee iii haaeatambudzika wanhu awa kuitiswa ere

  • @chipo6031
    @chipo6031 Před 11 dny +1

    Zvazobatwa ere?Mambo vachazonziiko, ivo vanzi endai ko bata zvidhoma ngenyoka. Mutumbi mupostori, anoshimanda, uchapihwa mombe yake mumwedzi mitatu inotevera. Ndabatwa nge confusion pane zvirikuitika, handizive pandimire. Rekai timirire chikamu chinotevera😜😜.

  • @libertymasendeke1838
    @libertymasendeke1838 Před 10 dny

    Ndiripo ini i am there i am there 😂😂😂

  • @JamesMandizvidza-yw8cm

    ❤❤❤ ndayiyepo iwe woramba

  • @user-md7xb5pe5v
    @user-md7xb5pe5v Před 11 dny

    Kunyepa wakasirwa zvose iwe nababa vako hapan baba vanokudanira kusirwa mhuri iyekaromba unosirwa zvese