Thank you Mr Macheso dai vanhu vese vanerudo serwenyu zvinhu zvaifamba ndinogara ndichitaura kuti patakaita basa pamba pemurume uyu taidya tichiguta chikafu chichisara hamudzikisire umwe munhu pasi hazvinei kuti ndiyani builder here or thank🙏🙏🙏 you so much God bless you mudhara and mummy l happy 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
Macheso haana godo haarwadziwe Bhonzoless mabbozda Famba nawo vafanaava Iwe macheso wakazvarirwa hanzi payi zviya yaa muShamva Gold Mine ka So you are great mineral in music industry you never go rusty like ZimGold😂😂😂
What a combination, Baba Harare is multi talented and with the support of the phenomenal Ambassador Extra Basso it's just magic
The combination is dope... So solid and fire. From babaShero Baba Harare and everyone else 🔥 🔥 🔥
Mr Mudimba sir
Mukuti regerera collab na baba sharo
i love all artist from mashonaland guys
I salute hangu Baba Shero, havana godo. Vakuitisa vana mari
If these 2 guy do a collabo we are in trouble🔥🔥🔥🔥🔥
Tingatyoke misana nekupfichuka😂😂
Aaah iro rinonzi Macheso rinogona iiih😂🙌🏽
I wish all the artists were like these. 2
You are right this is impressive
Giti I think it can be our real culture #manake big up to baba shero ❤
The best guitarist to ever lived on Zim soil. This is Chesology 👑👌🏾
Ndofunga ndiye anoridzira baba Harare
This is nice guys chimborowayi 1 song mese
Baba aSharo ndovabvisira hat zvangu mdhara vanokwana pese
Combination yemaArtist emuZim inodadisa thats gud guys jiti vs museve pkaip
Baba harare is a great artist
Inzwa bass macheso Mai ma1 🔥 🔥 🔥
Zaka zaka and Sekuru Poto salute. Kuruva rythim kunge Keyboard
zvirinani kuva nedata kana rikapera ndichiona baba shero hazvina basa ndinotenga rimwe
Bassssssssssssss macheso tiregerero
Baba Harare is so versatile,his melody voice chero guitar 🎸🎶 zvinoratidza kuti haana kutora mukana asi kuti ane chipo chakarooafadzwa🎉🎉🎉🎉❤❤❤
chero Mark Ngwazi is flexible on guitars.
Thank you Mr Macheso dai vanhu vese vanerudo serwenyu zvinhu zvaifamba ndinogara ndichitaura kuti patakaita basa pamba pemurume uyu taidya tichiguta chikafu chichisara hamudzikisire umwe munhu pasi hazvinei kuti ndiyani builder here or thank🙏🙏🙏 you so much God bless you mudhara and mummy l happy 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
inzwa ma rythm arikuba kumashure ukooooooooooooo
Boo here apo zvigure zveharare
What a sadaka 😂😂
Muchatinetsa imi zvigure😂😂🎉❤
Guys kwakapera mushe here ukuuu inzwa baba sheroooooo kuda kutomamisa vanhu negitare heyi heyiiiiiiiiii faaaaambaaaaa
Saka zvanzi "imombe", baba shero ndobva vaita kuti bass rikume😂🔥🔥
Zvasangana zvigure😂 what a combination 💪🏾💪🏾💪🏾
😂😂😂 the combination is hot🔥🔥🔥
😂
😂😂😂Iwe
@@vanvalentinemhute1381 ❤
Haurevi nhema
this is a delight to watch 😂😂😂
Saka mukuti MACHESO anogona magutare ise zvee
This is amazing ❤
Good to see u guys sharing the stage
yes this is called sharing the stage❤
The living legend Alick Macheso
Zaka Zaka uyo ku back inzwai tambo
You people babashero is really legend
I cant believe this guy baba Shero can just play any guitar chords hmmm
Awesomeness 👌
Deadly combination!!!
If there is something Macheso knows is sound
PAUL MPOFU DRUM MAN I SURRENDER
Ishasha iyooo
So talented
Yep ag good combo there🤗🤗🤗🤗
Macheso wasnt happy bout that guy dancing with the guitat
Yaah asi kuti rinozofa here
Macheso haana godo haarwadziwe Bhonzoless mabbozda
Famba nawo vafanaava
Iwe macheso wakazvarirwa hanzi payi zviya yaa muShamva Gold Mine ka
So you are great mineral in music industry you never go rusty like ZimGold😂😂😂
Uuuum baba jiti mune kajitilini kkkk kdzorera song sezvairi here vamwe kuma life show mavoice haatobudi aah
Fantastico!
For me the rythimist is super i like that guy
Sekuru Poto
Welldone guys
Guys macheso idhara aiwa 😅😅😅
Majuzi anedzungu kutamba ahagonee
Well done baba harare
Vanhu vakaenda ku show kunotora ma video chete nhai😂😂😂😂
Good combination
Mafaro kuvanhu..ndokuti vanhu vafare hakuna chinonzi mvana
Kariba anenge akutoda zvekufambaaaa
Aripapi ndisikumuona
Macheso kunge aivapo pakaitwa song yacho mu studio
Haaa kanyika kedu kanosparka 😂😂😂😂
Makhadzi.,vee ,sulu now baba Harare.. chesology
Uuuuhm varume kaaaa, Cheso Power to the world....
Nice one family
Ummmmmm machoso ngatimbo muchengeterwa namwari anonaka mudhara uyu🎉
❤❤❤❤❤🎉
Extra basso ndi boss❤
Ma!1 vakomana baba Shero na baba Harare combination yakaipa iyi
Nice compination
Zibaba reHarare ma1😂
Hanzi mamuona Harare here😂😂
Macheso haasi bho Mdara uyo . anorepa gitare uyo wamunoti SA harare uyo muhombe uyo ndatemda hangu
Why did it have to end there?
Bass iro baba Sharo musadaro 🔥 🔥
haaaaa, guys, Zim music ine talent. Pabatwa bass apo.
Father Harare
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kubasa kwababa kunebasa rekuita basa varipabasa pepanasa pavo😅😅😅
Sekuru poto finaly i know the name 😅 rythm is super listen carefully
Zim inonakidza hayo ndapota
Was Baba Macheso also sing ikabuda ndinoidzorera 😂😂😂😂
Ndopaunonzwa rimwe richishora nxiiii Zanu musadaro
Zaka rhythm iyo along bass ne lead
Zaka Zaka na Poto nabaShero sando dzenyu
Hanzii na mabla😂😂😂
Team raiveko rainakirwa guys jealous down
Baba shero Boiz😂😂😂
Haa ini ndanakirwa hangu
Baba Sharo❤
Ma1 aya. Ayayaaaaaaa
Menya ngoma amufumu
Mambo ava havasi fair pakutonga kwavo.ngavasiye munhu aende nenyaya kumberi
King of sungura naFather City haaa combo yenyu chikwapuro
Baba Harare makapenga
Zvasangana zvigure zvese
Macheso vanogona
Lead guitar kwava ne Newani ku Orcherstra Mberikwzvo
zaka plus sekuru poto ma1 ayo
Drum technician arikunakwa
Famba baba harare
DNA, Dai Nyakutunda Azivikanwa
Amana Sungura inonaka hahahahaha😂😂
I think baba harere vanenge vana ba shero pa live recording
Great combination ❤❤❤even madancers manyama
Harare wakanyanya🤣🤣
Music unonakidza amanaaa madhara Aya anonyatsoigonaa
Magitare ayo ma1,ma backing vocals ayo ma1 plus sound ma1
Pakabatwa waya apo
Ehe zveeeee
Dangerous compination