We are tourists in this world,why do we need ths and that yet when we are going home'heaven' we go as we came naked.being poor doesn't mean u ar not th candidate of heaven
Unenge watambura zvakadi pakusvika kuuraya vabereki nekuda Mari iiiiiiiiii zvakatooma vanhu vema zuvano vaku rarama hupenyu we feck and chero kana wada Mari yakadaro ziva kuti wazvipira pane zvese and one day is a one day zvichaku netsa 😢😢😢😢😢😢 😢😢
If you're forced to kill your parents, would you? A good person would say I would rather die myself than kill my parents. Also, he should have gone kune dzimwe n'anga and told them kuti I'm being forced to do this and that; there is always someone more powerful than the one you saw. I agree with you, he should go to Sly, they will recommend the best n'anga.
usada mari kusvka pa kuromba ukatambura usina mari kna chikwereti ne munhu uri good 100%
We are eliens here on earth. we brought nothing to this world and we shall take out nothing. Godliness and contentment is a great gain.
We are tourists in this world,why do we need ths and that yet when we are going home'heaven' we go as we came naked.being poor doesn't mean u ar not th candidate of heaven
Now you are getting the reward job well done there is nothing to cry go for it man
Ndomubayiro we wezvivi mudikani sirivheri nendarama hazvina maturo ndezvepasi pano😊
Unenge watambura zvakadi pakusvika kuuraya vabereki nekuda Mari iiiiiiiiii zvakatooma vanhu vema zuvano vaku rarama hupenyu we feck and chero kana wada Mari yakadaro ziva kuti wazvipira pane zvese and one day is a one day zvichaku netsa 😢😢😢😢😢😢 😢😢
ngatigutsikane nezvatiinazvo nekunamata kuna mwari vanonzwa minyengetero yedu kunamata kunokudzora kuita zvisakarurama ngatityei mwari
Nanga hadzina kumira mushe. I think kurombesa should be criminalised bcz nanga dzorombesa dzikuurayisa vasina mhosva
KKKKK wandinakidza hanzi criminalised.
Satan aripabasa
What ever happened in the dark it's always come to the light
Dzokerai mundonhuhwigwa nezvinhu zveny zvamakatanga
Svaka vanhu vaMwari vanokubatsira nekukasira wobvuma nyaya yako yose Jesus died for us all
Yah imsebenzi yokuthwala 😢😢
Kunzima
Kunzima shame
Yowee beta ndife nenhamo yangu
Vabereki shuva hauna kwaunoendda baba namai wako saka uri kuda kubatsirwA nani uye nei dzokera kwawakazviita
Vanhu vakurarama fake life😢😢😢
Ummmmmmm😊
Kuti munhu uyu asunungurwe ngaangoreutura kumhuri awane kusunungurwa panyama nepamweya. Asi zvinotyisa, vana vedu zvava zvikara sure.
Haa wamama muface wanku hapana chinouya nyore uchapfidza hako kana chawaiurayira hama chii.Pane wawakambonzwa aneguva renhamo here.Apa ndopawakuchitambura worse.Urishit yemunhu isu vamwe kutodemba kt dai tiine vaberekiwo.Haa unengozi wanku
Iwe hidey ndine mubvunzo kwauri dai zvinhu zvako zvisina kuzonhuwa waiuya nenyaya yako pamhepo here?
My question also
Vakomana vanhu dzidzai kudzikama , mugutsikane nezvamuinazvo, mari yakangonaka ichiuuya shoma monthend ichipera
Mubvunzo wangu unoti ko zvaiti pamukadzi wake hazviiti nekuti mutorwa ko amai vake sei akavasevenzesa sezvo naivo vari mutorwa zvakare?
Dzokera unogadzirisa zvawakatadza usahwande
If hako wakadaro ngozi yamai iyo unoiripa nei
Kuda maviews here ?
Yuwiii inyaya dzeshiwa here pano
😢
Panyo panematuzvi unoromba nevabereki kuti zvii romba nenhengo yako
Hell is waiting for you .kuuraya vabereki vakakuunza panyika shuwa zvakaoma hazvo
Yoo so sad...
Ummm kuraya hakuna kunaka veduwe nekuda kwemari ,munhu zvishandire zvishoma izvozvo unorarama
Tswakai Mwari wenyasha achawanikwa imi
Udza hama dzamai vako zvese zvawakaita mai havauraiwi
Kusagutsikana nezvaunazvo kusvika pakuuraya vabereki uri stupid chaiyo dai watodya tsina yavanhu chaiyo
Uuuuu uuuu uuu kune vanhu vanoita mabasa erima panze apo
Ndizvozvinoita kuda hupenyu hwakapfava sehonye
Killing just becoz of wanting soft life zvinorwadza izvi killing some pple coz of mari i hope bhudi dai life yakuomerai y killing vaberki vako
Yowe inga wakaoma nhaiwe kuri kuda mota basi.
Yoh ndashaya remuromo
Zvakaoma ,urombwa
My advice kune vanoda zvinhu ndoozvazvinoita kuromba hakuna zvakunomboita kusiya kwekudzokera muiti kunyange waita usingazivi kana waita uchiziva mubairo wezvivi rufu ...tengesa madomasi ako vamwe joni takaenda zvishoma zvishoma kutangira ku Limpopo now tave ku Capetown Mwari vanoropafadza mabasa matsvene emaoko vanhu ngavatye Mwari vabve muzvakaipa
Zvakaoma shuwa
Shame ngatidzidzei kugutsikana nezvatinazvo my brother it's best for you to go to church and get deliverance
Hakuna chisingaperi
... U can win today.... Mangwana zvinokumukira chete... Ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakaipa wazviitira futi
Please go and pay zvinofana kuripwa. Kumhuri imwe neimwe yawakaitira chakaipa.... Wokumbira mwari ruregerero. Surely he will forgive u☑️
Dai wakangofa hako nekuona ma secrets evanhu than what yu did to your parents
Vanhu vamunoisa mapics avo panyaya dzenyu idzi vapenyu here
Justmuvhuro sei wsdaro kuvanhu awa
Zvakaoma
Hie aunt mamo
Maswera sei
Aaaaah nhamo inokuitisa
Dzimwe nyaya dzinonzwisa tsitsi
Panoduda mweya uyu vanenge varipo vomuvhunza kuti kwaunobva ndekupi inoku daircter dzinza iroro kusvika wavika pamusha iwowo
Evil
Yoo lizoyeka ukuthwala
Enda ku slymesia iwe I understand kuti it wasn’t your fault u were forced
If you're forced to kill your parents, would you? A good person would say I would rather die myself than kill my parents. Also, he should have gone kune dzimwe n'anga and told them kuti I'm being forced to do this and that; there is always someone more powerful than the one you saw. I agree with you, he should go to Sly, they will recommend the best n'anga.
😢