munhu anonzi Macheso chibaba kana mazogara. ndakambosangana naye ndikamumhoresa he is so humble zvekuti ndakatoshamisika zvisingaiti. May God Bless Baba Vashero
Guys kune vakaona dewa namacheso kwamataga then mu zvishavane pa clash of the giants will agree with me kuti vakomana vaiwirirana. I remember dewa played main rhythm pana monalisa na charakupa . Macheso played lead ya samantemba and sang zvinoita murudo . Rest in peace Bvumavaranda
Macheso is indeed the great father of this industry unoshaya paasingakwani
👊Maruva ake mdhara
Baba Shero u are such a great father indeed , God bless you
Pavaimbi Vose Peter anoRespect Mudhara Macheso guys
Zvisingaite❤
True ndokuti mwana
Hachisakere chimdhala Macheso kkkkkkkk
munhu anonzi Macheso chibaba kana mazogara. ndakambosangana naye ndikamumhoresa he is so humble zvekuti ndakatoshamisika zvisingaiti. May God Bless Baba Vashero
If kusagwadziwa was a person......Macheso is on another level.
kkkkkkkkk muhombe uyo
Ndozvaanochengeterwa namwari izvozvo
Achirwadziwa nepwere idzo here
ZVIMWE NDEZVIMWE PETER ANODA MACHESO JEALOUSY DOWN❤️❤️🌹🌹❤️❤️🔥🔥🔥🫶🫶🫶🫶🫶
I like baba Shero zvekutodaro he is so humble
Very true Peter , ndoSong inodiwa naChesoo chaiyo bcoz ndoyakamuchemedza parufu rwa Daddy Dewah
zvinoita murudo the best of all times
Spencer ❤❤❤❤thank you Peter Moyo neUtakataka naMudhara wedu Baba Aleck munhu asina godo ❤
Ndakutendai POSTOR . Imiwo mondikuvadza neSong ZVIRATIDZEI MEGA 🎉🎉🎉🎉
God bless machaso for ever and ever
This guy is one of a million
Legend Cheso Power 🎸🎸🎸
Putting a smile on someone's face is the greatest joy I ever seen. Keep shining baba Shero kuvana venyu Mwari mupenyu
Peter moose your father is very proud of u,l really love the way u respect macheso ,wakapenga
Macheso you really humble I like ❤❤❤❤❤❤
Baba vevanhu vaMacheso onelove mdhara❤
Peter ndiye one munhu ano respector maElder ake mwana akabva kuvanhu
Ukamuona aina Soma, anoita kunge ndibaba vakamubereka, anototi Daddie
Thank you baba Shero munemwoyo wenyu mega
Guys kune vakaona dewa namacheso kwamataga then mu zvishavane pa clash of the giants will agree with me kuti vakomana vaiwirirana. I remember dewa played main rhythm pana monalisa na charakupa . Macheso played lead ya samantemba and sang zvinoita murudo . Rest in peace Bvumavaranda
Macheso ndakupa maruva uchiri mupenyu
This is so touching and pure ❤️🙌🏽
Macheso the GOAT
Sisi toita Basa, reropazakomesa, Mwana Nzambe,Mwana kwekwe,❤❤❤
Baba shero rambayi makadaro mwari anokuwedzerayi mazuva yekurarama 😮😮
Peter Anorova pafair dhehwa chaiye
Peter muhombe musunguraa hake doing well n he respects ma elders
Peter God bless you to keep your fathers 's legacy alive ❤
A true Leader and Father... Macheso God bless you
One of our great of all time Aleck macheso
Baba Shero rudo rwenyu ngarurambe rwakadaro musimudzire vechidiki
Haaa Peter Dhewa sando tofana kungokupa
Baba shero you're a great leader and a legend .much respect for you my sènor
Haaa vahombe ava, master of sungura❤❤
I happy to See shiga shiga ❤ this guy motivate band members
Rip Dhewa
Tuku reincarnate. Salute
Ayaaas ndobva ndasuwa tongai moyo hangu murambe muchidaro muchimurangarira nebasa raakabata
Zvinorema sure kurarama dhewa vasisipo veduwe 😢😢😢😢
Baba shero your the best
More life to you Ayaya🎉
Ayaaaaa yaaaa
The Uncomperable... Alick macheso, 1 Mdhara ava
Mudhara haarwadziwe uyu
Mudhara maçheso muri gomo ndabvuma plus dewa
Macheso n Peter pane rudo
Spencer ❤❤❤❤❤
There is a lot to learn about life from Macheso
Rip mupao mukonzi big up chesology
Respect elders like macheso
Let love lead ❤❤❤
Baba Shero and Peter
As always baba never disappoint
Ari kurova ma drums akanyanya
The maestro
❤❤❤❤❤❤❤
Well done baba Shero
This is a good father baba Shero havadade mhani keep it up mdara
Ayayaaa🎉🎉
Peter wakachena mufana
Macheso is goated
So interesting news
Cimdhara chogara chaka charger ichi 😂😂
❤❤❤❤❤❤
Respect Baba Shero
Makapenga baba Macheso muri chibaba
Chesiology ❤❤
Spencer Spencer huya nengoma
Respect 🙏
😊😊❤❤❤ Echi 😪😰
Murume muhombe uyu kkkkkkkkkk
Zvodadisa
Macheso u a to much
Igweeeee
Igweeeeeeeeeeeeeeeee
Cheso rini power
Baba shero goat
Ndopaunzwa chimwe chipfanha chichiti chinoda kupedza Macheso.
Imagine
Bolt cutter
Bolt cutter vari muoffice
did macheso shere stage with Tongai moyo i haven't seen them?
Yes one of the galas yandakaona tongai wearing white trouser and a red shirt.... Fans went crazy
Yes many ,,vaita izvozvi tongai wairidza shedia ,,macheso wairidza yaarikuimba iyi ,,then samanyemba macheso bass
Many many shows
True legend Big up mudhara well done to u Peter ne respect ku vakuru 1 luv
Yes yes
For the love of music one love. I respect them vaimbi vano dai
❤❤❤❤❤❤❤